He is way much better than most of the wanna be artists we see trying to play macheso's song. He did his own in his own perfection and he did great. Only a talented person can play the bass the way he did here. Kusatenda huroyi. Keep up Simba
Pure super talent on display the dude has what it takes to rich dizzy heights . Congratulations young man usacheuke shure.That bass guitar giving me goosebumps
Just put likes and download before u listen. And also subscribe. Eish that is matured bassline. Thanks to the producer and him simbarashe .for such a amaizing work
pa wire so much nice but you have to controll your vocal pa hire and low next project take your time for rehearsals usamhanye hako otherwise unogona kuita zvinhu zvinofadza nyika ndokunge wakwanisa kuteerera our advises
Simbarashe is extemely talented and inteligent too. He has the ability to surpas his father's standards. Since he has the educational qualifications, he needs someone to sponsor him to do a music course or degree. If he does that he then can mentor other upcoming artists and make music a much bigger industry.
@@ejikeokika9929 mwana mwana kana akaita vana vake,anoramba Ari mwana ,haasi kuda kutorwa asi zvakangonaka kuti mwana azive rudzi rwake ,ini vangu baba vakafa asi vave pavanotaura zvana nababa vavo ndobatikana,let's feel sorry for someone🙏📖
That's on wire is so good but on his vocals must improve musangopa munhu sando musingamuonese paanofanira kugadzirisa munenge muchitouraya career yake thank you hama
Good artist. But sezvo ndanzwa Macheso achiti haamuzivi mukomana uyu, it was good kuti vangocheneserana ipapo na T Mugabe kuitira kuti anyatsotora direction kwayo in his music kuchiri early. Macheso anoti Simba never aproached him and he doesn't know about him,
We were working on this somg kuti ibudewo zvakanaka it was a demo this one but unfortunately it seems there are advisors who advised him to do a video with this Demo song that we had produced. However we wish him the best of luck in his works
May you please consider where this guy is coming from. He was more of drowning into drugs if not ndhari kumusha uko then some good Samaritans decided to take him out of that situation. This is his first project which is way better than what some who have been in the industry for a long time are doing. The guy needs support. Vamwe we look at potential ine munhu not kugona, he has a lot of potential
I am a teacher kana mwana wechikoro anosimbowana 0% get 20% l praise him/her even if 20% is not a pass because l will be seeing potential. The idea is not to destroy something good that has been started
He plays better than those sons with everything at their disposal. Pure talent kwete those boys being told to do music, Esau and that other one.
He is way much better than most of the wanna be artists we see trying to play macheso's song. He did his own in his own perfection and he did great. Only a talented person can play the bass the way he did here. Kusatenda huroyi. Keep up Simba
Wadadisa apa keep going bro
Uyu namacheso it's 0'00,0000,0000%hapana chaBaba shero chine chekuita nemukomana wenyaupe uyu, Vana vamacheso, Esau and brother mangozvinzwira kuti vanokwapaidza sababa kwete hosho idzi.
Uri shasha iwewe unogonesa kwete zvekumanikidzira , Macheso ngaite unit nemwana uyo please.
Kanda album uvaratidze magitare bass iro mmm ndatya led iro maihwe famba Simba usaraya vanhu ndapinde Simba mhata yako macheso kudhara ikoko takuda zvinyowani
Pure super talent on display the dude has what it takes to rich dizzy heights . Congratulations young man usacheuke shure.That bass guitar giving me goosebumps
excellent Simbarashe
Just put likes and download before u listen. And also subscribe. Eish that is matured bassline. Thanks to the producer and him simbarashe .for such a amaizing work
Well done mwana wevhu dont look back focus, u have what it takes to eeach greater heights.
God bless you usakanganwa vanun'una vako
Uyu ndima damburo uyu cheso vaiti hasi mwana wangu vachati ndiye chete
This is nice my fellow friend keep up the standard ngazviende mberi Simba a good start
Weldone Simba, rabva wakanzvanya
Aah Mwari ngavakurwire end ways hot wena
pa wire so much nice but you have to controll your vocal pa hire and low next project take your time for rehearsals usamhanye hako otherwise unogona kuita zvinhu zvinofadza nyika ndokunge wakwanisa kuteerera our advises
Like vocal rawakaisa pana MUPE RUDO ya John Munodawafa riya perfect
ko mukomana arikunyora full album here? hatisikunwa ma new songs
Surprisingly good start. Keep it up
nice piece, rova ngoma chibab
This is wonderful 🔥 🔥 🔥 🎉🎉🎉
Simbarashe is extemely talented and inteligent too. He has the ability to surpas his father's standards. Since he has the educational qualifications, he needs someone to sponsor him to do a music course or degree. If he does that he then can mentor other upcoming artists and make music a much bigger industry.
Super talent .keep it up!!!!
