ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Ndaita num 2 nhasi ndiombererei maoko
Kkkkk ok ok kungoti ukutongwa nevanhu vanenzara hauhwine
Vanepadikiwo batsirai baba ava misodzi yangu irikubuda handina kuzopedza zvangu mudhara wemhanza ari pakati rine utsinye nxaa
Chemhanza icho chineutsinye
Akakoromora dzeiko
Ko idzi Sabhuku Charadza dzekunetsana naWellington dziripo pamakurukota aMambo futi kkkkk haaaaa amana here kkkkk
😂😂😂😂😂
Ngozi yaTonde yakazodii nhai baba va taps woye
Mari irikudikwa music wa3 January nhasi 6 kupihwa chimunya
Dare raChief ava munhu wese anouya asina mari yedare panevandaona uyu ave wechi3
Chidare chenzara nzara. Havana kana kuchangamuka. Anogona kusatouya nemari yacho hapana zvamomuita makanyanya kupora
That guy wamunoti sabhuku zvikafamba mushe achakwikwidza kuita chief. heartless beings. So adaidzirwa mari yedare? Almost 20mins yenyaya yemari yedare. Ndaiti ndi Chigodora chete anoda mari
Imali yimpande yesono shame. Corruption Corruption Corruption 😒
Kuti deshe sofa rese❤
Ane ma points hake. Zvinhu zvakaoma kunze uko
Vanhuwo dzidzai kuyanana musati mainda kunobuda Mari kwamambo
ummm matare ane hudzvinyiriri
Tiripo tiripo
Vanhu vanowanipiko Mari pihwai Mari nehurumende muyananise vanhu
Kunze kwakaoma veduweee
Buhera 07