Update on the late Chiedza's saga (Chenai). We catch up with Mai Sasha avo vakamuendera. kun'anga.

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 28 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 1.2K

  • @jesmannyashamufakosemufako5306
    @jesmannyashamufakosemufako5306 4 หลายเดือนก่อน +18

    Am already feeling a sense of guilt in her voice ini

  • @GratewinMbundire
    @GratewinMbundire 4 หลายเดือนก่อน +48

    Mai sasha taura chokwadi inga gogo vakati ndakakubvunza kuti toroya here ukati royayi vakati touraya mai sasha mukati yes ...gogo mudare vakati nhaiwe mai sasha ndakakubvunza rutatu kt wakashinga here ukati yes......nhasi wakurasira gogo nyaya ummmmmmm

    • @Tapiwanashe-o1q
      @Tapiwanashe-o1q 4 หลายเดือนก่อน +1

      Nhai nhai

    • @NyashaShunje
      @NyashaShunje 4 หลายเดือนก่อน +1

      Nhai ndizvo chaizvo Gogo vakati ndakabvunza kt washinga here akati hongu

  • @TanyaMachinda
    @TanyaMachinda 4 หลายเดือนก่อน +24

    Mai shashandokumbirawo ruregererewo Mai Shasta ndakakutadzira Mai shasha ndiregererewo Mai shasha sorry aya mashoko a Chenai ava kuzorora hake RIP Chenai

    • @ChipoNyatanga-tw8it
      @ChipoNyatanga-tw8it 4 หลายเดือนก่อน +2

      Zorora hako chenai mai sasha Havana zororo

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 4 หลายเดือนก่อน +27

    Rumai runonyepa urwu rwachinja statement iiiiii mwari. Chero ukanyepa ngozi wavanayo. Mai Sasha mai Sasha ndiregererewo mai Sasha in Chenai's voice😢😢😢😢😢😢😢RIP Chenai

    • @Veronica-xk3so
      @Veronica-xk3so 4 หลายเดือนก่อน +2

      apa mwana mudiki kuzoti paachaita 40 yrs panenge paipa

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 4 หลายเดือนก่อน +1

      Taura hako shaz

    • @GalieCharidza-s6t
      @GalieCharidza-s6t 4 หลายเดือนก่อน +1

      Runonyepa shuwa

    • @LeeSengere
      @LeeSengere 4 หลายเดือนก่อน +1

      Kkkkkk warwadziwa

  • @mwanashachapeyama8184
    @mwanashachapeyama8184 4 หลายเดือนก่อน +28

    I don't think gogo is going to like these statements, apa adenha gogo apa, iyi nyaya haipere mushe. May Our Lord God forgive whoever is wrong in this nyaya.

    • @thembie5046
      @thembie5046 4 หลายเดือนก่อน +1

      Nyarara uone😊

    • @NyashaShunje
      @NyashaShunje 4 หลายเดือนก่อน +1

      Taura hako

  • @JulietGora
    @JulietGora 4 หลายเดือนก่อน +16

    Vana sikana imba kuti inzi imba
    Kupfugama nemabvi kunamata zveku nganga nezviporofita umwe akazorambwa anorepiwa kuma some. Chawagona apana.fight for imba yako by hard working financially muchibatsirana nemurume. Kwete kusvibisa musha wemurume zvakadaro

  • @MuneniMutsatsa
    @MuneniMutsatsa 4 หลายเดือนก่อน +56

    Mai Sasha nyaye dzenyu tiri kudzitewedza musanyeba zvamakataura pakutanga makangamwa ,mukuzvinyebera

    • @memoryncube5904
      @memoryncube5904 4 หลายเดือนก่อน +4

      Nemha unokangagwa

    • @NyashaShunje
      @NyashaShunje 4 หลายเดือนก่อน +1

      Ehe mufunge akungochinja nyaya,Aimbozvisimbisa ezvino akutya,rugare hapasisina apa

    • @LoiceDee
      @LoiceDee 4 หลายเดือนก่อน

      Can my sister go

  • @chiedzatigere7434
    @chiedzatigere7434 4 หลายเดือนก่อน +25

    Mai Sasha atori ne stress chaiyo kutaura kwake atori ne confusion chaiyo

    • @truthhurts4100
      @truthhurts4100 4 หลายเดือนก่อน +1

      Akuzvisimbisa hanzi hana haisi kurova

    • @gogoatanaka
      @gogoatanaka 4 หลายเดือนก่อน +2

      Inga aibheja wani kuti ngaafr Chenai hapana confusion apa

    • @GovathManuel
      @GovathManuel 4 หลายเดือนก่อน +1

      Katotanga kupenga kabenzi kemukadzi

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 4 หลายเดือนก่อน +12

    Nhema ndedzeyi mai sasha nxaaa tsek mhani

  • @bluebirdcarepass6002
    @bluebirdcarepass6002 4 หลายเดือนก่อน +41

    Musachinja nyaya maisasha

  • @prettymoyo4594
    @prettymoyo4594 4 หลายเดือนก่อน +7

    Aaah iwe chiregera kunyepa...wauraya wauraya......
    SHUWA zera rako kuuraya munhu.....Ndkucha mwanangu......i hope your are happy now......Nekuti Chenai nhasi asiya vana .Iwe murume wako mupenyu

  • @amandaannamperuka6205
    @amandaannamperuka6205 4 หลายเดือนก่อน +6

    Nhasi vakuzvikandira nyoka mhenyu vega vakanganwa zvavakataura before at 25 munhu wakutogona kuroya😢

  • @letwinmukoromeko6186
    @letwinmukoromeko6186 4 หลายเดือนก่อน +18

    Makabvuma wani mai sasha kuti makagadzira chenai

  • @tatendaharare3661
    @tatendaharare3661 4 หลายเดือนก่อน +4

    Tete Tilder taurai nagogo vanoti zvese bvuuuu pachena airi kunyepa uyu

  • @dorothymoyana13
    @dorothymoyana13 4 หลายเดือนก่อน +52

    Mukadzi uyu nhema takazvinzwa zvese from the start

    • @dorothykudai5182
      @dorothykudai5182 4 หลายเดือนก่อน +3

      nhai now munhu afa akunyepa

    • @netsaichukucha2212
      @netsaichukucha2212 4 หลายเดือนก่อน +2

      Imi mai munonyepa chaizvo kupamainzi makati woroya wega here imi mukati ndiroyerei imi.ko pic ra Chenai rakasvika sei kwa gogo.ramba zvake asi unowana zvakakumirira.

