Haaaaaaaa Amanakaaaa misa dherere Nijo Maritinyu ndi Actor uyo by Blood kwete zvekuchikoro ano NAKIRWA NA NIJO NDIISIREWO LIKE AMANA ....Botswana tirikutapirirwa
"Nekuti ndanga ndisiri kuziva kuti iMistake here kana kuti arikufona direct..."...do we even listen to ourselves when churning out these senseless lies....kkkk
Uyo mukadzi pamusika anogonesa include her . Conflict yagamu nemurume yagonekwa kkkkkkkkkk but Nijo ma ONE . To be frank mese muri manumber one muZimbabwe mazviratidza.love u guys😍😍😍😍😍😍😘
Haaaaaaaa Amanakaaaa misa dherere Nijo Maritinyu ndi Actor uyo by Blood kwete zvekuchikoro ano NAKIRWA NA NIJO NDIISIREWO LIKE AMANA ....Botswana tirikutapirirwa
Patricia naNijo simbi dzezvikwereti. Wat a couple. Couple Goals
Couple goals yezvikwereti 🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣
😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Let's gather and appreciate Patricia's heavy body veduwe🥰🥰🥰🥰🥰🥰
What exactly should we appreciate? Just curious.
Akabatana Patricia 🔥🔥She is a Hitooo,🍑 she is a Bomppp💥...ane kamwe kakuvhuta vhuta so.
@@tvg6940 😁😁😁😁😁
@@adams8189 let's appreciate her beauty shape... natural beauty anonakidza kuona
Hook a brother up if you have her numbers ka ? .😁
The vendor lady your acting is exceptional. You are very natural. I must say I am Impressed.
th-cam.com/video/TF-qaZg6s3w/w-d-xo.html
Musava “hete” 😂😂😂😂 vanhu vanondi “heta”
I am here for Feli ,,she is a good actress
th-cam.com/video/TF-qaZg6s3w/w-d-xo.html
Feli is the best sure.... I love hr
Feli Nandi is so natural. Please toda kumuona pakawanda. Ndoifarira team yenyu mese munotigonera.
th-cam.com/video/TF-qaZg6s3w/w-d-xo.html
The Nandians gather around fo Feli🔥💥
th-cam.com/video/TF-qaZg6s3w/w-d-xo.html
Feli zvinhu taura hako
Bamnini nemboma yavo 😆🤣 & the narration of the whole mbavha issue 😆🤣😂
th-cam.com/video/TF-qaZg6s3w/w-d-xo.html
🤣🤣
Imba yamai tadiwa na baba tadiwa inopisa kunge hovhoni chaiyo 😂😂, i have never seen this couple happy munoziva
Hahaha
th-cam.com/video/TF-qaZg6s3w/w-d-xo.html
Gamu's laugh is contagious hahahaha uniform yaNijo ma1
Feli speaks in her singing voice, so cute
Not the other way round here
th-cam.com/video/TF-qaZg6s3w/w-d-xo.html
The lady selling tomatoes is a very good actor. Sando dzake, she should be a regular.
That's feli nandi
Maybe nekuti anoimba so zveku actor zvirimo mavari
But she has always been acting that mai vepamusika part pese panoda mai vepa musika
Feli Nandi
the way Gamu laughed at the uniform 😂
Kuseka zvemashuwa shuwa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ndabva ndabhowekana nazvo. Nijo abva apera power.
Nijo angakuda akutochema🤣🤣🤣
Hanzi iyi iyi imbavha yemombe..face iyi ndeye mbavha yemombe apa akanongedza gulez nijo kaaa🤣🤣🤣🤣🙌🏿🙌🏿
🤣🤣🤣🤣ndapera power 🤣🤣🤣🤣
Imagine 😂😂😂😂
Haaa apa pandibatawo apa aaaah1🤣🤣🤣🤣
Zvazonzi na gulez mukureva inini here bamnini 😂😂🙌
🤣🤣
Feli is multi talented 🔥♥️♥️
th-cam.com/video/TF-qaZg6s3w/w-d-xo.html
Ndiye Feli Nandi here?
She is brilliant
thank you
thank you
"Kutobvunza ndanga ndaona aya ndatomapedza"🤣🤣
Can't wait to see nijo at work apa he promised Patricia kuti chazoenda newe unoona kubasa kwangu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
th-cam.com/video/TF-qaZg6s3w/w-d-xo.html
Imagine sazita
Ku office kwa nijo kkkk
Hanzi uuye muoffice mangu kkkkk
Also, Feli Nandi ane voice rinodadisa chose. Munhu kutaura kunge akuimba soooo mmmmhhhhh ❤️
My mom: une nzara here
Me after this episode: vanhu vanondihater
😂😂😂😂tf
1.bikai as usual
2.ko mbavha dzakasvika ndakapfeka kudai
3.kana une hushe hunongokuteera
4. Mboma inobatsira kupfura pfuti
5.hanzi haisiri mbavha yepa company pedu
Nijo unondiita great.
