FULL SERMON: Love is the greatest
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 6 ก.พ. 2025
- Kuda Mwari kunokunda zvese. Kushumira kwakanaka asi kunokundwa nekuda Mwari. Kupa kwakakosha asi kunokundwa nekuda Mwari.
Ngatidei Mwari pamusoro pezvese - kupa kwedu, kushumira kwedu, kuparidza kwedu, kuimba kwedu nekutungamira kwedu ngazvibve pakuda Mwari