Sekuru Tasvu makarwa hondo huru shuwa, ndiyani ayifunga kuti Simba achapona. Am so happy to see him akasimba kudai. Am proud of you na Gogo Tasvu vedu.
I was the one person asina kumbofungira kuti ndichasvikawo kwasekuru Tasvu but God made it happen I was there last week aiwa varikubata basa sekuru, and I was happy to speak to Simba face to face, mukomana wengoma aiwa anoziva basa rake
Good to see Simba in good health and glowing. Thank you sekuru and mbuya Tasvu. Mai vaSimba Bravo to you makamira nemwana wenyu you are such a strong woman you inspired me so much
Ngoma iri kuparurwa zvehunyanzvi chaizvo kwete zvekuzamirira. Talent is there to this young man. Kunzwa kunakirwa nengoma nehosho. Chinyakare chedu is more fun. 🥰🙌🙌
Sekuru tasvu ini ndandichienda kumasowe ndakusiya ndakuuyawo ikko coz makanyanya simba handaifunga kut anorarama so ndirikuuya sekuru nagogo thank you so much
Yeah murovi wengoma akasimba maoko 😂😂😂apa vanhu hamusi kunyatsotamba imi kkkkkkkk Ngoma ikuendera mahara .I'm happy to see Simba ende akagwinya chaiko all thanks to tateguru Tasvu and amai
Simba asimba shuwa Sekuru Tasvu makagonesa mukabatsira zvinodadisa izvi
Sekuru Tasvu makarwa hondo huru shuwa, ndiyani ayifunga kuti Simba achapona. Am so happy to see him akasimba kudai. Am proud of you na Gogo Tasvu vedu.
Haaa chagwinya wena chikomana mhasuro kuda kutoita sababa Harare 😂😂
I was the one person asina kumbofungira kuti ndichasvikawo kwasekuru Tasvu but God made it happen I was there last week aiwa varikubata basa sekuru, and I was happy to speak to Simba face to face, mukomana wengoma aiwa anoziva basa rake
Mbuya vangu kani kkkk ndinotenda zvngu nemuridzi wenģoma ummm anoiziva shmmm
I'm very glad to see Simba dancing with Tasvu thank you sekuru Tasvu and gogo you're blessed 🙏🙏🙏🙏
Thank you Tate Guru Tasvu Simba ararama rambai makadaro
The drummer means business this is pure African beat mbira Ngoma ne hosho rovai ini ndiri kuzipirwa
Drummer uyo, haa anogonesa, they should release their songs! Pure talent, kuita kufarira pure African beat!!
Midzumu inobuda kunyange isingadi!
Haa kana blaz akutamba ma1 ayo
Thanks Sekuru Tasvu, muri kudzora chinyakare munyika medu
Simba looks very healthy and kusimba kunge anosimudza masimbi well done skuru Tasvu
Haaaa a nhymi ndisimba hr uyo zvofadza ende asimba vduweee thanks skuru tasvu nemhuri
Simba looking gud utano thanks for Tasvu💪🔥🔥🔥❣️
Pangoma apo aaah🙌 une chimuti kkk
Simba you have every reason to celebrate🕺🕺
Yaaa kana mazogara rastar vanobata ngoma avo haaaa vakanyanya
Chokwandi varikuridza zvine mutsindo❤
❤
Happy to se Simba haaa kunyatsogwinya kusimba chaiko sezita rake.thank yu sekuru tasvu
Sekuru Tasvu ndinosuvirawo kuuya ikoko ndimbowonawo Simba veduwee haa makasganda basa ndirikufara zvakanyanyisa kuwona Simba achidzana kudayi ❤
Kejeedu ako kane mbikiza ye nungu. Mmm jerusarema yatambwa Rasta pangoma ❤❤❤❤❤
Hayiw ngazvi bongwe chaizvo Sekuru na Mbuya Tasvu makarwa kurwa kusati kwamboitwa nani nani zvak makaita basa HOMBE chairo man Mukomana anonzi Simba uyo wandir kuona achitamba apa asimba se Zita rake .
Kurev kut zita rake radudzira Mwari ngaave nay muhu penyu hwake ne mhuri yak uye neva Bereki vak 🙏.
Ndinobonga chaizvo Sekuru na Mbuya Tasvu God bless you all 🙏.
Simba akufara ende asimba zvinofadza izvi Sekuru Tasvu rambai makadzvanya Mwari ngavakuwedzereyi makore akawandisa ekurara for the people
Simba asimba wena haaa sekuru tasvu number one murambe makadaro sekuru
Taura hako
Saka akutogara ikoko here
Mukomana we Ngoma hana kumira mushe 🙌🏾🙌🏾🙌🏾👌🏿. Akanyanya 😮
Kuseri kwekuseri! They should release songs on Spotify for us please!
