Ka labishi kemai kanojoinisa mwana wevanhu huroyi. Apa Welly wacho busy kutsamwira mukadzi haasi kuona kuti momz yake ndiyo iri kumushandisa kuita murume. Haidi kuti aroore..kakangwarisa nhema kamai ako
Chirungu chenhema.Mwana haanyadzise kuyamwisa.Musungise utiudze mutemo unorambidza.Breastfeeding is healthier and recommended.Its matter of personal choice!
Toda kunzwa zvekuseri kwecheru, amwene vakushandisa muroora kumuisa kumberi ivo kumashure zviri pachena izvo sadriver we tarak7ta😂😂😂
Yaaa ndadzoka ndanga ndichidya , mombe one panyora kokana akatemerwa uroyi.
Welly nhoroondo yako inenge ngano zvoda kuti ga-ga-ga haaa tokotsira tichiteerera. Mainin Brenda makaresva kusaudza murume why makamirira kuvhunzwa nyaya yenyora,Handei hedu kuseri kwechuru
Mai avo muroyi..Vakatovhiringa nepfungwa dzemwana wavo
Mkomana uyo akati pusei ndomushonga wacho.
Mkore uno usangana nezvese izvo woramba uchingoti ndaiverenga now 11
Imi Mai musadakunyepa makatemera mwana wevamwe huroyi hwenyu royai mega vaisei kwa sekuru tasvu
Waiting for part 2
Ka labishi kemai kanojoinisa mwana wevanhu huroyi. Apa Welly wacho busy kutsamwira mukadzi haasi kuona kuti momz yake ndiyo iri kumushandisa kuita murume. Haidi kuti aroore..kakangwarisa nhema kamai ako
PART 2 , PLEASE 🙏🏿
Amwene vanoroya
Mambo kuseri kwechuru kunei kkkkkkk handei.
vanasikana haikona kuvhura makumbo
,uchazvihwisisa zvakwako kumba
Ita gagaga toda kunzwa zvenyora usatipedzere nguva nxaa
Haa taura hako ari kunonoka apa mai vake vakapa mwana wevaridzi huroyi nxaa
Mombe yei kokana akuroya Mwana Mai fanira kufamba ne Mwana muone Basa renyora
Wellington usareverere mai vako. Otherwise unoroora vamwe vakadzi vachiita the same
Amai inhubu ava
Vanoda shamhu
Iwe wellie udzidze kutsanangura nyaya iwe
Summary
Aaàaaa uridofo
Uyu mkomana matsananguriro acho sooo kunge zungunde kudaro so
Asi amai wako wachakuvenga iweee wafumura wawananga kkkkkkkk
Mukomana arikutya hake kungonanga Mai vake
Mwana ngaapariswe nyora mombe 1 haikwani welly mai vako vakaroya
Maiwe nyora imga zvakaoma 😢😢😢
Mufanha taura zvinopera mhani. Mai vako muroyi uyo usavavharire
Chimwana chakagwinya hacho Brenda ukugona kuchengeta mwana wako
Pa sound mukutiregerera and nyaya ngaingonzi bvuu iperema half half bhoo here
Voice raamai ava rine kunyepa mukati
Mai awo zimuroyi
😮
Amwene varikunyepa zvavo indava kungoramba muchidzokorora zvisinabasa
Answers from kuser kwechuru 😅😅😅
Mukomana uyu namai vake vanozivana
Ava mai ngavaripiswe ende kana vapedza kuripa ngavabvise huroyi hwavakaisa pamwana wevaridzi.
Vamwene vatorinako kakurema
Child abuse charges too
nhoroondo har zvekuhuni atinei nazvo
Kuseri kwechuru kunnge kunei 😂😂
Kune n'anga yamambo
@@wadenya1971 okay
Maporofita 😂😂😂
Iwe kwana mwana anoswera namai vake hindava iwe
Amai ava varoyi
Please teach our women to cover their breasts when feeding our babies
Chii choshamisa ipapo?
Uuuuuummmmm vamwene zviwindi mozvivana kupi 🙄🙄
Matarisiro ari kuita amai avo mwana sikana ka mmmmm
Benzi remukomana
Nyaya ndezve nyora
Amai taurai chokwadi
Ko zvinopera zvakusvika panonaka pacho wani
Media hazvigone here kuvhara camera pane vana vadiki avo
Part 2 please
Loading
Why do your hallucinations have to do with the case in court and prove that it is the wife
Sendai kwatasvu
tikuda kunzwa zvekuseri kwechuru tipeiwo part 2
Mwanakomana akafanana namai wake
Satan unovurira mwana radio achichema
Mkoma uyo arikunyepa uyo
Kutemera mwana wemunhu huroyi uko
Does he understand there is a condition called sleep apnoea?
Amai ava avo avo uuuuu
Mother is somehow guilty
Vamwene muroyi
Moms mom's mom's mom's mom's how main times did I call your name
5 times 😂😂
Chibanda anongosiira nyaya panzira.uyu aneproblem uyu.unoita sekunge unenge waita nyaya dzacho dzekuba seiko iwe.ita zvinoitwa ne the likes of sly media,karanganda etc
Mukuda part 2 iyo isati yabuda here, Ndoiwanepi kana wasati wadzoka mudare rwepiri
Ko handiti anhu akaende kuseri kwechuru ere.ahana kuzodzoka ere?handiti iwe waiyepo ere padare apo
Haa tezvera ne mwana vanenge vakubika nyaya ama 2000 ayaaa sorry
Vachizviitirei asi nzinza remuroora raramba kuroya ska havawirirani
where is part 2 nhai iwe
Wakashaya mari yekuenda seri kwechuru
Zesa how far
Moms moms wy
Don't breast feed in piblic
Siya mwana ayamwe
Chirungu chenhema.Mwana haanyadzise kuyamwisa.Musungise utiudze mutemo unorambidza.Breastfeeding is healthier and recommended.Its matter of personal choice!
Kkkkkkkkkkkkkkkk piblic😅😅😅
Chinodiwa kuvhara mikaka iyo zvingoitawo chiremera panevanhu
Is there a rule that public breastfeeding is not allowed ,Zimbabwe is a breastfeeding nation ,paafungira mwana ngaayamwe
Why do your hallucinations have to do with the case in court and prove that it is the wife