Baba shero munechipo, hamuna godo mafamba navo vana vema late lenges edu, kubva kunana sulu, tryson, Peter vese Nana matsito ivaya, hamuna utsinye ne munhu God bless you, murichipo kwatiri
Baba Sharo deserves to be honoured while he's still alive. The man is a multi talented and down to earth person. Am a very proud fan of Alick Macheso from Mongu,Zambia
Mwari komborerai murmur uyu, very humble and will never disappoint, he loves his supporters, has no jealous. MORE BLESSINGS BA SHERO.Playing other musian songs means he appreciates his colleagues in the music industry. YaChibadura iyo ummm makairova ,guitar was outstanding, keep up my brother, God bless u
Baba Shero vanofanira kungoita show yemaOld school legend chete coz isusu tisina kunzwa ana dembo panguva yavo tivanzwirewo Pana baba shero ndobva ndatonzwa kuti vadzoka vana dembo
Mr Alick Macheso,this is is a genius in Rhumba music!He has amassed talent the world has ever seen He is everything in his band,the dancer,the bass guitarist,the lead singer and also the drummer! I salute you baba Shero!
@ 0:50 the guy with a green cap appreciates a good songs. I can see how he is touched by the songs. This guy deserves something, I like the way music unites people and how happy Zimbabweans can be despite the challenges.
My all time super star and legend undisputed greatest of all time Dr Alick Macheso I saw Simbarashe on youtube please show him love mwana anodzorwa we love wt is happening to Esau n Tatenda in his own way just assist him love you Mdhara i salute you
9:06 min..haa mudhara mbva madzura ndangariro dza Mr Chitungwiza na Mnayowa the great vachirova kafamous dance kavo ako chant iroro richirohwa.... great memories indeed
Much respect to the man himself Macheso for such a uniting spirit. Tedious must be smiling in his sleep, it is comforting to see your offspring emulate your good deeds. @Matsito junior.
I respect this man. He's a living legend,he's so humbled. My heart pains a lot whenever I think that one of the days he will leave this earth😪
Don't say it loud Godknows 🙄🙄🙄
Unofungao de same i think haaa ndonzwa kurwadziwa eish
Same too me
Well said bro, living legend Cheso Power.
Takamupihwa nashe
Aleck Macheso is doing a great job to ease the people of Zimbabwe from a brutal government giving people BP keep on doing the gud work shasha
Baba Shero the best of the best ndopaunoona umwe munhu aakuda kufananidza nana Ngwazi ngavakure vapfanha apa hapasvikike apa
Baba shero munechipo, hamuna godo mafamba navo vana vema late lenges edu, kubva kunana sulu, tryson, Peter vese Nana matsito ivaya, hamuna utsinye ne munhu God bless you, murichipo kwatiri
The Tedious Matsito part yandispaka. Mufana anogona uyo, thanks Cheso
Baba Sharo deserves to be honoured while he's still alive. The man is a multi talented and down to earth person. Am a very proud fan of Alick Macheso from Mongu,Zambia
Cameraperson thank you for capturing this moment
He was so emotional zvekuda kuchema
this is the only way we can have a live show from our departed lengends thank you Ba Sharo our living legend
No one can compete with this legend.haasati aberekwa anokwikwidza naMacheso
What's the name of the first song??
@@CateFranky-sj5jv tongai moyo zvinoita murudo
Mwari komborerai murmur uyu, very humble and will never disappoint, he loves his supporters, has no jealous. MORE BLESSINGS BA SHERO.Playing other musian songs means he appreciates his colleagues in the music industry. YaChibadura iyo ummm makairova ,guitar was outstanding, keep up my brother, God bless u
Mukanya maremera vnhu, salute yu Ba Shero ,zikomo kwambiri more respect 🙏 👏........May God continues to bless you 🙏 ❤
This man is a legend, he should be honored when he is still alive!
Baba Shero vanofanira kungoita show yemaOld school legend chete coz isusu tisina kunzwa ana dembo panguva yavo tivanzwirewo Pana baba shero ndobva ndatonzwa kuti vadzoka vana dembo
Ndini ndegaa ndabuda misodzi hre pano gyz mmm😭😭
Mina i will always respect the men who play the rythms for Macheso both main and sub.These are guitar wizards for sure.
Iro zimudhara irooo. Valembe
You your things kkkkkkkkk ndopane nyaya yese pama rhythm ipapa
madhonza
Ishasha idzo, sekuru potonjere
Sekuru poto and Tafi Nyamunda mmmmmmm ma1
Dj Alick"CHESO POWER" chii chamusingaginewo amana haaa makaoma mudhara, God has favored you with several talents in your life.
