This song gungwa was the greatest hit for Macheso when the likes of Nyazanda,Jonas Franco deserted the band and formed their own outfit called Ochestra Kwazvose which never last long ,this proves that baba Shalo is the legend and the king of sungura of all times
Hauenzanisi Alick Macheso na Dembo nekuti dai riri league Dembo aiwa ari mu super super premier league yake ega uyu Macheso ari mu division one. Unofana futi kuziya kuti Dembo anga asingadi macamera nema videos kuma live shows ake saka on Dembo hapana chawakaona iwewe

The way Taffy handle the guitar its funny❤❤❤❤❤
paridzwa gungwa Jonas abva atiza hahaha
Haabatike zvekumhanya coz ndiye wevamwe vaida kutimba gomo😂
Maikoro apa akaridza apa pese paanorova gitare iroo anopihwa Mari
Comparing Dembo naMacheso kusaziva panguva yaDembo aipisa zveshuwa kwete kudarika Macheso. Macheso akadarika kare stage iyoyo yaDembo
Uyu anonz Maikoro haana kumira mushe guys,mabatire ake wire surrend
Dembo akapfuurwa kare, one bit for 14mins
Haiwa Devine Live ava kubata zvake
Musaenzanisa Baba Sharo nezvinhu zvisina basa chibaba Ichi 🎉
Mike mikeeee maikoroooo❤❤usadaro
Ayayaa ayayaaaa ayaayaaaaaaaaa
Devine Divingoe Wezhira🔥🔥🔥
Kuhlelekile kulomculo babonise nkosi nkosi yeRumba Cheso Power
Mambo ve sungura avo vanotipa mutakunanzva mhani baba shero
Akasenga mutabheraaa
My greatest of all the time. G.O.A.T
Maikoro ma1
Iri ndoridaa ini dhara iri
Wezhiraaaaaaaa
Band ravanhu ridza muridzo tinzweeeeeeeee
I hate to compare bt truth is even the great Dembo haana kusvika level iri esp kumalive shows Macheso is just good n everything he does
😂wakunyepa manje Pana musorowenyoka ,taurai zve ma liveshows not ku studio kkk ,
🎉
Hauenzanisi Alick Macheso na Dembo nekuti dai riri league Dembo aiwa ari mu super super premier league yake ega uyu Macheso ari mu division one. Unofana futi kuziya kuti Dembo anga asingadi macamera nema videos kuma live shows ake saka on Dembo hapana chawakaona iwewe
Ndinobvumirana newe
u just don't have Dembo's live shows bvunza vakamuona live vanokuudza kuti he was a legend
Haaa vakomana vanotsemura magitari Ava,
Inzwa bannaaaaaa
Main rhythm harina kubuda sweet
Yaaa ranga razobatwa manje naTafi rhythm
Ummmmmm musadambura wire 9:47 please 9:33 9:35
Barnabas simbi yebasa. Anevoice mupfanha uyu
Ayaaayaaaa!
Icho chibaba icho
Gungwa kuseri
Barnabas kaaaa 🔥 🔥
Barna the best
Sound quality murikuita sei ngoma rikunaka iro gadzirisai .
Tafi famba
🔥🔥🔥🔥🔥
Vakomana vakomana wire wire
Sound pagatare rapoto apo vanga vakuitasei futi
Anogonesa machinda aya