ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
I miss Mbare musika yakandirera ndichitengesa ndichiri kuenda kuxool
Waisozi Musika wehuku kare pachinaana Chirimbani/Chimirimbani kkkk
Ndabva ndanzwa kuda mbambaira
Thanks for promoting them and good advise. That’s great
Mbare vanhu vacho vakafanana bhururu vanopima nehutsotsi
Zimbabweans git talent ndanga ndatoti mukoma vakaremara zveshuwa
Gaba harina chinhu iro. Tarisai muone marongerwo acho
Pama apple apo ini nemhuri yangu we are coming to support our brother
Uncle ndada hngu mbambaira nditengereiwo.thanks taona mbare
😂😂
Thank you uncle
Machanga anotambudza vanhu kunyanya kuvanhukadzi uye varimi vari pamaOne
Life is hard vanhu vese are hawkers ndiyanianotengera umwe zim inofanirq kupundukq pliz vanhu vawane mabasa😮😮
mbare handina kn rudo nayo kubva musi wa20 December 2021.. ndakarohwa chadonha
😂😂😂😂😂😂ndakarohwawo😂😂😂
Thank u bro❤
Veku Glen view area 8 pa complex vanonzi ma Gombiro😂
Avo vakanyanyisa vepa complex. Handichatoendiko ini ndovatya
Mbare ndoitya zvangu😅😅 but zvinhu zvavo zvakachipa asi thanks uncle matibatsira shuwa
Lol 😂
Uncle manditora moyo masau kugombe
I miss mbambaira😢
Haiwa TU cup twenty twamunege makaisa macandle pasi her ,mbavha dzevanhu
Ndowanawo sei table mu mbare nhai uncle
Machanga 😂😂
Mmmmm mbare ndava kuitya hangu
😂😂😂😂😂 nyasha nyasha aibva😂😂😂
Machanga ndochii
Kana uchida kuswera wava kuchena enda ku mbare
Mbare ndoitya shame
Maona here kurongwa kurikuitwa mbambaira mukatini ako
Kana matomasi mukaona akazara kkk pasi hapana😅😅😅
Mbare hatina zera nayo 😂😂😂😂
Mbare ine chitsotsi vanoisa macardbox pasi pegaba or mugomo haiwawo
Uncle saint maitabasa nbr tatora
KO anoda kutenga atumirwa pabus ndiri SA
Zvakaoma ini andina kana moyo nayo fni nemari zvakaenda vakunditi mota ayisi
Tipangidzire magaba awanoshandisavtione kuti haana kufondorwa pasi ere.
Ndakatomboguma rimwe gaba remapotatoes ndikanetsana navo vakomana apo vainge vakarongera vachisiya gap pakati vanhu avo matsotsi shame varipakutsvaga Mari Havana Basa nevanhu
School fees yedu iyo
Matemba ayo ndomada veduwee ko masvingo anodhurireiko kudaro kunzi 40 mugomo gaba 12 dolas ummm
Tenga ikoko kutori nani mbare imbavha idzo ,vanenge vakacheka magalon avo
Konumber yanyasha ngayiuyeka angeri
Huya kuseri
Nyasha atopinda ka uyu
@@sainttv0321 nditooko
James James James
Why they still measure mbambaira in litres not kgs
Vanhu vanoita zvinovaitira. Scale dzinowanikwa nevangani
@@tkn140 pakuzoti 20 litre yembambaira
Matsotsi