adzoka bhanditi wandaiziva ndichiri kuxool tichiri kuzviti mabhanditi ...thanks king nyatsai kudzoka mugame wish you fast recovery king tikutoda mashows
For the past 11 years i used to be a fan but after this song am now a supporter nhangwe makavhura church ndouya papa❤️🔥🔥🔥 #NoahAlbum MAMBO NDIMAMBO NHANGWE VAKARARA
One Bhangwela Siyanai Naye Tawanda Dancehall Nice Again. Iri ndiro Bhanditi redu chairo rinouraya vanhu nengoma. Get well soon Bhangwela pamberi nemaBhancho
This is the Tawanda that we know kwete zvimwe zvese, thanks to Stewart Nyamayaro wamutsa Shumba yanga yakara and big up to yourself Seh Calaz one bhangwela remangoma
Wow ....well done...this is what we need ...im pretty sure if you keep on these kind of cyphers your talent will get exposed to a wider audience ...We talking of international recognition
Tawanda ndimambo , thanks Mambo wekwedu , kwefu tinotongwa naTawanda chete , cheq cheq , one Tawanda , Takaipfuura , much respect to Boss Yalla , masimudza dancehall , masalad haachotonge pano ..........muchanzwa ana Mag vakuhukura , nekamufana kaUpcoming platinum Prince , upcoming kubva 2010.... Madedido z far much better thn Pip
Hit 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Mambo
Warikuti sr calaz ndi mambo siyalik
Kana uchi believer kt zimdancehall iri mumaoko akanaka siya like
Am from united states but this guy is good at music Zimbabwe you are blessed
Kkkk 😂😂
😂
Kkkkkkkkk saka
@@MakanakaMungate-e8r hmmm
It’s giving mabhanditi vibes big up elder Nyamayaro 5stars general
adzoka bhanditi wandaiziva ndichiri kuxool tichiri kuzviti mabhanditi ...thanks king nyatsai kudzoka mugame wish you fast recovery king tikutoda mashows
Ndoooooo Zimfancehall iyi Dhehwa 🔥🔥🔥🔥🔥🔥 dhanzi radzokaaaaaaw
1 Tawanda Akatsamwa Shamwari...Ngwere idiki inotyorwa apa. Isa like
hoyooooooooo muhombe
Wangu ngwere haina kumira mushe
Ngwere haimire apa
Pakutaurwa zvekuimba kwete kutaura ngware ipwere 😂
Kudhara ikoko
This is real Calaz I know. Thanks Stewart Nyamayaro🎉🎉🎉🎉
Rakudzoswa paraimbova
th-cam.com/video/vTLn1PSnbe8/w-d-xo.htmlsi=0vYXAHBvzrt2u3pG
You can say it again..aya ndiwo mangoma aya
taura hako ndiye wedu chaiye
Ngaasiye gafa muzukuru uyu
Sehcalaz is our father 🎉
Sadaka ! Bandit Rebirth 🎯
For the past 11 years i used to be a fan but after this song am now a supporter nhangwe makavhura church ndouya papa❤️🔥🔥🔥 #NoahAlbum MAMBO NDIMAMBO NHANGWE VAKARARA
Vese vaisa pa repeat let's gather here🎉🎉
Bhanditi handiti
♨️♨️♨️♨️🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Ndi bhudhi calaz uyu akaipa
Uyu ndiye Sehcalaz chaiye uyu adzoka manje chitaurayi tinzwe
Davido wemuzim
tikumanyira pa number 1 trending Mambo ndi Mambo. thank you manager nyamayaro hmmm apa maGaffa azvimba chete handei navo mambo
Yeeee seh calaz wedu wekavhesii adzoka❤❤❤❤
One Bhangwela Siyanai Naye Tawanda Dancehall Nice Again. Iri ndiro Bhanditi redu chairo rinouraya vanhu nengoma. Get well soon Bhangwela pamberi nemaBhancho
Watching from Bulawayo, ndaisa paRepeat kubva na7 am ,kusvika right now ndichirikungonakirwa😂😂😂😂😂
