ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Mr tichkach sekuru mukotsanjera vanogara kunzvimbo inonzi chii ndaidawo rubatsiro ndriku south African asi ndikangoziva kut vanogara kupi ndonotoendako please ndokumbirawo rubatsiroo ndatamburaa 👏👏👏👏
Ngavavhare mwana karanganda vabuditsa vakavhara
Sekuru mukotsa his taking us to another level ❤
Pa mount darweni pane yatora nguva tsoka veduweeeeeee pindiraiiii takumbirawooooooo
Sure 🇿🇦
The young man needs his face shielded.
Karanganda inovhara ava hameno sei vadai
They must not be allowed to film next time mxxx
Haasati azvigona
Ziyabuya shem noma ngezwa konke
Tsoka kuDarwin kwakuda imi munopedza tusaruriswa ndiyo munoti ngozi ikoko. Mabhinya arikowo akawandisa
Yaaa taura hako Darwin inoda kushanyirwa
Mukotsanjera ummmmmmm munoziwa basa
Sekuru huchiiii avo
Ummmmm zvekuponda vanhu muchazvirega zvenyu. Imbwa ye Gorongoza. Inokupedzerai ma Sports. Mukotsanjera anovchibvondora chete bvondo bvondo.
Azvina ndaa zveface bvondooo
Bvondooo kkk maone
Kuti dheshe pa number 1 Famba imbwa ye gorongoza umwe anomamira 🍑 se 🐄🐂 mombe
Watadza kuvhara huso hwemwana here
Fambai sekuru tsoka
So apa ingozi mbiri ? Ya Diana neya Comrade?
Pakaipa ndochivondora chete
Honde valley woye mabhinya hoyeeee
Mukotsa to the world
Honde takakura tichiinzwa nemabhinya
Tekaira homba rume
Bvoooooooooondo
face shield pamwana mhani nxaaaaa
Batai basa Sekuru Mukotsanjera
Face yemwana why musinga cover
huyai kuzaka 1 week chete kle
Tabvanayo kukaranganda
Pakaipa
Same content nekaranganda tv
Murondatsimba..
Bvondooooo
Eye chokwadi dai vavhara face mwana kani but chavondoka kkkkkkkk nsinochivondora neochivondora chete vondo vondo 😂 sekuru makaipa mani dai mabouyako kwedu kumandebele uko kunenyaya yanetsa kwemakore
Sekuru mukonja munogona

Kuti dheshe pa number 1
Famba imbwa ye gorongoza umwe anomamira 🍑 se 🐄🐂 mombe