ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Tingaswero pedza nguva hedu asi Nyari Ari beautiful ❤🙌
Amen
Thanks
@@Nyariee Ramba uchipusha nyarie ,,asi ukawana anoda kuroora enda hama yangu yepamasvingo😊
Haa pana Nyarie makazoti nonokei henyu ndakarota ndichiendesa mombe kwavo😅😅.. Chingonakirwai ne comedy henyu ndochasara😮😅
You can watch Lee on mute and still laugh!😂
So true😂😂😂😂😂😂
I love his body language, it does it all lol
😅
😂😂😂
😂😂😂😂😂aewa Haaaa , munogona henyu kuActor mkuru. I'm proud to be a Zimbabwean
I love you guys you dont advertise things you focus on making us laugh😅😂
Number dzenyu comic elder ..dakuti muite mc pamuchato wangu
Wadirei kuti maguests ayende kumba akunzwa mbabvu nekuseka
I wish to see these guys vachiekita na Slimmie baba juju
Sure kana neni I wish to see them vese
Danny avako kuMagtom media
Comic elder na sisi nyarie ma dealer manyama ayooo good work guy
for me its kusukwa musana😅😅😅😅😅😅😅😅😅
😂😂😂Lee ane basa please
😂😂😂😂😂dead for days......zvese muchoto nekuda kwe card
Keep going vana vangu. The top is beautiful. Munogona zvechokwadi.Love u so much
$300 yekusukwa msana 😂😂😂😂😂😂😂Mandiuraya mkoma Lee well done guys
The best ever😂😂😂😂😂 Leee is the champion
Kikikikiki dai watanga waita kakumbovadzorera kumashure ka zvaibuda
This crew is the baddest😂😂
rega ndtange ndaliker kkkkkkk ndsati ndanzwa zvr mberi leee ropisa iro 🔥🔥🔥
Aaaaah ndakuita kunge ndakukudzorerai kumashure
😂😂😂😂Ko iye murwere wacho anogomuka muka seiko gegegege
Amuka pataurwa yeCard kkkk
Hmmm paida Sosora apa achibvunza. Ko nhai Dangrego makuitasei kusiya sosora
😂😂😂coz ndandichida kusukwa musana
Kkkk kakusimuka kawazoita manje
ndorapwa ne cash 💵🤣🤣
1:57 Ko munhu anotaura zvekufa pane murwere here kkkkkkk
Haaa Lee hanzi ndoda kurapwa necash kkk
Ndaseka senge ndakadakwa kkkk
Good one guys, you nailed it
Bhutsu ndafungidzira kuti ine annointing oil
😂 😂 😂 Hanzi cash kwete medical aid 💔
bt Dan grego usadaro unonyatsoziva kuti muface wako Lee anenge achida cash
Lee naNyarie makaoma henyu
Haaa Mfanam kupenga kwako kunondinakidza last😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂Maikani nhasi mandisekesa😂😂😂😂
No noise ndeyeyi
Kkkkkkk munondibvisa stress guys.❤❤❤❤
Zvoita kunge zvemushonga Seiko🤣
Haaa kkk ndaseka zvangu
😂😂😂😂😂hanzi ndisiyeyi😂😂😂
Huugh Lee 😂😂😂 hanzi varimo mutown umu
00:00 😂😂😂 ko kurara nebhutsu
Muswere uyu anosarudza.anopora
Haa mukoma Lee namadam vanga vasina kuita homework kkkkk
Andidi kurapwa necard andiz imbwa ka inoendeswa kuvetnaray ndrikuda kurapwa necash mangamuchinditakurirei
Kusungwa musana😂😂😂😂
Iro ziso hariite ummm
Handisi imbwa inoenda kwa vet
Kkķk dhiri raramba kubudirira
unofanirwa kuratidza kuzorora
😂😂😂😂😂😂😅😅😅 pane yepaseri apo yepana Philip ine vanhu 6 kkkk hayaa
Kuzozorora kunge pasina zvaitika😂😂😂Was hoping to see Sosora as mu deacon 😂😂😂
Sosora nemibvunzo yake, haaa vamusiireiko
@@mafimucha5648 kkkkk ndiye anga achitodiwa
😂😂😂 hanzi cash chete
Um always here for lee the great🎉😂
😂😂😂😂team kaaa mandinzwisa mbabvu....hanzi 300.yekusukwa musana😂😂😂😂
Kkkkkkkk hanzi handisi imbwa inorapiwa ne card Kkkkkkkk zvakaoma
Hanzi hona wanga wakuvatuka unoti ndinoendawo kuchurch kwacho seiko 😂😂😂😂😂
Aaaah Ka crew kanogona aka 😂😂😂😂
Mukoma Lee na supporting a sister wavo😂😂😂
Ndoda kurapwa ne cash 😂😂
Kkkk Lee ynonditora mabhonzo nekuseka
Hanzi pane Church iripacorner ine vanhu six😂😂😂😂,asi soo kaa😂😂
Kusukwa musana😅😅😂😂😂
Ukadealer nevanhu vakafunda plan dhololo. Mbavha dzabigwa Lee naNyari... Lee abva apora
Dakurapwaa necash😂😂😂😂😂
Mkoma lee vanoda kusukwa Ropa
Hanzi Cash
Wati 150 ,ndazoti 300 still haina kubuda kkkkk
Unochinja kwekuyenda
Unosvik pakuzorora na mkoma lee
Hanzi ndorapwa ne cash😅
Akuita nharo chete iye achirwara
😂😂😂 Lee is so natural
Hanzi unochinja church pane yeqpq ine vanhu 6 chete kkkk
Ukaona Lee then macomments unokwara nekuseka zvekudaro kkkkkkkkkk
Pashota Sosora hubenzi wese wobva wabuda 😂😂😂
Ndaseka 😂😂😂😂😂
I can't choose a sister or brother, but this one i can choose, thanks guys much love
Lee n Nyarie hauite hamuite kkkk Manga mafunga kutora bag kkkk
Hanzii cash 😅😅😅
Manga muchinditakurirei kkk
That plan back fired.
Unoenda Church yepaseri apo one vanhu 6 chete, 😂😂😂😂😂
Kana neni handingambode kurapwa necard
😂ayewaaa Leee naNyariee kaaa aaa noo amana kkkkkk
Mfana uyu anopenga chete kkkk
yeyi zvaramba
Lee naNyare mwari ava nemi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 madiro enyu ekuda mari aya 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ndatenda hangu
Kkkkkkk.vanhu ivavaka kkkk
Never laughed like I did today ,mukana lee nanyari muneyese
😂😂😂😂bho here elder
kusukwa musana 😂😂😂😂😂
Murwere azojamuka manje kkkkkkkkkkkkkkkk
I'm the first to comment
Handisi imbwa inoendeswa ku veterinary 😂😂
Eredha bvriiriii
Kusukwa musana kuitasei nhai
Sekuru Lee sorry munopor Ndati muno porA endai😅
Comic elder mawani
Hanzi ndorapwa necash kwete card lol
Haaa mukoma varwara kurara nebhutsu😂😂😂😂😂😂😂
Kkkķkkk chajamuka chikomana
0oooooh
Dhiri rese pasi ndo ndo ndo kkkkkkkkkk
😂😂😂😂murwere abva amuka pataurwa zvecard remedical aid
😂😂😂😂 zvinhu zvacho kupora chaiko
@@reginadzapasi9668 😂😂😂😂
Ko vasosora varipiko kkkkkkkkkk
Ini ndatozwa kunyarira Lee, chii chakadero😂😂😂