Haaa nda puller ndika puller
Wazodini
Dhewa tokudai mhani hoooyoo, muri mambo hapana achazvichinja, we are happy bhanditi ra recover
Mambooo parepeat .....❤🔥🔥🇿🇼
Vafushire vese bhanditi .., bhanditi for life. Lots of love from Qatar
This is the Bandit we all fell in love with
Wese anosinbisa bhanditi siye like dhewaaaaaaa
This is the Tawanda that we know kwete zvimwe zvese, thanks to Stewart Nyamayaro wamutsa Shumba yanga yakara and big up to yourself Seh Calaz one bhangwela remangoma
1Tawanda anozvimbisa magaffa aimira nechibaba akapedza mayezi..... BIG UP. Yala Nation 👊🏿👊🏿👊🏿
Pfeeeeee pa #1 trending soon soon.Bulawayo is officially standing with the BHANGWELA TRIBE...👌🔥
Back to the real Zimdancehall 🔥🔥
Seh Calaz wangu ndodiiiii nhai 👏👏
This is th only Zimdancehall artist left in Zimbabwe...vamwe vese vakuimba rumbha
Varikubvumina nekut ngwere yakapinzwa basa naCalaz , Isa 👍 😅
Kumu dhoto kwemidzimu
@@StylinNyirendabomboclatt
Nonsense
Track ronaka but ngwere izvi haavarenge
Kaboom🎉🎉🎉🎉🎉
Chamboko chemboko zvikuvabata ikoko .Mabhanditi ma flowers 🎉aya ata torai .Ingoma iri deaper into zim danc ting
Ichi ndoridza everyday 🔥🔥Hit
WatiDissa hedu isu maGaffa asi number riri kunaka ❤❤❤
😂😂😂😂
Ndovanhu vatinoda vasina mafeelings nengoma
Handei neNgoma
With u
Makaipa mkm ndezvemangoma izviii 🔥 🔥
This real calaz watoziya🔥🔥🔥🔥🔥🔥haaa triku enjoyer ndati
Ndiye Calaz watinoziva uyu, wemadays aPaul Simple
Wow ....well done...this is what we need ...im pretty sure if you keep on these kind of cyphers your talent will get exposed to a wider audience ...We talking of international recognition
This is the real banditi taste of music. Big up calaz keep going
Pamapedza tsano ndopamakanda kariminder
Sauro maimisidzana
Magaffa anovhunduka
MaYears hwaaa
Ndururani hwaaa
Ngwere yakapinda basa
#mambo wehondo
Meks mi memba da tune ndinewe......maddd shellingz
Haaaaaaaa apa Tawanda makanyora ndo bangwela ratoziva iri malines ari packed loud…. Well done mukuru🔥🔥🔥🔥
One KING 👑🔥 One BHANGWELA kusvika vabvuma Kuti Tawanda ndiyani.TheTruth
Dehwa avana matyira ......one bangwela zvakanyorwa azvichinje senumber dze chitupa one bantitie raimira nachibaba
havasi vese mumajere vane mhaka
King of zimdancehal chopedza one munhu anogonesa
Maaaaaaaad Tune BOSS YALAAA🔥🔥🔥🔥🔥PORAI KING
The real Sir Calaz, the real high breed
We are back isu Mabhandity yalla nation 🔥🔥
Chakaipa ichi Seh Calaz 🎉🎉🎉🎉🎉
Boss yala our dancehall king after Soul Jah Love . Big up Ngwere
Now you back to the days why I became your fam king. Welcome back the owner of Zimdancehall crown.
Seh calaz is the king of music in Zimbabwe ✅✅✅✅One bangwelaaaaaaaaaaaa
Winky Dee is the King,, Soul Jah is the second best of all time his music is alive... And Calaz f. ck off and your empty headed funs
Uyu haasiriye Calaz wandoziva guyz
Tipei dzimwe Ndenya chaidzo
Sedzamakaimbira Sauro KwaSunshine
Yaa dzekwa sunshine dzadzakaipa dziya, sunshine knows Calaz very well panyaya dzehondo. He must work with him.
