ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Mkadzi uyu ndi mai sarah nhai ndazonzwa voice 😍 ♥️ ❤️ 💖 💕
Mmmmm ndatsemuka moyo, u nailed it Mai chihwa
Kiss goes by favor..vabatikana zvekuti vamwene ava..ngatidzidzei kuratidzira rudo kuvabereki vedu vese
Reva hako dear unopiwa zvakawanda namwari
Aaaaa first time kuona mai sarah vakachena 🎉🎉🎉
Ndanzwa kubatikana was actually in tears....vanhukadzi ngatisadaro
i keep watching this , this video is very sad kuti varoora can actually discriminate like this for what?
Apa unenge uchidadirwa nezviro zvisina basa dovi neRama chaiyo haaaa ini ndinogura tsoka yacho iyoyo inorufambo, ahaaa ichi chandibata ichi.
😭😭😭😭😭😭😭😭😭 ndachema zvangu
Maisa maspoon mangani mai chihwa amave kuimbirwa tutire😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂kiss goes by favor .gogo musadzidzisa mwana turungu tusiko😂😂😂😂😂
Mureal life zvinhu izvi zvirikutoitika
Shuwa veduwee ini ndine vakomana Vega zvakaoma
Naivowo mai vemuroora ibenzi ramai.Like mother like daughter.Ndinonamata ndisaitirwe zvakadai nemkadzi wemwana wangu.Kubereka kunorwadza wozotreatwa like this zvakaoma
Bhazi rasvika rakunwa dhiziri 😂😂😂😂😂
Yaa gogo chiwa mamugona mroora wenyu naikowo kamai kacho kudya umwe akatarisa
😂😂😂ndachema pazvanzi tutire APA vagara Pasi varoora kwanai
Mmmm muroora usadaro veduwe vese ndavanamai
Zvirikuita izvi, varoora koshesaiwo mai wemurume wako. Kutoti murume iyeye avepo ndimai varikunzi Gonyeti. Ngatizivei kuti madiro atinouta vanamai vedu, same nevarume vedu vanodawo vanamai vavo. Mai vemurume 50%, mai vemukadzi 50% kuti dzimba dzacho dzigarike. Welldone maikuru Chohwa!!! Ndicho chokwadi chemahara chamaratidza apa❤
Iiiiiiiii asi hazvina kunaka izvi sure amai ndamai vakafanana ndamai vese hazviite izviiii tea isina chigwa
Haaa pakadai ndiriamwene ndoiita drama yooooooooooooo
Touching.....zvakaoma
Yeah izvi zvinoitika chokwadi mumwe mubereki anotosvika pakufa iwe Usingazivi kt ndizvo zvavaiitwa ..life ma 1
Kunyanya mahousewife ...apa mari yacho haisi yakozve kkkk
Kkkkkk vangaite zvingani pane kutuka ana mwene
Mai kuru mai chihwa mapihwa tea isina kana chinhu uuuui mai sara mai ndimai kiss goes by favour tutire mai kuru dovi here
this is painful.my mother faced this torture from her murora up until she died
Maisiirei. Muroora achiita zvisina basa ndorova nwaaa
😂😂😂😂😂 gonyeti rauya so kare rikamwa disiri😂😂😂
Zvirimo mudzimba umuuu
Mai Chihwa sugar maisa maspoon mangani,😅😅😅😅
Kkkkk watutiraaah 😂😂😂
Tutireeeee tutireeee😅😅😅
Nhasi mai sarah maminura
Ndabatikana chose vanhu itayi mushe
Sugar munodira zvenyu maikuru😂😂😂
7 spoons then kutu kabasin kese mucup kkkk
Ukaona waita muroora akadai haaaa ma1 chaiwo 😂😂😂
Ndinomukwadabura ngembama
Nhasi magonekwa mai chihwaaa
😂😂😂😂😂😂ndachema zvangu ini
Maivakovovaiisira zvakanaka amwene uchinyimachikafu yowee❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Tinotori navo vanhu vakawanda vanodai asi kuzot gonyeti rarenka ko iro dust😂😂😂😂
Mwana arwadziwa
Varoora vanoda mai vavo vemurume havadiwi zvinonyadzisa
Pakaipa zviriko izviiii
Ndivava varoora vanosvika mumusha mhuri yemurume ichipururudza kuti sadza rawanda.
