Mai Rona is emotionally exhausted. She doesn't look good at all. Wachazongomuka wakaoma amai awa. I feel bad for her. The situation pamba apa is not healthy at all.
And mayi Rona shame is in great pain it's cz baba vakaromba avo mmmmmmm and zvese zvavakutaura it's fake vanonyepa chayiko iiiiiii Mwari achavaranga baba avo once mayivangomuka vakoma avo vachayiona nhamoyacho
I think Mai Rona had moved on pa 7 years idzo vakaita mwana but havasi kuda kubuda pachena because vanodzingwa imba yavo yavakashandira gone and all the hard work. But chavasingazive ndechekuti imba inotengeswa and share the money votanga pavo. Zvemarriage hapana apa.
@@DivyBakes9874nhai she had the right to, havambogarire munhu wavasingazive aripi plus asina kutaura kwaari. Iye pa7 years aiidii kuita communication nemhuri yake
The woman looks emotionally drained with everything. Both parties might be telling lies here and there. The devil has indeed sowed the seed of confusion and hatred. I feel sorry for the kids who might end up so vexed not knowing right or wrong.
Baba vanogwara ava. Fridge yekuisa doro mhuri isina? Mupengo wemunhu. Thank you Robert for being patient and asking pertinent questions. Vakadzi vanenhamo, baba ava havachadi mukadzi chete. It’s ok for him kufamba achihura nekuunza vakadzi pamba asi mukadzi ngaangogara ari abandoned like that. He disappeared for 7 years aiti mukadzi anani?
Wataura chokwadi apo Mai avovakahura vakavigisa mwana avo murumeuyo akaita zvinhu negwara mukadzi akahura anobvumirwa kurambwa saka Mai avó mgavarovepasi
Mukoma Wellie pengenukai nguva ichipo.Mukoma Wellie kudenga muchanotsva.Muchanotsvukira senyama yenguruve! You will cry my brother.Saw a stream of stars falling all around you!!!
Baba ava vakakwana here purizi, vanogumbura. Apa mudzimai haana kana simba rekutaura haisi nzara here iyo. Murume angati ndaitenga zvinhu zvangu, aaaaah no mhani 😭😭 sorry mai Ronah
But Mai Rona looks guilty panyaya ya wisdom she's a snake tht lies right into your face,also murume uyu ndiye akavaita kuti vadaiso nehunhu hwakafumuka
Lumama yinyoka le uWisdom ngowakhe ,zinhloni kuphela iqiniso uyakwazi,but anywhere she has feeling is a human being ,waye ngaphi lobaba kuze kumithwe kuzalwe umuntu ,plz guys don't play with other people's feelings
Mukoma Sly take this family kwa sekuru Tasvu that man has demonic spirits. Amai Rona is constant and this man biased. He has problems he needs deliverance
To clear the air for Mukoma Welly, mukadzi must go for maternity test against Wisdom, and also paternity test btwn Mukoma Welly and Wisdom to prove DNA relationship
Ndokunge zvikashanda akupenga uyo. He wont listen to the results.kutaurira pamusoro kuti mainini vakamudyisa varikuseri vanzwe vasazokona mubedroom plus kutorwara pfungwa. Anopa hasha but he needs help hake. Chipoko chihure mishonga kudyiswa namainini. Hell has broken loose.
I hope this will work as a good example to cheating men. You make your matrimonial wife and your kids unhappy by going around the country picking up women bringing them home you will end up picking Jane the ghost . Now he is losing his mind cause this wife has been patient and staying home taking care of there home while he was out there with money madness now every is falling apart for him he is looking for someone to blame even his ancestors are of the firing line. The lady has taken in a lot and she is just tired nje .