Haaa mambo vauya nehukasha hwekutonga mastreets nemalines ❤❤
Tawanda is back!! Now this is the Seh Calaz we loved from day 1
One Tawanda One Bhangwela Mambo ndiMambo maratidza kuti muri Mambo Boss Yala💯💢💥💥💢💢💥💥💥💫💫💫💫
Sir calaz hapana asingarware pahupenyi hwedu munhu unozunzwa semuti
Haaa mambo ndimambo bhanditi kuvanhu ❤ Calaz muhombe magetsi aya ummm💥💥💥
one tawanda anozvimbisa magafa😄😂😂😂❤🔥💥💯 anopisa uyu
Ndiye calaz wandoziva uyu anopedza
One Tawanda,one bhangwela ,Mr something, boss yala muri muhombe imimi #mambo ndimambo
Pulooooow welcome back Org Tawanda courtesy of boss Nyamayaro
Haaaaa chadzoswa return of the greatest
Mozambique approved ❤🔥🎉
Vamboita time yekuterera Instrumental beat Let's gather here combination yaCymplex naSeh Calaz mahorror
Iweeee uyu ndiye calaz watoziva HIT
Tonakirwa 2025
@@scatarpalmer9099 akaipa calz
Haa Calas uri muridzi webhora ndiwe maSports acho❤❤❤
Ayahs zvakaoma......imi lets hope hamchafe makarwara😢
Mambo ndi mambo nyangwe wasipo ndimambo 🔥🔥🔥🔥🔥
King of dancehall one and only Bandity mambo ndimambo asvotwa ngaarutse
King is a King ❤ Haaah ngwere havako, Vanoti pamberi naTawanda Mumanyi lets gather 😊
Our bhanditi ndohunhu hwatoziya chaiwo uyu kunosoti dyoo pa tsaga renyika rozviti Gafa 🔥🔥🔥🔥
just want to say a short prayer for everyone who is fighting secret battles. I pray God gives you victory in Jesus' Name 🙏🙌
Pinda ndipindewo...Zimdancehall nice again 🔥🔥🔥
Big tune mkoma🔥
One Bhangwela
One Tawanda 🔥🔥🔥🔥🔥luv u my guy ramba wakadzvanya ipapo
Madzoka manje boss yala 💥💥💥💥
Mambo hasi Mambo.. Mambo ndi Calaz..🔥🔥🔥🔥
One King in Zimdancehall ndiye Seh Calaz, havana kuwana angori iye Tawanda Mumanyi wemariddim ese
One Tawanda apinza Ngwere basa haaa morema mudhara ndati 🔥 🔥 🔥 🔥 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Who brought you back 😂😂 this is now Mr waaaaaa🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Nyamayaro is something
Nyamayaro🎉
@@simonmuzariri3706 king gorege
Muhombe uyo
@@emmanuelpakati4852 good manager
Number 3 trending right now handei mabhanditi
Izvii zvinoita Kut tifunge Jah love gaya dee aripo obva abvurawo rake hombee taifa nekunakirwaa
Uyu ndiye calaz wandoketa manje💥💥💥anehobho ma voice
Exactly 💯 I miss this calaz
Asvotwa ngaarutse ..back to the real mabhanditi❤❤❤❤one Tawanda ayimira Na Chibaba❤
Huh hanzi apinza ngwere basa😂😂😂 bhantiti boss to di world
Thanks for bringing back some sanity to the dancehall arena, Uzinduzi approves of this tune✅✅.
Hit song of the year 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
💥💥💥💥hoyoooo ma1 ayaaa hoyooo well done calaz
Mr Mbare is a living legend.Big up kinnah🎉
Ehe hazvo muhombe hake but arikupindira papi apa 😂
Thank you for bringing the real zimdancehall had missed this sounds 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 thank you Calaz❤❤❤❤❤
Bhanditi is back on track pachachemwa app 🔥🔥🔥🔥🔥
🔥🔥🔥🔥🔥aiwa zvagara king murimambo anoti bhanditi ma1 isa like usarwadziwe uyu mu hombe😊😊❤❤
This is real dancehall ❤
Haa vakomana uyu chibaba uyu🎉😂😂....hanzi Hopuwero vakanononoka
Bhangwela rapinda hard, we had missed this side of seh calaz
Boss Yallah vodzosa dhanzi paraimbova❤
Apa waratidza kuti ndiwe une crown 👑
Mambo ndi Mambo 🔥🔥🔥💯💯💯
Hazvichinjike se number dzechi tupa
The real bhanditi❤tanga tasuwa bhanditi iri mhaani🐐🔥🔥🔥
Boss Yalah Employment Centre 😂😂
Tawanda ndimambo , thanks Mambo wekwedu , kwefu tinotongwa naTawanda chete , cheq cheq , one Tawanda , Takaipfuura , much respect to Boss Yalla , masimudza dancehall , masalad haachotonge pano ..........muchanzwa ana Mag vakuhukura , nekamufana kaUpcoming platinum Prince , upcoming kubva 2010.... Madedido z far much better thn Pip
All zimbabweans let's gather,,, Hoyooo mabhanditi