Zvinoyera Zvinoshamisa Zvinotyisa: Kubva zvafa mudzimai wangu ndirikufambwa nezvinhu muviri wese

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 16 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 24

  • @OwenGokoma
    @OwenGokoma 23 ชั่วโมงที่ผ่านมา +6

    Ndamboenda kwaProphet Paul Miracle ❤

  • @melissaphiri1110
    @melissaphiri1110 วันที่ผ่านมา +1

    Heey ingazvakaoma veduwe vanhu vanoroya kunze uku kutodada nekuroya zviripachena kudayi ummm dayi Mwari vava betsera

  • @EverMudungwe
    @EverMudungwe 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Dai huroyi wacho waivaitisa mari zvino varoyi vese vatinongoona vachinzi varoyi vese vanotambura zvinopisa tsitsi

  • @danairedi2051
    @danairedi2051 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Domestic issues for this week iripi nhai tete

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Tete was not in the studio.

  • @priscillandoro4014
    @priscillandoro4014 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Sure munhu ungabva Malawi kuuya kuzoroera muZimbabww zvokwadi ambuya avo vakoma zvokwadi Dai Mwari atirwira ky tisabatwa nevanhu vatakangodangana navo mukugarisana Kani votitambudza kunge ndivo vanotipa mweya wekufema

  • @NancyNcube-ny2hv
    @NancyNcube-ny2hv 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Baba imi Bute munoridii.....saka murimuroi zveshuwa imi nokuti amunganongezvi huroyi nevakawanda imi musingaroi. Rasai zwe Bute izo muve clean mhani muende ku church sevamwe. Regererai muvakidzani wenyu uyo wekuMalawi. Bvumai kukundwa pakuroya chikandai mapfumo pasi muende kuna Jesu. Dzidzisai vana venyu kuti zvemishonga zvakaipa nokuti zvinodenha Varoi. Muroi ukamudenha uchitemba Bute chokwadi munopera mhuri yose muchirohwa nesvimbo dzenyu ...inonzi Back to Sender

    • @HeAloneIsGod9901
      @HeAloneIsGod9901 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      Zvauri benzi rakawanirwa data

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      😂😂😂😂😂​@@HeAloneIsGod9901

    • @Briannyanguwo
      @Briannyanguwo 18 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      ​@@HeAloneIsGod9901😂😂😂😂

    • @NancyNcube-ny2hv
      @NancyNcube-ny2hv 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@HeAloneIsGod9901 Amen

    • @gracemoriso621
      @gracemoriso621 13 นาทีที่ผ่านมา

      Saka munhu ukashandisa bute unoroya here bute rinotodziwirira zvakawanda mufunge

  • @fmaz2669
    @fmaz2669 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    I am not xenophobic but vanhu vekuMalawi chiiko kuroya kudai

  • @tariromunemo-qj6vv
    @tariromunemo-qj6vv วันที่ผ่านมา

    first 🎉

  • @user-dk5cp4um8z
    @user-dk5cp4um8z วันที่ผ่านมา

    3rd

  • @maslinematare2823
    @maslinematare2823 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Vanhu vanoroya ummm

  • @cathytawax2800
    @cathytawax2800 วันที่ผ่านมา

    3rd🎉🎉🎉

  • @DailyChristianRap
    @DailyChristianRap 23 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Safe BHO here apo haaa dhululu

  • @ruvimbomachokoto7529
    @ruvimbomachokoto7529 วันที่ผ่านมา

    Yoooo zvakaoma

  • @LatoyaSakupwanya-r4v
    @LatoyaSakupwanya-r4v วันที่ผ่านมา +1

    Huroyi huriko chokwadi

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Tirikuda domestication Kwete izvi, tozviziva kuti mabhachi akabvarurwa week rino

  • @EgnesMaviki
    @EgnesMaviki 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mhuri sei tete

  • @ChidochasheEnock-j8v
    @ChidochasheEnock-j8v 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    😢😢😢😢😢😢

  • @user-dk5cp4um8z
    @user-dk5cp4um8z วันที่ผ่านมา

    3rd