Remember, everything done in the shadows will eventually come to light. So, let's strive to be the light in the darkness. Choose to do good, even when no one is watching. Integrity, honesty, and kindness are always worth it. Your actions, big or small, will ultimately see the light of day. Let's shine bright and make a positive impact, in every moment, every day.
Dai ndirini ndaimuendesa ma combi ndeako ndiwe wakaripirwa hanti wanga wakaroora here mukadzi iyeye usajairirwe inzwa ko kuzoti ma combi ndeangu dai ndisina kudanana nedhara iroro dai wakamawana here ma combi kutozvitutumadza nechihure haa munhu ngaaende kumusha kwake kani Tindo...you are too soft T nematauriro ako ayo zvinyoronyoro zvako haa akati ndakariwana bharanzi rangu murambe zvese nema combi acho nd move on with your life haasi gotwe renyika vakadzi vakazara munyika kkkk keep well guys ❤
Haaa ndirini hngu Normally from the day randakamubata achiita chipfambi haaa kumuendesa kumba kwavo so that ndosaraa ndakasununguka haana yngu iine space
😂😂😂 Tindo kaa izvozvo zvinoitwa urikumaruzevha uko nokuti madzimambo anomira newe ku town piwa mari woyipukuta feki wonyepedzera kuuya wakadhakwa kumba iwe wakaisa mari kuneimwe account isingazikamwi wozoramba munhu iyi yaurikuita yakatomboitika pa rely chaipo zvikadhakwa apa danga razara
Bvuma Tindo kuti uri shuro hauna chauinacho.Have ethics and personal respect and pride.Kana wabata mukadzi ngaaende then iwe dzorerwa mari nemombe dzako.Ndoozvako izvozvo😂
Pane kwazvakamboitika pakabuda Bango raitozivikamwa mu town Mese. Mota yacho yainzi msana waamai nyangwe zvazvo yaifamba nababa it was had work ya amai so musi wamorambana munhu ne combi dzake😅😅😅
Thanks for your support dont forget to like& share. If it's your first time here don't forget to subscribe & turn on the notification
be......
ndiyani anoitawo seni kuisa like necoment asati aona video
Tindo anotori nemunyama wekuhurirwa nevakadzi mmmmm chiii asi guyz mukomana arikuda kufambirwa uyu
Anoda kugadzirirwa guchu 😂😂😂😂😂😂😂😂
Zvirinani kuroora anoroya pane anopa rudo kumunhu wese😂❤
Ndauya ❤ love you guys tindo na sekuru bhoooo hre 😂😂 Tanya ka mukoma vakapidigurwa sure
Infidelity hwfar❤❤
Watching from Mocambique
From Namibia tapindira
Tindo munhu ngaayende kumba kwavo iwe or kuyenda namdhara wake
Keep it up younger wangu riri kunakidza
If it was me baba. Pandakaripwa ndaitengesa. Makombi acho. Pakitanga
Remember, everything done in the shadows will eventually come to light. So, let's strive to be the light in the darkness. Choose to do good, even when no one is watching. Integrity, honesty, and kindness are always worth it. Your actions, big or small, will ultimately see the light of day. Let's shine bright and make a positive impact, in every moment, every day.
Hokoyochikomba icho nyanyest rova ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Tindo please Endai mberi do more movies
Youalways made my day dear Ameen ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Hnzii muneii kunze kwe ndebvu dze white yohh😂😂😂😂😂❤
Hnzii asii vakadzi makakwana hre
Ndemukadzi handiti ndiye wakadyiwa hre
Soo educative, you just gained a follower❤
Mabatwa mhayiweee Mhayiweee Aaaayaas anhuwoyeee ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Chopisa❤
Makombi ngaaende nemkadzi utange hupenyu patsva coz as long as uchir nawo ma memories anodzoka
Dai ndirini ndaimuendesa ma combi ndeako ndiwe wakaripirwa hanti wanga wakaroora here mukadzi iyeye usajairirwe inzwa ko kuzoti ma combi ndeangu dai ndisina kudanana nedhara iroro dai wakamawana here ma combi kutozvitutumadza nechihure haa munhu ngaaende kumusha kwake kani Tindo...you are too soft T nematauriro ako ayo zvinyoronyoro zvako haa akati ndakariwana bharanzi rangu murambe zvese nema combi acho nd move on with your life haasi gotwe renyika vakadzi vakazara munyika kkkk
keep well guys ❤
Haaa ndirini hngu Normally from the day randakamubata achiita chipfambi haaa kumuendesa kumba kwavo so that ndosaraa ndakasununguka haana yngu iine space
@bosssimblo2413 totally agree with you 💯 I would do the same,kana ndakubata uchi hura, then pack your bags wakaenda wakaenda kumusha kwenyu😊.
