Part 2; Akaromba Akapihwa Nyoka Akayimedza Hove, Akauraya Mwana Wake, Obatsirwa NaSekuru Tasvu

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 26 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 166

  • @portiamaruwa4260
    @portiamaruwa4260 9 หลายเดือนก่อน +3

    Sekuru ngatitaurei justice,n'anga iyo yakapa mwana uyo hutsinye nekuti vakaona kuti mwana mudoko kwakumutakudza zvinhu zvihombe zvakadaro,dai muchimbovadeedza zvamakaita Walemba nekuti mwana uyo

  • @T_ravoxxofficial
    @T_ravoxxofficial 9 หลายเดือนก่อน +1

    Good job Sekuru .. buh mukadzi wasekuru akuzoitawo kamwe kakutonga kasiriko mumatare ngaasire basa kuna sekuru kana achingoshaura ngaaimbe buh zvekuzoda kushoropodza vanhu izvo ndezvaSekuru

  • @chipomuyengwa2510
    @chipomuyengwa2510 9 หลายเดือนก่อน +1

    Thank you sekuru tasvu and mukoma Robert. Next ndini Ndiri kuuyawo sekuru nhamo yanyanya kuno pamwe tiri kushandiswawo

  • @prudencengwenya7736
    @prudencengwenya7736 9 หลายเดือนก่อน +1

    Gud jod well done,so that the young children will learn

  • @juniorjazi7252
    @juniorjazi7252 9 หลายเดือนก่อน +9

    Veduweee it's the fourth times askana tichingonwa
    Mkomana iyeyu
    Chimubatsirai zvipere aah

    • @spencerelton7433
      @spencerelton7433 9 หลายเดือนก่อน +1

      We are sick and tired

    • @rasras2263
      @rasras2263 9 หลายเดือนก่อน

      You can say that again, now it's like a drama, coz he once brought stones 😂😂now this

    • @tanyamubaiwa1530
      @tanyamubaiwa1530 9 หลายเดือนก่อน

      Akanga asina kutaura zvizere pakutanga ....

    • @SusanGatse-bc6pc
      @SusanGatse-bc6pc 9 หลายเดือนก่อน

      Zvakaitwa kunge drama coz akambouya nematombo vakati zvapera now izvi😢

  • @preciousmatenzenichatukuta7288
    @preciousmatenzenichatukuta7288 9 หลายเดือนก่อน +3

    Please part 3 brother Robs! Kwa naka kutandara na Sekuru pamadare! 💕💕

  • @joeeric3199
    @joeeric3199 9 หลายเดือนก่อน +3

    Good work mkoma Tapfumanei

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 9 หลายเดือนก่อน +4

    From tareguru to musician, this guy was gud achangotanga now ave kungowanza kuimba chete atorerwa chimuti na Kanengo

    • @Wamambo69
      @Wamambo69 9 หลายเดือนก่อน

      Singing and dancing is part of the process. Sometimes it’s the most important part so if you are gonna watch for entertainment understand it

    • @ZisengweChimutsa
      @ZisengweChimutsa 9 หลายเดือนก่อน

      Vakambopinda matare kumuzinda kwake here. Endaiwo neenyu matambudziko mobudiswawo on social media zvigonakidzawo vamwe. Munoziva here kuti mumatare ake munopinda mhuri dzinodarika 20 pazuva. Izvi zvamunozoona pa social media ndizvo zvemahara paanenge achibatsira pachena.

    • @brendamberi-mw7ci
      @brendamberi-mw7ci 9 หลายเดือนก่อน

      Zvisiri zvepa social media zvodhura ndati

  • @websterjani
    @websterjani 9 หลายเดือนก่อน +3

    Izvozvi achadzoka nerimwe bag futi haaa ngaanktsvaga Mwari uyu munhu uyu pliz aaaah

