Mai vari ryt she told the people the truth kuti names were not written nenzira yaidiwa nevaridzi vechikafu . Food was for the disabled and the old and the poorest. Those were not written in rhe books but were replaced by able bodied people. Huori ngahupere msi avo was just standing for the truth. Voice of the voiceless.
Yaaa good kudheerera vakadzi apaa muchipiwa chikafu chevanhu vanotamburaa flabhaghatsed
Kanyaya aka kaida kungopedzwa nasabhuku vanhu vakaita dzungu kuenda kwamambo. Muchinda uyu ngaarege kuita humbavha
Mambo munogona kutonga. Kuda kurova mukadzi wemunhu.
Thank you Chief
Mambo dai madzidzisawo Mutasa kuti nyaya dzinotongwa sei
Mambo regai kutonga mupei Mutasa basa
Varume remekedzai vakadzi vevanhu please 😊
Huori huori chikafu hachisi kusvika kuchembere nada nada kunonyorwa vanhu ve zanupf.
Ukazvipamha futi tuckshop inopera iyo
Good judgement mambo🙏mombe 2 dzanga dzakanyanya
Gud chief
Mambo wedu madiiiiii
But vanhu kumamisha uku asi kune mari yakawanda, nyaya dzisina basa dzinofanirwa kutongwa nasabhuku dzoenda kwamambo
Assault by gesture
Verbal Assault
Nyaya iyi haina kutongwa zvakanaka Mai avo ndivo vakajairira munhu nekuda kwekuti mukadzi wemunhu.Zvinhu zvaiva zvemahara vakadii kunyoresa zita ravo or kunetsana nemunhu asina kuvapa chikafu than kunetsa munhu asinei navo?
Ndinoona kunge amai ava vakakwanisa kubudisa chapupu chezvisina kuitwa zvakanaka apo nekuti paive nevanhu vaikodzera kutanga kuwana rubatsiro asi vakasiiwa. Zvingavavengesa havo asi vakakwanisa kutogadzirisa pane zvichaitwa nguva inotevera. Well done vatete!
Mai vari ryt she told the people the truth kuti names were not written nenzira yaidiwa nevaridzi vechikafu .
Food was for the disabled and the old and the poorest. Those were not written in rhe books but were replaced by able bodied people.
Huori ngahupere msi avo was just standing for the truth. Voice of the voiceless.
Kava kechi 2 mambo vachi tsiura secretary wavo wedare, the other time anga ava kuchiva mukadzi wemunhu
Ngavamudzinge basa
Anoda kudzingwa basa ndivo madhara anoponjesa bhasikoro awa 😢