Mukomana wengoma uyo unodzipangura yoo
Huyai muone wo Simba veduweee Mwari vakanaka shame.Simba simba Simba kudenga kuna Mwari hama.
Mukomana Uyo Ngoma BHO here guys💝💝💝💝💝💝
Mwari wakanaka,thanks sekuru Tasvu nekubatsira Simba atosimba
Mwari ngavakuchengetei sekuru Tasvu ❤❤❤❤
Weldone malume Tasvu makabata basa tateguru panaSimba. Apa asimba koiko kutamba. Papembeei nemisukuru Tasvu
Sekuru well done mwari vakuchengetei
Haaaaa the guy on the drums salute
Rasta Chibaba pa ngoma ❤❤❤
Thnk Sekuru nagogo marapa simba muitirwe zvakanka nekusingaperi 🙏🙏🙏
Energy levels pana Simba apo Mwari ngaakudzwe
Simba asimba nhy imi,nice to see him,Thank you Tateguru
I’m happy to see Simba his strong thank you Sakura Tasvu
the way l love these songs ka ekwa tasvu ,,,,,you guys needs to record these songs
Zvikanzi kuchikoro huyai nemurovi wengoma endai naDread avo vane nharo
Big up sekuru Simba chishamiso pameso edu❤
Simba maihwee kuita nzou thank you so much sekuru Tasvu nagogo❤
Thank you gogo tasvu nasekuru ndofara kuona Simba achitamba kudayi makaita basa guru kwazvo
Simba arikufara wedu mmm
Yowe ndiSimba uyu. Kuita hwendefa yerume. Be blessed sekuru Tasvu nagogo
Hiiiiiiii simba kuita zirume nhayi ..sekuru tasvu ndakutyai👊👏👏👏
Good to see Simba in good health and glowing. Thank you sekuru and mbuya Tasvu. Mai vaSimba Bravo to you makamira nemwana wenyu you are such a strong woman you inspired me so much
Simba is looking so well and very happy. Haaa you’re in your element Simba. Always happy to see you kwaSekuru Tasvu. Your Sekuru for life mwana wevhu.
Ko matama Simba 😂❤
Simba zvaatofuta nhy imi kutogara zvakanaka kwasekuru uko shuwa Mwari vakuitirei zvakanaka sekuru Tasvu
Kkkkkk Linda munhu mupenyu haanzi akafuta anonzi akasimba
Mukoma Robert ndokuzivai makangwarira panhau dzemedia batsirai vana Gwenyambira vekwasekuru vapinde mustudio nekwenda kumaLiveshow ❤❤❤❤
Taura hako, ngavaise paSpotify their songs tiwane kuteerera too
That song reminds me back to school ku traditional dance❤
Kutambira zvake pachiu gentleman simba veduweee
Sekuru Tasvu murimambo chokwadi❤❤❤❤❤ tinotenda newe mkoma Robert
Inga simba tochinja 😊😊😊 sekuru tasvu rambai makadaro
❤ song iyi ma1
Uuuu kunzwa nevhudzi rangu kusimuka ndokubsa kwangu uku 🤗😊🤗🤗🤗
Woooow nice to see Simba very strong and fit God bless you Sekuru Tasvu
Simba ndafara kumuona makaota basa sekuru❤
Ini ndinoenda kumasowe but panongorinzwa mbira ndonzwa moyowangu kudzwa ndendakutodao kutamba ❤❤❤❤
Kuchivanhu ndokwako
Neniwo ndiri mupositori wekwamarange nditori busy kutamba kkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Simba yooo kunoita mazuru veduweka mwana achigwezva,mwari nevadzimu variko zvodadisa izvi tinotenda
Variety is the spice of life. Ngoma yaunza kamwe kamunakiro kerwumbo, mbira dziri mawungira. Mai Simba ndasvitsa muviri, mamiriro amakaita naSimba panguva yazvakange zvakamira nechirongo, hakuna vakawanda vano wanasimba rakaita serenyu. Tasvu nehomwe yako pamwe nemubikiri wehomwe bembedzo rangu kwamuri.