  • @eversonpfende5806
    @eversonpfende5806 9 หลายเดือนก่อน +4

    Thank you Sekuru Tasvu 1....Thank you Robert. Good work

  • @ShollenMahachi
    @ShollenMahachi 9 หลายเดือนก่อน +6

    Mwana mudiki akadai sure nyika yaipa zvichikonzerwa nekushaya mabasa munyika

  • @brightonmadzongo4472
    @brightonmadzongo4472 9 หลายเดือนก่อน +3

    Kubatsira munhu hakudi kuvhundutsirana kurikuitwa nemupirikiri wasekeru tasvu

    • @SusanGatse-bc6pc
      @SusanGatse-bc6pc 9 หลายเดือนก่อน

      Taura hako yowee dhunda anedzungu ngaavamuchinje akuonererwa 😢 nxxxx

  • @corleone230
    @corleone230 9 หลายเดือนก่อน +6

    Type dze N’anga dzakadaro dzinopa vana vadiki mishonga yakadaro must be Disarmed zveshuwa.
    Ngaiuye mbuya iyoyo timboiona , na Tsuromudovi & Chibvara i remember Enoch achichema navo 😂😂😂

  • @RegisCbigaramasimbs
    @RegisCbigaramasimbs 9 หลายเดือนก่อน +3

    Sekuru tasvu to the fullest nyatso tasvurai vanhu kule basa se basa muzaya wenyu pa cape town 🎉🎉

  • @unity9896
    @unity9896 9 หลายเดือนก่อน +1

    Zvakuita kunge anobatsirwa mahara,n'anga dzine manyawi ,kutaura kt vanhu vanzwe ndokuti zvipore munoonererwa Robert nen'anga dzako

    • @GovathManuel
      @GovathManuel 9 หลายเดือนก่อน

      Kkkkkk taura hako sa Robert ungati ndiyo n'anga yacho

  • @moudygurure8335
    @moudygurure8335 9 หลายเดือนก่อน +1

    Very sad!!! Zvinosuwisa izvi , so young surely zvakuita sekunge kuromba ndiyo yega option yekuwana nayo mari. 😢

  • @preciousmarimana-bw1bn
    @preciousmarimana-bw1bn 9 หลายเดือนก่อน +7

    Don't blame him akaita nekusaziva

    • @Ryanmatanda
      @Ryanmatanda 9 หลายเดือนก่อน

      Ehe zvinowanikwa

    • @adv128
      @adv128 9 หลายเดือนก่อน +1

      Akaita nekuziva handi akatoenda achiziva kti arikunotora mushonga

    • @wkapere
      @wkapere 9 หลายเดือนก่อน +1

      Kaiziva ako kakatosarudza kuuraya mwana kanoda kurohwa chaizvo.

    • @Moniquechiqous8052
      @Moniquechiqous8052 8 หลายเดือนก่อน

      But age yake manje mudiki veduwe akaita nekusaziva

    • @justicemunyoro5408
      @justicemunyoro5408 8 หลายเดือนก่อน

      Pakataurwa zvekuuraya munhu ndipo paangadai akaramba madhiri acho

  • @josephmatarangani
    @josephmatarangani 9 หลายเดือนก่อน +6

    Sekuru Tasvu mbuya vakapa mwana uyu mushonga ngavauye mudare menyu vasiye zvinhu zvakaita kudayi

    • @StabileMangani
      @StabileMangani 9 หลายเดือนก่อน

      Hutsinye ambuya ivavo uuuuuu haaa dzimwe nguva tiri pwere unenge uchiti ndabatsirwa apa wapuhwa huroyi Mwari ngaatibatsire

    • @SusanGatse-bc6pc
      @SusanGatse-bc6pc 9 หลายเดือนก่อน

      😂

  • @PatriciaKashiri
    @PatriciaKashiri 9 หลายเดือนก่อน +3

    Mwanawo anotoda rubatsiro ne counselling akaita asingazive

  • @saulmhoka8907
    @saulmhoka8907 9 หลายเดือนก่อน

    Bro Robert thank's a lot you're doing a great job,,, misodzi yangu yayerera zera remufanha uyu kaa nezvaapindana nazvo mmmm

