Asi mambo vati taurayi zvamunoda. Fullstop! Avo ndovotoita dambudziko nekuredzvanyaya instead of saying what they want. So, don't just blame Chiefs guyz.
I don’t believe that mufi anga aine banga. Kana dai anga aine banga, so far there is nowhere panoratidza kuti mhondi iyi was fearing for his life especially kana akambotiza. Ko handiti wabva mu danger yacho here? The next thing kuenda kumapurisa not kuenda kunotsvaga mupini wodzokera kunoponda munhu nawo. There’s no self defence yakadaro. Ma businessman aya kuHonde uko, especially Manicaland uko tanzwa nenhau dzekuuraiwa kwevanhu. Chiiko in this region?
True it was not self defense .Self defense inobuda pakuti wopindirwa mumba nemunhu akabata demo iwewe wobva wamubaya nepfumo rinogara mu bedroom mako.If you didn’t kill him he could have killed you. This was revenge because akaburitsirwa banga ndokubva atiza akaisa muswe pakati pemakumbo kwaakuronga revenge, akawana weapon of choice and came back and launched an attack which led to the altimate unfortunate death
Mhepo dzakangosimuka shame zvakaoma the fact that trust haana kutiza uye akakwanisa kuenda kuenda kunoona munhu vaakanga arowa it says a lot .nyaradzwai nashe .
I think vazukuru ava must show remorse kunaana Sekuru vavo especially by allowing th to make the demands they want. If you want to bargain, then do it with remorse cos they’ve lost a whole person and wenyu mhondi can be out of jail and only God knows if the sentence will tally with what he did. In fact any prison term can never be adequate enough for human loss. Akauraya munhu and nothing can justify taking someone’s life. They can’t say idambudziko rakatiwira tese cos wavo is on remand….. kutaura hwai kwakadaro kuda kufananidza munhu aurawa neari mujere?
But pa transport apo kana vajekisera vasina kuuya hazvivatadzise kubhadhara coz ava vamahoya vakatouya. Mhosva iriku kadare maidai makafonerawo vamahoya husiku ihwohwo vasina kuuya
That man by the window ndiyani mudare umu? He sounds so biased taking sides of mhondi family. I feel like he’s taking the situation so lightly yet munhu akatoparara
@01:10:54 Why the attitude muriimi makanyangadzira ana sekuru venyu? I think vazukuru ava vanoganza. You can’t continue bargaining pakadai. Ini zvangu ndaurairwa mwana wangu I don’t think I’ll be thinking about hukama huripo. Moving forward, I lost a child forever and musungwa can come out of prison and resume with life.
Ummm vabereki vemhondi iyi vanotarisira vamwe pasi and havasikutora nyaya yekuuraya munhu serious varikuitora senyaya isina basa vana baba avo dzitori mhondi ndivo vane ngozi dzakonzera kuti mkomana auraye munhu
Saka traditional Law yacho inomboti chii chaizvo?? Tinogaronzwa kwaChief Makoni vachinotora mombe/property yevabereki vachitaura zvekuti Traditional Law inongoti mwana-mwana and will die a child. Very confusing really!
Baba vemhondi muri kutaura drama zvenyu muchabhadhara muchimhanya zvenyu kana rufu rwauya zvarwo.27 yrs anodziwanepi mombe dzacho iye asina kana huku zvayo
Muonero wangu ngozi inoda kuregwa yobuda yega ichitaura kuripwa kwainoda since vakauraya vakaita compensation yese pa nhamu dai vamira kuripa nekuti vanogona kuripa nhasi zvozobuda zvakunzi yakubuda zvakare nekuda kuripwa neimwe nzira
Vanenge vachiita zviri wrong cz vanenge vachiita vega
Chief avo pane basa kuvhundutsira vanhu musadaro
Hasha hadzina Basa. Kuuraya Kuuraya mambo.
