kkkkk guys musadaro. Thank you Magtom media for educating the girl child. This is a lesson to our children kuti vazive kuti kunze uko kune mbavha dzerudo. Thank you for educating and entertaining the whole world.
I really enjoy watching magtom media, slimie you makes me feel proud of being a zimbo plus proudly shona (ur scripts are indeed real , zvinoitika paground n you play it nice)
I fell in love with Kelly's acting paKunyarara Uchiziva Chokwadi , anogona hake ende ane smile yekuti kaaaa hameno
Happy to see the ever-smiling Dexter and PGS mastermind 😂😂😂😂😂😂😂
Dexter is always smilling n Slimie master mind😂😂😂hanzi kujamuka munhu ane BMW
Dexter is always smiling 😊😊
😂Akatorega smiler anotoseka
He is 😊😊😊
Panemari ndopavanodawa hanzi ngavadzidze kushanda chokwadi vanhu ngatizvishandirei I Love you guys ❤❤❤❤
Mkomana wemagas ane talent uyo mutorei lm here for him👌
Uyu murume ane masasi... 😂😂😂 hanzi tikaenda kwamudzviti
Magtom knows how to pick "vazukuru"; first Thembie now ava. Vazukuru vanogona zvavo. Natural actresses👏🏽
😂😂😂 slimy muhombe pa njere yeah munenharo Akoma
Kelly abelieviswa nenhema nemkomana wepaTonaz 😂😂😂😂😂
Munhu ngaasadire munhu mari or zvishandwa, Ida munhu sezvaari - life lesson 👏🏽👏🏽👏🏽
Kkkkkkkk apedzerwa
kkkkk guys musadaro. Thank you Magtom media for educating the girl child. This is a lesson to our children kuti vazive kuti kunze uko kune mbavha dzerudo. Thank you for educating and entertaining the whole world.
Ichooo baba juju wazviita zvekare; rume risinganyepi hariroori; pachitsotsi ndiyoyo ❤😀😀😆
Ndatosvika I've been waiting but le me like ndisat ndatanga kuseka zvangu
I really enjoy watching magtom media, slimie you makes me feel proud of being a zimbo plus proudly shona (ur scripts are indeed real , zvinoitika paground n you play it nice)
I like “mzukuru” she seems to be a good actor. We want more videos with her 😊❤
Hahaha Mzukuru anogona shuwa hanzi ndodanwa ndichidavira
I second that. Natural actor.
Slimie wemaBranch echibage slimie to tha world
😂😂😂😂 lesson learned munhu dzidza kushanda kn Uchida mari,asi slimie kaa Mwari Ave newe
Pidigu dhiii ndaseka zvangu Kelly washandisirwa PGS
Kkkkkk mda kuita yamakazoitapa love conman hr
My girl Kelly is amazing and real. She has evolved.
Chichingoburwa ndatovapo papoto yehuchi Magtom media ❤❤❤❤
Slimie hanzi kna wadayi ndinenge ndakusvoda 😂😂❤❤❤❤
PGS haipotse kana mazogara Slimmie Chibaba Ichooo😂😂😂❤❤❤
Hanzi ikaramba ndorega zvedzvetswa 😂😂😂
Hahaha hnzi ncondo ndanzwa baba juju😂😂😂😂
kkk tarutanga gwendo gwacho tose ......well done kkkkk watanga kutibaya nekuseka sleep kkkkk huye bodo......well done baba juju
Kkkkkkkk hahaha mukoma wangu munopisa baba juju 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂😂😂😂haa yas baba juju makushaya nyaya bhebhi rabvuma kaaa
Imbotiitira action movie,brain wise dzako dzakanyanya unogona mufana iwewe
Dzemagas idzo tofana kudziona pakawnda.. 😂😂 hanzi mudzoke nacho futi 😂😂
Sure, tomuda pazhinji mkomana uyo
Saka ngatidzifambire Opa's voice
Makanyanya mukuru wangu baba Juju ndandoti nhasi zvadiiii kusaisa zvinyuwani kkkkkkkkkkkk yesaya basa mberi
Ndaifunga ndichaita wekutanga kuona bt yooo kkkkk well done guys❤❤
Pa social media kuita wekutanga imika😂😂😂😂😂
Tiripo wangu chopisa ichoooo
Slimie haaaaa muhombe paPGS amana iiiiiih ndachema zvangu Well done
Ndichauyawo mondipawo ma statement Boss Slimy
Slimie unondigonera plus smile
Chakaipa rambai muchibika huchi mucharamba muchpisa
Slimmykaaaa Mwari awe newe
.u gys u a very amazing in did ❤
Chibaba Rusbanks thanks 👏👏👏 for food today
Dexter kkkkkk hi magtom love you all
Haa Kelly ane kamwe kaSweetness kaanako so😍😂
Vakomana ava sooo ❤️❤️❤️😃😃😃😃😃😃
Haaa Slimie with cars🙌
Hoyooo chopisa ichi🔥🔥🔥
Slimie kutoshaya nyaya here lol hahahahaha ndaseka manje
😂😂😂😂😂😂Ma statement aSlimie 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
Akanyanya unotoshaya zvinobvepi🎉
😂😂😂ndaseka hangu entertaining but educational as well. Magtom magetsi
Kkkkkkkkkkkkkkkk slimie unondityora wangu mwari ngaarambe achikuendesa kure
Magtom media munondigonera👍👍👍
hmmmmmm boys mamboonawo kuti Kelly magetsi ........