  • @vimbaimhere5619
    @vimbaimhere5619 9 หลายเดือนก่อน

    Well-done mukoma Robert, we are behind u

  • @marvelouszinyemba9736
    @marvelouszinyemba9736 9 หลายเดือนก่อน +8

    Vana vakuromba nekuda kwenhamo zvichibva kuvakuru veNyika vasina tsitsi vanoda kudya kwavo chete

    • @justicemunyoro5408
      @justicemunyoro5408 8 หลายเดือนก่อน

      Iwe wakaromba here

    • @marvelouszinyemba9736
      @marvelouszinyemba9736 8 หลายเดือนก่อน

      @@justicemunyoro5408 ukutoda kuti ndikupindure zvechokwadi ipapa

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 4 หลายเดือนก่อน

    Baba tasvu viva

  • @SamsonMashandika-x1c
    @SamsonMashandika-x1c 9 หลายเดือนก่อน +1

    Pakaipa basa sebasa number 1 tasvurai vanhu sekuru

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba 9 หลายเดือนก่อน +5

    Ndarwadziwa age yacho😢😢

  • @Shorty-u6p
    @Shorty-u6p 9 หลายเดือนก่อน +2

    I like the way gogo supports her husband. Zvinodadisa

    • @EdwardSibiya-pn1qy
      @EdwardSibiya-pn1qy 9 หลายเดือนก่อน

      Taurai henyu I like this company

  • @LydiaChikudzula
    @LydiaChikudzula 9 หลายเดือนก่อน +3

    Robbie how are you doing there ❤❤❤❤❤

  • @desmondmoyo5185
    @desmondmoyo5185 9 หลายเดือนก่อน +3

    Uyu ndiye mufana wekutakura matombo ka uyu apa aimbonyepa kuti ndakanonga matombo

  • @ganyaz
    @ganyaz 9 หลายเดือนก่อน +2

    kamfana kasimudza trophy rebasa kwaSekuru Tasvu 😮😮

  • @lpmahlaba7577
    @lpmahlaba7577 9 หลายเดือนก่อน +2

    Magic

  • @GraceRuweka
    @GraceRuweka 5 หลายเดือนก่อน

    Vana vatambura nekushaya zvekuita mubatsirei mwana uyu veduwe kuzvara ndekemunhu wese inzwai tsitsi

  • @sarahncube2419
    @sarahncube2419 8 หลายเดือนก่อน

    I chokwdi here ko vanorwara seyi vanorwra vasinga

  • @My-Music0017
    @My-Music0017 9 หลายเดือนก่อน

    Musikana wedhuku in the last segment musoro wake uri right here? Anenenge anemusoro sewa Jonathan Moyo.

  • @giftndawana
    @giftndawana 9 หลายเดือนก่อน

    Yhoo ndaiti vanhu vakuru ndivo vega vanoromba ndatoona kuti nevana vadiki futi yoo zvotyisa

  • @brightonmatinyadza4187
    @brightonmatinyadza4187 9 หลายเดือนก่อน +1

    uuuuuummmn zvinoera zvinotyisa zera racho uumm .nambuya vacho ngavabatwe

  • @MattyMazuru
    @MattyMazuru 9 หลายเดือนก่อน +3

    Akarombeswa nekusaziva dzimwe shamwari vana va satan chaivo

  • @ErnestMasamvu
    @ErnestMasamvu 7 หลายเดือนก่อน

    Very sad achiti mwana mudiki mukomana uyo anoda kubatsirwa

  • @tendaimakoni9918
    @tendaimakoni9918 9 หลายเดือนก่อน +1

    Kuimba kwacho makuzokunyanya tikuda kunzwa nyaya kwete kuwanza kuimba zvamakuita izvi zvakubhowa

  • @SibusisiweBusi-be4hj
    @SibusisiweBusi-be4hj 8 หลายเดือนก่อน

    Mwana mudiki akadai kusvika pakuuraya Mwana wake.