Baba imi makureverera mwana wenyu nyakuponda
Nhai nhai kutoreverera mhondi zvinoreva kuti hakusi kutanga imba yemabinya
Vachaiona havo ngozi vabereki ngavamutse mwana wavo,kusapotwa kuuraya Banga Reiko ravakutaura ipapa
Baba imi muchazoti mhoroi ngozi yakuuya
Zvinorwadza shuwa let's hope wakafa uchataura zvaanoda iripwe nyaya iyi
Mutsai ngozi chete imi musanetsane nezvisina basa. Mutsai ngozi
Chief munotaurisa imi tongai mushe hatidi favor
Shuwa nhayi
Asi mambo vati taurayi zvamunoda. Fullstop! Avo ndovotoita dambudziko nekuredzvanyaya instead of saying what they want. So, don't just blame Chiefs guyz.
Imi musareverera mwanawenyu
Vachazviona
Siyai vachaiona Ngozi
I don’t believe that mufi anga aine banga. Kana dai anga aine banga, so far there is nowhere panoratidza kuti mhondi iyi was fearing for his life especially kana akambotiza. Ko handiti wabva mu danger yacho here? The next thing kuenda kumapurisa not kuenda kunotsvaga mupini wodzokera kunoponda munhu nawo. There’s no self defence yakadaro. Ma businessman aya kuHonde uko, especially Manicaland uko tanzwa nenhau dzekuuraiwa kwevanhu. Chiiko in this region?
True it was not self defense .Self defense inobuda pakuti wopindirwa mumba nemunhu akabata demo iwewe wobva wamubaya nepfumo rinogara mu bedroom mako.If you didn’t kill him he could have killed you. This was revenge because akaburitsirwa banga ndokubva atiza akaisa muswe pakati pemakumbo kwaakuronga revenge, akawana weapon of choice and came back and launched an attack which led to the altimate unfortunate death
Zvatondinetsawo neni, plus baba vemhondi iyi havana moyo, busy kutoreverera havo mhondi yavo
Aaaa imhepo dzanga dzatosimuka vabereki nyaya iyi yanga isingakodzeri kuurayana, zvinorwadza asi poda kumirira ngozi ibude zvamunoda mozowedzera ngozi yataura haikona kudyira mberi
Such a wonderful Chief…thank you Chief munotonga muine Moyo wekubereka chose….pamberi nekutonga kwe Jeketerere
Moyo wekurera
Mhepo dzakangosimuka shame zvakaoma the fact that trust haana kutiza uye akakwanisa kuenda kuenda kunoona munhu vaakanga arowa it says a lot .nyaradzwai nashe .
5senses ungarove munhu mumusoro nedanda wotsika futy nenyaya isina basa.
@nomsanyika151 dzungu manje aparira rudzi rwese ngozi
I think vazukuru ava must show remorse kunaana Sekuru vavo especially by allowing th to make the demands they want. If you want to bargain, then do it with remorse cos they’ve lost a whole person and wenyu mhondi can be out of jail and only God knows if the sentence will tally with what he did. In fact any prison term can never be adequate enough for human loss. Akauraya munhu and nothing can justify taking someone’s life. They can’t say idambudziko rakatiwira tese cos wavo is on remand….. kutaura hwai kwakadaro kuda kufananidza munhu aurawa neari mujere?
Mmmmmmm hakuna family yakadai
But pa transport apo kana vajekisera vasina kuuya hazvivatadzise kubhadhara coz ava vamahoya vakatouya. Mhosva iriku kadare maidai makafonerawo vamahoya husiku ihwohwo vasina kuuya
Ngorima ndekaya ka Chief Kheda baby face. Hakapo apa. Kanotonga kari upstairs 😂😂😂
Yes, anondinakidza hanyu 😂😂😂😂
Ayaaaaas uri basa hako iwew
😂😂😂😂😂😂😂
Kadofo kaya dare rake harina order
Uyu anonzi Muusha bt vari kudhuze nekudhuze
Hazvineyi kuti vakarwa asingozi ingozi zvichavanetsa mambo tongayi nyayaiyi zvakanaka
That man by the window ndiyani mudare umu? He sounds so biased taking sides of mhondi family. I feel like he’s taking the situation so lightly yet munhu akatoparara
Vakuita kunge vaku tonga murder case handiyo nyaya yavingwa mudare. Yemurder yakaenda kumupurisa. Baba vane shirt chena vari kumadziro zvavataura shows kuti vari ku understander chagarirwa dare
Mutare namaste binya number 1 zvakaoma
Ndimambo aniko ava.
