ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
It's the chorus for me gwezi rinopfuta pasina mwoto, ndotiya 😂😂 tiri kumakona. 😂
Ye alphabetical order ahunyepi yako😂😂😂😂 Zimbabwe yakanyanya kuenda Kure ndosaka tichitambura
Kkkkk kachembere Kane makumbo maviri nemaoko maviri
Ndikacheuka ndatoita semukadzi walot🙌🤣 💥💥 Mai vhai 💥💥
😂😂😂😂😂 Mukoma Sabba huyai muzwee song iya Gwenzi paimwe version yana Wasu🎉🎉🎉🎉
Gospel nekunyima😁😁😁😂I owe you mama Vee😂😂
😂😂😂😂😂Mama Vee you never disappoints apa mukuimba gospel wani ko mix up yaJona naJobho manje 😂😂😂😂😂unondikhataza sahwira 😂😂😂😂😂😂😂
Ndanakidzwa kkkkk ko kutomukira kubata hove yakamedza Hobho 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Kkkk
Ayas
Ini ndoT ya ndoT ya ndoT ya 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂 😂 😂 😂 😂 😂 Kachembere Kane Kane makumbo mairi
Nhamo dzinosiyano kkkkkkk zvino Jonah ndiye wava nemaronda
Chema uchifamba seAmburensi😂
Jona zviye ndiye wemaronda jobho ndiye wehove ok 😅😅😅 tabatsirika
Kkkkkkkkk ko kuzoti aka akachembere 🤣🤣🤣🤣🤣 chokwadi kutamba wega kurinani.
Ivo baba vhai havaitewo kuzoramba vachifona fona vamwe varipakuchemera hupfu chaiwo😂😂😂
You never disappoint 😂
Mama Vee hamugone kutamba nevamwe mushe 🤣😂🤣😂🤣😂
😂😂😂😂 Mama Vee l surrender,Jonah ndiye akaita Maronda here,Jobo akamedzwa nehove😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣aka hakasi kambudzi ba , aka kachembere kane makumbo 2 nemaziso 2 kari able bodied 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk Job akamedzwa nehove here😂😂😂😂😂
Mwari varikuropafadza nyika ne Alfabeti zimbabwe irikuconer😂😂😂😂😂😂
Hanzi Zvikaoma chikomba chinopinda chikakwana muwardrobe 😂🤣😂🤣😂🤣😂🤣🙌
😂😂😂😂😂😂😂 job ndiye akamedzwa ngehove ere amunawoye❤❤❤❤
Jona wakaite Maronda jobo wakamedzwa nehove 😂😂😂😂😂heyyy
Hanzi hakasi kambudzi ba kambuya kane makumbo maviri, maoko maviri nemaziso maviri, kari able bodied kkkk finish ahHamba katshana le 😂😂
Pamwe mwari anechaanoda kukuratidza Kuti hona hona 😂😂😂 hezvo maiVhai
😂😂😂 Chema seambulance uchienda
Kunyima nendimu here Zimbabwe iri kuside kupi zviya kkkk😂😂😂😂
Iri kumacorner 😂😂😂
Mai Vee Job akamedzwa neHove here kkk😂😂😂😂😂
Kkkkkkk kubvani song kani baba gwenziweee ini ndotya ndotya ndotya😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 Anhuwoyeee musasodaroba....The Ndebele part killed me😂😂🙌🙌🙌
😂😂😂😂😂😂 Mwari anenge ari kublesser nyika nealphabet aaaaaah mai veeeeee to the fullest ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Kkkkkkk
👏👏👏👏👏mai Vee.thumbs up
Kachembere kane makumbo maviri😂😂
Kkkkkkk my number one 👌 wow
😂😂😂 😅😅 mama vee nhasi mandiuraya aah Jonah here mama vee bible renyu nderipi
Kkkkkk mai veee haaa makambozviwanepi kkkkk munondi inspire zvangu😂😂
Chema hako uchifamba seAmburenzi 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂kachembere kane maziso maoko. Hufungi kuti ndimai nemwana ipapo 😂😂😂😂😂 haaa kokuzogadza kkk muchitotenga property inodhura umwe arikuda wekukurunga bota chete kkkk