Malikes tatokanda .you never disappoint
th-cam.com/video/TF-qaZg6s3w/w-d-xo.html
Kwanai imi vana never disappoint nhasi zvirikubhowa
The lady selling tomatoes is real talent what’s her name 🤣
Feli nandi
Anogona kuimba futi 🔥
Its Feli Nandi
Haaa she is a natural zvake, pure talent kwete zve effort ba
Zvinopera zvakanaka here Nijo apihwa mboma kkkkkkkkk
When Nijo came back, I expected him to look for his plate of sadza, and I thought there would be war na Maiguru arishaya.
Yaaa zvaizonakidza
Havangarwe 1st day ka zvichiri padhuze
It's vanhu vanondi hater for me 🤣🤣🤣🤣🤣
Me too
Kkkkkk that statement yandipedza
I’m gonna use it uncontrollably now😂😂😂
Nekuti anemakuhwa kkkk akutaira zveku hetwa
Vanhu vanondihater😂😂😂
Mai na BabaTadiwa acting is genuine. Very realistic scene of day to day couples bedroom squabbles.
The squabble @ the end for me kkkkkkk it never ends well every time tracy is mentioned kkkkkkk good job fellas
th-cam.com/video/TF-qaZg6s3w/w-d-xo.html
Nijo anonyepa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 🙌🙌🙌 hakuna kubata mbavha kwakadaro apa vamwe vakuhater Feli kikikikiki haa guys makanyanya 👏👏👏💥 hakuna 2 missed calls dzemistake 🤣🤣🤣🤣🤣🔥
Kkkkkkk kugotsi aenda tumadhaka paanga akahwanda mu drain 🤣🤣
Its Feli for me she's talented 😍😍
😂😂😂mai Tadiwa mapedza bamunini confidence nekuvaseka 😂😂😂😂
Ndirikuita kuti ndijaire kaSofa aka kanoita kunge mubhedha😂😂 - Nijooo
Let me laugh before I start watching 😂😂😆🙌🏿
haha
haa feli nandi ane voice mnandi ...she isa natural perfect ...nijo is invokin parafin i like it
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Feli Feli Feli 🙌🏾 unohaterwa wangu
Uchiti ufarewo na madam, Tracey ofona😂😂😂
😂😂😂
Feli anogona kani🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Everytime comic pastor nd wife hve a discussion hazvipere mushe.lol
Tracy whyyyy Tracy
You never disappoint l always like before l watch bamnini Nijo ✨👌🔥
th-cam.com/video/TF-qaZg6s3w/w-d-xo.html
people hate me
Feli you can act hako haha im impressed
It was the mbavha yemombe for me 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Feli Nandi is a good actor, l ddint know ,keep up that work
The situation has reached another level. Nijo ahana hukama nanaparafin here uyo
Tracey akanzi unofona kuma 7 gulez vaenda ku gym 😂😂 apa its time to sleep guys
In other TV drama series, soapies etc etc people don’t eat that much BUT Nijo hey hey hey😂😂😂🙌🏽🙌🏽🙌🏽
th-cam.com/video/TF-qaZg6s3w/w-d-xo.html
.
Phone ndaidairwe
🤣 🤣 Gamu wapedza Nijo confidence kana mbavha akutonyara kudzibata
th-cam.com/video/TF-qaZg6s3w/w-d-xo.html
Feli Feli Feli
I love this woman🤩🤩🤩
Tracy akanzi na bamnn nijo unofona kuma 6 😀😀achiziva kuti blaz vanenge vari muden na gulez hahaha nijo so.
