THE CLOSURE DNA SHOW: S9 EP27 PROMO (Muzukuru Aidanana NaAmbuya)
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 9 ก.พ. 2025
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 9 Episode #27 MASVINGO
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our TH-cam Channel: th-cam.com/users/ch....
We will watch this one in a new Zimbabwe 🎉
😂😂😂😂😂😂I died
😂😂
😂😂😂😂 your mind is always updated my guy...😅
I agree with you
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Dzimwe hope munoroteswa nevaroyi vafunga kuparadza zvavo😅😅😅
Very true...satan haana kupusa
Murume haisi hama yako can't wait
Vane pain kana bota mumba haripakurike pakadai
Haa murume haisi hama yako
Ihope dzenzara idzo
Muzukuru odya bota rasekuru here😂😂😂😂varume chimbosiyai kufungura musati mabata chokwadi pls vanhu havachahure vana mazuvano😂
Iye aktanga nekuti hope chiporofita chikuru akatiparira 😅😅
😂😂😂😂😂 haunyepi hama
Ukanyanya kufunga hezvekudyirwa munda zvinouya kuhope aifunga akavhara maziso 😂😂😂😂 akati kurota😊
😮😮😮the struggle runs the race
Muzukuru
Munovapireiko doro,munovapireiko hwahwaaa😂😂😂😂😂
Hona vadhakwa vava kurota muzukuru achidya bota
Zviroto mazozvinyanya abambo 😂😂 . Bota family ngatisanganei muKenani mkomana apinda tichinzwa zvedu magumo ezviroto 😂😂
mzukuru mudonzvo wenzimbe ukaneta unomenya wodya!🤣🤣
Dzimwe hope munenge munoroteswa naMadungwe imi😢
Chakanyanya ichii endererayi mberi nebasa Mr mugabe
Muzukuru akurima munda wasekuru 😂can't wait
Saka baba ava vakarota vari America vanotomuka variko zveee kkkkk,pfungwa dzavo vafungira muzukuru kwete kurota
Uuuuuuu hope zvinobuda zvakanaka maiguru , Patiently waiting
Hamuna kurota baba asi makasuspecta
Thanks 🙏
Can't wait
I hope uri kutaura chokwad mwana sikana. Hatidi mhara patsetse munew Zimbabwe
Bota family ... can't wait
Inga zvakaoma maybe mbuya vanoziva secret uemuzuru
Cant wait
Askana..mai ava ndatovanzwira tsitsi..hope she is innocent
Huye nikisi
99,9%
I can't wait
Zvakaoma can't wait kunzwa side rambuya vekurara nemuzukuru
Aaaaa😮😮 makutovati vakarara nemuzukuru ivo vachiti tsvagai mushini unoratidza kuti mukadzi akarara nevanhu vangani .
This man his hope ndo vana sleep paralysis muchazvirega muchihumana muhope🤣🤣🤣🤣
Unogona kurota zvawaswera uchifunga .....
It's a serious imagination it normaly happens when you spend a day thinking about certain thing ihope dzemuchando.
HaaaaaaA murume haizi hama yako cant wait to watch this one
Vamwe vakavhumuka DNA vakauya patv nhasi baba vaakuti vakarotswa. Kumwe kusanyara soo. Ko kubuda pachena kut ndakafungira ndaona zvakadai
will watch this one in a new Zimbabwe
Will watch this one in new Zimbabwe
Muzukuru muzukuru muzukuru ichokwadi here ichi😂
Makaroka masikati here kana kuti husiku
Let's hope Mai munobuda me 99.99%
Kufungira kwakadai kunosvota. Benzi remurume
The husband had made up his mind, he has a girlfriend so wants to find a reason to divorce his wife. This is sad. Good thing the wife is prepared to move on.
Aikaka ---- anoda kutestwa level
99 percent
Chinesimba ichi .chiriko riini😂😂😂
Muzukuru wachinja cup 😅
Muhope mukuvhura hombeka😅😅😂.