simba asimba veduweee big up sekuru Tasvu
Simba haane especially pakutamba apo God bless sekuru na gogo Tasvu more life
simba very fit & strong sezita rake
Thank you sekuru Tasvu Simba asimba shuwa makabata basa Pana simba
Pabatwa ngoma apa na rasta avo
ava vanopedza masports umm
Sekuru Tasvu nagogo mwari ngavakuwedzerei .Makadadisa nekubata basa pana Simba .Mukomana wengoma anechipo chake aiwa yadandaurwa ngoma. ❤❤❤❤❤❤❤
Ini hangu i heard a lot of sekuru Tasvu but handisati ndambosvikapa asi I'm praying kuti ndimbosvikapo shua. Ndoda kutobatsirwawo
Simba kana muwiri wadayira kuti zvinenge zviri kumufambira bhoooo
Uyo wengoma haana kugara fine uuummmm ndiye dusvura uya ainzi rova ngoma dusvura kkkk
Ngoma iri kuparurwa zvehunyanzvi chaizvo kwete zvekuzamirira. Talent is there to this young man. Kunzwa kunakirwa nengoma nehosho. Chinyakare chedu is more fun. 🥰🙌🙌
Haanete simba tamba tamba kusvika ngoma papera kurira
Ummmm mukomana wengoma wakanyanya simba kuita dhunda thank you sekuru venyika hombarume
Ini nerimwe team Rose tinoti Simba chigarai Naye sekuru mwana akatambura zvatakaona senyika yose
Rose na Simba ndi sekuru Kanengo ndovakaita nyaya iyoyo
Iwe hausikuziya nyaya ya Simba yakaitwa na Tasvu. Rose akaenda kwa Kanengo
Ndisimba here uyo asimba kudaro. Sekuru thank you
Jerusalem yarowa uuummm mukoma vanechipo chekuridza ngoma avo
Sekuru tasvu ini ndandichienda kumasowe ndakusiya ndakuuyawo ikko coz makanyanya simba handaifunga kut anorarama so ndirikuuya sekuru nagogo thank you so much
😂😂😂😂😂
I'm happy to see simba dancing with sekuru tasvu
Simba wasimba wena wow this is gud
Simba to the nation ....sekuru makarwa mumire
Yeah murovi wengoma akasimba maoko 😂😂😂apa vanhu hamusi kunyatsotamba imi kkkkkkkk Ngoma ikuendera mahara .I'm happy to see Simba ende akagwinya chaiko all thanks to tateguru Tasvu and amai
Ngoma iyo bhoo here apo aaaahhhhh
Nhai ndiSimba here wasimba kudaro wao tateguru tasvu sando dzenyu lm happy shuwa
Asi Simba awe kugara ikoko here , happy for him anogona kutamba mbira
Ngoma iyo aaa zvangu zvanga zvasvika wo kkkkk sekuru tasvu ma so 🙏🙏
Wow, im so happy to see Simba enjoying his life.
Simba kuzosimba kumeso kufushirika❤😊I'm so glade sekuru u are the best sekuru
Panoti ngoma apo muchatibuditsa mudzimu imk
😂😂😂haurevi nhema ipapo
Happy to see Simba. Thank you tateguru nebasa ramakabata
Variety is the spice of life. Ngoma yaunza kamwe kamunakiro kerwumbo, mbira dziri mawungira. Mai Simba ndasvitsa muviri, mamiriro amakaita naSimba panguva yazvakange zvakamira nechirongo, hakuna vakawanda vano wanasimba rakaita serenyu. Tasvu nehomwe ya
Simba wedu asimba ❤❤❤
Haaa ndatoita kufananidza ..ndisimba uyooo..kuita kusimba..
Sekuru naa mbuya mukomborerwr na Mwari nevadzimu.ndichasvikawo chete
Haaa murovi wengoma kumberi❤
Ndiyo inonzi ngoma iyi mudzimu mutsva unotobuda chete ukambozunza.
Gig up the. Mbira group we love you ❤ I was dancing allso in Austra today
Thank you sekuru tasvu simba asimba
Ndanzwa kufara chaizvo Simba atosimba kudai .thank you Sekur Tasvu
Simba simba Tasvu 1 hongu ndisimba wamai simba ❤❤Tasvu
Thanks Sekuru Simba asimba azara nemufaro
Jerusalem hokoyo. Kangoma kekwedu kidikidi kidikidi❤💃💃💃kidikidiki
Well done guys ❤❤❤❤
Vakomana vengoma avo sando dzavo weduweee mmm inobatwa zvayo
Ngoma yakabatwa mukoma unorova Ngoma uyo
rovangoma gwenya mbira 😅😅😅😅😅
Mwari akuchengetei sekuru nagogo tasvu
well done patambwa apa