I'm following up on all your videos and not even one seem to be disappointing..... keep it up guys..you are a great team...in love with all your characters 😊😊😊
To be honest ka you guys talent yenyu iri pamberi. Hapana anopfura this crew pa Comedy in the whole of Zimbabwe. Even though isu vamwe tirikunze kwenyika you always bring us close to home. Haaaa mune talent. Please NB Films keep up the good work guys.
🤭🤭🤭🤭dhafu kupfeka pantie yemwana mumusoro kkkk...Iko Bhani kanofamba ne bhora mberi, black hanzi andicharare ndanzwa nekurarwa ne zvikwambo, good work guys keep it up!
Prophet Ozemwa batai basa chokwadi chibude pachena. Isai malikes pana prophet Ozemwa. Love you guys. Keep it up. Well done
Bunny chinofamba nezibhora
Are we all going to ignore Nduwe ririmumsoro ma dhafu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkk
🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣
Ndarionawo cazen kkk
🤣🤣🤣
Ozemwa anopedza masports 💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽
Ozemwa is talented just underrated hake
Kkk mama kudii
@@Elahbass1 ini anondipedza pandimi dzake chete kkkkkk kutoita kunge arkuteera bhandi for real
Dhafu cheers to you .makabata basa ....this one.l lyked it keep up the gud work
Naiza boom munobvisa vanhu stress ndatenda hangu
Kana uchibvumirana nazvo malike
True....I've been going through something and was really stressed... Pandasvika pano ndanzwa nekuseka....bhani bhani kkkkkkkkkkkk
@Nokue GotBars bho sei hako
😂😂😂😂😂😂 bhani anofamba zvake iyeye....Dhafu You Are The best
Ma likes pana Dhafu,mumusoro bhoo here hat iyo lol
I hat ye bhurugwa ka iyo kkk
kkkkkkk kwakumberi hat yacho
@@saramoyo4807 ndaseka hngu
Haaaa dhafuu bhooo here mumusoro umo
@@chntymnemo3964 😂🤣😂🤣
kkkkkkkkkkk haaaaaaa Ozemwa you are talented thups up for you
İs Ozemwa a real prophet...he fits the madzibaba profile😂😂
Kkkkkkk
Kkkkkk
😂😂😂😂 dhafu so ka ,isai zvinhu zvenyu apa atete zvitsve😅😅 bunny 🐰🐰
Asingarwadziwi na dhafu Isa like
sando dzako prophet
Kkkkkkk apo dhafu kumberi
th-cam.com/video/4C5n9d0GRFk/w-d-xo.html
Kikikikik
Watching from mozambique 🇲🇿 bora mberi NB
Lesson shuwa usatanga wapa munhu mhosva usati waziva chokwadi chaicho. ...well done team
NB ine chimuti
Watching from South Africa 🇿🇦 🇿🇦🇿🇦 I don't understand the language but I enjoy it thank you Zim ❤️❤️❤️❤️
Thanks neku supporter zim
Guys l learned shona in1month
Big up dear
Me too
My name is sibongile Julius
Anobvuma kuti NB ine chimuti vape ma love nema like avo 🤣🤣🤣🤣
Yyy
PAri zvino ndivo mbinga dzema comedy
hello melania also checkout on th-cam.com/video/D7-EkvHuRc0/w-d-xo.html
Ini ndovhuma.
NB heavy
Mese hamusi kutaura nezvedhuku ya Dhafu 🤣🤣🤣 this is raw talent 👌
I bhurugwa
Facial expression yadhafu apo anenge arikutopomera Senzeni chete kkkkkkk kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Ozemwa is a real prophet😂he's cute and he fits the role of a prophet make him a real prophet😂😂
Dhafuuuuuuu❤❤❤❤❤👊👊👊🔥🔥🔥🔥🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣mupei malove nemalike
Kkkkkk hanzi Banny anofamba nebhora zvake😀😀😀😀😀 I'm dead already
Every time Dhafu anepamuromo but at end ndiye anochema 🤣🤣🤣🤣
Deon Craft 😂😂😂😂😂😂chokwadi
🤣🤣🤣🤣🤣haaa dhafu ndofunga kumaraini kwako awutangiki chokwadi , you guys you are the best😘😘😘😘
Problem ngomuntu omnyama ..why dislike a video that you haven't even watched
Supporting local talents doesn't hurt
Much love naiza we waiting ❤
Ngabantu abamnyama ke labo banjalo yaz angaz yindaba
Fellow youtubers😂
yisibhare leso
They think dislike button is for downloading kkk.
😅😅😅😅 ini hangu dhafu anondiitira bhoo # bhani anondikuvadza madzibaba😁😁😂😂
Madzibaba bhani anondikuvadza🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Bhani anofamba nebhora🤣🤣🤣🤣
Sando dzako Dhafu & team. Munotigonera vanhu vepaNaiza Boom
Ozemwa is deep i always say this. Professor in Shona chaivo.
