Akaromba, Akapihwa Nyoka Akayimedza, Akauraya Mwana Wake, Otsvaga Rubatsiro KwaSekuru Tasvu

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 26 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 214

  • @mhofu02
    @mhofu02 10 หลายเดือนก่อน +4

    Mukoma Robert handeyi kwambuya, simbi dzenyu Mr Tapfumanei, ko namukoma Wesi how far, uyu mukomana uyu haanzwe ngaaende kudare kwaheadman Chigodora

    • @mamaasquared3488
      @mamaasquared3488 10 หลายเดือนก่อน

      anowana machinda aheadman akamumirira ikoko. uko anozvambaradzwa nayo mibvunzo

  • @EdnahKachereh-lx8qh
    @EdnahKachereh-lx8qh 10 หลายเดือนก่อน +5

    Mukoma Robert l really like the way you talk kana muchi bvunza munhu kuti tese tinatso nzwisisa kwazviri kuenda ndinoku tendai zvikuru hanzvanzi

    • @urielchance8692
      @urielchance8692 10 หลายเดือนก่อน

      Very true Sly media has lost a professional interviewer

  • @mhofu02
    @mhofu02 10 หลายเดือนก่อน +9

    Ahhh mukoma Robert mukomana uyu andisekesa paya ane bag matombo ainyepera kuzungaira nhasi akachangamuka, apa mwana mudiki seyi, shemu😔

  • @Havock.badenzel-yf7tx7vv8p
    @Havock.badenzel-yf7tx7vv8p 10 หลายเดือนก่อน +8

    Uyu ndiye wekubatwa nematombo achiti akamatora mumvura nyaya dzake dzawanda

    • @farainyuruka7198
      @farainyuruka7198 10 หลายเดือนก่อน

      Nyaya yechokwadi ndeipi , last time was matombo yoo

    • @Havock.badenzel-yf7tx7vv8p
      @Havock.badenzel-yf7tx7vv8p 10 หลายเดือนก่อน

      @@farainyuruka7198 fake nyaya idzo kwakutengana uko paye akadii kubatwa hurobwa hwake

  • @darlingto-np1hk
    @darlingto-np1hk 10 หลายเดือนก่อน +6

    Mkoma Robert all the best

  • @deborahsibanda853
    @deborahsibanda853 10 หลายเดือนก่อน +9

    Zimbabwe takarara ndakuda kwekutambura, mabasa hakuna so one ends up thinking of the shortest cut to be rich. When will Zimbabwe people experience good life.Young guy who is supposed to be enjoying himself without stress but now 😢😢😢 crying out to the nation.

    • @fabulousreactions6097
      @fabulousreactions6097 10 หลายเดือนก่อน

      No amount of suffering pushes you kuti uuraye mwana wako kuti uite mari. Apa fish anga agara aidzibata achitengesa chikafu chaivepo, aitongoda ma millions. This is not excusable

  • @manyaramarweyi9989
    @manyaramarweyi9989 10 หลายเดือนก่อน +16

    Ummmm age yacho zvakaoma .Mwari pindirai vana vedu vaparara nekuda hupenyu hwakapfawa aaaa zvinorwadza zvivindi zvachosoka ndatya

    • @mtauser86
      @mtauser86 10 หลายเดือนก่อน

      Haa zvakawoma chokwadi 21 yrs kutofambira kuromba 🙆‍♂️🙆‍♂️

    • @claitosverengera117
      @claitosverengera117 10 หลายเดือนก่อน

      Ko kuzouraya mwana 😢😢😢

  • @zvikomatondo
    @zvikomatondo 10 หลายเดือนก่อน +8

    Uuummm handifungi kuti zviri right vaTapfumaneyi kusekerera munhu achitaura kuti akaisira mwana mushonga wekumuuraya achinyeba kuti munamato.I think mayifanira kumuratidza kuti akakanganisa not imi kusekerera zvinhu zvakadaro.