Ngozi inoripwa nemombe dzinotsika zvamurikuita apa ndaona madzokorora kuripa hakuna ngozi inoripwa half half kunge kuroora plus mufi anofanirwa kutaura reason yaakafira dai baba vemufi maenda kwakaenda Tencen or Mukotsanjera mamutsa zvenyu mufi ataure nhunha dzake.
Mhondi dzingasiiwe dzichitaura zvadzoda kudaro nekuisa mutongo wavanoda vanopenga avo vanenge vakatuma mwana wavo kuponda sekuru cz varikutaridza kuti havasi remorseful @all ungade kutaura zvehukama mwana wangu afa vakajaidzwa.
Gvt yakati mombe 9 then 7dzekuripa 1 yamambo yekudaira ropa 1 yemuriwo but ikacharger kana 12 munotodzibvisa by fire by force though Tencen akarova zvake 27-30 mombe pamhondi yega yega but dzirikubviswa wani haaa mudhara uyo akajaidzwa anodheerera my wish dai mufi amutswa zvake.
Shmmm sorry zvinorwadza
Chief imi dai mabva zvenyu pachigaro hamugoneba kutonga murimbwa
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Chero zvikanzi atadza mambo uyo kutuka munhu mukuru kudaro andione zvakanaka.vanhu hamudzidze vamwe varikuroiwa nekutuka vanhu pasocial media.kumwe kungozvitsvagira tuminyama tusina basa
wanajuuraya ndiwo wotonga vanakuurarwa here
Zvakaoma mufunge
Baba ava vachapfidza nengozi
Dare nderematuzvi iri... Nyaya yavakutandanisana nayo handiyavo iyo... Apanawo zvedare apa... Ndanaambwa vevanhu ava
Nyaradzwai naMwari mhuri yekwaMahoya
Tine hama dzakatisiya nerufu rwebakatwa kudare Kwakaripwa mombe hakuna chinonhuwira chingadzima munhuwi weropa, akutokurira muvhu semidzi yemiti chikonzoro ihama dzisingaseme ropa.
Mudhara musarerere mwana wenyu akaponda, ngaafire kujeri ikoko
Baba mwana wenyu akatadza musatawure chinu manga musipo kapenzi ka baba
Kugara mujeri hake ari mupenyu pane akafa hamuna kukwanna imi nxaaa mhondi dzevanhu
Mhondi hadzifanirwe kunge dziri mberi pakutauraba ngawagare pasi uye vatyoke semhondi dzevanhu
Vnofanirwa kuabhadhara zvarikuda then vati vachamutsa mufi ngozi inotemera pakuru varikutamba nekufa kwemunhu kunorwadza
Kana mhondi iyi yaakumapurisa I think it’s not supposed to be heard mudare umo. Inotozopinda kana mhondi iyi yapiwa mutongo wayo kumatare edzimhosva.
Imi Tichkach tsika yenyu yekutivharira comment section kwachief Ngorima inobhowa ndakatozviudza kuti handione nyaya kana comment section yavharwa but mozonoudza mambo Ngorima kuti darw renyu ngarive neorder not kuti ada ataura ada ataura plus noise umm pakaipa.