Boss regererai makhot uyu
Always love you guys Keep it up ❤❤
Ndirini ndaidzosera macombi three kumuridzi mukadzi kumba kwawo maphoto pa social media
Kugara muchizotukana you do enjoy your life wena ndaisiya munhu stressfree❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Ungangerere zvimakomb mukadzi achichichaiwa poto ngarove pasi
😂😂😂😂😂 simbiinorowa ichapisa dai wakaendesa mukad,i kumbakwavo wakazoenda kunosekuru uchivati ndoudza vakadzivenyu uye nezvema picture
Chero ndirini wamboitasewandiregerera vozonditi enda kumbakwenyu ayibidi 😂😂😂😂😂😂 asi mvura payakambomira kukanaya inomira zvare ndoda patoripwa apo wavachatisa kwaa kwaaa❤❤❤❤❤ guys keep it up
From south Africa kobo tapinda tapinda
I wish I can record 😂😂😂😂
Thank you CreationsVsuals ❤❤❤
Woow munogona zvenyu ❤❤
Mukadzi akahura kumba kwavo fulstop
siya aende nawo Mwari vanokupa mumwe anouya nemaropafadzo
Hokoyooo ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Zvakaoma. Murume I dude nasekuru vakadai kuchembera.
Tindo dzinga munhu pamba Pako
Pakaipa ini ndine same situation I really don't know what to do..Can someone out there help me plz
Makombi ndeemukadzi Tindo iko une zvivindi munhu wawabata nechikomba woramba uchigara naye
aiwa kaa Tindo,ko makombi ndeani…makombi akaunzwa nechihure chemukadzi uyo shaa,usaite greedy…kana urikudawo makombi wotoda neakaita kuti makombi auye waiziva,wotodhonza sanhu nemashizha aro…………simple😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Musiye aendenayoo
Ndeake shaa nokuti ndiye akabhadharwa
❤
Waiting for next episode please faster faster please ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Yaaaa neee❤
Waifano mudzinga the very day mudRa achipedz kusaina affidavit zveee😂😂😂
😂😅😂Ahhhh Chabva Chapindirwa neMauto Momz vanopedza newe avo makhoti😅😅😅😅😅
Saka wauchiti ndiri srs 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 wandityora wangu
Asi Tindo urirough shaaaa ndomarambirwo anoita mukadzi here 😆😆😆
😂😂😂 Tindo kaa izvozvo zvinoitwa urikumaruzevha uko nokuti madzimambo anomira newe ku town piwa mari woyipukuta feki wonyepedzera kuuya wakadhakwa kumba iwe wakaisa mari kuneimwe account isingazikamwi wozoramba munhu iyi yaurikuita yakatomboitika pa rely chaipo zvikadhakwa apa danga razara
Asii vakadzi chii chaizvoo chihure hre 😂😂😂😂
Ndevako Macomb mukadzi ngaende
ndaimatengesa ndomachengeta kuside ndoramba muroi uyo
Ngaaede navo upenyu hunokosha mangwana anokuuraisa haakudi mukadzi ihure rinoda pfuma kwete munhu
day rawavabata uchipiwa makombi munhu kumba kwavo mdara pakangogwinha makombi munhu paden kkkkkk
Kkkkk wakapindurwa muterritory Tindo ,macombi ndemkadzi ndiye akahura kkkkk
Mukadzi anorambirwa chipfambi bhaibheri rinodaro ngaende kumusha kwake
Firefire apo rovaivese❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Ngaaende , aitofanira kuenda musi waabatwa
😂😂😂😂😂 hanzi tsano muri Pano ndakataura macob😂😂😂munhu kumba kwavo
Tete avo havasi vimbiso siyabizwa here
First one
Unomatengesa ese wotengesa imba wotenga imwe somewhere neamwe makombi asingazive,iye anozongowona akupihwa eviction order only
imbayachohainakidze daiwakaramba makombi oenda hako wosara o Rora better ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Tindo dzaramba kani hanzi Tanya haungouyi kkkkk dzabatwa wena😆😆😆
Mupe zvimota zvake arove pasi , akutoona kunge akakuitira favour ne chihure. Uri muface fitaz bhoo unoshanda zvako zveziya rako.