  • @AnnacolettaHove-cv1mc
    @AnnacolettaHove-cv1mc 10 หลายเดือนก่อน +7

    Mkoma Robert, I lyk the way you interview pple

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  10 หลายเดือนก่อน

      Thank you so much for the support

    • @Angylngumashupa-gt3yz
      @Angylngumashupa-gt3yz 10 หลายเดือนก่อน +2

      vanogona kani..vanobvunza kusvika munhu ataura chokwadi

  • @agnellachange8761
    @agnellachange8761 10 หลายเดือนก่อน +2

    Haa kuda mari zvine mashiripiti zvakaipa zvinokutambudza kurombera kubata hove chokwadi

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 10 หลายเดือนก่อน +4

    Ko Handi Ndiye we Dombo rimumvura hre veduwee

    • @ethelmanquma2767
      @ethelmanquma2767 10 หลายเดือนก่อน

      Ndatomboda kubvunzawo anenge ndiye uyu

    • @kudzai1684
      @kudzai1684 10 หลายเดือนก่อน

      Kkkkk ndiye uyu kutsvaga mari uku arikuramba achi actor manje varikutoti takanganwa kkk

  • @lilianmadzore9043
    @lilianmadzore9043 10 หลายเดือนก่อน +3

    ahhhh nyaya dzacho ko aimbotaura zvematombo wn achit akanhonga matombo mu dam nhasi akutaura zvimwe

    • @SamanthaMakaza
      @SamanthaMakaza 10 หลายเดือนก่อน +1

      Ehe nhai anochinja nyaya

    • @kudzai1684
      @kudzai1684 10 หลายเดือนก่อน

      Ma drama

    • @chibwarisvo4154
      @chibwarisvo4154 10 หลายเดือนก่อน +1

      Nyaya dzake dzawandisa

    • @shanteldineo
      @shanteldineo 10 หลายเดือนก่อน

      Maybe vakanganwa kuti vakambotiradzika nyaya dzake dzematombo ......drama racho rovaraidza asi manyepo ega ega😅

  • @Farmpreneurship1
    @Farmpreneurship1 10 หลายเดือนก่อน +11

    Last time this guy was a telling a story about matombo, now he has another version. Which story is real, or he is like Mbuya ve Musani fire ve Drewmas Media who kept on telling lies and changing stories while her homestead was being devoured by fire. Kana zvadai, these people are not to be trusted and need kumbozvambaradzwa kuti vataure chokwadi 🤞🏿

    • @bracea-upinvestments456
      @bracea-upinvestments456 10 หลายเดือนก่อน

      Very true

    • @crispentapiwa9133
      @crispentapiwa9133 9 หลายเดือนก่อน

      Its true its the same guy if you listen all through the video you will hear that its the same person

    •  9 หลายเดือนก่อน

      No I think Robert pays these people.i thought he is now saying thank you..for the help pakuromba nematombo paya..but no its like he is the same person but not related to that other story

    •  9 หลายเดือนก่อน

      Imo flag all his videos as inappropriate coz na
      ...

    • @alicechigwaza2016
      @alicechigwaza2016 9 หลายเดือนก่อน

      Yes true but at first I thought kufanana kwenyaya

  • @netsietumu7767
    @netsietumu7767 10 หลายเดือนก่อน +6

    Apo ari cool zvake

  • @sibombawa9678
    @sibombawa9678 10 หลายเดือนก่อน +2

    Mkoma Robert this guy akambobuda achibatsirwa somewhere,,

    • @talks1000
      @talks1000 10 หลายเดือนก่อน

      Mpfana wekutakura tsapi yematombo kuenda kuS.Africa

    • @talks1000
      @talks1000 10 หลายเดือนก่อน

      Tsapo

  • @sandrazhakata8106
    @sandrazhakata8106 10 หลายเดือนก่อน +2

    Mmmmmmm chinhu chinonzi shamwari chinhu chakaoma

  • @zvisinei3094
    @zvisinei3094 10 หลายเดือนก่อน

    Mukoma Robert munotauraka kuti maanepage renyu .... already subscribed I'm behind u

  • @albertofernandofernando2376
    @albertofernandofernando2376 10 หลายเดือนก่อน +3

    Ahasi mukomana wekuhamba nemabwe kwenda Ku south here unyu

  • @wellingtonmutsambi3627
    @wellingtonmutsambi3627 10 หลายเดือนก่อน +2

    Bhoo here mkoma ava papfungwa.

  • @bettinamavhuringe3083
    @bettinamavhuringe3083 10 หลายเดือนก่อน +7

    Muchazvirega kuda mari yemahara shandai nemaoko enyu plz zvinemubairo honye chete ndodzinowana zvemahara

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 10 หลายเดือนก่อน +5

    Ndiye uya wekumboenda netsapo yematombo kuSA.