Mai Rona shuwa kana vachiti vaida kubuda ne something from this,haa kubva zvine mubairo.Kupera kudaro kuoneka kuti energy chaiyo havasisina kushingirira imba iyoyi?Welly kumagonyeti akabata zvake,hurombwa huzhinji hunotoita uite zvevakadzi.Manje zvaita expire,shame.I just wish maiRona can love herself and move on
@@obidogamazine ,but she was told handichakude nhai.Kuunzirwa another woman, it's a big fat no.Am very supportive,but zvooda kuona kuti love is no longer served here.Hanzi naWelly akapa gupuro.Haa it's not good to see her suffer like that
Hongu baba ava vakaromba but wisdom mwana waà mai Rona becz ndabata pavamboti zita iroro handirizivi asi vazoti mwana wemunin'ina wavo apapo hapana kujeka
Baba havasi vekuuya kwaTete Tilder here ava..vachiti he started experiencing minyama etc after sleeping nechipoko? Havasi vakuvhuvha(kudhunya) here ava?
Mai Rona is emotionally exhausted. She doesn't look good at all. Wachazongomuka wakaoma amai awa. I feel bad for her. The situation pamba apa is not healthy at all.
Mkoma Welly is totally mad an really dzatorasika ..zviri zvakadaro kuita ngozi yechichewa
Eish exactly she's so drained
And mayi Rona shame is in great pain it's cz baba vakaromba avo mmmmmmm and zvese zvavakutaura it's fake vanonyepa chayiko iiiiiii Mwari achavaranga baba avo once mayivangomuka vakoma avo vachayiona nhamoyacho
@@HanaPhiriKo mai avo vadii kungozvibvira zvavo pamba yemari yekuromba pane kunetswa. Varikushingira chii
@@caswellshoko4617nhai
I think Mai Rona had moved on pa 7 years idzo vakaita mwana but havasi kuda kubuda pachena because vanodzingwa imba yavo yavakashandira gone and all the hard work. But chavasingazive ndechekuti imba inotengeswa and share the money votanga pavo. Zvemarriage hapana apa.
I think mwana vanogona vakaita havo
7 years vanu kana ndimiwo vainga itasei
@@DivyBakes9874nhai she had the right to, havambogarire munhu wavasingazive aripi plus asina kutaura kwaari. Iye pa7 years aiidii kuita communication nemhuri yake
@@CeeMugwenprobably uri pa7 years wakangomirira munhu asingataure newe, apa vagarira imba
Yeah mwana Mai Rona vanaye zvawo
This woman is down to earth hake, chete akawana zidofo remurume. May Lord help this women.
We followed your story since day 1 mkoma Welly. Maiti hamakwanisa kufamba trip diki musina kurara nevakadzi hobho
When I first watched mkoma welly I initially thought that he was funny but now ndatoona kuti imboko mbiti last 🙄
Chandakadzidza mukurarama varoyi vari so calm and sweet kuti musavafungire
Mother chaakundinetsawo ndechekuti mamboramba kuti Wisdom hamumuzive bveezvo maakuti mwana wemunin'ina wenyu aah zvinhu zvacho
Inzwawo vamboramba kuti hapana Wisdom
Vese vano rwara ava shame
Vanga vakanganwa kuti vambonyepa
Zvakaoma
saka ndewavo mai vakahura zvesure..imbwa nyoro vane chipfambi chakadzikama ..ndatya ini kuramba mwana wako sure
Hongu mai Rona vkahura wisdom asi zvakakonzereswa navo amuboyfrnd vechipoko avo.Ngavatengesa imba vashare mari.
VaNyachide munoroya.What gives you the strength yekugara mumba memumwe mukadzi arikushungurudzwa?Mwari vachakushapurai neshamhu.VedziSvondo toda kuona muchinamatira matambudziko akadai achipera kwete kungobira varombo!Nxxxxaaaaaa!!!
The woman looks emotionally drained with everything. Both parties might be telling lies here and there. The devil has indeed sowed the seed of confusion and hatred. I feel sorry for the kids who might end up so vexed not knowing right or wrong.