  • @FaustinaChiranga
    @FaustinaChiranga 4 หลายเดือนก่อน +19

    Haa nyaya iyi inoda kusiira mwari ndiye muridzi wazvose 🙏

  • @fortunatekashambe9796
    @fortunatekashambe9796 4 หลายเดือนก่อน +14

    Statement dzacho dza wandisa uye zvavakataura chenai ari mupenyu neizvo asi sipo kuti azvimiririre zvasiyana pamaiti aripe airipei nhay

  • @plugmillprints
    @plugmillprints 4 หลายเดือนก่อน +19

    Hmmm l have been following this story on Sly media including Gogo MaMoyo's side of the story hmmm,mai Sasha's version of this story is now different 😢

    • @fariiiiiiiiii_
      @fariiiiiiiiii_ 4 หลายเดือนก่อน +1

      Exactly vakutya 😂

    • @ForgiveChipp
      @ForgiveChipp 4 หลายเดือนก่อน

      Mai Sasha vakagadzira murume wavo not chenai

  • @MemoryGoja
    @MemoryGoja 4 หลายเดือนก่อน +7

    Mai Sashaaaa makunyepa henyu hongu chenai akatora murume wenyu but makazozvinyanya makatadza kuroyonora

    • @TrylovejoyKasimbasora
      @TrylovejoyKasimbasora 4 หลายเดือนก่อน

      Haaaa izvo zvakaoma hazvo mau sasha zve hiv siyana nazvo izvi iiiiiiii zvakaoma hazvo,,,,,mmmmm mwari ngavakukomborerei nekunyepa kwenyu

  • @marychigumira6419
    @marychigumira6419 4 หลายเดือนก่อน +13

    Ende kunyepa kwacho so ko maaudio vakanganwa here mai Sasha,vakugezera gogo nyaya dzako

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 4 หลายเดือนก่อน +3

      Vacharoyiwa ivo futi

    • @tambudzainechiwowe4968
      @tambudzainechiwowe4968 4 หลายเดือนก่อน +1

      Taura hako oda kugezera n'anga yake nyaya manje achagumbura n'anga yake vakazosinudzana zvichapandukirana.Apa akamboti ndakagadzira murume wangu handina kugadzira Chenai. Iyezvino ave kuti handina kugadzira murume wangu nxaaa.

  • @RuvimboMazambara
    @RuvimboMazambara 4 หลายเดือนก่อน +7

    Gogo mamoyo heyoo mhosva yakunnzi ndeyenyu, huyai pano

    • @thembie5046
      @thembie5046 4 หลายเดือนก่อน

      Gogo vakupihwa mhosva vakukandirwa nyoka mhenyu

  • @esthermakoto4527
    @esthermakoto4527 4 หลายเดือนก่อน +4

    And kunyeba kwakadai ka mai Sasha. We have been following this story

    • @Tarambwa
      @Tarambwa 4 หลายเดือนก่อน

      True vanonyebesa zvinonzwisa tsitsi😂😂

    • @MarianaMativavarira
      @MarianaMativavarira 4 หลายเดือนก่อน

      Yaa Mai Sasha mune problem shuwa kkkk

  • @lizziemapudzi4915
    @lizziemapudzi4915 4 หลายเดือนก่อน +3

    Mai sasha i followed this story from day 1 wakanganwa kuti wakabvuma pa social media kuti wakagadzira chenai akakumbira ruregerero ukaramba wobva wapopota ko iwe uchanyura zvako and ucha dzikama zvako

    • @josephinezilole6264
      @josephinezilole6264 4 หลายเดือนก่อน

      Iripi full story hun ndanzwa nekutsvaga zvipiece mapage akasiyana siyana

  • @KumbiraiShoko
    @KumbiraiShoko 4 หลายเดือนก่อน +56

    Ngozi iri kugogodza mwanasikana no matter what
    Chenai kuurawa sehuku here?
    No chenai muka

    • @RevesaiRushwaya
      @RevesaiRushwaya 4 หลายเดือนก่อน

      😅😊You You You You You i pool 0in o 2:32 😅i o 2:49 😊😊l pk 3:01 please pillow police 😊😊😊

    • @fariiiiiiiiii_
      @fariiiiiiiiii_ 4 หลายเดือนก่อน +3

      Ko kungozviisa mumaoko aMwari kurwa hakusi kwedu ndekwaMwari

    • @tarirochirumbwana.8693
      @tarirochirumbwana.8693 4 หลายเดือนก่อน +3

      Ngozi inomukira apondwa kwete aenda kunomwa poison yakaseterwa gonzo

    • @juliandou9635
      @juliandou9635 4 หลายเดือนก่อน +4

      Ko murume azonyanyo kosheyi shuwa. Kuyita mbiri yekuwuraya munhu coz of a man. Why don't u lve that person instead of changing to a monster. Chenai dd wrong zvikuru not mbijana but taking a life shamwari ka. Vasikana siyayi zvinhu zve-witchcraft. Now it's complicated u are changing your stories

    • @tungamirayi7656
      @tungamirayi7656 4 หลายเดือนก่อน

      ​@@tarirochirumbwana.8693Nhayi. They must learn kusatora zvinhu zvisiri zvavo.

  • @PreciousSita-b6u
    @PreciousSita-b6u 4 หลายเดือนก่อน +3

    Wow nice song chengetwai shuwa tete may the dear lord protect you 🙏 ❤❤❤

  • @SithembileShiri
    @SithembileShiri 4 หลายเดือนก่อน +2

    Yaaa hatirambe akatadza but haifanira kufa wakatadza kuregerera uchiona munhu acharwadziwa nezvawakaita zvaunogona kugadzira hapana chichakunakaira mai Sasha watove nengozi l wish her come to you day light nokty moyo wako wakasimba

  • @preciousmatenzenichatukuta7288
    @preciousmatenzenichatukuta7288 4 หลายเดือนก่อน +30

    Ah! Aah..! Now listening to Mai-Sasha this woman is a pathological liar and she’s even turning on Gogo Mamoyo!! And she’s got no heart at all. In one of the videos Gogo Mamoyo said, she asked her 3 times if for sure she want Chenai to die. Then she said “YES”! Now it looks like the tables have turned! I really feel sorry for her.