  • @mildredmandangu2363
    @mildredmandangu2363 10 หลายเดือนก่อน +4

    Hakuna Mari inongo nyuka yega usina kubudisa ziya...Kuromba kune museredzo

  • @margeritaanddavid4967
    @margeritaanddavid4967 10 หลายเดือนก่อน +4

    Uyu hanti
    Wakaenda kwa sek Taavu nemazitombo acho

  • @GeorginaManamike
    @GeorginaManamike 10 หลายเดือนก่อน +5

    Aaaa pane mkadzi angagarire hurombwa,akagona akaenda kumba kwavo

  • @talks1000
    @talks1000 10 หลายเดือนก่อน +1

    Please Robert explain, mpfana uyu akambobuda achitaura nenyaya eGold.Matombo aakawana mudam achipfura hove?

    • @margeritaanddavid4967
      @margeritaanddavid4967 10 หลายเดือนก่อน +1

      Confusing now.
      Akabatsurwa kwa tasvu

    • @kudzai1684
      @kudzai1684 10 หลายเดือนก่อน +1

      Ndiye uyu kutsvaga mari uku arikuramba achi actor manje varikutoti takanganwa kkk

  • @GeorginaManamike
    @GeorginaManamike 10 หลายเดือนก่อน +10

    Une zvivindi iwe tsvaga Mwari achiri kuwanikwa

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 10 หลายเดือนก่อน +5

    Ndeuye wematombo

  • @Primy-ls2nb
    @Primy-ls2nb 10 หลายเดือนก่อน +4

    Muchinda uyu hatauri zvakaperera arikuvanza zvinhu .dombo raarikutaura akarombazve naro coz zvaizopinda papi kuti zvikuudze kuti dombo rabatwa iro risina Varinaro😳

    • @BattyMandigo
      @BattyMandigo 10 หลายเดือนก่อน

      Shuwa too much lies

  • @mataxyjoe6082
    @mataxyjoe6082 10 หลายเดือนก่อน +6

    Ndiye we dombo ka uyu.

    • @nicholasjani564
      @nicholasjani564 10 หลายเดือนก่อน +1

      I'm confused also

  • @RuvaraShe77
    @RuvaraShe77 10 หลายเดือนก่อน +3

    Questions you shoukd have asked::: how did the child die? Did the wife know cause of dearh, how did you feel when the child died?

  • @noelmatemedhandabanda8726
    @noelmatemedhandabanda8726 10 หลายเดือนก่อน +2

    Think unofanira kungoenda kujere ndiyo help yatingakupa to chikurubhi straight Uri mhondi

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 10 หลายเดือนก่อน

      Taura hako 💯 agree with you Noel mhondi should go to jail and spend life in prison coz he took an innocent life and thus should not be free to roam around the streets like he's doing but pari tricky in that unfortunately our court system does not recognise witchcraft and things of that nature so it would be difficult to have a successful conviction kana zvakamira zvaka dayi perhaps he should be tried at the chiefs court but still they do not have the authority to send someone to prison but anongoripiswa members and some cash nyaya zvobva zvatongo vhatana zvakadaro which is unfortunate and not fair coz mwana akarasikirwa nehupenyu but perhaps the cause of all these problems should be addressed first by the powers that be coz dayi vanhu vaine ma basa and earning wages inokwanisa kuchengeta mhuri then most people would not get to a stage where they become so desperate that they are willing to kill family members and so forth or some other young people that turn to drug and alcohol abuse and end up committing heinous crimes.Zimbabwe yakatakura these days and I'm now at the point of nothing surprises me any more no matter how outrageous it sounds.😊😊.