In the beginning baba Ava I used to doubt him but I think Wisdom ariko and mwana wamaiAva
It's true wisdom ariko
Iye akaenda kwe 7 years achisiya mukadzi ega aiti mukadzi anosara achichengetwa nani zviri nani akasvika paitwa Wisdom chete ndiriini asvika ndatone vana vatatu chaiwo
I think DNA is the way to go panyaya yaWidom
Ko mamboti hamuzive mwana anonzi Wisdom wani..makuti mwna wemunin'ina kana makapakura bota kunze hazvina mhosva Welly akatorara nyt yese achikoirwa nechipoko
Gegegegegeggegegge taura zvako chero vakaita mwana hazvina kana basa vaigodii Ivo vaive vasiiwa kwe7yrs aaaaa munhu achingorara nezvipoko
😂😂😂😂😂😂😂😂
This man is mad full stop 😊
You're done thank you
Kurwara chiko
MaiRonna vakashinga asi kumwe kushinga kunozouraisa maiRonna beta go even kumusha kuna mai venyu mutange new life
Mune basa guru mukoma Robert. Ay God give you wisdom
Baba vanogwara ava. Fridge yekuisa doro mhuri isina? Mupengo wemunhu. Thank you Robert for being patient and asking pertinent questions. Vakadzi vanenhamo, baba ava havachadi mukadzi chete. It’s ok for him kufamba achihura nekuunza vakadzi pamba asi mukadzi ngaangogara ari abandoned like that. He disappeared for 7 years aiti mukadzi anani?
Murume uyu ibenzi chairo haachadi mukadzi bedzi munhu angati zvese zvatingaita tsvagurudzo nazvo zvikakona ngatisiirei dzinza ranguhaaaaaaaaa akaromba uyo
He is crazy 😮
Futsek zibenzi remurume chero mukadzi uyu akaita chihure chakurwadza chii hanti iwewe waihurawo saka ukurwadziwa nei amai siyanai nezibenzi remurume iri
Unoseka Shem but pakarema
mudhara Welly hondo dzese ndimi makadzipara, mukadzi wechipiri arikushandisirai mushonga ,makwakwidibirwa imi
True vakutoitwa rema nhai ngavaende navo kwasekuru tasvuu
Chipoko chavakarara nacho chakuvapa dzungu mkoma Welly
Mai ava vanonyepa wisdom panenyaya
Uuum wisdom ndewa mai Rona uyo mai varikuramba zvavanoziva avo
Sly mai vanonyepa avo vanokanganwa zvavanotawur
Wisdom mwana wamai Rona asi kuti mai Rona varikuda kufixer murume wavo
Ayewa. Wisdom. Ngaa testwe. Namai Rona. Ndokutopedza nyaya. Musaticonfuser
Ndoonawo sekudaro vamboti hakuna mwana anonzi wisdom aah
Mai Rona Wisdom mwana wavo asi kunyara chihure chavakaita,vambotanga vachiramba kuti Wisdom havamuzive,Welly haapenge uyo
Wataura chokwadi apo Mai avovakahura vakavigisa mwana avo murumeuyo akaita zvinhu negwara mukadzi akahura anobvumirwa kurambwa saka Mai avó mgavarovepasi
Mwana haanetse anoitwa DNA. Mwana uyu akanzi ndewenyu mai Rona ndingakutyei.
Wanyepa mwana ndewawo ...ngawataure chokwadi ...wambo sticker wanzi wisdom aripi
Feel sorry for this woman 😭😭😭
Imi vanhu imi ndinyareiwo..... Nesuwo tinyareiwo nhema dzenyu futseki mhani. Especially iwe mai Rhona.... Who is Wisdom iwe.
Vamboramba kuti handina mwana anonzi wisdom now vanga vakanganwa kuti vambonyepa ndipo pavakuti ndewemunin`ina wangu haaa dammit amai ava vari dangerous vakanyarara nhando ngavaende kumba kwavo vakadii kungohura zvisina kuzozvara mwana
Asiwo mai rona wisdom makamuhura ndochokwadi mungahwanda zvenyu zvimwe zvese hazvo zvakukonzereswa ne kuhura kwamakaita
Mukoma Wellie pengenukai nguva ichipo.Mukoma Wellie kudenga muchanotsva.Muchanotsvukira senyama yenguruve! You will cry my brother.Saw a stream of stars falling all around you!!!
