ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Kamkono ketsambarafuta haachada mukadzi chete. Sis u are beautiful ibenzi bhangu uyu
Chief wangu ❤❤
Kanoratidza ushingi hwekuromba kababa aka
Haiwa kanokosheiko kusara kachigeza Kanenge Kachina kurindwa kuti Kakashi kasiye kamukono kwetsambarafuta
Baba vanoshusha ava ah
How
vana vadiki vanenge vachitsvageiko pahohonwa idzi
Vapfanha vapera nezvinodhaka vakadzi havana basa navo
The lady is innocent
Pane mutemo here pachivanhu unoti mudzimayi akaisira murume mvura yekugeza anofanira kumurinda? Some lines of enquiry are biased.
Kwana mudhara iwe
I'm waiting wooo
Chaikuda kana chokusema
For you kadhara aka siyananako not yo age after all
Ko, zvinoreveyi futi kuti "....maBuildings angu, akasiyiwa nevarungu"? Saka maBldngs ane muridzi here awo; and amayi avo vanobvireiko pamaBldgs akasiyiwa nevanhu vakatozvifira zvavo or vari kurarama vari wherever kwari? kkkkkkkkkk
Kamudhara ako kanopenga chete
Adhara vanopenga ava
Kuroorwa netumadhara idambudziko chairo. Apedza mudhara avakubata munhu rough
Karikudii kutengesa kega kamudhara aka nxaaaaaa
Rino nyenga rino hwarara rozo simudza musoro rawana. Mukuru uyu ane hurobwa, zvino zvinhu zvake zvapanduka. Midzimu yemudzimai mihombe. Makona, makona mukanya.
Ummm
Vakadzi dzikamai munomadiyi madhara aya kushaya varume here Chii chaizvo kudadirwa ne madhara akadai
Mukadzi anobata mushonga anotoda madhara iwaya isu vechidiki hatingazvigone
Kkkkkkkkk. Nhai nhai
Age difference ma1....
Kkkkkkkkk. Muchinyanya tumadara tusingade kukura.
Icho chishona chekuti "sahwira" pakati pevakadzi nevamurume vane mhuri/dzimba chinombo nyanya kutambirika kupiko chaizvo muZim? That's a serious problem to me. Coz ini hangu; kwandinobva ndinoziva kuti, kana murume/mukadzi aroorwa zvemasahwira (friends) dzeOpposite sex, ake ega, zvapera. Angatoita masahwira emhuri (sahwira wedu tose - murume nemukadzi); not kuti murume ane masahwira ake echikadzi; then mukadzi ane masahwira akevo echirume.
Plas iwe mukadzi akaita problem aizonotsvaga mushonga husiku neyi,kkkkkkk vakadzi vane plan aaaaaa unonoita madhiri wodzoka nezvihuni kkkkk
This old man is a problem chai. Rude mai mapona murutsva.
Chimudhara chinorwara neshanje, mukadzi angataimirwa nevanhu 3 here. Akadii kunotengesa iye
Tumadhara utwu twunodii kutsvaga vezera pane kutora vana vavo
Point😂😂😂
Vakomana hakuchina
Vakadzi vemu Zim tirimunhamo kudadirwa neimbwa iyiMy dearest go and find a job and work This man is a satan devil anozvikudza .

Vakadzi vemu Zim tirimunhamo kudadirwa neimbwa iyi
My dearest go and find a job and work This man is a satan devil anozvikudza .