Veduweee munondigonere,ndainge ndisingazive kut kune vanhu vanogona kuparidza gospel nekuimba like this,ndakasenderwa imwe song yenyu muchizeya henyu makapfeka zvekuxhurch sakabzvaindiitira funny,sakabndakazoramba ndakuda kutamba ndicheteerera music yenyu wanei aaaaah zvakutori nechipenyu especially iyi uuuuuuuu yaaah,ndinenge mdavepedyo na kristu
This is another Mkoma, just hearing your voice backed by ra maiguru either pane video or hapana it pours me into a lot of grace. I hope and pray that maiguru is well and ma specs ayo ndeemucheno haasi maziso ..... God bless .... and all looking smart and please dont change your music kuwanza magitare sa mhere....
Good song
Munogona mukoma amai vano backer zvavo avo keep it rolling God bless
haaaa ini mkadzi uyo anongondigonera zviri extra ordinary....sando moms
song yakabatwa i caNT STOP PLAYING THIS SONG
Better ndiise 2000 ma likes ndiri 1 coz makanyanya
Veduweee munondigonere,ndainge ndisingazive kut kune vanhu vanogona kuparidza gospel nekuimba like this,ndakasenderwa imwe song yenyu muchizeya henyu makapfeka zvekuxhurch sakabzvaindiitira funny,sakabndakazoramba ndakuda kutamba ndicheteerera music yenyu wanei aaaaah zvakutori nechipenyu especially iyi uuuuuuuu yaaah,ndinenge mdavepedyo na kristu
Amen 🙏
Mundikomborera zvangu
Thanx for incorporating DJ motokupisa in your videos
Mundigonera zvangu ini vanangu god bless you
Beautiful video
Chizimbe 🔁🔥
my best song i cant spent a day without playing this video Thank you Joseph Tavafire
Maimbiro enyu mese nema backing vocals zvinodenha Denga guys,itirwai Nyasha wena🙏🙏
This is another Mkoma, just hearing your voice backed by ra maiguru either pane video or hapana it pours me into a lot of grace. I hope and pray that maiguru is well and ma specs ayo ndeemucheno haasi maziso ..... God bless .... and all looking smart and please dont change your music kuwanza magitare sa mhere....
may you see santa cruze for better vedios on 0785177882
Kugona ikoko
Great Great work indeed
way too good
million likes
Amen...decent performance.
NICE MUSIC.GOD BLESS
This is good
Munogona bhudhi sando kwamuri.may god bless you all
I like all songs brother Mau God bless your family
Beautiful vidio. Remain humble before the Lord brother. Inspiring songs
Seiko muchimuramba jesu 🎺🎻🎵🎸
Munogona baba namai avo aiwa munotifadza chose pfungwa kana dzanga dzorasika dzinodzoka kuziva mwari through this gospel song
Amen bhora mberi Sekuru Na Gogo vangu,munondikomborera ,Mai Joyce
Amen sekuru sando dzenyu , muzukuru kashaya
Good sando dzenyu
Sweet 💕 music 4:58
Munogona zvenyu
Perfect
This video 😍🔥🔥 this is amazing makes me miss home. Mwari tichengetei Mwari tibatsirei.
on repeat non-stop
Munondigonera. Keep up the good work vana vangu.
Sweet voices
That’s nice
Good and touching song
I love you gyz munondigonera
thnx Sis
God bless powerful msg and decent beat very interesting
Vanhu vanondigonera zvawo
This guy is underrated
Famba Joe
Heavenly music