Kune vanhu vanorwadziwa ndati zvangu....some comments hmm.Ini ndine zvandatodzidza but vamwe vangobata kuti "you dont luk so bad yourself"hayas mashona bodo.
Hatina kuzvinzwa kuti after avekutengesa maburger nemadrinks akazobudirira how. Jp akazosangana naye kupi inini l still want to know how she became successful after selling burgers and drinks
@@shumifaprada1241Munoenda kuZaoga here because no-one is forced to do anything out of their own will? Or you're just commenting with an assumption😂😂 Tariro ati akamitiswa then the guy decided to do the right things after nhumbu yabata so does the whole masofa thing make sense to you? Or you don't even understand how the concept works since you don't go kuZaoga
Thank you Tari
That was powerful 👏 🙌
We love you Tariro, you your such a beautiful person in and out, all the best!!!
Baba vangu and baba vamai vake they are brothers,rip Maiguru,I remember tichienda tese kuchechi kuRoma kuQueenspark Bulawayo 😢😢😢😢😢
Amen vakadzi ngatidzidzei kuzvishandira kwete kumirira varume vanwe varume vanodada vanhu😂
Well said....thank you Tarie
Well said Tarie. Thank you.
So motivatinal thank you Tariro
She is beautiful mhani mwana uyu smile chete ma1 ❤
I love how Tariro narrates stories with tuma chuckles ke kk kk
I learnt something thank you tariro
Tariro... You are a very intelligent lady... I so resonate 😍👏👏👏💪🌟and I'm 60 😜...
Shout out to u Tariro,(i bhiza iro)❤u go girl
U
12/12/24, beautiful lady and love that smile
So powerful!!!well said
Thanks tariee
Well said
Back beautyyy❤
Tariro Gezi life coach munenge muchireveyi
Wow what a message
Uyu anogeza hake🎉
Interesting interview
Kune vanhu vanorwadziwa ndati zvangu....some comments hmm.Ini ndine zvandatodzidza but vamwe vangobata kuti "you dont luk so bad yourself"hayas mashona bodo.
Beautiful 😍
"You don't look so bad yourself "
Ndasekawo😂😂😂😂😂
Ndapera strong
I hate that comment 😮
she should at least remove the "so"
Makuto muomesera😢Ndatoona hangu kuti haana a strong command of the English language🤦So she just throws phrases around
Beautiful lady❤
anosekerera xem😊😊😊
Tariro Gezi iwe
"you don't look so bad yourself" ......is it a compliment or I'm not okay upstairs to think it actually means you look bad but not that much🤦
ndabatikana kkkk
I think she shouldn't have added a "so" 😂
Ndaifunga kut uri mwana wa Border Gezi🙈🙈🙈
entraprenure wemakumbo
Are you dating a single guy....giggles and says am dating 😢😢
Red flag😂😂
Zvimwe arikunyepa uyooo.... Siyana ne kudanana ne varume vevanhu
🤣🤣🤣
Haaaaaaa nyaya yaGezi yakaita kusangana sangana sangana
Very difficult to align and understand haiwa
Tangidza kuteerera ft
it was clear wani
ehe nhai natso teerera apa
Vanhu vane hasha kunze uko
Did she just say akabva time yecoup? Muzimbabwe makaitika coup? ok lol
She has no idea wat a maiden name is
I noticed too, but we don't know always know every word
@nokuthulasithole5822 Correct. Hence, we should use words whose meanings we know
Hatina kuzvinzwa kuti after avekutengesa maburger nemadrinks akazobudirira how. Jp akazosangana naye kupi inini l still want to know how she became successful after selling burgers and drinks
Ndiani arikufona?
Ukange wakamboshainirwa zvakataura paya makes sense
I just love her she is lovable
True that,amai vake she is sister's dota,tiri vanhu vemagaro,tobva pa44 Murehwa
Hie wekumusha pa 44❤
Me too i am dating my man
I think masofa haasi bhoo just go for someone waunoda not zvekumanikidzwa ... I dont blame her , I blame masofa
Masofa hamanikidzwe munhu kana usingade unongoramba
Haasi bho masofa nyangwe usingadi they will persuade you kuti ubvume, kazhinji Kacho unenge uchiri mudiki wobva wangobvuma.
@@shumifaprada1241Munoenda kuZaoga here because no-one is forced to do anything out of their own will? Or you're just commenting with an assumption😂😂 Tariro ati akamitiswa then the guy decided to do the right things after nhumbu yabata so does the whole masofa thing make sense to you? Or you don't even understand how the concept works since you don't go kuZaoga
@@shumifaprada1241 hazviite unenge uchitongodawo masofa akawanda atiti kuramba isu hazvimanikidzwe
@@shumifaprada1241 there is no such a thing, kunotorambwa munhu kumasofa ndimi munenge matongodawo.
Ko akapinda sei mumagitare kubva ku vending?
Zvi varume zveku Zimbabwe zviri so insecure mukadzi akangoita empowered atohure. Nonsense dzevanhu
anosekerera xem😊😊😊