    • @fungainyakabawu6094
      @fungainyakabawu6094 4 หลายเดือนก่อน +3

      yes what she is saying is now different nezvagogo and nezvaakataura pakutanga ..... shame

    • @preciousmatenzenichatukuta7288
      @preciousmatenzenichatukuta7288 4 หลายเดือนก่อน +6

      @@fungainyakabawu6094 you know what my brother.., I should think this is the beginning of her ordeal and she doesn’t even realize that. The way she killed that poor woman even if she says she stole her husband and insulted her blah! Blah..! Blaaah..! Is the last thing that I could never ever do to a human being. She’s even lying about the N’anga she went to see for the rituals to kill Chenai! But you know what..? The night is still young for her to be celebrating! We are watching out for the space! That’s only what I can say. Chenai died the painful and the saddest death. MHSRIP! 💔💔💔💐 💐 💐

  • @Nokutenda774
    @Nokutenda774 4 หลายเดือนก่อน +46

    At 25 kutanga zven’anga. Ndimi muchakonzeresa vana kusaroorwa vachingonzi maiva nambuya venyu vanoroya.

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 4 หลายเดือนก่อน +2

      Ko vana vehure..inga rimqw hurw rataura qani parufu rwaChenai kuti vanatetw vake vaihura

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 4 หลายเดือนก่อน +9

      @@maiyeukai9346 at least they didn’t kill anyone. At 25 instead of kufunga how to progress yourself uri kufunga zven’anga. Ko iye vari hure zvese nemuroyi. She took Lorraine husband then killed Chenai.

    • @eunicenyandoro8009
      @eunicenyandoro8009 4 หลายเดือนก่อน

      Zvakaoma hzvo mufunge mnje... zororai murugare chenai ..

    • @alvinachimedza2964
      @alvinachimedza2964 4 หลายเดือนก่อน

      ​@@maiyeukai9346 inga Mai Sasha ihurewo wani

    • @auxilliahmaramidzi9016
      @auxilliahmaramidzi9016 4 หลายเดือนก่อน

      ​@@Nokutenda774well said

  • @mutsachikuhwa8232
    @mutsachikuhwa8232 4 หลายเดือนก่อน +21

    Mai Sasha vava kunyepa ava. Vanoziva nyaya yese kuti vakagadzira murume wavo. Nyaya yakatobuda yese mai sasha vachibvuma wani.

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 4 หลายเดือนก่อน

      Haiwawioooo..iweee hure riri kubvira ukooo...wakadiiko lubhadhara muripo wacho owewe.
      Nxa

    • @Mundauanokudhaura
      @Mundauanokudhaura 4 หลายเดือนก่อน

      😂 asi ndimi Mai Sasha Kani chero rikabvira asi chipoko chake chirikuuya kuzobvira​@@maiyeukai9346

    • @mutsachikuhwa8232
      @mutsachikuhwa8232 4 หลายเดือนก่อน

      @@maiyeukai9346
      Mai Sasha kuuraya munhu nekuda kwemurume. Kuti varume vapera here. Hamuna kukwana. Chero zvoitasei ngozi kwamuri chete. Hama dzaChenai hadzina kupusa zvekudaro.

  • @TawanaNyasha-j6r
    @TawanaNyasha-j6r 4 หลายเดือนก่อน +22

    Kwa gogo makataura imi kuti handisununguri musanyepa imi Mai Sasha ah

    • @Tarambwa
      @Tarambwa 4 หลายเดือนก่อน

      Ndanzwa hasha wena , vakaramba kusunungura vachida marii yavo . Vakutya coz munhu afa 😂😂😂😂 chenaii muka ngozi wena

    • @Michaelthebigguy2st
      @Michaelthebigguy2st 4 หลายเดือนก่อน

      nhy nhy ko iye sei akamhanya kwagogo akatadza nei kuudza hama dzemurume wake kna kuuudza vatete vakavagadzirsa well done to baba Sasha unemuroi wako

  • @mariajuziel7415
    @mariajuziel7415 4 หลายเดือนก่อน +8

    Varikunyepa amai ava muchati baba nemusuri kana Chenai akudzoka zvake

    • @TsitsiTizirai-kx2wq
      @TsitsiTizirai-kx2wq 4 หลายเดือนก่อน +1

      😂😂😂😂😂 kamai aka puu problem chaiyo

  • @Chipo-g3p
    @Chipo-g3p 4 หลายเดือนก่อน +5

    @ 20 something munhu vakutotevedza n'anga🙌🙌.

  • @evernessnadzo5770
    @evernessnadzo5770 4 หลายเดือนก่อน +7

    Tete chimboridzai song yenyu iyo yese vakagona kuimba chokwadi

  • @catherinekangoya8964
    @catherinekangoya8964 4 หลายเดือนก่อน +7

    Ma.statement mai sasha awanda ,nyaya dzese dzirimo ma.streets maku dzadzambadza
    Gogo mamoyo vakataura nyaya yerukawo vakati akagadzirwa pano ,muchanyatso taura henyu nyaya yenyu ,akurambira gogo nyaya but mamoyo.akataura live ku sly kuti basa rakabatwa pano.murume akaiswa runyoka,zvaoma now wakutaura zvisina basa

    • @ropchipondamoyolity
      @ropchipondamoyolity 4 หลายเดือนก่อน +2

      Mai Sasha Kana Waitaura uchiti uriwega macamera aivepo nhau yese iripo unonyepa iwe

  • @tatendachimwendo6442
    @tatendachimwendo6442 4 หลายเดือนก่อน +4

    Wakunyepa wakambotaura wani kuti ndakagadzira murume wangu.. now wakunyepa.. it’s clear your voice rikudedera waiti wakangwara now reality is kicking

    • @Laaah-s9s
      @Laaah-s9s 4 หลายเดือนก่อน

      Mai ava vanonyepa kan haaa sarendi

  • @MoreblessingChitongo
    @MoreblessingChitongo 4 หลายเดือนก่อน +2

    Gogo mamoyo well done ❤ nechikirimbani che nzenza mahure ese anoshungurudza imba yemunhu ngamameeee

    • @JamesKasoro-v4g
      @JamesKasoro-v4g 4 หลายเดือนก่อน

      Yesaya ndochete mupedza nzenza

    • @DaphinePongo
      @DaphinePongo 4 หลายเดือนก่อน

      Kana vakagona muri kudii kuuraya wo mahure evarume venyu mufare mese Namai Shasha key board inonakidza kutsogira zvisina basa but kudzimba kwenyu uko muri kuhurirwa left right center hamusi kuuraya wani

    • @KayceeDate-p6l
      @KayceeDate-p6l 4 หลายเดือนก่อน

      Kunyange akatadza cey Chenai haafanira kufa.Munhu wese anokanganisa but tikati wese akanganisa ngaafe nyika yacho ingaita chimiro here

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 4 หลายเดือนก่อน +13

    Idziiii dzava nhoorondo ngozi hainei nekuti wakatadzirwa heyoo ngozi mumusha mai Sasha

    • @docasrugara5829
      @docasrugara5829 4 หลายเดือนก่อน +1

      Taura hko imwe inotokuvinga nekut wamuona akafa ukanyarara ...ko kuzot iwe mai Sasha hko hedee tiripo takatomirira part 2 yko