❤❤❤Slimmie chibaba kana tazogara.Dexter unogona always smiling ❤
Asi Kelly is 🔥🔥🔥🔥though 😃
Magtom shamhu yestress Slimie uri chibaba ndazobvuma😂😂😂😂😂
Ichoooo manyama Kelly
Sando pamface wema Gass🎉🎉🎉
Ndomaths dzeboys patown shuwa kkkkk
Hoyoooo. Mushonga westress
Ndaitawo numbers 1 to comment and like 🎉
Hove yangonzi nxcaa 😂😂😂😂😊
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂, regai ndiseke
Slimmie is talented kkkk, keep it up
😂Ndafunga kuti ma bizness ake ini
Dexter is he married asking for a friend I love the smile 😂😂😂😂
😂😂😂 asking for a friend right
Ndatosvika team ndisa like ndisat ndaona ndotoziva kut ishamhu ye stress kaaa magictom siya like iwe
😂😂😂😂rume risinganyepi hariroore,,Slimmie unopedza masports😅😅😅
Gegegege pgs yabatwa zvekudaro 😂😂😂😂😂😂😂
Watching hedu baba Juju
Moyo wangu unokudokwairira 😂😂😂😂
Slimie unondipedza strong
😂😂i understand you Kelly
😂😂😂😂😂Slimmie Slimmie Slimmie haaaa uyu anonetsa uyu anozo believisa 😂😂😂😂😂Kelly arikusimba zvekuti apa hanzi vakomana vemazuvano unovaziva kaa vanogona kukwereta apa wanyeperwa life lesson learned usadure munhu pfuma yake ida coz of rudo
Eeee😊
❤❤❤❤ Nyanyest kkkkk
Kwamudzviti streaight
Kkkkkk slim baba juju yaaa ma one
I can tell ka smile ka Kelly anyura murudo
😂😂😂😂 slimmie kana uchi acter unotanga wanweyi iwee 😅😅
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 munopisaaaa
😂😂😂😂😂 imboma strategy iyii yachapinda busy mababe kuno ku hatclifee 🎉
Slimmie mzkuru uyo ari kutengesa hembe anogona usamusiya mberi kwe camera plz plz
Kkkk slimy smile bhoo hr
Ku gymer shaya. Slimmie ka 😂😂😂😂
Haa ndachema zvangu 😢😂😂😂🙌🙌🙌
thanks magton midea you are the best guys
Keep it up magtom media
😂😂😂 nyaya ye birth kwamdzviti yandibvisa panamwari
😂😂😂
Haa kelly wakanaka hako shemu hapana chekutapudza body structure manyama dai ndiri mukomana ndaikuitira plan
Haa Boss Slim makanyanya hanzi kunotoresa mwana birthday kwaMudzviti😂😂😂
Mukuenda kwamudzviti netsoka😂😂
Hana yangu inokudokwairira😂😂
🎉🎉🎉🎉ichooo chibba
Boss slime kwamudzviti nemwana makanyanya
Magtom media mushonga we stress ❤🎉
Mandifungisa Tom weku car wash 😂
Kwamudzviti kuma Birth😅
To us who like b4 watchings😅
Kkkkkkkkkkkkk ukwane Baba juju
❤ vakomana ve pgs
Magtom fans muriko here PGS never fail makanyanya
😂😂😂😂😂😂😂 nzou ndine story nemi ndokubatai how ❤