Bamnini vekuchengeta mwana fr 11yrs : please don't kill any of you. Musauraye mwana kana kuzviuraya imi just agree DNA if it comes out kut mwana haasi wenyu let him go God will bless you abundantly.
Sec conf, Vanoroya shuwa vanhu ivavo 😢😢 nxaaa, vakadiiko kungogara vabuda pachena from day 1, handizivi zvangu kuti panga fambiswa sei ipapo legally, but kufa is not a solution bamnini. Asi zvakaoma futi kuti mugare nemwana wacjo mune ma doubts futi ekuziva kuti haasi mwana we ropa renyu.
Sister vepa 8:08 I want to tell you kuti when you pray and zvinhu zvichiita worse, it means victory is near and the enemy is intensifying the attack so that u give up.. NEVER EVER GIVE UP PRAYING UNDER ANY CIRCUMSTANCES. God bless you.
Last Confession itai zvataura Mama venyu it will set free a lot ofthings..Mai venyu vanopinda havazoiti Ngozi kwamuri plus mwana azowana closure nekuziva dzinza rake chairo
1st conf, usazvidya moyo my sister, musha wese unotoziva kuti it's either imhiko yemumusha mavo kana kuti mwana wavo haazvari, vanozivana MAYBE mrume wako ndiye ega asinga zive kana kuti anotozivawo. Reapit that conversation na tete uchi recoder wochengetedza recod racho pari safe kuitira musi wazvinobuda wonowana back up. That is kana zvabuda murume wako asingazvizive
Sec message my sister keep moving and praying I know the feeling God is there don't depart from him nomatter what he is in control the world may hate you but the one who created you will never. Walk that path with God hand by hand he will give you comfort don't look at the situation look unto him every will be well
4th conf, mainini try prophet Miracle Paul kana Prophet T Freddy mogona kubatsirika , hamuna here kumbotora murume wemunhu akakugadzira, kana kuti kusairirwa mweya we jambwa ne hama chaidzo zvinoitika
3rd conf, the best way kubuda pachena bamnini, monzwa kuti iye anoti chii mudzimai wenyu ku side kwake, anogona kutonzwisisa motenga ma toys ekutqmbisa muri two , that's my observation
The one with orostate cancer comment on this my comment and I will tell you what to buy and use and I can guarantee your full healing. You will buy the stuff yourself and I only need info of where I can send you the combo to use.
Dignity yeikowo ivo vakafa plus vakaita hunhu hwakashata kudaro. Mai vako doesn't deserve any dignity avo. Ko unoshaya pekutangira sei iwe zita neSurname yababa ivavo wakapihwa. Start from there ka nhai. Varidzi vemwana ndivo vachaziva zvekuita
Last confession pliz do what your mum told you to do because you will carry curse yamusingazivi. Hameno zvenyu thinking about your mum's reputation not mwana asina mhosva.
Avo vemunyama kana uchikwanisa visit kwa prophet Jose church Victorious church International, City Sport centre munamatirwe. Havabhadharise. Sundays from 8
2nd confession. Fatherhood doesn't necessarily mean being biological . You have been a father to that child and bonded with him. Akura and can choose who he wants as a father. The other man is cruel and didn't care for him. Do the DNA and take him to court for custody of your son and you will win. He has known you all his life and you are his father. Don't kill yourself and your son. Don't be bullied. These are wrong. Can they repay you emotionally, financially and the amount of time you have put towards raising the child. Cruel people. Take them to court for harassment.
2nd conf# umm bamdik sorry , you might think mudzimai wenyu anokusiyai kana mukamuudza chokwadi, but you will surprised mufunge. Mukadzi wenyu is troubled a lot anokudai. Just sit down naye and explain everything. Hope all will be well.
My brother with prostate cancer, there are medications out there nezvimwe zvamunokwanisa kutenga online. Ask your doctor. Prostate cancer haisi end of intimacy.