Kuti Macheso ndokuti maguitar, best ever. Mwari vakamupa chipo murume uyu, hazvisi zvekumanikidzira.
One of the best shows ever, keep up the good work baba Shero
I love Alick Macheso ❤❤❤❤❤❤💓💓💓💖💖💖❣💌💟💞💝💜 Muchapedza jnr you are on good Hands
Baba Shero we were Born a legend
MaGuitar ese ndeenyu mdhara. Ndimi munorira kwese. Ndiri kukuteererai ndiri kuno kuCanada
I am here too Canada, Alberta
Mr Alick Macheso,this is is a genius in Rhumba music!He has amassed talent the world has ever seen He is everything in his band,the dancer,the bass guitarist,the lead singer and also the drummer! I salute you baba Shero!
Kunzwa kumerera magoosebums yoh munhu uyu anogona zvake
Matsitso Jr is a rare jam.🤞🤞🤞🤞🤞
This is like a human juke box 😍😍😍😍 Dj Macheso😅😅🤣🤣
Mmmmmm matsito junior u in the ryt track, u got a hand 👏👏👏👏👏👏👏⚡⚡⚡⚡⚡⚡💯
Taffy Nyamunda is the Best ever, the way he changes from Chibadura to Tazvida I salute
Muchengeti wenherera😭😭😭Hurumende yeZimbabwe ngairangarirewo baba Macheso vachivapenyu 🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽
🥲🥲🥲 my heart is broken 💔 ..misodzi yangu yangobuda .. I just want to say thank BaSharo much love ❤ 😍 💖
😂
Macheso is colossal,, multi-talented artist extrabasso you're the best
This man deserves more respect 👏
Macheso Uri Chibaba mudhara hakuna mumwe kunze kwako Mudhara respect and too much love for you ❤️❤️👌🏿👌🏿
@ 0:50 the guy with a green cap appreciates a good songs. I can see how he is touched by the songs. This guy deserves something, I like the way music unites people and how happy Zimbabweans can be despite the challenges.
Hi Jay. By any chance, do you know the name of the song at the beginning of the video?
@@Siren-78 Zvinoita Murudo by Tongai Moyo
The best there will ever be Dr Sir Alick Macheso The Maestro, The most Humble person..
Mature like old wine. Hamuperi Baba Sheroni
Macheso uri chigaramoyo ndanakirwa hangu I wish kuuya kwauri one day ne bass rangu
Ndanzwa moyo wangu kudzamirwa nerudo rwandaona pana Baba Macheso, kuzvipira kupa vamwe mukana kuti vakurewo, vararame. Vazhinji vedu hatingakwanisi. Deno Mwari apa vaMacheso makore mazhinji okurarama nokutu kune vazhinji vachararamisa mhuri dzavo kubudikidza neruoko rwavo. Rambai makadaro baba
Macheso the king this live show 😥😢😢😓😰😰😰is emotional intelligently about you coming to the world and every Zimbabwean
My all time super star and legend undisputed greatest of all time Dr Alick Macheso I saw Simbarashe on youtube please show him love mwana anodzorwa we love wt is happening to Esau n Tatenda in his own way just assist him love you Mdhara i salute you
Regatikuudzei muchararama. Munogona Mdhara zvinhu zvenyu. You are such a big hearted person. Dr Macheso
For once I became very emotional taken to the 1990s.
Mdara uyu is the best mhanii 😭
Zvinovengwa nemuroyi izvi baba shero moto
Wooooow I love to see my fellow Zimbos enjoying and I respect Ale ale💥💥💥💥
love from South Africa hamakuya Guyuni. salute Cheso Power.
mr camera man thank you for this.
MoFaYah🔥🔥🔥🔥🔥
Haaah Mr Macheso ruremekedzo rwose kwamuri ,thank you so much nekuti rangaridza nziyo idzi chokwadi all respect to you Sir
This Macheso is a unifier and a talented musician who is good at his work. He says chedu kubvonga imi modudzira kushata kana nhapitati
Sekuru Poto taken back to his early roots by the Matsito junior... That's a woow baShero.
Sound engineer vanoziva zvavnoita...you nailed it Baba Shero...problem ndiCameraman
Cameraman did a great job
Shamwari munhu aiva neCamera akagona
Legend Mdhara tokupai mawoko baba ...mwarii ngavaropafadze vawedzere makore ekurara
Weldone baba Sharo for throwing us back,may there souls rest in eternity 🙏
Baba Shero Mandichemedza nhasi😭😭😭the wound became fresh again. Rest easy legends. Baba Shero you are a great man live long legend.