    • @peembano253
      @peembano253 4 หลายเดือนก่อน

      Taura zvako

    • @nancysimbi6704
      @nancysimbi6704 4 หลายเดือนก่อน

      Voti ngozi pluz chikwambo cherunyoka , ummm vakutotyisa Mai sasha

    • @linnetgambura9943
      @linnetgambura9943 4 หลายเดือนก่อน +1

      @@nancysimbi6704 taura hako wena kuda kuzviitisa hugindagoriya age yacho inofunga zvakadai

  • @LilianMutenga-s4l
    @LilianMutenga-s4l 4 หลายเดือนก่อน +32

    Dai mai Sasha waramba hako this interview this is a mess kubva zvatanga nyaya apa waporonga

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 4 หลายเดือนก่อน +1

      True that

    • @plaxedeschangorora6066
      @plaxedeschangorora6066 4 หลายเดือนก่อน +1

      🤣🤣🤣sure

    • @Manondo34
      @Manondo34 4 หลายเดือนก่อน +4

      Nhai akutaura nhema dzega dzega..haasati atanga zvake😅

    • @plaxedeschangorora6066
      @plaxedeschangorora6066 4 หลายเดือนก่อน +1

      @@Manondo34 haasati munhu kaa uyo arisi gonzo tarisai ngozi makore arutera ayo and uye ane mwana musikana ummmm mai Sasha age yacho kani 25yrs

    • @Manondo34
      @Manondo34 4 หลายเดือนก่อน

      @@plaxedeschangorora6066 mirai muone ngozi is coming soon

  • @preciousmuza3495
    @preciousmuza3495 4 หลายเดือนก่อน +12

    Kwagogo mai sasha vakati wese acharara nababa sasha achangoita sezvakaita chenai. Nhasi zvachinja. Plus gogo vakati dai chenai akabhadhara zvaidiwa vairoyonora.

    • @ShamieClarisFero
      @ShamieClarisFero 4 หลายเดือนก่อน +1

      Kutorine mumwe ayisa story yake ku confetion achiti akararawo nababa sasha akutorwarawo nekuzvimba ikoko

    • @truthhurts4100
      @truthhurts4100 4 หลายเดือนก่อน

      Vakatoenderera mberi vachiti kana pasina kuripwa hazvipere kuchafa umwe

    • @portiazulu8352
      @portiazulu8352 4 หลายเดือนก่อน

      Really? Can l have a link if you have. ​@@ShamieClarisFero

    • @julietchikanya5527
      @julietchikanya5527 4 หลายเดือนก่อน

      Ndozvaakataura nhasi akuti ndakafuratidza moyo

  • @Siphaty91Siphaty
    @Siphaty91Siphaty 4 หลายเดือนก่อน +5

    Vaskana ngatidzidzei kunamata imba inomiswa naMwari kwete nemishonga

  • @NenjyDambaza-q5f
    @NenjyDambaza-q5f 4 หลายเดือนก่อน +25

    Nyaya dzenyu dzakupesana mai sasha makunyepa Asi muchazviona chete hamusi kuziva chinonzi ngozi nxaaa

    • @DJImaanmutondo7560
      @DJImaanmutondo7560 4 หลายเดือนก่อน +1

      Haaa Mai Sasha hokoyo nengozi Mari yekuyenda kuMalawi kana kuTanzania ende vanochiona

    • @judx34
      @judx34 4 หลายเดือนก่อน +2

      You can say that again. Vakunyepaa

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 4 หลายเดือนก่อน

      Ndakazvi taura kuti mai ava vanonyepa plus ndevechi 2 pamurume iyeye

    • @alexandermuteyiwa8578
      @alexandermuteyiwa8578 4 หลายเดือนก่อน +3

      mai sasha vakagadzirisa murume vavo, chenai akanombora pakanuna akarumwa nechekuchera ngozi inobva kupi, 5 years later you will be disappointed seeing mai sasha living her best life

    • @ropchipondamoyolity
      @ropchipondamoyolity 4 หลายเดือนก่อน

      ​@@alexandermuteyiwa8578muchazvinyepera Ngozi kumunhu

  • @constancechiwunya4914
    @constancechiwunya4914 4 หลายเดือนก่อน +1

    I hope nyaya iyi inopinda mucourt tete.ifambambirei zvamakaita yaTapiwa kusvika vanhu vapinda mujail.Evidence iripo paFacebook mai Sasha naGogo vakabvuma Kuti vakaroya Chenai.Mapurisa hero basa

  • @YvonneMalota-in9jh
    @YvonneMalota-in9jh 4 หลายเดือนก่อน +19

    Mai Sasha took advantage of the situation vachiganza, now zvakuvazvimbira

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 4 หลายเดือนก่อน

      The opposite is true..Chenai ndiye aiganza..wakaMurmur..akafa uyoo arikutobviraa

    • @EdwickT.horomba
      @EdwickT.horomba 4 หลายเดือนก่อน +2

      Hapana kubvira nokuti akafa akumbira ruregerero kune waaka tadzira nenyika yose nedenga atova mugehena ndimai Sasha vaka ramba kuregerera Sasha nagodobori wavo

    • @kudakwashebshekede9947
      @kudakwashebshekede9947 4 หลายเดือนก่อน

      @maiyeukai dzikamai imbwa yemunhu dhodhi ndakabvira kare kuona ma comments ako asi uri muroyi kani. Imbwa yemunhu. Handisati ndakamboona muroyi akaita sewe mai Sasha na gogo vatori nane panewe idiot

  • @judx34
    @judx34 4 หลายเดือนก่อน +18

    Mai Sasha vakupomera gogo yavo... Hazvipere mushe

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 4 หลายเดือนก่อน +1

      😂😂😂😂😂

    • @dove5584
      @dove5584 4 หลายเดือนก่อน +1

      Sorry Sasha wotonamata zvechokwa mai vakupa inheritance yengozi

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 4 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂regai zvisotane ikoko vakunakurirana nyoka mhenyu zviri kuvawana havo manje manje ,hazviperi mushe izvi

    • @thembie5046
      @thembie5046 4 หลายเดือนก่อน

      Taura hako dear

    • @CharityJamu
      @CharityJamu 4 หลายเดือนก่อน

      Nyaya yambiya neya Mai sash

  • @ThePrivy1
    @ThePrivy1 4 หลายเดือนก่อน +3

    Une zvivindi mai Sasha

  • @Inocentmpanduki
    @Inocentmpanduki 4 หลายเดือนก่อน +5

    Mai Sasha uyo akataura kuti ndini ndakamugadzira pavakasangana nemhuri Yana chenai kwagogo kamuroyi kamukadzi Ako aaàaaa