  • @audreymisomali9189
    @audreymisomali9189 10 หลายเดือนก่อน +1

    Haasiriye wekutakura dombo rake here kuenda soyth africa

  • @royalmudau1227
    @royalmudau1227 10 หลายเดือนก่อน +1

    We are behind you 🎉🎉🎉🎉

  • @Maisibongile
    @Maisibongile 10 หลายเดือนก่อน +3

    Uyu mukomana mastatement ake akamboti ndakanhonga dombo

  • @goldensomenow737
    @goldensomenow737 10 หลายเดือนก่อน +6

    But mpfana uyu ndiye wekuenda kuSA nesaga rematombo zvee uyu

  • @redeemerrusere2352
    @redeemerrusere2352 10 หลายเดือนก่อน +2

    Ndopamunotadza journalism kubackground murikungosiya vanhu vachitinyaudza

    • @MsNicnel
      @MsNicnel 10 หลายเดือนก่อน

      Nhai wangu panzvimbo inoshandirwa vanhu unova nyaradza sei

  • @SnodiaMkatsano-s4v
    @SnodiaMkatsano-s4v 10 หลายเดือนก่อน +6

    😞😞😞😞mwana akafira nhamo nekuda kwababa benzi

  • @michellemucherera5616
    @michellemucherera5616 10 หลายเดือนก่อน +2

    Vanhu ngatidzidzei kushanda not kuda zvemahara

  • @vincentnyirenda7611
    @vincentnyirenda7611 10 หลายเดือนก่อน +3

    Dzidzai kushanda neziya zvekuromba hazviite

  • @CrenaHove-j6y
    @CrenaHove-j6y 10 หลายเดือนก่อน +4

    Zvakaoma veduwee kana kumbonzwa tsitsi nemwana wake

  • @PKAYSO16
    @PKAYSO16 10 หลายเดือนก่อน +2

    Tiri kutowanda mukoma Sly. Rambayi makadzvanya

  • @YolandamazvitaManhiri
    @YolandamazvitaManhiri 2 หลายเดือนก่อน

    Baba benzi yoo unodashamhu iwe nagogo vako iwavo

  • @GeorginaManamike
    @GeorginaManamike 10 หลายเดือนก่อน +4

    Ende zvakaoma chokwadi vana vedu ava ummm Mwari pindirai

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 10 หลายเดือนก่อน +3

    😢😢😢zvinhu zvacho

  • @sandrampofu1755
    @sandrampofu1755 10 หลายเดือนก่อน +7

    Yah pansies . The age makes my heart bleed

  • @TeclaNyashaGauti
    @TeclaNyashaGauti 10 หลายเดือนก่อน +8

    Nemarwadziro anoita mimba varume musadaro

  • @marithacarole1518
    @marithacarole1518 10 หลายเดือนก่อน

    Mmm kunge nyaya yemanigerian movie

  • @maxwellchibabase2965
    @maxwellchibabase2965 10 หลายเดือนก่อน +2

    hatina kumbomuona here uyu

  • @EniyaDeke-v4m
    @EniyaDeke-v4m 10 หลายเดือนก่อน

    Basa renyu ngariende mberi

  • @masarakufageorge536
    @masarakufageorge536 10 หลายเดือนก่อน +3

    Ko nhau yemfana uyu mkoma Robert ??hant akambouya kwaTasvu ere aine bag reamatombo

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  10 หลายเดือนก่อน +1

      Aida ku tester sekuru vakati regai zvakadaro, achadzoka ega hake

    • @dzachings4270
      @dzachings4270 10 หลายเดือนก่อน +1

      Ok zvabatika,zvaku meka sense thanks

    • @masarakufageorge536
      @masarakufageorge536 10 หลายเดือนก่อน +1

      Oky ha matipa Clear picture manj

    • @masarakufageorge536
      @masarakufageorge536 10 หลายเดือนก่อน

      Thank you

    • @kudzai1684
      @kudzai1684 10 หลายเดือนก่อน

      iwe waona kuti vanhu vakubata kuti taziva munhu kkkkk kudzokorodza munhu 1 zvema drama kutsvaga mari manje takubatai

  • @JohnMarimbire-me4do
    @JohnMarimbire-me4do 4 หลายเดือนก่อน

    Muroyi

  • @madyedzomunyonga2036
    @madyedzomunyonga2036 10 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma shuwa!

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 10 หลายเดือนก่อน +16

    Robert une talent. 400k subscribers very soon

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  10 หลายเดือนก่อน +2

      Handei 500k

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 10 หลายเดือนก่อน +2

      @@robertapfumaneyi tinosvika chete. I just want your interviewing prowess and the passion to help the disadvantaged who are being taken advantage of and those vanoromba vozopinda mumatambudziko.

    • @joycepanganai4866
      @joycepanganai4866 10 หลายเดือนก่อน

      @@robertapfumaneyi tinemi mkoma dambudziko kusapindura pama App asi ndimi munenge maisa number dzenyu paplatform