Vabereki vemufi kna vasina kugutsikana ngavamutse mufi ,arwe ega ,kna mhondi dzazouya ngavavape mutongo vkt havana mashoko enyaradzo kuvabereki vemufi
Varikuita sevari kuvasvotesa mufunge
Baba awa vanoganza nemwana vawo mhondi
Kooufi akazobuda akataura zveanoda mambo muchati chii nazvo ngekuti ndiye wakaurawa wakarwadziwa
@01:10:54 Why the attitude muriimi makanyangadzira ana sekuru venyu? I think vazukuru ava vanoganza. You can’t continue bargaining pakadai. Ini zvangu ndaurairwa mwana wangu I don’t think I’ll be thinking about hukama huripo. Moving forward, I lost a child forever and musungwa can come out of prison and resume with life.
Vanodherera
Imhepo dzegadzega from both families akaponda and akapondwa
Let
Ripai ngozi chete apo zvimwe zvose izvo ndava ngano
Kkkkkk yaya musada kupfuma nevanhu
Baba vemhondi vanenge vari kunyeperwa kunze uko nen'anga dzavo kuti musatye hakuna ngozi inokuvingai.
Daidza mukotsanjera apedze zvose bba emhondi Havana kukwana kachembere kabenzi.bvunzai vari kubhadhara ngozi yatensen kuti vabhadharwa ngani mombe
Ndekwa chief ani uku
Chief Muusha
Mambo vakuda kudyawo nekufa kwemukomana
Ndazviona wooo family yose udyire
Wenyu ari mujail zvenyu ko uyo awe muvhu mbwa dzevanhu
Ummm vabereki vemhondi iyi vanotarisira vamwe pasi and havasikutora nyaya yekuuraya munhu serious varikuitora senyaya isina basa vana baba avo dzitori mhondi ndivo vane ngozi dzakonzera kuti mkomana auraye munhu
Ingozi yatopinde mumusha apo
But ukubulala umuntu selikuyenza so siluza Abantu Bethu ngenxa yomunye wenu kakubuyele umthetho wokubulala
Saka traditional Law yacho inomboti chii chaizvo?? Tinogaronzwa kwaChief Makoni vachinotora mombe/property yevabereki vachitaura zvekuti Traditional Law inongoti mwana-mwana and will die a child. Very confusing really!
Pangozi here
Mambo kurwira muscana kurwira chii wat ever akauraya ibhinya. Baba don't support yo son muchaiona ngozi henyu ndipo muchaona kut mwana wenyu ibhinya
Mambo vanotonga Murder case here
Ngavaripe ngozi yekuuraya mwana kwavakaita nekuti akauraya
Baba vemhondi muri kutaura drama zvenyu muchabhadhara muchimhanya zvenyu kana rufu rwauya zvarwo.27 yrs anodziwanepi mombe dzacho iye asina kana huku zvayo
Baba vemhondi muchaona zvenyu humanai zvenyu
Yaaaaa vanohumana bad
Vakaurairwa endai kumba musiyane nazvo
Mukomana haabudi mujeri so do you mean payment inozobviswa abuda because it murder straight
Muti against the knife tseq maiwepo here mjondi muroi ndimi makakonzeresa kuti mwana awuraye
Baba vanyakuponda munhu ibenzi chairo kutoda kutaura chirungu vamwee vachichema kudaro ,inenge mhondiwo futi
Asi ngozi haimiri kuurayaka mungamirira munhu avakujeri hr kuripa ngozi nhai vana baba zvirinani kupeta muramba uchirimunyoro ingobisai zvamunazvo nekuti mukazoda kumirira mufi kuti azotaura ega muchaomeserwa nemufo
Tichkach murikutipa nyaya shomani dzekwa cheaf ngorima pliz zamayi kutipawo mbiri kana nhatu
Chief Ngorima havana order dare ravo rine noise plus tichkach anobhowera kutivharira comment section saka handichationi
Zvakaoma yoh
Musanetsa baba avo handivo vakaponda
Zvakaoma
Baba iyi yatove ngozi ..kunyangwe mwana wenyu ave mujere ngozi ingozi batanai nemhuri yenyu mutogadzirisa mhosva iyi muchiri vapenyu nekuti muchazobhadhara mombe dzawanda....imi hamuna chamakaruzaba.
Zvakaoma
Zvakaoma