Wrong scripture's for me 😂😂😂
Kambudzi kkkkkkk ko kupesanisa Zita muzvitaura kupi nhai mhosva so talented
Kkkkkkkkkkkk mawadrobe anokwana chikomba😅😅😅😅😅
Watching from Gweru MkobaYou are the best Mama vee
😂😂😂😂 kachembere kane maoko 2 kanogona kuita zvimwe
Ndewekweduyo kanyi kumakomoyo💃💃💃💃you are the best
Mai Vai imbochinjaivo duku iri matinyanyira kkkkk😂😂😂😂
Uyaskhathaza 😂😂😂 LoL mama vee you make my day
Uyaskataza mina😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😅😅😅😅😅😅 kachembere kwete kambudzi
Kkkk jona wakaita matonda suu kkkkk
bible interpretation for me 😂😂😂 haaa dhiii kuchema uchienda se ambulance 😂😂😂
Kkkk kkkkk ndaseka thank you nekutifadza
Ko makupinduridza bible nhy maivhayi Mwari akukomborerei 😂😂😂😂😂
Baba gwenzi weee🤣🤣,,,,,kuzoimbirira kani
Mama vee kkkkk confusion ye Bible here iyo 😂😂
Uyu anogona uyu 🔥🔥🔥
Ko jona ndiye wemaronda nhai😂😂😂
Kkkkkk jobho mama Vee haaaaa mukutivhiringa brain kkkkkkkkwaa🎉❤😂
Mama vee u are amaizing
Mama vee ka.....😂😂😂it's the gospel song for me..... kunyima nendimu chairo uku mchiimba dzechechi
Chaii🔥🔥🔥mama Vee 🤣🤣🤣🤣sando dzako aaaa ndanzwa mabayo nekuseka 🥰🥰🥰keep good working my smile keeper
Jona upi futi wemaronda ayiiiii😅😅😅😅
Zimbabwe tiri kuma corner kkkkkkki mai vhai mandipedza sure
Kkkk mhamha veeka job akamedzwa nehove kwete jonh ndaseka zvangu .munondigonera mhamha vee na mbuya salt
Mama vee ka 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂
😅😅😅😅 Jona akaita maronda job wakamedzwa ngehowe
Kwaaaaa ndi jona ere akaita maronda
Kkkkk hushamwari rudzii uhwu mama vee 😂😂
Mhosva wangu😃
You are the makes me happy mma vee
Jonah what😂😂😂 Jobhoo what😂😂😂 ...my ears
Ndikacheuka ndatoita semukadzi waRoti😂😂😂
❤❤ mai vhayi chemai uchifamba seambulance
😂😂😂😂😂😂😂 mama Vee
Kkkkkkk famba uchichema seambulance
Kkk haa mhmha vee hnzi fmba zvkanka uchichema se ambulance
Akasi kambudzi akoo kachembere Kkkkkk
Heeeede Mai vee you kill me oooo my pain killer I love you mama vee you ma my day 😘😘😘😘
Mai vhai woyee😂😂
Admire usadaroba kkkk
Chokwadi mamaVee Zimbabwe iri kokupedzisira 😂😂 konei kuxoti munhu ari kukumbira afambe achichema hake seAmbulance batsirsi amweni
😂😂😂😂🤣🤣🤣anhuwee anhuwee mai Vee hauite
Mhosva uri muhombe haupererwi bhaibheri wandipedza ne afphabet 😂😂
Varikubrese nyika nealphabet kkkkk munzwa uyo 🔥🔥🔥⚒️
It's Zim tiri kuma corner for me 😂
@Michael Masaiti
😂😂😂😂😂😂😂😂 aaah Mama vee huye bodo stress yese inopera shuwa
l love you mai vhai kkkkkk😹😹😹😹😹
😂uchichema seamburenzi😂
Hamba khatshana uyaskhathaza kkkkkkkkkkk😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 Job naJonah
Love you Mai vhai😅😅😅😅
Ndikacheuka ndaita mukadzi waRoti haaa mbuya munonyima
😂😂😂😂😂😂Wonke ikhona😂😂😂😂😂
Famba uchichema se ambulance 😅😅😅😅
Kkkkkk wonge ikhona for me
Job kumedzwa ngehove Jonah kurohwa ngemaronda🤣🤣🤣🤣mai Vhai
