Wedza is my home. You just took me back to home. Thank you drewmass. Dai pamunobuditsa video makudzokera moburitsa tuma storo twemuroad kusvika kumatsine zvamakaita paya
Dai mamboenda kwasekuru Tasvu kana makambovanzwa, sekuru Achapola, sekuru Bvunzamukombe or sekuru Kanengo try those sekurus pls, zvinorwadza zvisingaite kuti mwana wongonzi a disappear 😢😢
Saka vanatezvara ndovatova nepressure kuti mwana atsvagwe kudarika veropa rake..uuum there is something fishy pasina fishpond in this case and mkwambo ngaadzore fone nemari asati anyatsodamburwa nanababa avo.
Sorry from the last post mbuya na sekuru vainzi vakamuka kubva pamba vachida kuenda somewhere vakazodzodza zvichinzi munhu wacho haapo. Please they're suspected, vaiendepi kundoona Ani, in'anga here yavaindoona and why is it that brother yawo called muroora alive kumba asi iwo vaporize phone yaishanda Inova tavakazofonerwa vakadzoka, kwanga kwakutsvaga kadzokero uku coz mwana Havana kunge vakwanisa kubuda naye
Mukoma Andrew makuhwa munomada zvenyu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣, madzokera futi kwamakadzingwa kkkk asi tinombonzwiririra zvedu😅
😂😂😂😂😂😂Hayi
Kkkkk shumba vane nharo
Vanoda nyaya kana kusatya kurohwa
Kkkkkk makuhwa
Makambofarisa muchirwisa team redu toda kuti mumborohwa tophurira
Ngaarohwe chaizvo mukuwasha musi wamaendako vakaonererwa kukitai kunge musingazive zvamuri kuita vakadherera zvokuti
Mukwasha akadhakwa nemuzepete wavakapiwa kun'anga
Ngavaende kwa Paul miracle unity L chitungwiza
Nacho chimunya hangu ko ndandisina Wi-Fi.. thank u Drewmas media taking us to another ❤❤❤
Gavaende kwasekuru Tasvu zvidiki izvo batai sekuru pliiz Tasvu
Sly Midia mukoma Robert vanokuendesai kunotora mwari swanlike sekuru Tasvu Sekuru Chapola
Kambo ndokada aka 🥁🥁🥁💃💃💃
Mafii kumboedzaSEKURU TASVU/KANENGO
Munooedza nguwa muchiridza kambo Drewmas
Endai kwaProphet major2 power paside peSnackworld way yekuenda kuNorton vanokubatsirai
Sekuru Tasvu nasekuru kanengo ndovanozvigona izvi
The song is incredible
I hope this does not turn into a Tapiwa makore situation
Taurai henyu eish nyika yashata iyi
Mmmmm ma1
Ndikuona sekudaro zvakaoma
Umm let's hope hazvidaro weduwe
Munamato wangu pane ari kuziva kune mwana
Deedzai VA madzimai mamoyo
Vanhu vasaite zvinorwadzisa kudai..Ngatityei Mwari
Pamwe akafa kare imi mukufunga kt akaenda negomo ndakazviitwa last friday nevanhu varikuya kuvanhu vese venembiri ndichida kuuraiwa
Yuwii mwasvika mumusha wangu imi dhrumasi...musvike paChikavhanga 5 KM east of Goneso mupiwe nzungu..nyimo nehutu nhatu nemafruits .....🎉🎉🎉🎉
Ndiko kumusha kwanguwo😅
Hezvo saka vanga vasiri vepo vaida kurwisai paye nhai havana hunhu ,kana vakazorohwawo good
I like that background song.