    • @lisahMabhugu
      @lisahMabhugu 10 หลายเดือนก่อน

    • @clairenyamayaro1464
      @clairenyamayaro1464 9 หลายเดือนก่อน

      😊😊to .
      0o😊 4:46 ​@@godwinchiutsi9183

  • @docasrugara5829
    @docasrugara5829 10 หลายเดือนก่อน +1

    Thank you mkoma Robert bsa munogona

  • @ivoree_goddess
    @ivoree_goddess 6 หลายเดือนก่อน

    Murungu iyeye anga atokuendesa pa next level yezvakaipa mmmmmm

  • @rumbiechikos4363
    @rumbiechikos4363 10 หลายเดือนก่อน

    Yhooo but ahasiriye wekufamba nematombo hr

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 10 หลายเดือนก่อน +1

    I think think pfungwa dzashota coz iiiii

  • @tsitsichigoche3347
    @tsitsichigoche3347 10 หลายเดือนก่อน +3

    21 years watoo nepfungwa dzekuromba

    • @carolinemapurisa3792
      @carolinemapurisa3792 10 หลายเดือนก่อน

      imagine shuwa

    • @charleskupangwa7107
      @charleskupangwa7107 10 หลายเดือนก่อน

      Kana ndimiwo kutongozvarwa Áine pfungwa yeurombwa ,hapana Mari yakazobuda

  • @archfordnyawo
    @archfordnyawo 10 หลายเดือนก่อน +4

    Those background noises are so annoying please try and update your system

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  10 หลายเดือนก่อน +11

      How do you update a system, i wish you knew how much we squeeze in to get this interview even mu road chaimo, how then do you control noise of cars passing by?

    • @naisonmandigo4135
      @naisonmandigo4135 10 หลายเดือนก่อน +2

      @@robertapfumaneyi Ungrateful are everywhere, Mukoma Robert. Keep on doing great work!!!

  • @KudzaiMuneri-cs8op
    @KudzaiMuneri-cs8op 10 หลายเดือนก่อน

    Uuum unoda Mwari iwe nezara rako, vanhu vari kuita noise asi chii nemi?

    • @RuvhenekoGotora
      @RuvhenekoGotora 10 หลายเดือนก่อน

      Vanenge varipamba pasekuru kanengo or tasvu

  • @JuniorKariyana
    @JuniorKariyana 10 หลายเดือนก่อน

    Yooo nhayi mwari

  • @AldrinHlabanu
    @AldrinHlabanu 9 หลายเดือนก่อน

    Akunyepa uyo ah

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 10 หลายเดือนก่อน +1

    Vanhu hasisina matyira

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 10 หลายเดือนก่อน +1

    Pakaipa 😢😢😢😢😢😢

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa 10 หลายเดือนก่อน

    Fish dzinopfuriwa here wakomana ????Chirudziiiko ???

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 10 หลายเดือนก่อน

    Just subscribed Robert.

  • @nyashavizharona3930
    @nyashavizharona3930 9 หลายเดือนก่อน

    Ndiye mukomana wekuuya nekudzokera ku SouthAfrica nematombo zve uyu

  • @tapiwayoutubechannel0297
    @tapiwayoutubechannel0297 10 หลายเดือนก่อน +1

    😊

  • @mukanya5836
    @mukanya5836 10 หลายเดือนก่อน +1

    Robert ka kkkkkk nyaya dzako nhasi ndaseka hangu kwanzi ndaifambira mumhepo

  • @OmegaZvakatiramba
    @OmegaZvakatiramba 10 หลายเดือนก่อน +2

    Mukomana uyu ndiye vebag rematombo kaa uyu

  • @AbbyMunyanyi
    @AbbyMunyanyi 10 หลายเดือนก่อน +3

    Hasireye wedombo achiti imari here uyu

    • @josiahchidawo8297
      @josiahchidawo8297 10 หลายเดือนก่อน +1

      I thought the same

    • @TafadzwaMudzingwa
      @TafadzwaMudzingwa 10 หลายเดือนก่อน +2

      Ndiyeye chaiye akatanga kutumira ma bag

    • @tanyamubaiwa1530
      @tanyamubaiwa1530 10 หลายเดือนก่อน +1

      Ndiye henyu. .....pamwe apa Anga asina kupaburitsa hatichaziva Kut zvirikufamba sei

  • @joshchagwiza
    @joshchagwiza 10 หลายเดือนก่อน

    Inyaya yariinhi futi iyi haasiriye mufanha wematombo here uyu 😢😢😢

  • @kaniziorusere1450
    @kaniziorusere1450 10 หลายเดือนก่อน

    Sure haupinde denga

  • @angelamahlaule835
    @angelamahlaule835 10 หลายเดือนก่อน +1

    Zidzoro mwari uchadya Cheziya.

  • @GeorginaManamike
    @GeorginaManamike 10 หลายเดือนก่อน +1

    Hmmm guys asi chii nhai vanhu havachambotya kuromba yowee.