Feli can act mmmmm 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽
Feli anogona ❤️❤️❤️Nigel une guhwa veduwee 🤣🤣🤣🤣Tracy akambotsvsga mai Tadiwa kupi
Vanhu vanondi hater🤣🤣
Comic naGamu vanokonana natural kkkk
I am sure Gulez thinks bringing Nyari will solve or ends her trouble but it looks like thats beginning of Banini Nijo’s never ending troublesome 😂🤣🤗
Patricia ndiye mbavha dzacho 4 mufunge dzaita Nijo asvibe 😂😂😂😂😂
Are we all gonna ignore ma reasons ababa tadiwa ekusadaira phone 😂😂😂 varume so ka tiitireiwo mushe
Mbavha yeMombe😂apaa mboma irikuna Maiguru😅😅
Maiguru kuseka kwenyu kopedza bamunini nijo confidence
Feli akanyanya⚡♥️🎉
Senior officer ne one day here Nijo😂😂😂😂😂😂
Imajeni lol
@@joshuataderera2537 kkkkk haaa ndaseka
"maagona maChips" Ninjo to the World 👏👏👏
th-cam.com/video/TF-qaZg6s3w/w-d-xo.html
The call dispute is a real one, so legit acting
Gamu's laugh is contagious 😂😂
Hanzi mbavha dzikasvika ndodziwanda nekunyara 🤣🤣🤣Nizhoro never disappoints
Gamu's laughter at the end ndeyemunhu ane solid plan....kkkkkk
🤣 🤣 Nigel not compromising on his dinner
th-cam.com/video/TF-qaZg6s3w/w-d-xo.html
Haaa brugwa raNijo rinopedza bhora ravharira zibhutsu rake. rogona kunge richitobata wifi😂😂😂😂
Mai Kyle vanogona 🔥🔥🔥🔥
Gamu kuseka bamnini Nijo’s uniform
But mutemo haubvumidze munhu kuti abate phone yemunhu🤣🤣
th-cam.com/video/TF-qaZg6s3w/w-d-xo.html
You guys are natural,I love u all
Mai vepamusika 👏👏👏👏👏👏 Ndizvo chaizvo izvo zvinoita vakadzi vepamusika..voice 👌👌ko kuzoramba muchiti vanondi hater....mabatwa ka
Hushe hunongoita kwese kwaunenge waenda😂😂😂😂
Kuseka nekunyeya zvinhu zvakasiyana 😂😂😂😂😂
th-cam.com/video/TF-qaZg6s3w/w-d-xo.html
😂😂😂Patricia ko kuzotsamwira munhu wawakwereta manje😂😂😂😂
Kkkk Nijo kamuhwandiro kawaita Patricia kandinaka 😂😂😂😂🔥🔥🔥
Feli is one of them!
Patricia akaumbwa zvedi👐👐
Feli did it for me today 😂😂😂
Kkkkk eeeeh😂🙆 mharidzo yacho yaNigel Gamu unodemba chawabvunzira kusviba kwemusoro iwoyo😂😭😭🙌
Nijo ndiye akaudza maiguru nezva Tracy 😂😂😂😂😂
Nijo haana side 😂
Vanhu vanondihater😂😂😂.....andigonera feli
Always here for Gamu ... and all actors
Mai Tadiwa actress is amazing!
Gulez vanongedzerwa mboma naNijo kunge vachajungwa muziso😂😂😂😂
Awww Feli anogonesesa yooo
i lyk the way pastor comic talk 😂😂😂😂
Thumbs up Feli. Makanyanya Mai Kyle 😁
The last part things just escalated to kufona by mistake 😂😂😂
"Nekuti ndanga ndisiri kuziva kuti iMistake here kana kuti arikufona direct..."...do we even listen to ourselves when churning out these senseless lies....kkkk
The musika lady tho😂 hanzi vanhu vanondi hater😂😂😂🙌
Feli Nandi 🔥🔥🔥✊🏾✊🏾😂😂😂😂😂
Patricia is body goals 🥰😇
"Mbavha dzikauya nhasi ndoHwanda nekunyara"🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Baba Tadiwa pfurai muchitora stock ya Nijo pa Copacabana pataurwa🤣🤣....... Guys saka tokumirirai futi next week Monday here .plz do smthng
That lady selling tomatoes is absolutely awesome and lots of confidence in her,
Kkkkk Haaaaa Nijo kunyepaaa kwake hakudi kusekererwa😂😂😂
Kkkkk
Story yaNijo made him forget about sadza rake 😂. Amai musika mune yese too. Ah this team munogona.
Vanhu don’t hate mai Kyle 😂😂😂😂😂
Vasimbisa manje _ vanondiHater.
Uyo mukadzi pamusika anogonesa include her . Conflict yagamu nemurume yagonekwa kkkkkkkkkk but Nijo ma ONE . To be frank mese muri manumber one muZimbabwe mazviratidza.love u guys😍😍😍😍😍😍😘
Nigel is the best comedian in Zimbabwe!
4:52 Nijo : Akandiudza nyaya dzakawanda
Maiguru : Aiwa chiitai muende kubasa ahhg
🤣🤣🤣🤣🤣
Kana mbavha dzikauya ndendichitongohwandawo nekunyara🤣😅😂
Haa well done guys.. Gamu, wakanyanya sha...keep it up..