ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Mmmmm mmmmm Mbiiiida akaaaaipa uyu
Madiss akaneta aya
Ramba uchikanda ngoma chibba nema freestyle ako aya usamira 🤛🤛💥💥💥🔥
Sauro sauro sauro. Yes cheers Mbida. Chipatan chamakuruwani makachimasta
ndkumhanya nambida D
21 December Khonangale anoponderwa musaga sekitsi yakarasirirwa💣💥
Ndaona Mauto apfekedzwa mapampers on the 21st of December, uyu anobudirwa nemweya was waSauro gamba renyika. I hybrid car, no noise but inovhura mapombi zvekutodaro
Dancehall riya robvira 😂😂😂🔥🔥🔥
Mufesi uyu anotogona zvekudaro 🔥🔥🔥
Hambida pakaipa🎉
Uri mdara kubva kare
🔥 🔥 🔥
Uyu munhu unogona zvake
Mbida ma1
Mbida uyu anechipo nechipo🎉
chakamhanya riddim
Mbideee
Haaaaa iweeee zveNgoma chorova ndatiii
🔥🔥🔥💯👊
🔥
Unotyorwa wangu siyana navzo
Kwete zvekunyepa sorry zvenyu mbida ndibaba
Akukopera song ya sauro uyu we know this song
Uriwekumama iwe chimbomiraa
Hapana chaunoziva iwe nxa aaa
Mbida avhisi chinhu zvinyu mauto idofo uchaiswa musherufu 😮😊
Mface anogona hake
Uyo hapana chinozivikanwa
Muhombe uyu mauto anoiswa musaga
Mauto anokutyora
Mbida Uridofo 😂
Musaize mangoma fana muhombe uyu
Guys song iyi yakafanana neyekuti "mumota menyu murikubvira mumota menyu murikubvira officer..mumhota menyu murikubvira" idofo iri copycat iyi😂
Siyanai naye mbida
Unoziva Ngoma hre iwe mbida ndibaba
Terera zvakanaka iwee
Haaaaa music hauzivii uri dofo