Yanetsa song ndoda kuotsvaga kuita ringtone😅😅😅
Me as well
The best jiti song ooo
It will be a nice ringtone ❤
Mandidzorera kumusha kwangu kuhwedza
MR NESHAMBA KASONG KUMBERI AKO KARIKUPISA💃💃💃💃💃💃💃💃💃 SAWHIRA WOYE
Kaimbwa nani
# mwana must be back ..vanhu vekuWedza regai kudai ..Mambo Goneso we believe in y ...wy vanhu vachiromba zvekudai
Kindly batai mbuya nasekuru vavharirwe vanoziva nyaya dzawo harikunyengererweiko pamwana
Fambai nendima toda mwana adzoke pls chero kuona mapfupa ake kunochenesa moyo
Hwedza is my home munext door wangu chaiye
Zvamunotoshamisa nhai zvakadzinga Andrew Neshamba wani nhasi mavekuti tibatsireiwo asi chii nhai vanhu vekwedu
Mapurisa itai basa apo vanoziva kwakaenda mwana pamusha uyo
Vanhu ngavabudise mwana. Human life is not a joke. They are playing with fire. CID tsikai vanhu huyai nemablack boots mwana anobuda
Mukuwasha haasiriye uya wekukudzingai here,haadiwo help uya ,ungati washaya mwana woda kuzviita secret futi
Kuya kwamaida kurohwa makazo sheedzwa 😂😂😂 Shumba i Shumba shuwa
😂😂😂
Nhasi rava rimwe zuva 💃. ngaakwapaidzwe sterek kana ari iye aikudzingai paye vese nababa vake vari kuziva kune mwana
Kkkkkkk
Kanziyo aka manake 👏👏
usandione kunonoka ndanga ndichiuya kuzoisa like
Mwana kungoshaikwa just like that ummm vakanyatsorohwa vanotaura
Drewmas ndiko kuyaa kwamakadzingwa hr vachiita kunge vanoziva sterek ngavabhurwe dai ndaiva padhuze wo. Kana akasangoonekwa mwana iyeye ivo baba vacho ngavavigwe varimupenyu
Song bho zvokuti 🎉
Kule Kanengo vanopedzera
Tatadza kukanganwa isu kukangamwa takoniwa in Simon Chopper Chimbetu's voice
Ko ikowo kwavanwiswa mudzepete havana kuonawo here munhu akatora mwana
Wedza is my home. You just took me back to home. Thank you drewmass. Dai pamunobuditsa video makudzokera moburitsa tuma storo twemuroad kusvika kumatsine zvamakaita paya
😊
Taura hko KuMatsine ndokumba
Come to kakande ministries uganda kampala
Mukwasha uyu anoda kutemegwa mazishamhu kurova chaiko kusvika amama,anotovhaira nehuroi
Endayi kwaTasvu
KuHwedza kumusha kwangu
Vaida kukurovai vanoziva chakatora mwana.Ndamirira hangu kuzvinzwira.
Nhasi tiri panerimwe revhuru
Dai mamboenda kwasekuru Tasvu kana makambovanzwa, sekuru Achapola, sekuru Bvunzamukombe or sekuru Kanengo try those sekurus pls, zvinorwadza zvisingaite kuti mwana wongonzi a disappear 😢😢
Nhasi makutaura zvakanakaka
1 yacho ndirikuishaya dii
Sei vasina kumhan'ara kuma purisa sei vakadzinga vanhu panenyaya
Shemu sorry hama henyu yendayi kwa sekuru Tasvu or kaneko mwana mouona sorry henyu very very sorry
Sahwira wangu ndini uya ndichienda
Ahisi njuzu here
Heartbroken dai mwana awanika
Ngavarohwe kisvika vataura kwakaisa mwana
Vakaita basa ana tezvara vanhu ngavatohwe toda mwana
Ko makaoneiko kwamakaenda imiii
Baba mudare Herry namadzimai mai Mazivanhanga mandifungisa kumba kwaGoneso
Endai kwasekuru bunzamukombe
shumba takachimirira very fast itai basa
Maths dzakaitwa chembere mbiri idzi padzakadzoka ,kwainaiya mbuya bvayati endayi kumvura ndoteera 💔💔💔💔imikaa panemubvunzo apa chembere mbiri dzakaita maths muroora waendeswa kumvura vanhu ngavarohwe kutsime uku kwakurikudzinga mayi vaitobviswa pamba kuri atorwe mwana
Mkwasha ngaaitwe bvura gudo😂
Saka vanatezvara ndovatova nepressure kuti mwana atsvagwe kudarika veropa rake..uuum there is something fishy pasina fishpond in this case and mkwambo ngaadzore fone nemari asati anyatsodamburwa nanababa avo.