Bhazi rarenka muroora usadaro vese ndana mai
Kkkkkkk lesson rakanaka chaizvo but vanhu vanongoti varoora asi kuvarumewo zvowanikwa
Ichokwadi hako wataura chokwadi
Mukadzi wese muroora but kuzvara KO rwadza KO kungoenzanisa ,,Ini Mwana WANGU akaroora zvakadai ndongoti disown
Tutireeeeeeeeeeeeeeeee "Sugar"Mai Sarah ka
Ummm varoora tisazodaro....a lesson to varoora vese.....
Eish
Iri iii lesson guys zvirikuitika izvi which is bad kkk
Mandifungidza gulez vangu Variko sure vanhu vakadai
Uyu muroora hunhu chairwoman awupo
Ukangoziva kuti hapana akadona mudenga tinobatsirika veduwe vese vakangofana
Reva hako dear
Vakachena Chihwa paoff white apo
Ichamwika ere tea iyo kkkkkkkkk
Bhazi rekumusha ngedust😂😂😂😂😂😂 Mai Sarah
Ndimai Sara avo nhasi havana kupfeka long skirt yavo iya yeYellow kkkkkkk
😂😂😂😂
Shy
❤❤❤😂😂😂MaiChihwa ka
Akomana, Asikana..tinotamba diko.
Uuuum so shem makoti waresva
Asi zvinondosiririsa hazvo
Kana ini ndasiririswa ufunge
Part 2 ngaiuye
Tutile kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Muroora wakashata moyo
Munogona❤❤❤❤
Zvowanikwa izvo uye zvinoitika chaizvo
Ummmmm muroora uyu
😂😂😂 chihwa ma1 guyz
Kkk tutire tutire
Tutire tutireeee😅😅😅😅
Mai chihwa😂😂
😂😂😂😂😂😂😂amwene kuseri
Varoora venyu ava 😂😂😂😂
Muroora uuuuum tutireeeeeeee
Shame 😂😂😂😂😂
Gonyeti rarega kare rikatomwa diesel mati hapana upfu
Tutire usadaro muroora
Maiguru mao.Chihwa.
Mai Chihwa ndanzwa kuva rwadzirwa. Shame
😂😂😂😂kasong keku creche
Idyaika chingwa tione
Tutireeee tutireee 😂😂😂😂😂
Sugar 😂😂😂😂
Tutireee😂😂😂😂
Tutireeeeeee🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉😂😂😂😂😂😂
Kkkk
Kkkkkkkk kasadza
Real story
😂😂😂😂😂😂
Hezboo❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Kugadzirira size ten chaiyo aaaa oversize
Vana vanoona. Be careful of how we treat people in front of our children .
Kkkkkkkk imika
Kututura sugar kutaura amwene herr uku
Zvinhu zvacho kkkkkkk
Umm ndarwadziwa fani nezvaitwa Mai chihwa yoh Mai saraka don't repeat that nonsense Moda shamhu imi
😂😂😂haaa mai Sarah ka kkkkk
Sad reality
❤❤❤
😂😂😂😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ummmmm zvakashata izvi...this is very bad 😢
Keep it up guys, these are life lessons

Tutireeeeeeeeeeeeeeeee "Sugar"
Mai Sarah ka
Ummm varoora tisazodaro....a lesson to varoora vese.....
Eish
Iri iii lesson guys zvirikuitika izvi which is bad kkk
Mandifungidza gulez vangu
Variko sure vanhu vakadai