ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
My homeland. Chiendambuya is my roots
Our roots Indeed
Aaaawww kumusha kwedu ❤I love RusapePlease post more content like this ❤Thank you so much
Thank you for watching Patricia🫶🏾👏🏾😄
Panashe ndeipi ,ndinoitwa Lloyd Damba ndakadzidza paTazvinzwa primary school ,grade 2 ndaidzidziswa nateacher Samuwi.Pamakuwa apo ndopakawigwa mai wangu nababa wangu ,apo pamanga muri ndepasamuswi paana Ivy handizivi kana wari iwo mai wako,pakona store pamashops pedu.ndoziva wekwamuwi wose newe kwamudzengerere ,ndaita nguva ndisina kusvika kumusha ,thanks kundiratidzawo pachikoro chandakadzikwa nepakona store nepasamuwi
Wow 😅ende ndafara zvekuti,Ivy ndimhamha vangu futi kkkk vanoteedzana namhamha vangu😅 maitabasa nekuona kkkkk
You reminded me kumusha...
Kumusha ndizvo ka😅
@@Panashe_mau Kumusha ndizvo shaa...l love kumusha so much...pakuti chibuku apo ndiko kuti real beer ka haha.
@@panachemountainzeiths 🤣🤣🤣kumusha kunonakidza,I can't wait to go back
@@Panashe_mau Yes shaa,manje inini ndakatobva kumusha 2 weeks ago,manje unonoenda kumunda here,nekuti ndipo pane yese kkk
@@panachemountainzeiths 😅handisati ndamboenda
My homeland. Chiendambuya is my roots
Our roots Indeed
Aaaawww kumusha kwedu ❤
I love Rusape
Please post more content like this ❤
Thank you so much