Pranks are sometimes funny BUT this one should have been considered about health issues: Some disadvantages of removal cream👇 - not suitable for all areas. ... -may have an odor. ... -contain strong chemicals. ... -A "shadow" may remain. ... -Patchy aftereffect. ... - skin will be more sensitive to the sun. ... -It's messy.
Dai anga asiri mwana mudiki . To be honest not happy about this prank not funny at all . Borderline abusive. What if hair remover damaged her scalp? It contains calcium hydroxide which destroys hair at the root chaipo . Saka zvikazokanganisa kuti Kuku bvuzi rinetse kumera futi kumberi uko ma duvet ayo anoshaya basa. Musazvikuvadzire content Please research ma prank musazochema mberi muchiri vadiki rwwndo rwurefu urwu
Kiki unonyatsoita mai Shumba chaiwo wakapfeka soo keep it up ❤
Mabvumirana kuti ndigere ndongozonyepera 😂😂😂😂musoro wa kiki😂😂😂😂😂
Kwedu kwamutare msoro wamakoti tinouti une magofa. Mahambu hambu 😂 lov you makoti
You will be like that man ....timuudze hr 😂😂😂
😂😂😂asi chii nhayi😂😂😂 sry halo kiki , l just can't help but laughing
Ndoravhu yachoo ASI mudzidzeo kuti pindura kwete kbva manyrra kunge murio usina mafuta 😂
😂
isn't this part of GBV???😂😂😂😂
Mmmm cheers to us who run to comment section
Hapana chiri kusekesaaa chokwadii
Kkkkkkkkk Dai wasiya cut manyama mhani😂😂😂😂😂😂😂
iwee kuku wandigumbura zvekut dai waita padyo ndakushwapura chii chawaita muroora wangu
Kkkkkkkkk mandipedza
Uuuuuuu musoro waKiki wakaita seii ndiudzeiwo vanhu
Kuita mihomba yembambaira 😅😅
@@SpiweMuzila Aah mazonyanya😂😂
Tytie bho here amana
Rukisai babe jahman
Nebonet here
😂😂😂😂😂Madzimai Kiki
Dehenya iro kungotsi uko kuita makona zvakabakushatira
Hapana prank yakadai
Zvekugerana zvitori nani pane zvekudyisana muchi dhota
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Aiwa Kuku kana neni ndakakutsamwira Tamba nezvimwe kwete zvawaita nakatsamwa
😂
Harichameri
Kagerwa neiko kuita sekavezwa ne banga 🤣🤣🤣🤣🤣
Musoro wakikie wakanaka kna unebvudzi eish eish pakaipa une magadhi magadhi
Kasoro kacho kakaitaseiko nhai 😂
Haaaa Shumba kuseka zvenyu asi zvamaita zvakashatisa.chero matenga asi zvamaita zvakashata hazvo hazvinakidze
Ndiwo matambiro avo
That's funy
Hanzi mummy zuda😂😂😂😂😂kuku ka
Pranks are sometimes funny BUT this one should have been considered about health issues:
Some disadvantages of removal cream👇
- not suitable for all areas. ...
-may have an odor. ...
-contain strong chemicals. ...
-A "shadow" may remain. ...
-Patchy aftereffect. ...
- skin will be more sensitive to the sun. ...
-It's messy.
Kiki Ukusekei hako but wabatikana,
Kkkkkk 😂😂😂😂😂😂😂😂
Kuku kura mhani iwee😂😂😂
Uuumm kuku ane hutsinyu kna mazogara
Kiki ukuita kunge shiri kkkk😅
😂😂😂😂😂😂😂
Madzibaba Kiki because paya paya varigger eating competition 😂😂😂
Haaa wamutengera zvekuti uweteree iwewe..
Bt kuku mwari avenewe
Ndabhowekana zvekut wandimbowa kuku haaa
This is content mfana now u are talking
Madzimai Kiki
Bonet racho pese pese hre
Zvakakufita hako makoti
Akafitwa makoti😂😂
Very sorry Kiki ❤❤
Haaaaaa but usadero tytie
Haaa usazviita futi
Dzoro kunge kotopeya😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Ndachema hnku 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Omg wat happened kkkk
😂😂😂aa
Iiiiii😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣
iii guys haaa 😂😂😂😂😂😂😂
Kkk😂😂
Shem sorry makoti zvobhowa shuwa
😂😂
Iiiiiii
Sorry muroora kiki
Cʜɪʀɪʀᴇɢᴀ ʀɪᴋᴜʀᴇ ᴡᴏᴢᴏʀᴜᴋᴡᴀ❤
Haaaa musoro wamakoti ma1 kugotsi uko
😂
😂😂😂😂😂
Dai anga asiri mwana mudiki . To be honest not happy about this prank not funny at all . Borderline abusive. What if hair remover damaged her scalp? It contains calcium hydroxide which destroys hair at the root chaipo . Saka zvikazokanganisa kuti Kuku bvuzi rinetse kumera futi kumberi uko ma duvet ayo anoshaya basa. Musazvikuvadzire content Please research ma prank musazochema mberi muchiri vadiki rwwndo rwurefu urwu
Vaitasei
😂😂😂😂