    • @felistuspaganga1099
      @felistuspaganga1099 4 หลายเดือนก่อน

      Mhuri yekwana Chennai yakati vakauya nerweseri vakati ngatifambei kumwe gogo vakuti Tanga wapihwa Mari ya,haa Mai Sasha

  • @juliandou9635
    @juliandou9635 4 หลายเดือนก่อน +3

    Mai Sasha, Mai Sasha, Mai Sasha ka🙆‍♀️

  • @NellyMuzunze
    @NellyMuzunze 4 หลายเดือนก่อน +9

    Mai Sasha,unonyura chete

  • @DoreenChigora
    @DoreenChigora 4 หลายเดือนก่อน +1

    Barika ragara ririko guys.mai Sasha vakazotadza pakuuraya Chenai

  • @lizzykarume9053
    @lizzykarume9053 4 หลายเดือนก่อน +10

    Hokoyo mai Sasha waparira rudzi rese onererwa hako zvichakanaka

  • @essinamanjengwa2810
    @essinamanjengwa2810 4 หลายเดือนก่อน +2

    Zven'anga zvinoshanduka uchazo chema mangwana fanika watombo deura ropa hako uchazvidemba hako😢 RIP in peace Chenai

  • @judx34
    @judx34 4 หลายเดือนก่อน +17

    Ko mbuya iye zvayakati heee runyoka..
    Mai Sasha vakukwata, vakunyepa

    • @priscamazoe694
      @priscamazoe694 4 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂 kupandukira n,anga maiavaa

  • @ChrianaMatope
    @ChrianaMatope 4 หลายเดือนก่อน +24

    Mai Sasha vari kupihwa zvivindi nagogo kna iri furatidzo ko pict rake wayiende naro sei kwagogo uri kunyepa kubva bvamakaenda kwagogo waiti makagadzira wani

    • @KudzieKarunkomo
      @KudzieKarunkomo 4 หลายเดือนก่อน +1

      Iii vanonyepa mai ava hanzi dumbu pamwe kuzvimba ne bp

    • @ChipoNyatanga-tw8it
      @ChipoNyatanga-tw8it 4 หลายเดือนก่อน +1

      Mai sasha vakauraya munhu akuda kuramba zvake nekuti gogo vakataura chokwadi

    • @Angel-w6m
      @Angel-w6m 4 หลายเดือนก่อน +2

      Mai Sasha ngavatosimba homwe coz gogo vachada imwe mari yekutsipika hupenyu hwemun’anga haugare pasi uchingonzi pakuda chakati

    • @RuthMupfugami
      @RuthMupfugami 4 หลายเดือนก่อน +2

      Amai Sasha dayi makaroorwa nebrother yangu dayi makatoyenda kumba kwamakabva kudhara muri imbwa yemunhu nonsense

    • @RuthMupfugami
      @RuthMupfugami 4 หลายเดือนก่อน +1

      Mukadzi uyu anonyepesa

  • @ShortCircuit05445
    @ShortCircuit05445 4 หลายเดือนก่อน +11

    Nice intro song tete ndanakirwa nayo new song yenyu tete good job 👏 😊.

  • @melgwency
    @melgwency 4 หลายเดือนก่อน +3

    Akutopenga uyu .,sei akazoroya1 murume ane vamwe 4 vanoziva

  • @enerstmuseve.mdzara2198
    @enerstmuseve.mdzara2198 4 หลายเดือนก่อน +40

    N'anga inorapa chete zvinouraya muroyi.
    MuBible mukadzi chifeve wekutakwa nemabhwe Jesu akangoti kana paine asina kumbotadza ngaatore dombo ateme, Jesu ndokuvhara maziso ake kwekanguva kadiki, paakazovhura masizo ake panga pasisina vanhu vangosara vari vaviri nomukadzi chifeve.
    Izvozvi mai Sasha uyoyu pamwe akazowanikwa rangova gaba zvaro so hachisi chihure vo here?
    Munhu haangourawi zvikarova chero anga aresva sei ngatizvizivei izvozvo.
    Munhu unoripiswa so zvavanga vabata munhu wavo vachimusunungura ka kuti andoshanda aripe mhaka dzake kwete kuti imi hama ripai muripire hama yenyu, mutemo wekupi iwoyo.
    N'anga namai Sasha muri varoyi munoroya mose.
    Mai Sasha ziva kuti kurudzi rwemurume wako wadzvara chitsvambe wakandogadzirisa mwana wavo pasina tendero yavo naiyo hosha yako iyoyo uchazviona.
    Muchamuona achiuya kwamuri veNhepfenyuro kuzotsvaka rubatsiro hupenyu hwaoma.

    • @maideyirabvu7394
      @maideyirabvu7394 4 หลายเดือนก่อน

      Do you believe in that?

    • @plaxedeschangorora6066
      @plaxedeschangorora6066 4 หลายเดือนก่อน

      Sure

    • @plaxedeschangorora6066
      @plaxedeschangorora6066 4 หลายเดือนก่อน +1

      Achaenda voo kwatete Tilda kunotsvaga rubetsero, chisi hachieri musi vacharimwa

    • @brendakawanzaruwa5751
      @brendakawanzaruwa5751 4 หลายเดือนก่อน

      @@plaxedeschangorora6066 KKKKK kana kuti vana vake or vazukuru vake vanenge vakutsvaga rubatsiro paradio vakuti mai vedu vazukuru vakuti mbuya vedu vakazodai

    • @plaxedeschangorora6066
      @plaxedeschangorora6066 4 หลายเดือนก่อน

      @@brendakawanzaruwa5751 ehe chokwadii zvogona kusabata now but zvichanetsa coming generation

  • @anatolianazarelopes
    @anatolianazarelopes 4 หลายเดือนก่อน

    Veduwe mata basa nerudzidziso isuoka tasara tazodzidza júri anechake ndechake tswagawo chão asika sorry hama da Chennai ne MA Zimbabwean vose rambai muchitidzidzisa zva mwari ne zvemunhyika thanks here Maka I'm Moza❤

  • @mavismasunda7681
    @mavismasunda7681 4 หลายเดือนก่อน +13

    Maonero angu Chenai aifanirwa kurapwa kuchipatara anenge akaita kidney injury .zvese zvaGogi kwatoo kutsvaga mbiri

    • @perpetualnyashega1298
      @perpetualnyashega1298 4 หลายเดือนก่อน +3

      Thts very true.... It's unfortunate mukadzi uyu atongobatanidzwawo.... I suspect it's health issues