Wemunyama une jambwa nerushava shava riri stubborn zvekuti asi zvinopedzwa Nevematare. Zvichida after that une mweya we dzinza saka hama dzisingade kukubatsira. Tsvaga news reporter Sylvester Tamfumanei anogona kukwanisa vanokwanisa kuku bhatsirawo pachena.
Iwe ita zvawakatumwa dia wakanyarara chitema chasarira kwauri dea mai vako vakatoregerwa ini handioni zviine problem.cos iwe utoriwo mwana and pazvikaitika wanga usati wazvarwa iwe wakangounzwa chte saka ita sekutaura kwakaita mai vako vvekuti vairespetwa pabasa dzatova ngno cos vakatoshya kana vakavatuka hazvichina bsa cos hvapo
Last confession, the midwife gained respect yepasi pano, but I think that her soul is not at rest till family of the baby whose baby was exchanged with the deformed baby have told the truth. She did a very bad thing. A professional, many lives are entrusted into their hands. We now don’t know how many similar incidents she was involved. It’s very sad.
Bamukuru udzi mukadzi wenyu chokwadi kuti murikurwa ne cancer hakuna anodakurwara chingori chirware chete ko dai ari mukadzi wenyu arikurwara otadzakukudai muno how do you feel
Ibenzi baba ivavo, ende vachamunetsa vana ivavo, iwe just distant yourself from them aaah siya, anofanirwa ku enzanisa pakutsiura kwake not to be biased.

Please go and tell baba ava please give him peace of mind please girl go and tell this family am begging you please
Second confession do DNA ,but if the child is not yours return the child , but that child will never forget .
Wauuuuu please take the child back., how could you change the baby.
Sec conf, Vanoroya shuwa vanhu ivavo 😢😢 nxaaa, vakadiiko kungogara vabuda pachena from day 1, handizivi zvangu kuti panga fambiswa sei ipapo legally, but kufa is not a solution bamnini. Asi zvakaoma futi kuti mugare nemwana wacjo mune ma doubts futi ekuziva kuti haasi mwana we ropa renyu.
Sister vepa 8:08 I want to tell you kuti when you pray and zvinhu zvichiita worse, it means victory is near and the enemy is intensifying the attack so that u give up.. NEVER EVER GIVE UP PRAYING UNDER ANY CIRCUMSTANCES. God bless you.
Last Confession itai zvataura Mama venyu it will set free a lot ofthings..Mai venyu vanopinda havazoiti Ngozi kwamuri plus mwana azowana closure nekuziva dzinza rake chairo
1st conf, usazvidya moyo my sister, musha wese unotoziva kuti it's either imhiko yemumusha mavo kana kuti mwana wavo haazvari, vanozivana MAYBE mrume wako ndiye ega asinga zive kana kuti anotozivawo. Reapit that conversation na tete uchi recoder wochengetedza recod racho pari safe kuitira musi wazvinobuda wonowana back up. That is kana zvabuda murume wako asingazvizive
Sec message my sister keep moving and praying I know the feeling God is there don't depart from him nomatter what he is in control the world may hate you but the one who created you will never. Walk that path with God hand by hand he will give you comfort don't look at the situation look unto him every will be well
Last confession zvakaoma vaudzeiii
Last confession mufi haawane zororo kusvika wanotaura zvaakakukumbira dai waisazvigona wakaudza amai vako vachiri vapenyu kuti hauzvigone vakatsvaga munhu nzira yavo yezororo inowanikwa kana wanokumbira ruregerero rwawakatumwa
Ìwe tora mwana uyende kuma DNA wega kana asiri wako ngavakubhadare kuchengeta mwana iyeye vochizotora mwana wacho uroore umwe mukadzi chinja line uchinje pekugara usiyane navo
4th conf, mainini try prophet Miracle Paul kana Prophet T Freddy mogona kubatsirika , hamuna here kumbotora murume wemunhu akakugadzira, kana kuti kusairirwa mweya we jambwa ne hama chaidzo zvinoitika