Mai Ava vanonyepa mwana vanaye asiri wababa ava
Guys let's gather here and help mai Rona, vanogona kutifira nebp
True
That's very true
Olinda Chapel
Sisi Melly diaries
Tilder live Zim
Do something for this woman she is going through a lot 😢
Mukoma Welly varikuda kubatsirwa as well...Mai Rona vamboti Wisdom havamuzive varikunyepa
Mai Rona vakahura havo pafeya wisdom mwana wavo akachebgeteswa kwamainini DNA ikudiwa hayo
Unozviona uri daddy soo 2yrs idzodzo waivepi chihure chokunetsa zvikakuomera unofunga kudzoka wakutambudza mukadzi
Mai Rona vachanyara Sly havamuzive kumusha achasvika hake kumusha kwacho
Baba ava vakakwana here purizi, vanogumbura. Apa mudzimai haana kana simba rekutaura haisi nzara here iyo. Murume angati ndaitenga zvinhu zvangu, aaaaah no mhani 😭😭 sorry mai Ronah
Kambuya aka kanonyepera kupfava, very dangerous, hakataure chokwadi. KaMdara Kari Soo open though Asiri zvake 100% clean
Mai Rona vakahura vakaendesa mwana kuna Mai kuvhara evidence..She is an emotional thief.
Yaaaa apa ndapaonawo wakahura shuwa
But vamboramba kuti hakuna mwana akadaro zvino vaakubvuma
Ndoona sekuti Wisdom mwana wemukadzi uyu zvekuti mwana wemunin'ina wake inhema
Shuwa ini I can feel it
Truewooooo
Mai vanonyepa Wisdom mwana wai avo
Baba vakarara nechipoko vakachimitisa saka apa chavanemwana wavarikuona voga... That's the only explanation to their issue.
😂😂😂😂😂😂
issue yemwana could be true but remember he is the guy we kuti akarara nechipoko saka anogona achirwara pfungwa zvishoma
First time commenting on this platform but this man is crazy
Mukadzi uyu akasakara ne stress n depression zvakaoma kushaya simba rekutsanangura
Mkoma welly vangaite benzi pazvinhu zvese but panyaya yemwana vari right, Mai Rona vakakama / kutadza kutaura pavabvunzwa
Chokwadi henyu
Even muporofita wavo i suspect. Welly anezvake but mai ava vane nyaya.
Inoziva chokwadi mai iyo, iko kuzotaura neunyoro moti ndamuona munhu kwaye😂
But Mai Rona looks guilty panyaya ya wisdom she's a snake tht lies right into your face,also murume uyu ndiye akavaita kuti vadaiso nehunhu hwakafumuka
you are right
I second you lol.ya Wisdom ndewavo.zvimwe hazvo varikunyeberwa asi wisdom mwana wavo
Lumama yinyoka le uWisdom ngowakhe ,zinhloni kuphela iqiniso uyakwazi,but anywhere she has feeling is a human being ,waye ngaphi lobaba kuze kumithwe kuzalwe umuntu ,plz guys don't play with other people's feelings
Vari kutya kuti vanobva vanzi havachawane imba yavakavaka iyo
Torayi mai rona na baba va wisdom vaende kwa mugabe kana wisdim ari mwana wamai rova zvinoonekwa
Baba ava very soft avana kufitwa nekushusha .fridge mudziyo wechikadzi mudhara😂😂😂😂😂😂😂
Hanzi ndeyangu yedoro
@@constanciangavaite8258 kkkkkk imi vanotopenga avo ndopanonzi chayikuda kana chokusema zviya
😂😂😂😂😂😂😂
Phone mai rudo please
Sly media BUILDING BRIDGES
Mukoma Sly take this family kwa sekuru Tasvu that man has demonic spirits. Amai Rona is constant and this man biased. He has problems he needs deliverance
Very true
Haiwawo kwana sekuru Tasvu veyi
Panongoda DNA chete, not n'anga or socalled prophets@@veejay9436
Yes ngavaende vakadyiswa baba ava
Sekuru Tasvu itoriwo mbavha pachayo vanenge votowedzers dambudziko pamusoro perimwe
Mai Rona vane mhosva seiko kutanga vamboramba kuti havazive Wisdom vozobvuma kuti mwana wemunin'ina wavo
Hapanawo angape Mai Rona COS here guys vasiyane nezidhara iri ,this woman is suffering 😢
Hausathi wamuziwa mukadzi uyu bhunza isuuuuu
@@showmanmariridza7628 Taurai tinzwe
Asi mai ava itsotsi esp panyaya yaWisdom vanyepa zvavo
