ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Carpenter or plumber,,nice Washing machine , just buy duvet covers different colors and move the bed away from kitchen sector to the window side ,no offense though
Tsvagai plumber ndiye ano connector ku water system
Bvunzai ba Rokadiya 😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 wakaoma cuzy
😂😂Nyathi Carpenter we washing machine hre or plumber
😂😂😂
Mai Nyathi tengai rice cooker musanetseka nekubika
You are still very young Nyati
Yellow Yellow guys 😂
Haa zvinoda plumber even mukaverenga mainstructions haa zvinoda plumber
Verengai mainstractions chipaper chiri mukati umo mamavhura munemapipes
Tsvaga plumber ndiye anokubatsira zviri clear
U need a plumber to connect but kitchen should have in and outlet
Komai nyathi vanemangani makore
Hamuna kutenga zviri wrong Mr Nyathi zvepabed asi chamakatenga chewhite it's inner chinoda kutengerwa macovers chete.Hamuna kutenga zviri wrong endai kumashops anotengesa bedding munoti moda duvet cover then kana mowacha you just remove cover mowacha
Uri mwana mudiki 20 yrs muchiri vadiki shuwa
Kkkkk kutsvaga Mari kwakaoma unoita yese yese kkk
Zvichaiita munodzidzira shungu chete
Plumber kani Gidza
Endai ku shop kwamakatenga machine vanogona kukubatsirai
Tangai maona plumber ,then moverenga manual,kana musiri kunzwisisa manual unenge ine mapictures anoratidza kuti moushandisa sei
Tsvagai plumber Vanyathi plus book renyu iro rakanyora zvamunofanirwa kuita
Keep on practicing English n practice makes perfect
tsvgai plumber oku connect mapump haunetsi
You need a plumber to connect that machine kuti upinde nekubuditsa mvura
Tsvaga plumber my brother anokubatsira not carpenter
Tsvagai plumber instead
Call plumber to fix fo you