No one can compete wth macheso , he is the best guitarist in world baba sheron is the best.
Muchapedza Matsito 💥💥🔥🔥🔥🔥🔥💥💥💥💥 ndokuti talent kwete zvekumanikidzira zvatoona kwaMoyo haaa 🙌🙌🙌🙌🙌🙌
9:06 min..haa mudhara mbva madzura ndangariro dza Mr Chitungwiza na Mnayowa the great vachirova kafamous dance kavo ako chant iroro richirohwa.... great memories indeed
PaNyamutamba Hotel kuZengeza
May God bless this man and give him more years of living. Such a humble and caring man. A living hero.
Mufana jnr anorema uyo chipo chaicho
Rythm hayina kubuda but thanks for remembering TMD Igwe our Sungura is Igwe Dhewa
Sungura juke box and encyclopaedia all in one. Nuff respect Cheso powerful
Jnr Matsito please maintain this relationship and mentorship its hard to find,you are walking with greatness.
Living legend.....akanyanyiiiiiiisa murume uyu i gv rspct Baba Sharon
Musara pavana Mudhara, the leaving Legend we really Appreciate AM.
Macheso the best musician of all time .I like your humbleness.
Saina I have remembered my favorite artist Simon chimbetu rip
Mwari zvaanoita so ka zvinoshamisa ummmmmmm eish ndabatikana mufunge eish
I salute thi legend Macheso, he is one in a million
DR ALICK MACHESO
Maaaaah isilakalakasonke phandle lesikhwama emgogodleni😮😮😮
Vanogona 3 verse 9 inoti: Mberikwazvo kune joy.
matsito jnr keep pressing mafana
Love u Alick Macheso
Macheso grande homem. Temos saudades dele aqui em Moçambique deve vir brevemente junto com Matsito Júnior e Sulu Chimbetu
Ehe bhoo izvozvo.. #10June
Thank you so Macheso nekurangarira magamba edu eku Zimbabwe
haaaa Lead rakarohwa pana John Chibadura🔥🔥
Yaaa uyo Prince uyo atakurwa nevakuru vanoziva zvavanoita vakuru vezvipo vakamuona mufanha uyo kuti kuseri anopedza matsito zvechokwadi haaa ndinokupai respect yese baba vaShero keep it up kusimudzira vapfana vezvipo ava kwete vazvido
That guy arikutora self he a supporter big tym ndamuona pakawanda ikozvino anofana kuva akupinda mahara kwamacheso
Devine on lead guiter yaaaa 👏👏👏👏
Makapenga big dhara ,ndatenda hangu 👏👏
Living legend baSharo live long baba
I LOVE MACHESO
We need proper record of these tracks baba sharo ku studio
Ummm thank you 💕💕💓💓💓 🌹🌹🌹💯💯💯💯💓💓💓💓💓💓💓💓
God bless Macheso nemakore akawanda ekurarama ❤️❤️❤️
This is beautiful!thank you Cheso power🔥🔥🔥
Munogona baba Shero may the good Lord gaves u your heart ndatenda hangu
Ndivachirera nherera, Mwari ave nemi vaMacheso
Macheso u ar the best
On saina he nailed it!
Number 1💯 hakuna 2 3 4 5 kana 1000 but 1 chete baba va sharon..no one can even come closer
Nough respect Mr Macheso and Team
Big up Mr Alick Macheso....you're a true Legend
Iro benzi ngaribve pa camera iro
Thank u baba Shero
Guys ndabva ndasuwa kumba ini ndrikukumbirawo ye bhazi chte ndibaye zvangu Ku den 💓💓💓💓💓😻😻😻😻😻😻😻
Salute
Macheso uri Gango mupoto munenyama dzakasiyana siyana
Much respect to the man himself Macheso for such a uniting spirit. Tedious must be smiling in his sleep, it is comforting to see your offspring emulate your good deeds. @Matsito junior.
Tinotenda nezvamunotiira nezvamunoitira vana vakasiiwa nema late musician munogona baba shero
Living legend cheso power salute you
Blessed is a man with love (Lerato)
Macheso deserve more respect that ED
Macheso ummm he is a hero,gyz murume uyu anotivhura pfungwa
Chirera nherera I love it cheso power
haaa paPengaudzoke 🙌
Living legend baba shero
Living legend
Mukoma munechipo ❤️🩹