Wardrobe yekuti zvikaoma chikomba chinokwana 😂😂😂😂
Vanowanika kupi ndiuye ku lay bye ya mai vhaiiiii
Ndijona akamedzwa nehove❤
Kunyima ngama verses diii😅😅😅
Kkkkkk mwari voblesser nyika nealphabet
It's the chorus for me gwezi rinopfuta pasina mwoto, ndotiya 😂😂 tiri kumakona. 😂
Ye alphabetical order ahunyepi yako😂😂😂😂 Zimbabwe yakanyanya kuenda Kure ndosaka tichitambura
Kkkkk kachembere Kane makumbo maviri nemaoko maviri
Ndikacheuka ndatoita semukadzi walot🙌🤣 💥💥 Mai vhai 💥💥
😂😂😂😂😂 Mukoma Sabba huyai muzwee song iya Gwenzi paimwe version yana Wasu🎉🎉🎉🎉
Gospel nekunyima😁😁😁😂I owe you mama Vee😂😂
😂😂😂😂😂Mama Vee you never disappoints apa mukuimba gospel wani ko mix up yaJona naJobho manje 😂😂😂😂😂unondikhataza sahwira 😂😂😂😂😂😂😂
Ndanakidzwa kkkkk ko kutomukira kubata hove yakamedza Hobho 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Kkkk
Ayas
Ini ndoT ya ndoT ya ndoT ya 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂 😂 😂 😂 😂 😂 Kachembere Kane Kane makumbo mairi
Nhamo dzinosiyano kkkkkkk zvino Jonah ndiye wava nemaronda
Chema uchifamba seAmburensi😂
Jona zviye ndiye wemaronda jobho ndiye wehove ok 😅😅😅 tabatsirika
Kkkkkkkkk ko kuzoti aka akachembere 🤣🤣🤣🤣🤣 chokwadi kutamba wega kurinani.
Ivo baba vhai havaitewo kuzoramba vachifona fona vamwe varipakuchemera hupfu chaiwo😂😂😂
You never disappoint 😂
Mama Vee hamugone kutamba nevamwe mushe 🤣😂🤣😂🤣😂
😂😂😂😂 Mama Vee l surrender,Jonah ndiye akaita Maronda here,Jobo akamedzwa nehove😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣aka hakasi kambudzi ba , aka kachembere kane makumbo 2 nemaziso 2 kari able bodied 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk Job akamedzwa nehove here😂😂😂😂😂
Mwari varikuropafadza nyika ne Alfabeti zimbabwe irikuconer😂😂😂😂😂😂
Hanzi Zvikaoma chikomba chinopinda chikakwana muwardrobe 😂🤣😂🤣😂🤣😂🤣🙌
😂😂😂😂😂😂😂 job ndiye akamedzwa ngehove ere amunawoye❤❤❤❤
Jona wakaite Maronda jobo wakamedzwa nehove 😂😂😂😂😂heyyy
Hanzi hakasi kambudzi ba kambuya kane makumbo maviri, maoko maviri nemaziso maviri, kari able bodied kkkk finish ah
Hamba katshana le 😂😂
Pamwe mwari anechaanoda kukuratidza Kuti hona hona 😂😂😂 hezvo maiVhai
😂😂😂 Chema seambulance uchienda
Kunyima nendimu here Zimbabwe iri kuside kupi zviya kkkk😂😂😂😂
Iri kumacorner 😂😂😂
Mai Vee Job akamedzwa neHove here kkk😂😂😂😂😂
Kkkkkkk kubvani song kani baba gwenziweee ini ndotya ndotya ndotya😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 Anhuwoyeee musasodaroba....The Ndebele part killed me😂😂🙌🙌🙌
😂😂😂😂😂😂 Mwari anenge ari kublesser nyika nealphabet aaaaaah mai veeeeee to the fullest ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Kkkkkkk
👏👏👏👏👏mai Vee.thumbs up
Kachembere kane makumbo maviri😂😂
Kkkkkkk my number one 👌 wow
😂😂😂 😅😅 mama vee nhasi mandiuraya aah Jonah here mama vee bible renyu nderipi
Kkkkkk mai veee haaa makambozviwanepi kkkkk munondi inspire zvangu😂😂
