Good sound but mudhara needs a chanter who is not of Zimbabwean origin ...maybe mosquen...Congolese...or Malawian anenge achitovhuna shona chaiyo....crowd pulla ..zvakaita sa jonas kasamba kana jimara chekwa peter that will make a difference...when it comes to stage managment sunguru requires people with personality...iri memorable uyezve inova entertaining and stand out
Mudhara apo Pana void makawana munhu anosimudzira Basa anoridza akasununguka achifadzavanhu❤❤❤❤❤❤❤
Void best bassist guitarist 🎸 salute he's very talented
Vapfanha vakaneta pakutamba, music bhoo zvekuti. Mukuru mukuru hanga haigari pfunde
Missing link was bass man ,uyu avepe adzora khiama pasition ,bass man anofanirwa kunakirwa sezvaiita nasho
Best bassist in Zimbabwe
Hatirambi kuti anogona asi taurai muchirangarira vese vanoridza ma bass, best in Khiama is not best in Zimbabwe😂.
Void is the future macheso ,if he takes time to try vocals coz passion and guitar skill live performance is at par
madancer itai serious
Bassist uyo anobata manotes
bass guit uyo ngauye pamberi ngany'a mbiri dzirikutamba pabasa idzo kumashure
Ma dancers bhoo here apo hapana zvirikuitwa
Une waunokunda here apo
Aaaah madancer achakaneta ayo
Ko tsvagai ka ma dancers mdhara mutibvisirewo vapfanha ve dancehall apa
Ini ndinotoshaya kuziva kuti zvifana zvinotamba izvo zvakaroiwa here chaizvo
😂😂
Sound bhoo ipapo
10 zig here😮
Void unogona.
❤nice
vafana vanotamba vanoda rumamiso
Snr lecturer makapenga mudhara hamupere
Madancer aya ekare aripi
Bassman ane moto
Void pa bass ndomutya
Good sound but mudhara needs a chanter who is not of Zimbabwean origin ...maybe mosquen...Congolese...or Malawian anenge achitovhuna shona chaiyo....crowd pulla ..zvakaita sa jonas kasamba kana jimara chekwa peter that will make a difference...when it comes to stage managment sunguru requires people with personality...iri memorable uyezve inova entertaining and stand out
Vaphana avo vanotambisa majokes ayo
Anotamba mpfana uyo
bassman ummmm
Madzibaba
senior lecture
The general
Vatambi hapana
Sando mdara azvidi muturikiri izvi baba ndibaba🎉🎉
Sound is poor
Ko riri kuimba k background nderipikowo iro,haaaaaaa ,zvimwe zvinhu so,😡😡😡😡😡😡
Camera man madhaka fokofu
Bassist uyo anobata manotes