    • @pascaliamugwagwa8428
      @pascaliamugwagwa8428 4 หลายเดือนก่อน

      True gogo vakungodawo mbiri

    • @EdnaKucherera
      @EdnaKucherera 4 หลายเดือนก่อน

      Haunyepi mavis

    • @EdnaKucherera
      @EdnaKucherera 4 หลายเดือนก่อน

      ​@perpetualshega1298 ndokufungawo kwangu it's a shame mufunge

  • @wendychatsama4868
    @wendychatsama4868 4 หลายเดือนก่อน +1

    Uyu an anopenga uyu,gogo namaisasha ngavambouye kustudio cz maisasha vakuita senge vakurasira gogo nyaya

  • @winniehamandawana5790
    @winniehamandawana5790 4 หลายเดือนก่อน +7

    Makutopenga mai Sasha imi

    • @MarcyMashaba-lt7xv
      @MarcyMashaba-lt7xv 4 หลายเดือนก่อน

      Kkk chokwadii vavakutya ava

    • @Laaah-s9s
      @Laaah-s9s 4 หลายเดือนก่อน

      Futika Mai ava dzakutogwadza hamunyepi zvekut chenai haamuki zvabvep nhymi

  • @MarcyMashaba-lt7xv
    @MarcyMashaba-lt7xv 4 หลายเดือนก่อน +1

    Nyaya iyi haichasangani mayi vanonyepa ava

  • @chipo6031
    @chipo6031 4 หลายเดือนก่อน +89

    Mai Sasha dzidzai kumbotaura mafunga kwete kungoshama shama muromo, uri kuzvifurira hako, uchadzikama chete, usabatwa mucrossfire dzevanhu, number dza gogo dziripo pasoshari media. For now imbosiya zvemainterview umbonyarara, hazvina zvazviri kukubatsira, you are doing more harm than good. Dai vemhuri yako vakubatsirawo nekukudzora, hauna kugadzikana, zviri kunzwika.lmbonyarara mai Sasha. Mai Sasha, mai Sasha, mai Sasha rudo harumanikidzwe and runoperawo futi ufunge.

    • @auxilliahmaramidzi9016
      @auxilliahmaramidzi9016 4 หลายเดือนก่อน +6

      Chokwadi munyepi chaiye and Chokwadi akataura kare tirikutoziva kuti muurayi mwana uyu haana matyira

    • @FaithKamutsungira
      @FaithKamutsungira 4 หลายเดือนก่อน +4

      Mai Sasha sei muri kunyeba regai Chenai akudzokerei. Sei muri kutaura zvasiyana nezva makataura pekutanga. Hazvisi right you should repent.

    • @nyashabuwerimwe-sw6qu
      @nyashabuwerimwe-sw6qu 4 หลายเดือนก่อน +4

      Ndinoshaya kuti vekumhuri kwawo Havana kuona here kuti ingozi irikutoparwa namai Sasha iyi

    • @fortunatekashambe9796
      @fortunatekashambe9796 4 หลายเดือนก่อน +2

      @@nyashabuwerimwe-sw6qu pamwe vatozvi distancer pane anoda munhu akadai asina matyira vanowanzo taura zvamai vavo sondovacha mira naye

    • @dianambuwayesango9017
      @dianambuwayesango9017 4 หลายเดือนก่อน +1

      Chokwadi
      Chakatanga kupera rudo kwababa Sacha
      Chenayi haasiye akarupedza
      Dai vakaroya murume wavo kwete Chenayi akatonyengwa nemunhu akange atosviba moyo

  • @EllenQuarry
    @EllenQuarry 4 หลายเดือนก่อน +1

    Thank you tete.
    Pakaipa

  • @chipo6031
    @chipo6031 4 หลายเดือนก่อน +16

    Yowee tichanzwirra, mastatement ochinja zvino. Social media yakanaka chose, ine record. Umwe wonakurira umwe nyoka mhenyu, hanzi hameno kana gogo vaine zvavakaita. Mai Sasha uripo pasoshari midhiya uchibvuma and uchiti gogo sunungurai Chenai. Gogo inzwai muzukuru wenyu hanzi hameno zvamakaita imi mega zvenyu, mai Sasha vasingazive. Ndanyarara hangu semunhu mukuru. Asi ndinoti hazvipere mushe ba, mai Sasha vachadzoka futi kana zvovanetsa inguva chete.

    • @TateguruBusayi
      @TateguruBusayi 4 หลายเดือนก่อน +2

      And achakonana nambuya futi

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 4 หลายเดือนก่อน

      ​@@TateguruBusayiazvipere mushe

    • @manyonimapfidza8375
      @manyonimapfidza8375 4 หลายเดือนก่อน

      Ehee regai ataure zvekunyepa

    • @happysonmutsvangiwa8587
      @happysonmutsvangiwa8587 4 หลายเดือนก่อน +1

      Uumm mai sasha mavakuchinja nyaya yenyu sepakutanga

    • @sandramakunikeni2373
      @sandramakunikeni2373 4 หลายเดือนก่อน +1

      Akurasirira gogo ava apa vanoenda pasocial media mukadzi uya achakonana naGogo ava.

  • @daisymachina3186
    @daisymachina3186 4 หลายเดือนก่อน +2

    Mai Sasha. Umh! Ita mushe iwe. Ndanyarara zvangum asi ndakambokuyambira

  • @sarudzaimutsvangiriserah4520
    @sarudzaimutsvangiriserah4520 4 หลายเดือนก่อน +4

    Sadza raurikut urikudya ucharidemba rakubvutwa mmaoko naChenai

    • @RoseFombe
      @RoseFombe 4 หลายเดือนก่อน

      Maiweee kni 😂😂😂😂

    • @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
      @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 4 หลายเดือนก่อน

      Wachipotsera ndopaachaona kuti ma1 atanga ma1 chaiwo akazviparira mai nhanha ava. Chenai kusiya vana vake sure 😢😢😢😢

  • @SitinahMushohwe-oe1kt
    @SitinahMushohwe-oe1kt 4 หลายเดือนก่อน

    Yes ndinobvuma kt wakasvika pakuenda kun'anga nekuda kwekurwadziwa.......... then riva rako rikabata ........
    Mutemo unoti mhosha inoripwa nendarama or nezvipfuyo not *nekuuraya*
    Waifana kupembera uchipururudza kt riva rangu rabata then woregerera vanhu ...... bcz anotonga ndimwari not iwewe
    Now chenai afa
    Ku family kwababa sasha hauchadiwa
    Evn kuhama dzako wagadzira ngozi