  • @pennynyamatanga
    @pennynyamatanga 10 หลายเดือนก่อน

    This guy anenge anoda zvemishonga,, last tym akambouya nenyaya yekunhonga matombo zvikasanduka kuita mushonga

  • @MakuwaSolomon
    @MakuwaSolomon 8 หลายเดือนก่อน

    Nganotora mbuya vakamurombesa vaende vose kwaskr tasvu

  • @TawandaGovere-h8c
    @TawandaGovere-h8c 10 หลายเดือนก่อน

    Uyu muchinda ndiye wematombo kauyu... ummmm zvakaoma...chenurwai mukoma nezita raJesu,maruva enyika haapere

  • @PaidamoyoMichelle
    @PaidamoyoMichelle 6 วันที่ผ่านมา

    Wambot vakat vakukuisa mweya wenyoka kut saroyeke wakut vakat kuti ndiite marii ,apa ukusanganisa nyaya capetown wakaenda uchit ukuno crusher matombo

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 10 หลายเดือนก่อน +2

    Seems as if he is confused

  • @MarianDzeyadzeya
    @MarianDzeyadzeya 10 หลายเดือนก่อน +6

    Tinotenda mukoma tapfumanei nekubatsira

  • @marvelouszinyemba9736
    @marvelouszinyemba9736 10 หลายเดือนก่อน +5

    Nzeve dzangu dziri kuback ground kkkkk ndine makuhwa nhy.

  • @MashokoJuta-lx6qz
    @MashokoJuta-lx6qz 10 หลายเดือนก่อน

    Is it a real story

  • @DannwellZimbwedza
    @DannwellZimbwedza 8 หลายเดือนก่อน

    Ayewa mwana uyu musamushora akasangana neVaroi akatemerwa huroi asingazivi uyu ,nyatsai kuteerera paakatangira I don't think kt mbuya ivavo vaive real n'anga but muroi Hakuna chivanhu chakadero

  • @pheneasmoyo6585
    @pheneasmoyo6585 10 หลายเดือนก่อน +1

    Haasiye hr yematombo uyu

  • @Michealmanjeya
    @Michealmanjeya 10 หลายเดือนก่อน

    Makunyanya kutenga wanhu kwacho yoooo

  • @esnathkutadza6135
    @esnathkutadza6135 10 หลายเดือนก่อน

    Shem shem Sorry .kubatabata kwakashata dai wabatsirikana .

  • @charlestongara7974
    @charlestongara7974 3 วันที่ผ่านมา

    anechivindi nekusakwana zvakasangana mwana uyu enge ahatye wena

  • @eddymupedzi6086
    @eddymupedzi6086 10 หลายเดือนก่อน +4

    He is lying after killing he is still poor plus he end up looking for a job which he should have done from the beginning

  • @AgnesMaradzikwa
    @AgnesMaradzikwa 9 หลายเดือนก่อน

    Mukoma ava imhata ungarombera kubata hove

  • @marysvoto2283
    @marysvoto2283 10 หลายเดือนก่อน

    Haasi uya we saga rematombo here uyu

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 10 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma mufunge

  • @ruvimbomachokoto7529
    @ruvimbomachokoto7529 10 หลายเดือนก่อน

    Yiìiiii zvakaoma vanhu varikuromba veduwee nhamo iyi inofungisa vanhu kuromba

  • @tobiasnmuyenziwa2457
    @tobiasnmuyenziwa2457 10 หลายเดือนก่อน

    Amon arikutaurwa uyu kana ariiye wandinoziva haana mushonga
    Nyaya yake ngaajekese mukomana uyu

  • @GudzaJoyce
    @GudzaJoyce 10 หลายเดือนก่อน +1

    Itabasa unogona

  • @mucharuzamukoni1652
    @mucharuzamukoni1652 10 หลายเดือนก่อน

    Ummm mukomana uyu idofo anongoteerera zvese zvese aingonzi hande kwaGogo ototeera.

  • @GraceKanyanha
    @GraceKanyanha 10 หลายเดือนก่อน +1

    Mukomana uyu unezvakavanda zveasikutaura nyaya yake andisikuinzwisisa ini kuti zvirikubva nepi zvichinda nepi

  • @ZVIRIMUDZIMBA
    @ZVIRIMUDZIMBA 10 หลายเดือนก่อน

    Uyo musamubatsira uyo arbhooo nenyoka yake

  • @evemudungwe168
    @evemudungwe168 9 หลายเดือนก่อน

    But wy mwana mudiki akadai kuita zvivindi zvakadaro kumedza nyoka🐍😓

  • @salomsalo1346
    @salomsalo1346 10 หลายเดือนก่อน +1

    Haasi uya webag rematombo hre uyu