Marwadzo veduwee mai varikumba nenzvimbo vanoziva basa radzo nekuti vana vavo ndivo vaita mari mvura inonzi natanya ndinoda kunotengesa ndiro basa rinoita vana vavo vari mhiri uko zvese zvemajecha zvaarikuita izvi ibasa ramai vevana varikurambira nenzvimbo
Nyaya inorwadza asi baba vemwana vane chekuita
Tsvaga pekugara pasina magetsi uite kamusika nekuruka uripo,haurari nenzara. Then, mochifambira dambudziko remwana uri pako . Dai mwari wapindira.
Nyaya inorwadza
Dayi mamboisa chichemo Kuna sekuru Tasvu vakubatsireyi
Tsvimbo vakapa Mwana wavo vekuzvara ndiye wakuroya nadza 🌚
Right ukaona mubereki wako achikuramba wodii pakadai ha vabereki vedu ava 😢😢
So sad story my sister everything will be fine soon
Uyu anoitisa interview hapana ane kaerror
So sad wht a touching story
Mai ava havasi vekumbo buda varikwa Achapola here
Akamborapwa kwa sekuru Kanengo
Uuuuummmm😢😢😢😢😢 vanhu vanemoyo wakaipa hey
So painful
Sekuru.... kanengo batsirayi hero basa renyu zvidiki kwamuri izvi
Endai kwasekuru tasvu zvinopera
Endaka unodzitora mudrum macho
mai ava ndakavaona kwa chapola
neniwo pamwe hazvina kufamba zvakanak kwaChapola
Enda kwasekuru tasvu
Ehe ndakavaonawo shuwa
Ndakavaonawo
Ndakavaona kwasekuru Kanengo a few weeks ago
Baba vemwana iyeye vane nyaya
Endai naye kwasekuru
Tasvu zvinopera
Tasvu is so expensive and he is just a scammer.
Why do you say he is a scammer?I just want to understand.Inini ndinowona achindiitira.@@frankmoyo7267
Endai kwasekuru Tasvu kna sekuru Kanengo zvinoita
Machief ngaabate maside ese
Endai kwasekururu shumba nasekuru tasvuu
Sekuru Zunzangara for the pipo
Skru Tasvu makatumwa hero basa
So sad 😢😢
Bba vatanya ngavauye
Mbuya yekufa iyi yakasita yaroya ngamo yayevasara hama dzacho ngadzirapise mwana
Vanhu vekwa Mhembere, Mhembere, Mhembere kaaaa mwana atambura uyu makore mangani mwana wedu achidai
Yaaa mai Tanya muri panguva yakaoma
So sad my sister.
Imboonai Pastor Miracle Paul tete
Baba Tanya muri benzi motovata dzichikweya hope
Shame ende zvakaoma zvinorwadza, endai naye kwasekuru Tasvu mwana abatsiwe
Go to Sekuru Tasvu
Dai mwari vakusunungura vaberki vedu ava kana usina chinhu hauverengi. Asi mwari achakunyaradza sezita remwana wako
Taurai ne munin'ina wrnyu murapise mwana uyu anditi ndezvemumumusha menyu here
Zvakangooma so.
Ko baba vake sei vasingagare naye..ivo vari vapenyu
Vanoziva kwazvirikubva
Baba vanoziva kuti mai vavo ndivo hotseri. Vakatoenda kuchando vane mumwe mukadzi nevana uyu havatorina basa naye😭😭😭
Chiyokoto wekuDarwin anozvigona ndakamboendao neaive akadaro. Akafa but aive nemuzukuru aaishanda naye anova ndiye anorapa,, batai Andrew neshamba weDrewmus Media anokubatsirai.
Plwase help me too ndipeivo number
Andrew Neshamba anotobhohwa kuti anoti uchida number dzevanobatsira anotokuti tipei mari
Endesai Tanya kwateteguru tasvu mwana anopora
Ha kunevedzinza rake mwana uyu varikumushandisa. Ana sekuru pindirai mumubatsire zvinonzwisa tsitsi
Chiriko chirikuita ruzha so
.....so painful...sad story...ndabatikana ....wane moyo wekubatsira matiwi ose pindarayi nenyasha ,ndatenda hangu🙏🙏 Good luck 🙏
Zvorwadza mufunge dai vambo zama sekuru Tasvu kana kwasekuru Kanengo vanokubatsirai
Kubuhlungu phephisa mamakhe uzaryt
Zve misha zvinonetsa izvi fambai mwana abatsirwe
Shame zvinosiririsa mwana awekutoita serema nekuda kwevanhu vakaipa ngatibatsirewo hama yedu
Mukoma avo vane moyo wakanaka havo asi mai ngavabude pachena pamusoro petsvimbo
Marwadzo veduwee mai varikumba nenzvimbo vanoziva basa radzo nekuti vana vavo ndivo vaita mari mvura inonzi natanya ndinoda kunotengesa ndiro basa rinoita vana vavo vari mhiri uko zvese zvemajecha zvaarikuita izvi ibasa ramai vevana varikurambira nenzvimbo
Amai mune nyaya imi asi kakusiya siya mwana kenyu aka uuuuuu mmmmm
Ummm vanhu kana musingazive nyaya zvirinani kunyarara. Mai avo havana chavakabata asi mumusha umu makaoma veduwee taivemo
True bamukuru ngazvibviswe zviise pamunhu arikukonzeresa
Yaaa vamwene vedu vane nyaya varikurambirei netsvimbo
Team Botswana vhurikai imi
Mayi vari clean .ndezvakwa baba