  • @Tha1stEagle
    @Tha1stEagle 9 หลายเดือนก่อน +2

    Ma youth manyama tirikuenda kupi manje senyika

  • @simbisotachiona839
    @simbisotachiona839 9 หลายเดือนก่อน +1

    Takamuona kwasekuru kanengo uyumukomanauyu

    • @CookingwithPauline
      @CookingwithPauline 9 หลายเดือนก่อน

      Riini.nenyaya imwe chete here iyoyi

    • @catherinekangoya8964
      @catherinekangoya8964 8 หลายเดือนก่อน

      Shuwa akambobuda kwakanemgo aine bag rematombo ndambogaya ndatadza kumuona ,aive nemkadzi aitoyamwisa mwana ,so am confused

  • @TichaonaHanembuya
    @TichaonaHanembuya 9 หลายเดือนก่อน

    Ini ndine nyora pasi pemazamu and ndinonzwa kufamba kumusana help me pliz😢

  • @godwingwatidzo3980
    @godwingwatidzo3980 9 หลายเดือนก่อน +1

    Vazukuru vanoita basa na sekuru tokumbiravo mutaure zvinenge zvataurwa na sekuru kwete muwedzere zvenyu uye masashandise hasha zvinozoita kunge ma dhirama anakapfupi na marabha uye mukomana Robert taurai nevazukuru vashandirwi avo nerukudzo musaite hasha

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 8 หลายเดือนก่อน

    I feel sry for this young boy akabatq zvinorema kuurayisq mwana nekurara namai muuum asika aivq mazuva ekusamuziva Mwari plus hudiki mbuya vakamurombesa vane hutsinye chokwadi

  • @miriambanda1670
    @miriambanda1670 9 หลายเดือนก่อน

    Zera racho ropedza power vana vadiki kuda kupfuma yooooooh kusvika pakuuraya mwana maita bsa skr tasvu nekubetsera mwana

  • @SophiaTsuro
    @SophiaTsuro 9 หลายเดือนก่อน

    😢😢😢haaa nhaimi komunodarirei vana vadiki shuwa

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 9 หลายเดือนก่อน +1

    Nyika yaoma sure

  • @rosemaryjoramu3007
    @rosemaryjoramu3007 9 หลายเดือนก่อน +1

    Nyika yaipa kurombera kubata fish

  • @sierambedzi6664
    @sierambedzi6664 3 หลายเดือนก่อน

    Asi Ichokwadi hr izvi

  • @Joe-k2h1z
    @Joe-k2h1z 9 หลายเดือนก่อน

    40 minutes muchingoteerera mbira hapachina apa

  • @NyaraiMashingaidze-j5i
    @NyaraiMashingaidze-j5i 9 หลายเดือนก่อน +1

    Vanhu musarombe kaniii

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 9 หลายเดือนก่อน

    Gore rino 2024 varoyi muchaona moto hatimbokuregei mungajaira .basa munobata sekuru Tasvu ndinongoti sando dzenyu

  • @ritawilliams5200
    @ritawilliams5200 9 หลายเดือนก่อน +3

    Shame i dont think he knew this thing was like that. he only wanted hove

    • @SereneChronicles.
      @SereneChronicles. 9 หลายเดือนก่อน

      Hapana asingaziwe kuti ukanotora chinhu kuSangoma chinochinja

    • @albertnduru1846
      @albertnduru1846 9 หลายเดือนก่อน +1

      Taura zvako wangu.inini handimupe mhosva nekuti n'anga hadzitaure kuti dzavakupa mashiripi unozvozvionera mberi

    • @ruvarashekaswa7576
      @ruvarashekaswa7576 4 หลายเดือนก่อน

      True havataure it's sad ndatomunzwira tsitsi mwana uyu

  • @tapiwachimbangiza9379
    @tapiwachimbangiza9379 9 หลายเดือนก่อน

    Yaaaaaa

  • @tstausibanda2020
    @tstausibanda2020 9 หลายเดือนก่อน +1

    Zim vana vashungurudzika veduwe

  • @batsiraitoronga4773
    @batsiraitoronga4773 9 หลายเดือนก่อน

    Nhasi kune bira kwaSekuru here

  • @PrudenceMasveta
    @PrudenceMasveta หลายเดือนก่อน

    Vana vaikezvino

  • @giftndawana
    @giftndawana 9 หลายเดือนก่อน

    Kana ndebvu akana ama 2k makutyisa

  • @justicemunyoro5408
    @justicemunyoro5408 8 หลายเดือนก่อน

    Tasvu aakutonamatwa nevanhu. Zvinonzwisa tsitsi

  • @rasras2263
    @rasras2263 9 หลายเดือนก่อน +1

    Guys isn't this the same guy we kuuya nematombo here zvikanzi yapera 🤷🏾‍♂️🤷🏾‍♂️or maybe I'm missing something