Vazukuru vari kukonzeresa nowadays, hey.
Hanzi tiende kumbaaa
Ndarota baba avo vaine mudzimai vawari kufambidzana naye, I think ivo vakarota vise-vesa. Ndazorotazve mai vaita 99.99% baba 0.00% yekuchachura kuside😢
Dai paita mesheni yekuona kt pakapfuura vangani kkkkkk
Wholeyoll
99.99% sepayellow ngaapinde hake muzukuru
😂😂😂
Vamugabe tsvagai muchini not machine weku tester kuti mukadzi akarara nevarume vangani tirikuuuda😂😂
Bota family 👪
Hope dzenyu idzika
Saka ikaita 99,99anozoti sorry here dzaive hope chete😂😂ndovarume vamunozonzwa kut akadirwa mvura inopisa
Kkkk new Zimbabwe
Muzukuru wasekuru wakarima munda wasekuru here or sekuru is just jealous 😢
Kushaya hangu mai dai ndavatsvagira zvekuita
Heyooooo ngaitsvagwe machine iyo chokwadi
Shanje kushusha zvouya zviri zviroto
Dzine shanje
Umm pakuzoroteswa apa
Hope hr haa Kule ruchengera
Kkkkkk can't wait😂
Iri ndiro benzi remurume iri. Handifungi kuti ndere kumasvingo. Benzi chairo chairo😂😂😂😂
Kkkkk machine bhoo here
Tinenge tiripo
Zviroto kuzviroto 😅
Arikurwadziswa munhu kadzi veduwe.varwadza Mai avo eish
Lol takaimirira iyi
Muzukuru 😂
Mbuya vanobika bota rine dovi rinodyiwa richidziya
.KO DNA irukutesta bota here apa nhai sekuru KO mukawana 99.9 muchaitasei ASI bota richidyiwa
Madam bho zvekuti
Chatsvaaa
Ummmm haaaa if zviroto was a person Dai takapera kufa kkkkk
Shame😢
Varotswi.Mai vari kurwadziwa ava tichanzwa zvakawanda.
Tinashe gara watipa video iyo, togona kuzorasikirwa nemafon vamwe tirikurota hondo benzi kana raruza
Zviroto mucharota nhema
Zxiroto zxroto ngazxperre kuhope🎉🎉🎉🎉
The alleged Father ndiSekuru vangu mayi vangu vanobva kuMasvingo.
Shame varume musati daro veduwe, tiri vanhuwo. Anyway tamirira hedu I am on your side my sister. 99.99%
What a wicked man. God will punish him. Unfortunately he will do the same to the next wife. Women be warned stay away from insecure men. This lady is a very attractive woman. I bet that man couldn’t believe his luck.
Baba ava ngavafuge machira akawanda vadziirwe varege kurota zvisina basa 🙄
Haaaaaaa zvimamerechi zvenhema
VaMugabe makadii zvenyu
Musazotinyadzisawo ka mbuya
Kurota hawana zvawo kurota pane muparadzi vakawaudza kwete nhema dzawarikutaura vanorota chii makazvitarisa awo baba vanotooneka kuti vanoshungurudza mukadzi ndiwo varikutodya bota kunze zibhuratifuru remurume
Baba ava munhu ane girlfriend vakutsvaga way out nekusada chengeta vana vake muzukuru ati zvanzi usanetswe nemunhu aomerwa nekuchengeta vana vake hope this women finds something to do business achengete vana vake asiye benzi remurume vana vanotokura zvako it's the end of the world.
I don't trust her kafeeling ke0.00 ndinako
Dai kunemishin chokwadi cz vakadzi vanzwa nekufungirwa
Ummmmm let's hope inoita 99,99%
😂😂😂😂😂
Wife material dziri kuuya
Haaaaaa zvokwadi bodo
Can't wait
Can't wait
Can't wait