  • @maviskaseni
    @maviskaseni 4 หลายเดือนก่อน +18

    Waiting ngozi part2

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 4 หลายเดือนก่อน

      Tinongomubhadhariraka nhai iwe isu maWives😂😂😂🎉🎉🎉

    • @miemzchiringa
      @miemzchiringa 4 หลายเดือนก่อน

      Ive seen your comments akawandisa. Question. Why are you so happy kuti pane munhu akauraiwa nhai mwanasikana​@@maiyeukai9346

    • @jerinahprexymatiza3349
      @jerinahprexymatiza3349 4 หลายเดือนก่อน

      ​@@maiyeukai9346 wait and see one day uchachemawo iwe God is not your son ,ini ndatazvionera izvo zvenyika ino dzidza hako

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 4 หลายเดือนก่อน +1

    Iwe tilder rumbidzai ngaahurirwe umuone achichema every day achitambudzika nemwana hurema

  • @evermorezimbeva2777
    @evermorezimbeva2777 4 หลายเดือนก่อน

    Gogo mamoyo huyai mai sasha ava kukunyeperai sotai munhu ngozi imudzokere

  • @FungaiMusira
    @FungaiMusira 4 หลายเดือนก่อน +11

    Wakaenda nepick yaChenyi

    • @sibongiletafa1507
      @sibongiletafa1507 4 หลายเดือนก่อน

      Pic ndoorine nyaya Gogo vaye vakazwinzwa avana nzwira tsitsi vachamuroyao

  • @ChivaraidzoDzadza
    @ChivaraidzoDzadza 4 หลายเดือนก่อน

    Mai Sasha vakataura ukati wese anorara nemurume wako anongoita sezvaita Chenai rest in peace CHENAI

  • @Inocentmpanduki
    @Inocentmpanduki 4 หลายเดือนก่อน +16

    Amai Sasha varikunyeba avo. Kana vasina kumugadzira ku deadline ravaimupa rakanga riri rei

    • @GratewinMbundire
      @GratewinMbundire 4 หลายเดือนก่อน +1

      Une muono wangu iwe plus pic ra chenai waenda naro kunodiii

    • @ropchipondamoyolity
      @ropchipondamoyolity 4 หลายเดือนก่อน

      😢😢😢😢zvinorwadza vachaona Moto chaiwo Mai Ava hanty akazvara

  • @NyadzisaiSavieri
    @NyadzisaiSavieri 4 หลายเดือนก่อน +1

    I love social media zvekudaro chokwadi cheese bvuu

  • @ganyaz
    @ganyaz 4 หลายเดือนก่อน +12

    ini ndinoona chenai akazviparira, isu takakura tichidzidziswa kt usafe wakatukana nemunhu kusvika pakuti (uchazviona)uchifunga kt urikutyitsidzira munhu waurikutukana naye, umwe wako anobva atora threat yako serious obva atokupositira zvikwambo iwe wakavarairwa ,ndozvakaitwa naChenai pakupa Mai Sasha 4 days dzekurarama yet haana kana dzvinyu zvaro !!

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 4 หลายเดือนก่อน +2

      Chenai akaroya mai aasha akavaita vableed for 31 days vakazonamatirwa kumapostori

    • @phindilevilakazi6103
      @phindilevilakazi6103 4 หลายเดือนก่อน

      ​@@maiyeukai9346ummm imi ndiani akavaona vachibleeder apa nekut Chenai wacho haasisipo kut azvipindurire zvadii kubuda pese apa mai Sasha ava muroyi Canada kuurayira mnhu mrume wavakatotorerawo umwe nxaaa

    • @samuelngirazi9636
      @samuelngirazi9636 4 หลายเดือนก่อน

      Usateerere mahure ese ari kuti mai Sasha was wrong.

    • @rutendogumbo6082
      @rutendogumbo6082 4 หลายเดือนก่อน +1

      Mubairo wezvivi rufu. Chenai only apologized nekuti aiva akurwara, not because she was sorry.

    • @lovemoremuwuyu-gn2cf
      @lovemoremuwuyu-gn2cf 4 หลายเดือนก่อน +1

      3yrs hure richidanana nemurume wemunhu apa watoudziwa kuti ndiriko ....tipei number dzagogo vafe mahure ese ...gadzirisai nyika gogo

  • @AuditorTandi
    @AuditorTandi 4 หลายเดือนก่อน +2

    kubva tisati tazvarwa vabereki vedu vaingoparikwa ,so mai sasha vakarwadziwa neiuti murume anyenga kusvika pakuuraya shuwa 😮😮ummmm mai sasha mwari ave newe

    • @Tulanetaranhike
      @Tulanetaranhike 4 หลายเดือนก่อน

      Barika unotanga wataurirana nemkadzi aripo, kna atenda womuripa woroora, kna asingade anogona kusiya woroora waunoda hako, haubarike pasina kuwirrana, barika rine nzira yaro kwete thruu chihure chakadaro

  • @teclazobel1589
    @teclazobel1589 4 หลายเดือนก่อน +3

    Haiwawo kanorwara aka. The videos are there for everyone to see achibvuma kuti ndiye akagadzira Chenai. Kati kadii. Just wait and see, she will be back akutsvaga help ngozi yamumukira. Kunyepa kunge kanopenga..

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 4 หลายเดือนก่อน

      Kambwa hurai mufe

  • @emilyzenda4851
    @emilyzenda4851 4 หลายเดือนก่อน

    Gogo vakakubvunza kuti washinga here mai sasha uchiita mhiko ukati Eye saka wakugezera gogo zviomile.

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 4 หลายเดือนก่อน +10

    Gogo MaMoyo batai pfambi dzese, musadzore tsvimbo

    • @brendakawanzaruwa5751
      @brendakawanzaruwa5751 4 หลายเดือนก่อน +1

      zvino baba Sasha zvavachiri kuhura akagonei kutori nevamwe 4 🤣🤣muchazvirega zvana gogo izvo ngaadzokere zvee awedzere gate rake reropa

    • @mineatdjk
      @mineatdjk 4 หลายเดือนก่อน +1

      At the end of the day it's her name (gogo) ririkushatiswa. Ini hangu handione kuti kugadzira vanhu kusvika pakuuraya hakusi kugona. She is not God!