Tengesa makombi uyise mari muhomwe woramba mukadzi wosara woita twunhu twako
Tindo don't try me 😂😂😂😂😂😂ajamuka mukadzi🤣
Very informative
Tindo arikuda zvakatowanda kkkk hanzi dzitoripo kombi 3 dzacho
Tendai nhasi wandisetsa 😆😆😆 wakurirwa kaaaa saka wanga uchifunga kuti ndirisrs haaaaq makombi akurwadza
Mukadzi uyo ihure muendese kumba kwake .Makombo ndeako
Bvuma Tindo kuti uri shuro hauna chauinacho.Have ethics and personal respect and pride.Kana wabata mukadzi ngaaende then iwe dzorerwa mari nemombe dzako.Ndoozvako izvozvo😂
Tengesa ma kombi mari yacho ngaidyiwe zvekupenga then kana yapera dzinga munhu both of u need new start.
No😂😂😂 mkadzi usarambe because she knows vanhu vekuhura navo vanokuwanisa makombi.
No😂😂😂 mkadzi usarambe because she knows vanhu vekuhura navo vanokuwanisa makombi. Next anohura na chairman we Zanu pf wopihwa gold mine
Kkkkkkkkkk kurambira munhu iye ariiye akaunza ma Kombi neBhinzi rake .kkkkkkkkkk I like the U turn yaitwa nemface 😊😊😊😊
Mkadzi uyo ngaende nemacombi ake cz ukajaira kuripwa achigara kana vana achangonouya nevekuside iwe woripwa futi zvinoreva kuti unenge usina chako
Pane kwazvakamboitika pakabuda Bango raitozivikamwa mu town Mese. Mota yacho yainzi msana waamai nyangwe zvazvo yaifamba nababa it was had work ya amai so musi wamorambana munhu ne combi dzake😅😅😅
Asi Tindo sei uchingohurirwa iwe taura nyaya yako vakadzi vako vese vanongokuhurira kukunyepera. Hapana anoita mimba newe sei Tindo. Unoda kumbofambwa newe.
Munhu ngafambe fambe
From capetwon tapindira
Regai zviende Moda kuzotikudubura nemakombi enyu ehupombwe 😂😂😂😂
Kutodada nechihure, kutoganza wena. Vamwe vakadzi vakaoma kkkkk
Chokwadii tete varume vasiyane nSystem ykutisanganisa😂😂😂
Muroora has natural beauty.
Good one guys
Thanks guys 🎉🎉
Thnx gyz 🎉❤
Tindo unoda kunamatirwa jambwa ne rushavashava hama yanku zvemjolo hazvina ropa newe hama yangu
Wasn't expecting the end😆😆😆
😂😂😂 kkkkk hanzi imboenda infect hauchadzoke
Day rawakabata munhu wangu uchiripwa munhu achienda kumba kwavo because chihure wakatotutumadxa chihure chihure chakaita aifana kuenda first day broo
Well done Masibanda popotai
😂😂😂😂😂😂😂😂😂Chipfambi chandakaiita yakatova Achievement kwauri😅😅😅😅
Kuchena ndebvu dzewhite 😆😆😆😆😆 kkkll language ipi iyi
Kana kuti ndakunonotaura kunevakadzi vemudhara,kuisa pa social media and kuziwisa vana Tezvara
Honestly speaking mukadzi is supposed to pay you damages nekukushungurudza nechipfambi. Chikomba chinofanira kuripa kuba mukadzi wemunhu. Ma cases aya tinoanzwa kwamambo. Since muripo wabva mumaoko menyu musiri mumutemo zvakuita kunge maronga dhiri nemukadzi. Kureva kuti nyaya idzi ngadziperere muma traditional court
Tanya mazuvano ndochirikuvhura Tindo brain 😆😆😆😆 iti chii nemukadzi wako 😆😆😆
Haaaaa since wakamusiya kutongogara koz anofanirwa kubatirwa mhosva ipapo ipapo 😢
Keep up tindo
Ngaayende nema combie yoita piece hedu muhana
Love you guys
Kkkkk hanzi vanoita kunge vakaruma katsi.
Musiye aende nawo
Munhu ngaaende kmba kwake nehembe gzakechete
Kkkkk munhu ngaende ne makombi ake 😂😂
Chamuinacho indebvu dzewhite ,iwe ipa mdhara mukadzi ainde