I envy him, anonyatsotaura wena
Dai ozemwa achitonyorera hake Java ndimi , nekuti ndimi dzake dzinoita kunge dzechokwadi😂😂
Kkkkkkkkkkkk
Kkkkkk taura zvako
kkkkkk sure
Taurisa
🤣🤣🤣🤣 wapedzera kkk
Naiza boom pamberii nebasa mwari ngawakuchengeteyi muyederere mberi ne basa renyu murambe makambatana kusawane chinomushukurudzayi munondigonera chose 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Watching from Mozambique aaaa I really salute daffu haiteee
DHAFU anetsa mumastreets...zvaizvezvi chimuti makabatisisa henyu
Hair net yaDhafu to the fullest 😂😂😂
Mumbotipawo behind the scenes😂😂
Kkkk taura hako
Kkkkk sure
Ndoidawo
Nhy shuwa zvenyu
Naiza mnondiitra zvangu guyz keep it up malikes pana prophet ozemwaa .... Wakanynyaa xaaaa 😂
Ndatoseka kare pandaona Ozemwa ari mupotofita 🤣🤣🤣🤣🤣l can't wait to see you guys
Apa Ozemwa anozvigona sei kuita n'anga zvese nekuita mporofita
Kkkkkkk
Ozemwa unorira
Dhafu akapfeka water proof or pend 🤣🤣🤣🤣😂 l can’t stop laughing 😂
Kkkkkk induwe yemwana
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 couldn’t stop laughing too!!!
😂😂😂😂😂😂
Haasi kutombozviziva, raiswa na Bhanny 😂😂😂
Kkkkkk aaaaah Senzeni ngithabile mbona ungabanjwanga sisi .....but guys love you all munogona matablets estress chaiwo❤❤❤👊👌
Chiiko chiri mumusoro madhafu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌🙌🙌 kwamadzibaba
Hanzi kumba kuna Bhani hakurarike, anofamba nebhora.Mbabvu dzangu dzaakurwadza, NB musadaro mufunge ahhh🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
hello the pro u can also checkout on th-cam.com/video/D7-EkvHuRc0/w-d-xo.html
🤣hanzi bhani angaarikufamba ne bhora😂 kana usinga rwadzive na dhafu isa malikes
Bhani anofamba zvake anondiuraya hake mkomana iyeyu😂😂😂
Ehee zvakaoma
I'm following up on all your videos and not even one seem to be disappointing..... keep it up guys..you are a great team...in love with all your characters 😊😊😊
To be honest ka you guys talent yenyu iri pamberi. Hapana anopfura this crew pa Comedy in the whole of Zimbabwe. Even though isu vamwe tirikunze kwenyika you always bring us close to home. Haaaa mune talent. Please NB Films keep up the good work guys.
Taura haco ndobva ndafunga kumba haaaa these ppl vari best
Blackie ma1
NB films you are always on point ,we support you keep on doing good work my brothers and ssters
Kuzochema ende dhafu anobata basa sebasa vakomana 👏👏👏🙌🙌🙌😂😂😂😂
Bunny mascare 🤣🤣🤣chinemusoro muhombe changa chichirovera bhora mberi dafu wakanyanya 💞
PUT A LIKE FOR DHAAAAFU .......
