i salute marange postoric church dai mangondiimbirawo. dhterenuzambara it reminds me ndichiviga mwana sikana wangu atorwa nenguva i respect you the watch your cars family rest i n external peace my daughter MOUD
Ndakazama mamwe machurch ndichisiya iyi, asi iyezvino ndakazodzokera ndabhoyekana ne confusion iri mumachurch evanhu vanoshoropodza marange, apa machurch avo itswina dzega dzega hakuna kana mutemo. Chihure kungoita pawadira wotoreurura wega mumba mako hazvina kana order other than marange ya vanoshoropodza
Hongu tinonamata kumaChurch edu asi Mwari akaisa zvinhu zvake pamunhu ega ega panyika.Tisaseka kana kutuka mamwe maChurch nekuti kuseka zvemweya hakuna kanganwiro kunaBaba.Zvausinganzwisise nyarara better
Choshupa vamwe vanhu munoziya Mwari zvese nekugona kupomba saka apa muri kushora sekunge munoziya Mwari asi muri mhombwe maona kuti basa rakura apa makutuka futi
Marange haasi mahure asi vanoita barika iri risina kurambwa mubhaibheri.Kana vati mahure it means Abraham,Moses,David,Gidion js to mention bt very few falls in the same category.If so it means you despise Jehovah because in Hebrew he mentioned that he is not afraid to be called their(the poligamic partriachs) God
My church I'm very happy to prophet Andrew Momberume ndinofarira ngoma dzake zvakanyanya ❤
i salute marange postoric church dai mangondiimbirawo. dhterenuzambara it reminds me ndichiviga mwana sikana wangu atorwa nenguva i respect you the watch your cars family rest i n external peace my daughter MOUD
I love this church,,, unity church
Ndafara zvangu Mwari anorumbidzwa ne mitoo yakasiyanasiyana komborerwa idaiMwri wenyu dadai ne Chechi yenyu💫
Tinodawo mavhangeri Cliffton
Amen
Ndakazama mamwe machurch ndichisiya iyi, asi iyezvino ndakazodzokera ndabhoyekana ne confusion iri mumachurch evanhu vanoshoropodza marange, apa machurch avo itswina dzega dzega hakuna kana mutemo. Chihure kungoita pawadira wotoreurura wega mumba mako hazvina kana order other than marange ya vanoshoropodza
Sure iyoyo ndakazvionawo hazvina maturo
Iwe mamwe aneorder
Amen my church 🙏
I love this man
My proud to call my church
🎉my church my pride
Muregewo vanasikana vakure please regai vaende kuchikoro kusvikapanogumira pfungwa dzavo vowanawo majaya avo anoroora
Varikuroorwa varinani enda unovaona zvavarikuita mumabhawa vasina kana zamu
@@gracechakaza zvikoro tiri kuvaka hama munodhuva kushora muri kuma terrace kure ukoo
uri beche
Ndabva ndafunga ndiri mudiki ndichiona murume uyu achiimba kariana uko MT Darwin
Ndafunga baba vakashaya vari L U murapi 70 ndinoti continue rest in peace vaChigidi rimwe zuva tichateverawo
Kkkkkkkk ngoma dzopisa
Ndekupi uku
Good. Video
Ndokumbirawo Unditsvagirewo PAKUDENGA PLEASE PLEASE
ka dance kekutora ma 12 yrs
Kuona kwako . Vakambo ona 12 years inodayi
Hongu tinonamata kumaChurch edu asi Mwari akaisa zvinhu zvake pamunhu ega ega panyika.Tisaseka kana kutuka mamwe maChurch nekuti kuseka zvemweya hakuna kanganwiro kunaBaba.Zvausinganzwisise nyarara better
Choshupa vamwe vanhu munoziya Mwari zvese nekugona kupomba saka apa muri kushora sekunge munoziya Mwari asi muri mhombwe maona kuti basa rakura apa makutuka futi
Zveumbavha zvapinda Papi pabasa ramwari kana usina Comment ingonyarar
Bamboo Andrew ndasuwa pabocha paJerusarema....zvadai bamboo Conorio vozovhara havo
Amen
L love my church
Ndipooo pamufakosi pagore 2023
aaa hayisi ya 2023 muri seyi
Takarerwa mukereke iyi
Kachina Mutumwa Ebhero (Abel),MHSRIP
,vino makazovhiringwa neiko nhaimi Moyo wangu warwadzowa dzokai Kani tibate those kwamarange
Itai mudzoke akoma nguwa haisi yenyu
Nice song
Hossanna neHakirosi zvichatinyaradza pamwechete kukuperekedza mai vangu…
Hosssana nehakirosi ngazvinyaradze muchembere wangu
Tinotenda mwari vakaisa izwi kuvanhu vatema
Uku kurumbidza mwari nemwoyo unoda. Iro gwanza rinoyera musazo tendera vema scarf avo vachipinda ipapo
ndarangarira 2007 tiripa mafenga Nour Taruu achiimba hakirosi
La sainte Eglise Saint John Marange ...