1st confession mainini udzai vekwenyu although musha nemusha une zvawawo ufunge. Zvinorwadza veduwe
My sister vekudzipwa pack your bags and move hapana marriage
3rd conf, the best way kubuda pachena bamnini, monzwa kuti iye anoti chii mudzimai wenyu ku side kwake, anogona kutonzwisisa motenga ma toys ekutqmbisa muri two , that's my observation
Yowe last confession inga zvakaoma nhaimi chokwadi hachirovi mainini itai sekutumwa kwenyu musunungure moyo wamai venyu neky wanga wakaremerwa zvesure. Asi varume muchadzidza rinhiko
Morning Tete and family
Morning tete vanhu kuufa haisiyo option veduweee
Second confession sorry bro musazviuraya please ndapota hangu hazvisi bho kudai ndaikuzivaii ndaiti mumbotaurawo nabro yangu akazviitirwa ndinoti kudai Mwari vakunyaradzaiii 😢
Mai avo will only rest in peace if the daughter fulfill what her mother wanted her to do
Dignity futi ipi ipapa. Hakuziko kuroya here uku nhai last confession
Last confession I think endai kumapurisa vakubatsirei kutaura nababa vemwana uyo. So that mainvestigations can start through police
Romba uvapedze vese ivavo varikukuseka romba my sister umire wega
3rd confession bbmunini chokwadi chakangonaka pane kuita zvisina basa izvo chiiko chinenge botso. Aiwa dzidzai kutaurirana zvinhu zvinongodiwa zveky munotorarama pane kunyara kudaro
The one with orostate cancer comment on this my comment and I will tell you what to buy and use and I can guarantee your full healing. You will buy the stuff yourself and I only need info of where I can send you the combo to use.
Iwe usatyire respect yavo nokuti ndivo vakakutima ukasaita vanogona kutokurwarisa Kuti hauna kuita izvandakakutuma
Dignity yeikowo ivo vakafa plus vakaita hunhu hwakashata kudaro. Mai vako doesn't deserve any dignity avo. Ko unoshaya pekutangira sei iwe zita neSurname yababa ivavo wakapihwa. Start from there ka nhai. Varidzi vemwana ndivo vachaziva zvekuita
Last confession pliz do what your mum told you to do because you will carry curse yamusingazivi. Hameno zvenyu thinking about your mum's reputation not mwana asina mhosva.
First here 🎉
How are you tete❤
Lst conf, the best way kuto fambira nyaya dzachonwena hapana imwe pln, chokwadi chibude pachena
Avo vemunyama kana uchikwanisa visit kwa prophet Jose church Victorious church International, City Sport centre munamatirwe. Havabhadharise. Sundays from 8
First conf taura natete uchi recoder wochengeta record iyoyo pa isingaonekwi nahubby kuitira musi wazvichafumuka pamwe pane zvavakaita murume wako
2nd confession. Fatherhood doesn't necessarily mean being biological . You have been a father to that child and bonded with him. Akura and can choose who he wants as a father. The other man is cruel and didn't care for him. Do the DNA and take him to court for custody of your son and you will win. He has known you all his life and you are his father. Don't kill yourself and your son. Don't be bullied. These are wrong. Can they repay you emotionally, financially and the amount of time you have put towards raising the child. Cruel people. Take them to court for harassment.
Wekutanga uyo, gomba harina mwana,ukaziva izvozvo wapedza nyaya. mwana ndewako kana uchimuda DNA haina basa. Zvandataura ndizvozvo.
2nd conf# umm bamdik sorry , you might think mudzimai wenyu anokusiyai kana mukamuudza chokwadi, but you will surprised mufunge. Mukadzi wenyu is troubled a lot anokudai. Just sit down naye and explain everything. Hope all will be well.
My brother with prostate cancer, there are medications out there nezvimwe zvamunokwanisa kutenga online. Ask your doctor. Prostate cancer haisi end of intimacy.
