ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Haaha hasha dzandonzwa pamunhu anoramba iye achiziva matools ake
Ko sekuru wadiii kubatsira chete ,baba wedu awa wakaoma moyo pirizi
Ndekwasekuru vapi uku,haa mudhara anenharo uyu
Tasvu
Madhara aitora mishonga isina profit wevakadzi wekuti uruze dai wakatora wemari wochipfimba vakadzi vacho ,manje unei mudhara muroi haana tsitsi anototi zvakakunakira kudzingwa kuvarume
Veduwe zvakaoma hazvo makarewo ndoona sekuti munhu wese aingobata ,Dai marega kuvashungurudza aah zvotonzwisa tsitsi zvavadai kusvika pa sekuru chiregai vapedzise basa ravo plus ndoona sekuti zvaisada kuti vana vataure nababa zvaida vari sekuru nekuti apa vachazovengana nevana ipa nguva dzanguvaira,vavekuda rudo pazera ravo
Sekuru Tasvu torai uroyi hwasekuru avo varikutoganza zvavo vachipima mwana uyo vakadzokera kumba vanonourawa vana vese varikusimudza musoro avo
Johane 14vrs 1😂😂😂😂😂😂😂varegei vachazotaura kwazvo kna vamnojambiswa tsvinbo
Sekuru hazviite here vangobatsira chete nekuti mudhara Timmy ava havasi kuzobvuma asi chokwadi vachiziva
😂😂😂😂😂😂 sekuru vakapenga ava
Gemenzi ramudzidzi ava
Madhara haabvume zvekumhanya,I know them.Pakaipa apa
😂😂😂😂😂😂😂
@@ShyletChinowanisa-ep7xrVanaKagurabadza Nana mudhara Murahwa vakanetsa kwaChigodora uko😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkkkkkkkk haaaaaa hawabvume chokwadi
😂😂😂😂 pane chinobuda hre apa nharo dzacho
Haaaaa veku Bindura Haulage vakawanda vakafa nayo mishonga yavaibata iyi
Vanenge vachinzi madare makuru 😂😂😂😂
Vanhu ava ndivo vari kukanganisa baba ava kutaura. Baba vari kuda kutaura ivo vari kuvakanganisa kutaura avo Mukoma Robert udzai vanhu avo vape nguva kuna baba avo vataure zvakanaka zvavakabata vari kuda kutaura wani
@@SeanSunday-rv6uz Mudhara Uyo haafi akataura zvinobatike uye haabvume Izvo zvinozokonzera Kuti Vana vagumbuke nekuti marwadzo muupenyu hwavo awandisa.Ipapa kumuti hande Kumba kwako kunobviswa zvinhu Chava haabvume.Vakaoma madhara Aya.
@@SeanSunday-rv6uz Mishonga yose yaataura iyo inemhiko,and akatoikanganisa mushonga chatove chikara,imwe mhiko ndiyo inozokonzera Kuti varambe kutaura chokwadi kkkk hamayangu izvi ndakazvionera kwete kuudzwa.
Tumadhara utwu twakaoma
@@shupikaicharlesmwashusha6471 twumadhara twacho ma1 apa kakapfeka gemenzi rekuvadzidzi is 😂😂😂😂😂😂🤣🤣🤣
@@Chinogiya yaaah zvakaoma shuwa zvinorwadza nguva inenge yareba uchishandiswa shuwa
Kkkk kamudhara ako
Robert soya baba ava
KunaMwari hakunzi tanga iwwe kkkkkk
Haaha hasha dzandonzwa pamunhu anoramba iye achiziva matools ake
Ko sekuru wadiii kubatsira chete ,baba wedu awa wakaoma moyo pirizi
Ndekwasekuru vapi uku,haa mudhara anenharo uyu
Tasvu
Madhara aitora mishonga isina profit wevakadzi wekuti uruze dai wakatora wemari wochipfimba vakadzi vacho ,manje unei mudhara muroi haana tsitsi anototi zvakakunakira kudzingwa kuvarume
Veduwe zvakaoma hazvo makarewo ndoona sekuti munhu wese aingobata ,Dai marega kuvashungurudza aah zvotonzwisa tsitsi zvavadai kusvika pa sekuru chiregai vapedzise basa ravo plus ndoona sekuti zvaisada kuti vana vataure nababa zvaida vari sekuru nekuti apa vachazovengana nevana ipa nguva dzanguvaira,vavekuda rudo pazera ravo
Sekuru Tasvu torai uroyi hwasekuru avo varikutoganza zvavo vachipima mwana uyo vakadzokera kumba vanonourawa vana vese varikusimudza musoro avo
Johane 14vrs 1😂😂😂😂😂😂😂varegei vachazotaura kwazvo kna vamnojambiswa tsvinbo
Sekuru hazviite here vangobatsira chete nekuti mudhara Timmy ava havasi kuzobvuma asi chokwadi vachiziva
😂😂😂😂😂😂 sekuru vakapenga ava
Gemenzi ramudzidzi ava
Madhara haabvume zvekumhanya,I know them.Pakaipa apa
😂😂😂😂😂😂😂
@@ShyletChinowanisa-ep7xr
VanaKagurabadza Nana mudhara Murahwa vakanetsa kwaChigodora uko😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkkkkkkkk haaaaaa hawabvume chokwadi
😂😂😂😂 pane chinobuda hre apa nharo dzacho
Haaaaa veku Bindura Haulage vakawanda vakafa nayo mishonga yavaibata iyi
Vanenge vachinzi madare makuru 😂😂😂😂
Vanhu ava ndivo vari kukanganisa baba ava kutaura. Baba vari kuda kutaura ivo vari kuvakanganisa kutaura avo Mukoma Robert udzai vanhu avo vape nguva kuna baba avo vataure zvakanaka zvavakabata vari kuda kutaura wani
@@SeanSunday-rv6uz
Mudhara Uyo haafi akataura zvinobatike uye haabvume Izvo zvinozokonzera Kuti Vana vagumbuke nekuti marwadzo muupenyu hwavo awandisa.Ipapa kumuti hande Kumba kwako kunobviswa zvinhu Chava haabvume.Vakaoma madhara Aya.
@@SeanSunday-rv6uz
Mishonga yose yaataura iyo inemhiko,and akatoikanganisa mushonga chatove chikara,imwe mhiko ndiyo inozokonzera Kuti varambe kutaura chokwadi kkkk hamayangu izvi ndakazvionera kwete kuudzwa.