Kkk haya ka dance kacho
I love this church bt pkati barika ndopandakapokana nayo
My church
Ndakuda kudzoka kChurch yangu ummmm
Hande ku church iwe 🤣🤣🤣
Aman mwari ngakudzwe
Ndomarange hre iyi
Ehe ndiyo
Yes
Yes
💯
Who are we to judge Bt Pana sikana murikutadza henyu Denga racho richanetsa kupinda diko
hauna the full video hr yadambukira pamorwadza wena
ndikokwedu chaiko
Handina mukoma
Mwari mupenyu uyu haasi wekutamba naye
Chava chiii zve ichi, kuda kubhururuka here . Vanhu muchatongwa pasi pano
Haaa vangu iyi hayisi church yamofunga
Iwe uchatongwa ft nemabasa ako aunoita akashata izvozvo zvawaiita zvekushora vamwe ndoo zvichaita utongwe
Andrew Momberume
Munoimba zvenyu
The true church
Atopihwa rimwe BBY apo
Ola ola Muri seyi kkkkkkkkk . Kuti vanongo pihwa mahara here haaa handifingi .
Ndafunga baba vangu kafura kkk
Positori yangu
Ipapa atopiwa rimwe babe
Ndoo zvamunofunga
Why mechiti mapositori ano pihwa maBaby guy's tell me . Hazviko izvozvo vangu.
Kkkkkkkkk
Taura zvako havazivi positori yacho kuvaudza chokwadi vamwe vanotopikisa arimo havapiwi mababy and havafariri kufa kwevanhu cz vamwe vanoti pavaungana panofiwa pakasafiwa vanoti minamato haina kudairwa handizvo ipfungwa dzenyu vanofunga izvozvo ichurch yakanaka ine mitemo but vanhu havangazvinzwisise
Hosana Mweya
Tikimborereyi baba
God Bless all
Yaaa anoimba zvake uyo
Paka ipa
Ndabva ndafuga maivangu r
Zvandirangaridza bbvangu vaive three line mubhabhatidzi may so Rlp
Church yemudenga
zi church rakadhakwa iri ma Zimba takabvira kuda ma drama kare this is cultism
Mahure ngehena rakakumirirai kana mukasa tendeuka
Rakamirira mai vako mwana wepfambi
Marange haasi mahure asi vanoita barika iri risina kurambwa mubhaibheri.Kana vati mahure it means Abraham,Moses,David,Gidion js to mention bt very few falls in the same category.If so it means you despise Jehovah because in Hebrew he mentioned that he is not afraid to be called their(the poligamic partriachs) God
Yeah tell them truth.@@josephmangwarara9762
ndepapi apo
Zveku mama izvi! Mbavha dzevanhu
Baba musango taure kunga musina kukwana . Church iyi hayidayidze vanhu kuti huyayi tikubatsire kana kuda mari ( mind your hokosho 💪💪)
@@honorabledoctor5899 mbavha idzo performing their drama
Haunawo nyaya iwe kokunyarara
Zvehumbavha zvapindapapi dakorakoiwr
kkkk, thieves support one another