@@showmanmariridza7628Imi munomuzivirepi mukadzi uyu
Kikikikiki vakasangana vanhu avo mai Rona musavachenese
😭😭😭😭😭😭veduweka Mai Rona just be strong henyu zvichanaka hazvo
Fridge yedoro killed me😂😂
Ukaona marriege yaita ruvengo rwakadai umm ibva musaty maurayana murume uyo haasisina kumuira mushe
Exactly Cc but you we are that generation of shingirira like marriage is an achievement
@user-eo6gy3du4japa vanozvishandira and survived years without his help. Kana kunzi une murume ndekupi ikoko
Aaaaaaah mai Rona ndanga ndichimboku supporter but apa handichanzisise ,mamboti hakuna mwana anonzi Wisdom mozotizvee mwana we sister yenyu 😢😢
Aaaaah kana neni pandinzvenga bcz pafirst vamboti hakna Wisdom now avapo hongu murume uyu ari wrong bt mai Rona ndatovawo neqsn panyaya yaWisdom
ndapanzwa ipapo vaita kutsika madziro kuti hakuna kwakuzoti hanzi mwana wesister after vabvunzurunzwa......Vanonyepawo
MaiRona vakasara vakaita Wisdom ngavamgobvuma kwete kuti ndewe munin'ina wavo maona here kugaka kwavaita pakupindura kutiWisdom ndiyani .2years munhu asipo here here
@@patriciafadzai6681 ehe baba varikuziva nyaya yemwana kuti ndewamai Rona hongu varikshungurudzwa asi vakasara vakaita mwana nemmwe murume
@@ruvimbomadhawu1660 ehe ngavangopindura bcz vakatongorambwa than kzowaster mari kuenda kmadna
To clear the air for Mukoma Welly, mukadzi must go for maternity test against Wisdom, and also paternity test btwn Mukoma Welly and Wisdom to prove DNA relationship
Ndokunge zvikashanda akupenga uyo. He wont listen to the results.kutaurira pamusoro kuti mainini vakamudyisa varikuseri vanzwe vasazokona mubedroom plus kutorwara pfungwa. Anopa hasha but he needs help hake. Chipoko chihure mishonga kudyiswa namainini. Hell has broken loose.
Sekuru Robert dai zvaibvira vanhu avo dai vaenda kwasekuru Kanengo ndokunonobuda chokwadi ndomaonero andikuita
Icho chiWisdom ichocho chagova chikwambo here 🤣🤣
Proverbs 5:3... Zvifeve zvinotapira mkoma Welly, ndizvo zvakupunzirai musha...makatadza kuita respect mudzimai wenyu
iwe murume uri dako kanawazogara😢😢😢
Kkkkkkk kkkk
I hope this will work as a good example to cheating men. You make your matrimonial wife and your kids unhappy by going around the country picking up women bringing them home you will end up picking Jane the ghost . Now he is losing his mind cause this wife has been patient and staying home taking care of there home while he was out there with money madness now every is falling apart for him he is looking for someone to blame even his ancestors are of the firing line. The lady has taken in a lot and she is just tired nje .
Mudhara uyo akaromba zvinhu zvake zvakamupandukira anoda kuora imba iyoyo shave renhamo rakamubata mukuona amai avo kubuda mabhonzo kushungurudzika vakashinga amai avo Mwari ngaavachengete Welly uyo ngabve pamba apo nemukadziwake plus mukadzi wake wechi t2 uyo ndiye akatuma murume atore fridge udyire ngaashande zvake mukoma well ngaabve pamba akaramba aripo imba iyoyo ichatsakatika plus well anonyepa hanzi ifridge yangu makamboona murume anefridge well ukuitiswa nehure rako
True anorwara uyu
Welly murwere wepfungwa . Dai paitwa DNA ya Wisdom
Haunyep
Irombe murume uyu...arikuda kudzinga mukadzi pamba
Murume uyu hazvichagadzirika kurwara pfungwa chaiko
Sorry mai Rona may God give u peace that surpasses all understanding 😢❤
Mudhara uyu anopenga chete
Itsotsi mukadzi uyu hona kuramba mwana wake haana kukwana uyu
@@lilianmhambatsotsi chairo
Mkoma Robert u are very patient i would never sit for 5minutes listening to this confused man. He needs help he is loosing it.