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 9 หลายเดือนก่อน

    Haana kuisirwa here mubag mufana uyu

  • @rufarotsenzere-3456
    @rufarotsenzere-3456 9 หลายเดือนก่อน +1

    Zvopisa tsitsi veduwe akatora nekusaziva Kuti ndopazvichazomusvitsawo

  • @talenttsuruseni862
    @talenttsuruseni862 9 หลายเดือนก่อน +1

    since nyaya iyi hayisati yapera inga pakaipa

  • @melodymashaira5515
    @melodymashaira5515 9 หลายเดือนก่อน

    Murikuvhiringidza mwana tese tiri vadiki taiita zvatinenge taudzwawo nemabhururu takatoperera pasina kufungira zvakawanda

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 8 หลายเดือนก่อน

    Vana veduka uuuuuu tavakutovatya

  • @EnergyKaseke-ub8ri
    @EnergyKaseke-ub8ri 9 หลายเดือนก่อน +1

    Umm zvanyanya veduwe inga akabvuma wani

  • @pennynyamatanga
    @pennynyamatanga 9 หลายเดือนก่อน

    Vanhu vari kukunya noise,, ngavanyarare tinzwe

  • @fortuechihelele
    @fortuechihelele 9 หลายเดือนก่อน

    Situation hamusi kuizva imi inokupinza pausingade kana kunobata nekusaziva

  • @tawanda7257
    @tawanda7257 9 หลายเดือนก่อน

    Kkkk hanzi adzidza nemwana wangu asi Mwana wangu irombe

  • @chipodengura
    @chipodengura 9 หลายเดือนก่อน

    Mmmm vana vedu Ava vakuda kudya zvamahara

    • @StabileMangani
      @StabileMangani 9 หลายเดือนก่อน

      Ayisaziva handiti arikuti akarara akarota achidyiswa kuhope akazoudzwa neshamwari yake kuti ndozvandinovavengera gogo ivavo

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 9 หลายเดือนก่อน

    Uuuuuuummmm nyika iyiiiii 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢zvakaoma😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 9 หลายเดือนก่อน +1

    Mwana akatakura uyu

  • @nomusamurima6326
    @nomusamurima6326 9 หลายเดือนก่อน

    umm ini ndiri confused nezvinhu izvi vanhu vashe

  • @vhuranjero
    @vhuranjero 9 หลายเดือนก่อน

    Kwazuvai tateguru tasvu

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 4 หลายเดือนก่อน

    21 seyenza into engaka within 21 lomfana uyingoz

  • @ChenaiHoga
    @ChenaiHoga 9 หลายเดือนก่อน

    Ndaiveko ndakamuona mupfanha uyo ane zvinhu

    • @collentreefelling9142
      @collentreefelling9142 8 หลายเดือนก่อน +1

      Ichikwadi here ichi?

    • @ChenaiHoga
      @ChenaiHoga 7 หลายเดือนก่อน

      @collentreefelling9142 yes dear ndaitove naye mukomana wacho

  • @juniorjazi7252
    @juniorjazi7252 9 หลายเดือนก่อน +1

    Chimbotipai dzimwe nyaya

  • @charitymatewa-ym3jd
    @charitymatewa-ym3jd 9 หลายเดือนก่อน

    Haaa anoda shamhu mufana uyu

  • @nyashavizharona3930
    @nyashavizharona3930 9 หลายเดือนก่อน

    But this time sekuru nevanhu ava vaita kumunyadzisa mukomana uyu,handisi kuti zvaakaita zvakanaka but iiih mamunyadzisa henyu

  • @SusanGatse-bc6pc
    @SusanGatse-bc6pc 9 หลายเดือนก่อน

    Sekuru tasvu chinjai rume redumbu iro rakufarisa

  • @margaretkarirangombe
    @margaretkarirangombe 9 หลายเดือนก่อน

    Aizvidawo uyu

  • @HasaniMersh
    @HasaniMersh 9 หลายเดือนก่อน

    But this guy is the same guy wemabhegi ematombo akaenda nawo kuSA ndobva atumira vabereki vake bag ???