Dear imbogeza nemvura inorara mupoto yesadza ine makoko iya woitora wogeza nayo kuseni like for 3 days, hanzi inopedza smell iyoyo
Wemunyama une jambwa nerushava shava riri stubborn zvekuti asi zvinopedzwa Nevematare. Zvichida after that une mweya we dzinza saka hama dzisingade kukubatsira. Tsvaga news reporter Sylvester Tamfumanei anogona kukwanisa vanokwanisa kuku bhatsirawo pachena.
Fambira nyaya idzodzo coz ukasataura zvichanetsa iwewe enda unotswaka baba ivavo uvaudze chokwadhi hausiwe wakazviita tswaka baba ivavo nemkadzi wavo uvaudze varivese usarega usaudze murume ega even kuenda kuna tete tilda vànokubatsira panyaya iyo mysister pliz
Iwe ita zvawakatumwa dia wakanyarara chitema chasarira kwauri dea mai vako vakatoregerwa ini handioni zviine problem.cos iwe utoriwo mwana and pazvikaitika wanga usati wazvarwa iwe wakangounzwa chte saka ita sekutaura kwakaita mai vako vvekuti vairespetwa pabasa dzatova ngno cos vakatoshya kana vakavatuka hazvichina bsa cos hvapo
Mainn ve jambwa avo imbouyai kwa prophet Magaya Ku prayer line ITS FOR FREE
2nd confession chingoenda kumaDNA neky ndiko kunosunungura asi zivai ky mukurwadziwa kune chakanaka kumberi uko
Uye wekunhuwa rega kuzviuraya kana kuromba enda kuchiweshe kwachimbikiza Dzivaguru hakubhadharwe just before Jingamvura
Last con dignity hapachina itotaura nyaya iyi cz mai vako will never rest in peace.taura chokwadi nekuti newe ukasataura zvaichakudya
Ko for better for worse ndo ndeipi handiti maita dambudziko here udzai mukadzi chokwadi
Mwari ndiye ega ane simba rekudzinga munyama sisi ukaona mava kuneta mava kuda kuyambuka hakuna ane Simba rakafanana nera Mwari musaneta sisi mava pedyo nekuyambuka
But dhai zvakaitika kwandiri ndaisabvuma kudyiswa mushonga nemhunu asiri hama yangu musangogamuchira zvese zvese yindava kupusa ko uka ukapinzwa muhuroyi unonbvuma fut uchapihwa chikwambo ukatora kechipiri wakadhii kuenda kupolicy ini muchato wacho waiparara hawo pane kuvatiwa nekadara good luck dhununu
Itsika yepi yekupihwa mushonga nana tezwara/ amwene?? After 2 years wakutoti mbereko yaramba😅. That's why vazvinji vaakuroya kana kuroyiwa
Last confession, the midwife gained respect yepasi pano, but I think that her soul is not at rest till family of the baby whose baby was exchanged with the deformed baby have told the truth. She did a very bad thing. A professional, many lives are entrusted into their hands. We now don’t know how many similar incidents she was involved. It’s very sad.
Yenda unotawura ukarega unenge wakanganisa Mai vako unogona kukanganisa life yako
To the first Confession: aaa Shame Vatezvara ndivo Muroi Mukuru akasunga Murume vako kuti asazvare uyo ii,asi zvitori nani kufumura gure racho zvekurambwa sandimi makatanga nazvo.chinodiva ichokwadi ende chinokusunungurai mose aa😮😮
Bamukuru udzi mukadzi wenyu chokwadi kuti murikurwa ne cancer hakuna anodakurwara chingori chirware chete ko dai ari mukadzi wenyu arikurwara otadzakukudai muno how do you feel
Ibenzi baba ivavo, ende vachamunetsa vana ivavo, iwe just distant yourself from them aaah siya, anofanirwa ku enzanisa pakutsiura kwake not to be biased.
Usazviuraye zvirinani uyende ku DNA woziva chokwadi pane kuchengeta mwana asiri wako unotanga zvitsva Mwari haakusiyi wega
Prostate Cancer caller please do tell your wife azive cz iiiii makumuremedza honai maG tambo akutsvagwa nema porno awo haa eish ma1 udzai mainini shuwq