I'm a woman as well but mai Rona handisi kuwachenesa pamwana apo wamboita senge wasingatozivi mwana pedzezvo ozoti mwana wasis
Ahhh welli wenyu anonyepesa weduwee zvoda iye achidanana nezvipoko😮😮
😂😂😂😂😂😂😂😂
Hure rikahurirwa rinorwadziwa shame baba avo vazondinakidza zvangu ivo vakahura kusvika kuhura nechipoko 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂kamukono ketsambarafuta
Haana kurara nechipoko uyo mushonga yake
Kkkk imagine kusviko Jura nechipoko
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 dead by kuhura nechipoko
ehee mbavha haidi kubirwa ivo vaisvika byo varara nevakadzi vangani
😂😂😂kuhura nechipoko
Starting watching the continuation.Thankx Sly for the platform
Mai Rona shuwa kana vachiti vaida kubuda ne something from this,haa kubva zvine mubairo.Kupera kudaro kuoneka kuti energy chaiyo havasisina kushingirira imba iyoyi?Welly kumagonyeti akabata zvake,hurombwa huzhinji hunotoita uite zvevakadzi.Manje zvaita expire,shame.I just wish maiRona can love herself and move on
You don't know the taste of being fully paid ,,,,,owned ,,,,,don't blame the lady,,,,,,try to be supportive
@@obidogamazine ,but she was told handichakude nhai.Kuunzirwa another woman, it's a big fat no.Am very supportive,but zvooda kuona kuti love is no longer served here.Hanzi naWelly akapa gupuro.Haa it's not good to see her suffer like that
But kana iri imba are they not supposed to share it or kutengeswa vopihwa half half? Vongoenda havo because haaa this is toxic toxic
Mudhara gonawo kutauraka
Ummmmm kubva mukoma mavenga ne chair chaiyo zvakawoma hazvo
haa nhai ko mai ava vadirei kuforcer munhu nhai hongu dzimba dzodiwa but pakadaiii sure ungati ndine imba hre
Mai Rona is emotionally drained vakadzi topindana nezvinorwadza veduweee💔💔💔💔💔
Ummmm chokwadi veduwe vakadzi tiri munhamo
Mai rona havadi bishu.she been thru a lot.including kutizwa for so many yrs,vakazowanawo avada vakaita mwana havo haisi mhosva.
Statement rekuti ndeyangu fridge ndeye doro haaa ndapera strong
Amai vaRona woye woye Rona,vakapisa mwana hoye woye Rona🎶nekukara nhopi hoye woye Rona 🎶 nekukara nhopi hoye woye Rona 🎶 kadhishu karakadhishu kadhishu karakasoda, wisdom mwana wamaiRona hake
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Pullo mani selector
DN tests please hatidi zvekufungidzira
Kkkk mukoma sly masekawoka hanzi ndrikusekawo chokwadi chamurikutaura
😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkk hanzi fridge yangu yekuisa doro baba ava vanotoda chiremba wenjere
Vanoda rumamiso vanodherera
Taura hako😂😂😂😂😂
Ehe fridge ndeya welly ndiye akaitenga.
was supporting mai ROna asi pana wisdom vanyeba, wasiwa for 7 years vangadai vangobvuma kuti zvakaitika nekuti kunyepa kwamai Rona kunoita kuti ubenzi wababa Rona uchisanyatsobude. ibenzi baba avo 7 years vaiva kupi, kurwara rudzii unoita utize musha kufuratira vana vako
Welly anorwara nenjere benzi chairo,ririkupengeswa nezvipoko zvaro
Irombe riye
Mai Rona vakaita a very good move yekuendesa Wisdom kumusha kwavo kuitira kuti vagare pamba pavo Zvakanaka. Haaa pamba havabviswe zvachose Welly haana chake pamba apo parizvino nekuti akatora mugove vake kare mushure mekutengesa motokari nhatu.