Kumaraini kwangu kwagoneso kanzvimbo kanonetsa nevaroyj
VaEndesei kwaSekuru tasvu
Hwedza Hwedza my home
Please vedios kakande ministries for your help
Mwana arimo mudzimba imomo asi haasisiri munhu baa
Endai kuna sly akuendese kwasekuru Tasvu
Magona drewmas madzoka vanhu ngavarohwe vanotaura kunemwana ngavadzinge vatori venhau futi zvavaita zviye tione kuti havasungwi hre
Ngavarohwe cz vakuda kuhwandisa kuty mwana asawanike mwana aripo pane anaye
Comment section never disappoints handei Mateo🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Sawhira woye💃💃💃💃💃💃💃💃💃
Haaa vanhu vekuhwedza handina remuromo nemi
Mudzimu unobata😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Drewmas media takeing it to the next level
Sekuru Tasvu hero basa
Sorry from the last post mbuya na sekuru vainzi vakamuka kubva pamba vachida kuenda somewhere vakazodzodza zvichinzi munhu wacho haapo. Please they're suspected, vaiendepi kundoona Ani, in'anga here yavaindoona and why is it that brother yawo called muroora alive kumba asi iwo vaporize phone yaishanda Inova tavakazofonerwa vakadzoka, kwanga kwakutsvaga kadzokero uku coz mwana Havana kunge vakwanisa kubuda naye
My question too why sekuru vakafonera muroora zukuru iye hanzvadzi nemukuwasha vaive nefon
Asi mune point
I can't wait for this episode because it is happening within my community, I'm so hurt.
Zvorwadza
Uri weku St Marks here? Ndiri wekust Marys ....
Mazivanhanga vari nechepapi.
Plz vanhu enda kwaSekuru tasvu kuharare
Rovai vanhu mhani chiiko imi mwana ngaabude mudura umo shit mhani
endai kwasekuru tasvu vopedza ma sports
But vanhu Ava vakada kumboonererwa. Ko zvihasha zviya zvakanga zviri zveyi
Please ngavauye kwasekuru Tasvu
Ko kugirazi makaoneikoo
Danai gogo Chihoro vanopedza ma sports
Drewmas woye gara muberere.............
Makamwiswa muzepete maitoona zvisizvo
Background song manyama
Vagonekwa kuchekeresa mwana ngavarohwe
Kuna Madzibaba Magirazi kuHighfields, Sekuru Tasvu, Kanengo, Gogo Shumba, Sekuru Bvunzamukombe etc
Kana mwana akatorwa nezvinhu zvasekuru vake ngavaende kumaporofita zvoratidza kuti kun'anga kwavakanwiswa mudzepete hapanq chakaonekwa mushonga unogona wakakurirwa simba
@@lilianmhamba haa kune vanozvigona
Nacho chimunya musaone kunonoka ndanga ndisina Wi-Fi
Hamuna kutandaniswa fut here kkkk
Hwedza kumusha kwangu paMtukwana apo
Wedza my Home
Endai Kuna skuru tasvu
Vakatumwa nenyika kubatsira
Usandiona kunonoka ndanga ndichiuya
Vana tezvara rangai vanhu 😅
Kumusha kwangu chaiko
Nhasi ravarimwe zuva
Potai muchitiratidza makomo. Munenge mandigonera hangu ini mwana wewedza