  • @Kanyisez
    @Kanyisez 9 หลายเดือนก่อน

    😢 no mhani kanoda kutanga karohwa kafana aka

  • @evidenceshopera4478
    @evidenceshopera4478 9 หลายเดือนก่อน

    Part 1 iripapi

  • @Wallaace_m
    @Wallaace_m 9 หลายเดือนก่อน

    21 years,this makes me sad.

  • @SusanGatse-bc6pc
    @SusanGatse-bc6pc 9 หลายเดือนก่อน

    Iwe dhinda usade kuti tikutuke wanzwa siya munhu ataure nepesi yake tsek

  • @RichardAbelNjongonya-ft1tc
    @RichardAbelNjongonya-ft1tc 9 หลายเดือนก่อน

    Mukoma Robert hatidi kumesa akatumwa mushonga akarova

  • @ritawilliams5200
    @ritawilliams5200 9 หลายเดือนก่อน

    ko shamwari yake iripi.nambuya vaekumupa chikwambo

  • @NyaraiMashingaidze-j5i
    @NyaraiMashingaidze-j5i 9 หลายเดือนก่อน

    Guys zera racho rakaromba

  • @LydiaKhumbula
    @LydiaKhumbula 9 หลายเดือนก่อน +1

    Shame zera racho rinonzwisa tsitsi

  • @PeacefulSolarSystem-wo8kz
    @PeacefulSolarSystem-wo8kz 9 หลายเดือนก่อน

    Mukomana uyu haasi wematombo hre uyu

  • @laizahmusekiwa
    @laizahmusekiwa 9 หลายเดือนก่อน

    Uuuuuum zvakaoma kani

  • @StabileMangani
    @StabileMangani 9 หลายเดือนก่อน

    Veduwee nyika yakatakura kurema uuuuu

  • @melodymashaira5515
    @melodymashaira5515 9 หลายเดือนก่อน

    Haaroyi uyu kumbunyikidzwa uku

  • @kingsdaughtersaltoftheeart5194
    @kingsdaughtersaltoftheeart5194 9 หลายเดือนก่อน

    Ummm the boy is my sons age. Haaa ndatya. Just help him if you can. Maiweee

  • @spencerelton7433
    @spencerelton7433 9 หลายเดือนก่อน

    Nyaya iyi varikuitadza here or yatenderera mudare

    • @netsietumu7767
      @netsietumu7767 9 หลายเดือนก่อน +1

      Anenge ayinge akambotiza mukomana so zvainge zvakumunetsa

    • @roniamukonda5520
      @roniamukonda5520 9 หลายเดือนก่อน

      Yakapinda mudare nyaya yake matare akunovharwa paya muna November saka yaita seirikutenderera

  • @tineyidombodzvuku067
    @tineyidombodzvuku067 9 หลายเดือนก่อน

    Robert manyama

  • @jones1oo7
    @jones1oo7 9 หลายเดือนก่อน

    Group rembira iri rakaipa

  • @renniasmuvengwa8796
    @renniasmuvengwa8796 9 หลายเดือนก่อน

    Mwana arikushamisika nechinhu chaakabata uyo ummm ummm ndizvechokwdi here izvi ummm mabudisirwo achaitwa ummm zvimwe zvacho Zimbabwe ngaitiwanire mabasa tichapedzegwa Mari dzacho nekuda kwekutambura

  • @BOSSMUREVAZVIVIL2
    @BOSSMUREVAZVIVIL2 9 หลายเดือนก่อน

    Kkk Kule Tasvu mune musikanzwa imi mati kuma Shure kwake kuri kuti tatata kkkkkkkk