True
Pamba mai Rona havabve zvavo chero vakahura
Budai pachena mhai, moti aiwa ndangandakuvara nechikara hazvidyi sadza izvi. Mwana makaita imi musaramba mwana cz mangwana muchanyara. But mkoma wangu tsotso makabata imi musada kupomera mkadzi mhaka
Yaaa mwana wakaita
Hongu baba ava vakaromba but wisdom mwana waà mai Rona becz ndabata pavamboti zita iroro handirizivi asi vazoti mwana wemunin'ina wavo apapo hapana kujeka
Vanhu ava vose zvavo vari kutamba nepfungwa dzedu, baRona vati ivo vakatouya vakawana mai Rona vachiyamwisa mwana mucheche but ivo vari kuramba
Asi mai Rona wisdom anenge mwana wenyu henyu
Mai rona somehow somewhere she feels guilty about wisdom
Pana wisdom apa mai Rona ummm panenyaya
Ndazvionawo asi Mwari pindirai.
Anopenga fridge yedoro futseki benzi
Sly my dear brother ndinoziva muchibetsera u can help.vanhu kwatasvu or kwakanengo.
Wisdom mwana waamai ava weumwe murume .itsotsi mai avo
Ko wakasiiwa for a long time. Waidawo murume maybe mimba yakazongouya accidentally
Welly knows very well what He saw. Wisdom mwana wamai ivava mai Rhona fullstop
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣wapedza becoz vataura mastatements hobho vatsika madziro kuti wisdom havamuzive kwakuzoti ariko mwana wemunin'ina wangu like so many confusing statements.
Uyu murume anopenga chte
Baba havasi vekuuya kwaTete Tilder here ava..vachiti he started experiencing minyama etc after sleeping nechipoko?
Havasi vakuvhuvha(kudhunya) here ava?
Haa Sly u are excellent Godbless 🙏🙌.
Baba ava vakaromba,mai Ronawo vakahura havo
Complicated story who is fooling who now 😂😂😂😂😂
they are both fooling each other😅
Yah pane nyaya apa ende haoana chinogadzirisika
Mkadzi haana kna mhosva, baba avo itsotsi
Tangai ma tester baba avo pfungwa musati maita DNA ..Vari kuto penga🤣🤣🤣🤣kwaaa
😂😂😂😂 that's true
Haapengi this guy l know him 100% Welly ndakatoshanda naye big time
😂😂😂Taura hko
Anopenga aaaa saskamu chair o
@@dhereckmherekumombe1945saka anenge akadyiswa hanti
Mkadzi anorambirwa kuhura ndozvakarambirwa mai Rona chero bhaibheri rinodero fut, iyeye wisdom iyeye ndiye apunzisa imba yamai vake, chero murume akaita 100yrs asipo mkadzi usahure, hura hako asi usabatwe zvinorambisa izvozvo.
Panoda kutariswa relationship between mwana na amai
Obvious nhau iri kunetsa haisi yekuti baba va Wisdom ndiyani asi kuti mai vakazvara Wisdom ndevapi.
@@frankmoyo7267 Ivo varikuda excluder amai Rona
Mai ava vamboramba kuti hakuna mwana anonzi Wisdom. Wisdom mwana wavo mai Rona. Asiwo mdara uyu chipoko chaakarara nacho chakumupengesa kkkkkkkk, hanzi firiji ndeyangu yedoro. Ende futi 🙌🙌🙌
Mwana arikozvedi
@@mesiMutepfa ehe mwana vanaye mai ava
Yaa Mai ava. Ka panyaya ya wisdom. Vaeikutsenga tsenga mukanwa
Mai ava vanemwana anonzi wisdom asi baba avawo uummm ma one
Mwana and card rechipatara ngavaone zita ranyakubereka chete
Chokwad kkk
Endai navo kwaSekuru Tasvu zvobuda pachena
Kkkk pidigu dhiii mudhara uyo uuum ndoguka zvanku nekuseka kkkkkk😅.lllll anonyepa big times yoooooo 😂😂😂
Mai Rona ,widom mwana wavo zvisina kupokana