Bute ripi rawunoshandisa coz Ini i tried ese hapana kana chinofamba even Gore randakatiwo nhasi zvafamba its been 5 yrs now,pandayinamata ndopayita better now kushupika to the last nekuda kwekunzi tevera chivanhu zvichayita ndavekudemba manje 😢
Gogo makadini zvenyu lm so hpy nhasi ndawana hesh dzenyu ndichataura nemi ini ndobvumirana nemi but at first l was told my slf kuti ndine lack at the and ndakazoona kuti inga ndine vakandibvumbamira harisi lack ndakasarudzwa. Ndogara SA ndava ne 20 yrs nw andisati ndambosungwa nemapurisa mapepa andina nazvino ndezvimwe zvoratidza kuti ndakachengetedzwa
If u don’t belong to rubbish then why do u follow were rubbish is being discussed? Let those who are ok with the rubbish enjoy their rubbish whilst u take your useful self to useful things. So u don’t confuse yourself 🙏 😂😂 I come in peace ndangoti tionesane
Gogo ava vakandibatsira this year jan ndarwara chitadza kufema ,ndakabva mudare mavo ndamunhu ,bute chete ravakandipa rakabvondora zvese ,chengetwai nevariku mhepo gogo ❤❤❤
Vanogara kupi gogo ava
@@RoshneySasha-fq9fd ku glen view new stands kunonzi Kwa Mude
Vanodawo pakadini
Gogo is so humble, and vanotsanungura zvinonzwisisika I love her hangu
Maita basa mukoma Robert mambotivigira ambuya Zaruramasango ndovfarira zvisingaite vanga varova zvanza machembere👏👏👏
Mukoma Robert thanks for bringing back Mbuya ava it's been a long time🙏❤👏🙏
Mataura chokwadi mbuya kumachechi ndokwatikuwadza ini ndakatambura kwemakore akawanda ndichinzi mune chipo chikuru asi namatai nekuti chivanhu hamuzochigoni ndakanamata zve imi asi the more kunamata the more kuvanda kwenhamo pendakazotanga kushandisa bute izvozvi hupenyu hwane direction vanhu vamwari ndakatambura ndikaita chiseko chenyika apa ndiri kunze kwenyika izvozvi bho zvekuti pamberi nebute
Bute ripi rawunoshandisa coz Ini i tried ese hapana kana chinofamba even Gore randakatiwo nhasi zvafamba its been 5 yrs now,pandayinamata ndopayita better now kushupika to the last nekuda kwekunzi tevera chivanhu zvichayita ndavekudemba manje 😢
Unonzi namatai munamatise woshaya kt kunamata kwacho ndekupi kunodarika kwaunenge uchiita
😢😂,,,,😂😂😂😂😂 machemachema hre wangu zxekunyanya
Ndatenda mukoma Robart nemuvhunzo yamavhunza mbuya kuti tidxidxiswe mashandisirorwo anoitwa bute thsnk you very much god bless you nokuti taksngokura tichiziva chitendero chete apa ndawana ruzivo kuti dzimu neiye musiki vanoshandidzana
Sango sango randiremera sango hurombo Gara ndega 😢❤😢nziyo iyi inogara yakndipinda mukati kati memoyo wangu
Hekani muchembere 👏👏👏
Keep it up Sisi izwi iri ma 1 sando dzako nzira dzemusango❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Hekani muchembere.
Ramunoreva tarinzwa nokurigamuchira.❤
So educating tinotenda ambuya tinoisa zvanza
Muchembere ndokufarira hangu chero ndisingakuziviyi ndineshungu dzikut rimwe ramazuva ndichakuonai hangu ndinekuvimba Kuti ndopa haperera nhunha nhamo dzangu
Can Mbuya please have her own channel
Marireva muchembere 👏🏾👏🏾👏🏾
Gogo makadini zvenyu lm so hpy nhasi ndawana hesh dzenyu ndichataura nemi ini ndobvumirana nemi but at first l was told my slf kuti ndine lack at the and ndakazoona kuti inga ndine vakandibvumbamira harisi lack ndakasarudzwa. Ndogara SA ndava ne 20 yrs nw andisati ndambosungwa nemapurisa mapepa andina nazvino ndezvimwe zvoratidza kuti ndakachengetedzwa
Haunyepe ipapo even ini ndokwandiri now SA Pretoria
Bute ndakarimaka zvangu asi sister mune message
Waiting
Gogo makadii long time
Waiting ✋
I love you gogo
Ndofara hangu naambuya awa vanodzidzisa chivanhu
Gogo!!!! Long time
Gogo vedu tokudai mhani. Manga marova. Dzidziso yenyu inonzwikwa
Hlabela ndlovukhazi. Munechipo sisi
Mbuya tinokudai pampering nechivanhu chedu munopadzidziso yakanaka kwazvo chengetwai nevaripamafudzi
Longtime gogo
Waiting for Mbuya Zaruramasango
Gogo ndatenda hangu nechirongwa chamatidzidzisa ndadxidza nekuziva kuti bute rinoshanda chero ukarishanda kusvuta uchikumbirira kuvadzimu vako kuti vskutungamirire chero uripauri
Ndakadzidza futi kuna chiremba mukotsanjera kuti posd pauri iva nebute
Ndikudzidza gogo
Andis zvangu munhu wechivanhu asi maimbiro enyu andisvitsa
Makadiiko zvenyu gogo ndinokumbirawo number yenyu Gogo
Gogo ndinotenda nematare tinodzidza zvakawanda
Muchembere tinokudai munesimba matare anoita marii nhai muchembere tisvikeko pazororo apa
Mukoma Robert pamberi nebasa renyu mukomborerwe musaneta kuenda kuna gogo ndatenda
Mbuya maita basa matibuditsira pachena taingoputa tisina kurisuma
Makadiiko muchembere
Kuimba kwenyu kunotisimudzira
Ndanonokawo makadini muchembere
More of ambuya
Maita basa gogo ndadzidza
Tasvikawo pano
Ichokwadi vakuru varikutikanganisira
❤❤❤
This woman is crazy
Mai vako
Hoyo chikwambo chorwadziwa
What do you mean?
Ko kana rakunzi bikiro nderipi iro
Ibute zvekare asi rakasiyana nevanotengesa Vaya iroro bikiro rinowanzowanika nevarizim riri strong rinodhadhaka
Rubbish 😂😂😂
Kana musingatendi mazviri musatukuke zvitendero zvevamwe
Zvadini
If u don’t belong to rubbish then why do u follow were rubbish is being discussed? Let those who are ok with the rubbish enjoy their rubbish whilst u take your useful self to useful things. So u don’t confuse yourself 🙏 😂😂 I come in peace ndangoti tionesane
@@masciemudumomataura chokwadi kokutuka ndokudii?😢
Horo yako