kkk oswell also checkout on th-cam.com/video/D7-EkvHuRc0/w-d-xo.html
😂😂😂😂sando ku dhuku radhafu iiiiii I didn't see it coming
Dhafu abatiwa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 oti pamuromo....kkkk prophet Ozemwa😂😂😂😂👏ndanakirwa
Team Ozemwa 👌👌👌kkkkk dhafu hanzi saka hamuna kumboidyawo here mari yemusika wacho 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkkkkkkkkk ipent kaaa ririmusoro madhafu nhaimi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
ndati ndatadza kuona 😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkk wazviona sei
Hairoo rinenge brugwaa rrimumusoroo madhafu 😂 ...... Dhafu to the fullest😂
Mupedze engagement ring weduwe
Taura hako takaimirira
@@nyashabenhura4192 Kkkķkkk takawanda
hello tariro pliz also checkout on th-cam.com/video/D7-EkvHuRc0/w-d-xo.html
I can't stop watching this,,,,,,, bhani a pedza masports
Haaa dhafu😂😂😂😂 ASI kaaa. Kuramba defeat😂
Bhani🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣haaaa asi so🙌 well done❤💫
Dhafu akapfeka brugwa mumusoro😂😂my fav
Kkkķkkk
Kkkkkk😂😂
Kkkkkk
Dhafu ane moto
🤣🤣🤣🤣
Na Dhafu munosvitsana kuma penalty chete 😂😂😂... Much love guys 💕
Naiza boom tinemuporofita wedu Ozzy.... Sando dzako mwana wamdara👊👊👣ndiwe unechimuti💕
Dhafu you're always my number 1
Kushanda vanhu here vetete 🤣🤣
Dhafu apfeka bhrugwa mumusoro kumasowe🤣🤣🤣
Dhafu anopedza maSports ...Handidi naye Dhafu..Naiza Boom comedy kuseri seri ...munongoita kuti zviendeke gen'a..Respect kwamuri
@Nokue GotBars bho zvekuti isu tosimbisa levol
@Nokue GotBars ko hapana content ka Nokue
Dhafu chii chiri mumusoro kkkkkk
NB inondipedza stress shuwa 😂🤣😂🤣😂
Kkkķkkk hat
🤣🤣🤣🤣
Haisi nduwe here🤭
@@trixadonai8082 induwee wena kkkk nhasi ndaseka zvangu
@@rosemaseva4464 kkkk kanenge kabhurugwa kemwana
This is comedy at it's best keep it up
Bhurugwa mumusoro 🤣🤣🤣🤣muroora zvakakuomera😅😅😅🙌🙌🙌surrender lucky kwete shanda neziya rako
Dhafu kkk ndakunyarira kuzoita kunge arohwa ne confusion...Ozemwa u deserve an award fr that role..u nailed it
Haah team iri finish
Dhafu kunyebera kuzungaira
Well done dhafu
Ozemwa nailed it kkkk thanks NB team u are all good in your own way
Blackie is beautiful guys 🥺❤️❤️
Chocolate lady
True
Baniii kuseriii
That's true
Sure she's pretty❤
Ozemwa anotaura shona iri too deep
Ozemwa mushona aka kwana kkkkkkkk kumberi
Ozemwa kumusha kwako ndekupi nhy iwe,uye wakakurira kupi kikiki
@@khumbulanimvelase1227 Mozambique
Azingarwadziwe naOzemwa isa like
Ozemwa is the weakest link of NB. He is not natural, he talks like he is reading the script. He is poor.
Naiza Boom manetsa nekugona ❤🥰🥰dhafu anopedza masports 🤣🤣🤣
Kkkk dhafu is the best and talented actor in zim
Senzeni's facial expressions...🤣🤣🤣🤣
kkkkkkk
Saka Vatete munoroya kaimi 😂😂😂😂😂. Dhafu you're too straight forward
Aiwa NB guys mune moto 💥💥💥💥❤️
🔥🔥🔥Bannie anofamba nebhora whuuuuuuuu kkkkkk pulla🔥🔥🔥🔥
Dhafu zvinhu 😆😆😆 keep it up 👍🏼 guys😘💕
Kkkk kuita herosi
Iro Zama dhafu pfeka bras kkk
Kkkkk uchafarira n'anga neinobata mai, thanks Naiza boom
Senzeni keep that spirit inobatanidza vanhu no ndebele no shona tirivanhu vamwe iwe neni tinebasa
Kkkk dhafu never disappoints
Kkkkkkkkk Ndimi ndidzo chaidzo haaaaa Madzibaba you're the best
Madzimai dhafu makapfekei musoro🤣😂🤣😂🤣😂
Madzibaba Ozemwa thumps up🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗
🤭🤭🤭🤭dhafu kupfeka pantie yemwana mumusoro kkkk...Iko Bhani kanofamba ne bhora mberi, black hanzi andicharare ndanzwa nekurarwa ne zvikwambo, good work guys keep it up!
I love this Naiza boom
Uchitangirei msindo Dhafu. 😂😂😂😂😂😂😋😋😋 hanzi Madzibaba ndibatsirei coz bhan anofamba nebhora
🤣🤣🤣 Dhafu anenge arikutoziva muroi wake bcz tarisiro yaakaita Senzeni kkkk
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 dhafu anozopedzesera akuchema ambotanga achemedza vamwe 😂😂😂
Thumbs up Kuna dhafu na Ozemwa...malove nemalikes kwamuri ♥️❤️❤️❤️❤️❤️❤️
Bhani 😂😂😂😂😂😂its the hair net for me😂😂😂😂😂
😂😂😂😂madzibaba really intimidated the madzibaba and he did great on his character
Watching from Botswana love you guys
Ndichambozviziva hre kkk Bunny akuwadza Dhafu
Ndimi idzo bhooo here madzibaba 😅😅😅👍👍
Ozemwa ka kkkkkkkk. You killed it my guy!
Its looking so nice zim dram thank you so much ❤❤ are from zim bulawayo
Banny to the fullest 😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk
kkkkkkkk
Chiiko chinenge brugwa mumusoro wadhafu