Chema hako uchifamba seAmburenzi 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂kachembere kane maziso maoko. Hufungi kuti ndimai nemwana ipapo 😂😂😂😂😂 haaa kokuzogadza kkk muchitotenga property inodhura umwe arikuda wekukurunga bota chete kkkk
Wrong scripture's for me 😂😂😂
Kambudzi kkkkkkk ko kupesanisa Zita muzvitaura kupi nhai mhosva so talented
Kkkkkkkkkkkk mawadrobe anokwana chikomba😅😅😅😅😅
Watching from Gweru Mkoba
You are the best Mama vee
😂😂😂😂 kachembere kane maoko 2 kanogona kuita zvimwe
Ndewekweduyo kanyi kumakomoyo💃💃💃💃you are the best
Mai Vai imbochinjaivo duku iri matinyanyira kkkkk😂😂😂😂
Uyaskhathaza 😂😂😂 LoL mama vee you make my day
Uyaskataza mina😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😅😅😅😅😅😅 kachembere kwete kambudzi
Kkkk jona wakaita matonda suu kkkkk
bible interpretation for me 😂😂😂 haaa dhiii kuchema uchienda se ambulance 😂😂😂
Kkkk kkkkk ndaseka thank you nekutifadza
Ko makupinduridza bible nhy maivhayi Mwari akukomborerei 😂😂😂😂😂
Baba gwenzi weee🤣🤣,,,,,kuzoimbirira kani
Mama vee kkkkk confusion ye Bible here iyo 😂😂
Uyu anogona uyu 🔥🔥🔥
Ko jona ndiye wemaronda nhai😂😂😂
Kkkkkk jobho mama Vee haaaaa mukutivhiringa brain kkkkkkkkwaa🎉❤😂
Mama vee u are amaizing
Mama vee ka.....😂😂😂it's the gospel song for me..... kunyima nendimu chairo uku mchiimba dzechechi
Chaii🔥🔥🔥mama Vee 🤣🤣🤣🤣sando dzako aaaa ndanzwa mabayo nekuseka 🥰🥰🥰keep good working my smile keeper
Jona upi futi wemaronda ayiiiii😅😅😅😅
Zimbabwe tiri kuma corner kkkkkkki mai vhai mandipedza sure
Kkkk mhamha veeka job akamedzwa nehove kwete jonh ndaseka zvangu .munondigonera mhamha vee na mbuya salt
Mama vee ka 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂
😅😅😅😅 Jona akaita maronda job wakamedzwa ngehowe
Kwaaaaa ndi jona ere akaita maronda
Kkkkk hushamwari rudzii uhwu mama vee 😂😂
Mhosva wangu😃
You are the makes me happy mma vee
Jonah what😂😂😂 Jobhoo what😂😂😂 ...my ears
Ndikacheuka ndatoita semukadzi waRoti😂😂😂
❤❤ mai vhayi chemai uchifamba seambulance
😂😂😂😂😂😂😂 mama Vee
Kkkkkkk famba uchichema seambulance
Kkk haa mhmha vee hnzi fmba zvkanka uchichema se ambulance
Akasi kambudzi akoo kachembere Kkkkkk
Heeeede Mai vee you kill me oooo my pain killer I love you mama vee you ma my day 😘😘😘😘
Mai vhai woyee😂😂
Admire usadaroba kkkk
Chokwadi mamaVee Zimbabwe iri kokupedzisira 😂😂 konei kuxoti munhu ari kukumbira afambe achichema hake seAmbulance batsirsi amweni
😂😂😂😂🤣🤣🤣anhuwee anhuwee mai Vee hauite
Mhosva uri muhombe haupererwi bhaibheri wandipedza ne afphabet 😂😂
Varikubrese nyika nealphabet kkkkk munzwa uyo 🔥🔥🔥⚒️
It's Zim tiri kuma corner for me 😂
@Michael Masaiti
😂😂😂😂😂😂😂😂 aaah Mama vee huye bodo stress yese inopera shuwa
l love you mai vhai kkkkkk😹😹😹😹😹
😂uchichema seamburenzi😂
Hamba khatshana uyaskhathaza kkkkkkkkkkk😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 Job naJonah
Love you Mai vhai😅😅😅😅
Ndikacheuka ndaita mukadzi waRoti haaa mbuya munonyima
😂😂😂😂😂😂
Wonke ikhona😂😂😂😂😂