    • @Michaelthebigguy2st
      @Michaelthebigguy2st 4 หลายเดือนก่อน

      urimbwa iwe hausi pfambi hre

    • @everbote7858
      @everbote7858 4 หลายเดือนก่อน

      Newe mangwana unomuka waafambi denga rino dealer new Satan

  • @josephined8931
    @josephined8931 4 หลายเดือนก่อน +1

    Chenai dai takanzwa from the doctor ndipo pataiti ndimai Sasha

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 4 หลายเดือนก่อน +7

    Ukufawo mai sasha u are next murume iyeye uchafa ukamusiya

  • @sandramakunikeni2373
    @sandramakunikeni2373 4 หลายเดือนก่อน +1

    Mai Sasha vakugezera gogo mamoyo nyaya yese

  • @thattkimm
    @thattkimm 4 หลายเดือนก่อน +6

    Mai ava vakaroya munhu

    • @marthamukombe3544
      @marthamukombe3544 4 หลายเดือนก่อน

      Mai Sasha vaakunzvenga nzvenga gogo vakati takaisa rukawo pana baSasha

  • @gracemunoakwa486
    @gracemunoakwa486 4 หลายเดือนก่อน +1

    Ndapererwa shuwa

  • @agnesdzebonde841
    @agnesdzebonde841 4 หลายเดือนก่อน +3

    Kanonyepa ako kachazviona hako kanofunga kuti kakangwara kachamama hako kuuraya munhu unotizvirinyore

    • @TsitsiTizirai-kx2wq
      @TsitsiTizirai-kx2wq 4 หลายเดือนก่อน

      Kane muvhumu vhumu 😂😂😂😂 nxaa

  • @wilsonchipanga7868
    @wilsonchipanga7868 4 หลายเดือนก่อน

    fonerayi gogo mamoyo kuti ndizvozviruktaurwa na mai sasha

  • @DJImaanmutondo7560
    @DJImaanmutondo7560 4 หลายเดือนก่อน +5

    Mai Sasha nagogo vawo mwari NGAAWE nawo uuuuuum

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 4 หลายเดือนก่อน

    Always to die. Ngozi or no ngozi munhu wese akazvarwa nemkadzi achafa . Garai and wait for the next episode
    Ba Sasha maizvinyanya iyeo chenai aizonyanya kunyenama varume musashungurudzeo vakadz venyu muchipa mahure masimba eku provoker mhuri dzenyu . Mai Sasha mimwe mishonga inosanduka yoita zvamamusina kutarisira

  • @FebieChari
    @FebieChari 4 หลายเดือนก่อน +14

    Mai Sasha uri duzvi

  • @kudzanaimudambo360
    @kudzanaimudambo360 4 หลายเดือนก่อน

    Ini hangu handitiswe muroyi nemurume...Kana prayer worrier zvekuraya munhu never!

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 4 หลายเดือนก่อน +12

    Mai Sasha zviriko kufacebook zvese pamakaenda kunanga nana baba Chenai anditi vakabvuma ,munonyepa mai Sasha

    • @alexandermuteyiwa8578
      @alexandermuteyiwa8578 4 หลายเดือนก่อน

      why are you so worked up about this. asi ukudanana nemunhu wemunhu, she has never changed her story, if you want second opinion go ask chenai

    • @plaxedeschangorora6066
      @plaxedeschangorora6066 4 หลายเดือนก่อน +1

      @@alexandermuteyiwa8578 machende duzvii iwe ndiwe vaere comment yangu vatumwa nani chero qkadanana nemurume vemunhu asi kunyepa ndokwataramba vakwana papi panyama yebeche shit mugodhoyi

    • @Mamacee002
      @Mamacee002 4 หลายเดือนก่อน

      ​@@plaxedeschangorora6066siyana naye uyo ndiye mai sasha ashandisa ghost account social media keep records akuchinja nyaya

    • @GratewinMbundire
      @GratewinMbundire 4 หลายเดือนก่อน +5

      Nhema dzacho ummmm plus vane hudofo huri maari

    • @plaxedeschangorora6066
      @plaxedeschangorora6066 4 หลายเดือนก่อน

      @@GratewinMbundire nhai hako dear vatoshaya zvekutaura even tete vatovati zvasiyana uye Zviri kutaurwa nagogo nezvavo yatopfocho 🤣

  • @shyletchimedza7089
    @shyletchimedza7089 4 หลายเดือนก่อน

    Sekuru Tembo vazviramba zvangoita coicedence vaty gogo mamoyo vakunyepa Chenai akafa nehurwere hwakewo

  • @nyashamandizvidza1630
    @nyashamandizvidza1630 4 หลายเดือนก่อน +6

    Kkkk ko nyaya yave ne wrong turn

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 4 หลายเดือนก่อน +1

      Azvipere mushe vacha pandukirana nagogo vàcho

  • @reginadavid
    @reginadavid 4 หลายเดือนก่อน

    Zvakaipira ngozi .Mai Sasha idyai sadza .but anasasha nevana vevahamadzenyu ndokuchauya ma1

  • @MildretMutenga
    @MildretMutenga 4 หลายเดือนก่อน +6

    Ngaanyepe hake kujamba Jamba achazbiona

    • @maideyirabvu7394
      @maideyirabvu7394 4 หลายเดือนก่อน +1

      Zvei
      Chenai akarumwa nechekuchera

    • @TawanaNyasha-j6r
      @TawanaNyasha-j6r 4 หลายเดือนก่อน

      ​@@maideyirabvu7394munhu haaurawi haisi huku mhai

    • @TawanaNyasha-j6r
      @TawanaNyasha-j6r 4 หลายเดือนก่อน +1

      Avakutozviona soo

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 4 หลายเดือนก่อน

      ​@@maideyirabvu7394ngozi ayineyi nekuti akatadza

  • @noelmatemedhandabanda8726
    @noelmatemedhandabanda8726 4 หลายเดือนก่อน

    Gogo mamoyo hanzi ndimi makauraya ka mai sasha varikutaura kuno 😮

  • @SindyMoyo-lp6ex
    @SindyMoyo-lp6ex 4 หลายเดือนก่อน +6

    Nhasi wave ne 25 pa audio wakati une 26😅😅😅

  • @abygalemakonza4279
    @abygalemakonza4279 4 หลายเดือนก่อน +1

    Nyaya iyi yakanzi ndakagzira murume wangu. Gogo vakati takaisa rukawo. Zvikanzi nagogo takagadzira vose vacharwara vanodanana nababa Sasha. Zvino izvi zvamunotaura pasocial media hazvidi kuzochinja statement because its recorded

  • @juddykarambo1048
    @juddykarambo1048 4 หลายเดือนก่อน +5

    Uchasara uri wega panyaya iyi ana chovhera vachakutiza nxaa apa wave kungohumana usina kubvunzwa

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 4 หลายเดือนก่อน

      Ini handimusiye mai sasha...ndirikumupa COS

  • @AnorldPepukai
    @AnorldPepukai 4 หลายเดือนก่อน

    Tete mai sasha ngavasungwe Amen