Zvakaoma son God is in control never look back, there is light at the end of a tunnel
Talent
Unogonaaaa Simbarashe Machesoooo
Talent par excellence
Macheso ngaatore mwana wake
Hazvivhunzwi izvii , baba Sheroo vasaramba mwana nekutambura
Baba shero go for dna apa munoita zvamunoita muzviconer hezvi zvobuda rinamanyanga hariputirwe chibaba cheso tora mwana wako don't mind people
Kkkkkkk
Arorisepi zidhara iro
@@ejikeokika9929 mwana mwana kana akaita vana vake,anoramba Ari mwana ,haasi kuda kutorwa asi zvakangonaka kuti mwana azive rudzi rwake ,ini vangu baba vakafa asi vave pavanotaura zvana nababa vavo ndobatikana,let's feel sorry for someone🙏📖
Simba Chigaramatoto usazondikanganwao waita mari ,mazuva aSidhudhu taikuteererai mukuru
Gud chibaba nice hit even chibaba chako achisvike apa unochirova 5 in 1
Superb
Next time record ku Alema kwachozve,, kwababa vako
Quiet amazing
Indeed splendid
He's vocalist like macheso
He is more than macheso
That's perfect ,focus much at your work,l know you are the legend very soon , l already judge you ,nice music🤼🤼❤️❤️
Anogona nepaatangira and the song makes sense.
Simba Simba homeboy paguruve ipapo Baya wamai usadzoke Shure apa wakagona
Like father like son. Menya mpfaname! This is genetic. Don't look back. Your burse guitar strings are telling a family storyline.
Yesaya 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥👌💪
Enderera mberi simba mwari ahasi rombe
Ndinoda kuonawo comment ya Baba Shero tinoonawo vachi comment vamwe vaimbi ko apa makanyararirei mdara 😂😂😂😂😂😂
Kudashura Rova Simba usamire chero vakataura are meet you live soon .
Zvine chiyedza izvi... bhora mberi .
Ko zvachitori chibaba wani👊👊👊
pawire muri mudhara keep up the momentum ,focus on coming up with a album and improve a bit on vocals
That's on wire is so good but on his vocals must improve musangopa munhu sando musingamuonese paanofanira kugadzirisa munenge muchitouraya career yake
thank you hama
Well done
Dzinosvika kure good foundation Simba usadzore tsvimbo
Good one
Ungonaa Simba
Tinosvitswa nashe,kwatakabva mitunhu.zvido zvenyu kunyanya.charakupa denga tendawo.zorai butter
Inga chomamisa wani bass bho rakabatwa
Good artist. But sezvo ndanzwa Macheso achiti haamuzivi mukomana uyu, it was good kuti vangocheneserana ipapo na T Mugabe kuitira kuti anyatsotora direction kwayo in his music kuchiri early. Macheso anoti Simba never aproached him and he doesn't know about him,
Jealous down guys pane chieyedza apa
What a tanted young man keep on. Trying
Zvirikuta wangu
Apa macheso arikuoramba mwana wake zviripachena uyu mwana ndewake pasina Mugabe apa
Zvino ane chipo chake ramba wakadaro simba siyana navo baba vako avo ibenz vachakufungai
saka pakashaya akamuudzawo nezvebackings ma producers makaregerera mafans kuty anakidzwe chaizvooo
Usacheuka shure vatanga zvakanaka hama
Pakabatwa basa
Tsemura ngoma Chibaba usamira
Ngoma boe zvekuti daizvaramba zvakadaro
Yakatobuda zviri official here or yakaleaker
There is video from Steve ngandu
We were working on this somg kuti ibudewo zvakanaka it was a demo this one but unfortunately it seems there are advisors who advised him to do a video with this Demo song that we had produced. However we wish him the best of luck in his works
Warova hako
unogona Simba
God bless you Simba
Ichiii chipo❤❤❤
Nice
anagona
Apa alck macheso akuratidza kusafunga manje tora mwana chero kuyenda kuma DNA kut zvibude pachenaka munhu usanyare kusvika pakurasa ropa rako
Taura hako, I used to Respect Alick Macheso, util ndanzwa nyaya, iyi, pakuramba kuenda Kuma DNA manje akutaridza hudofo.
Chogona ichi chibaba chaicho lead iro nebass ma1
Orchestra mberi kwavo in safe hands than utakataka macheso 2 - 0 dhewa
Kkkkkkkkk
🤼🤸🤾🚣🏄🧗🎤💃
Wire good ❤❤❤
Pachanakidza pano
He need to sing kwete kutaura,I jus play first past,ndabva ndazvisiya
Imi munoita nezveiwo
@@georgekarumazondo6414 ndikutaura chokwadi anofamirwa kuimba not kutaura uku
@@georgekarumazondo6414 ndewako but hazvititadzise kutaura chokwadi
May you please consider where this guy is coming from. He was more of drowning into drugs if not ndhari kumusha uko then some good Samaritans decided to take him out of that situation. This is his first project which is way better than what some who have been in the industry for a long time are doing. The guy needs support. Vamwe we look at potential ine munhu not kugona, he has a lot of potential
I am a teacher kana mwana wechikoro anosimbowana 0% get 20% l praise him/her even if 20% is not a pass because l will be seeing potential. The idea is not to destroy something good that has been started
I don't think it's yet official this song cause need to be polished
Where must be polished
Tendawo chipo chenherera, just for starting this is perfect
Wakamhanyisa song iyo imbodza mhani Simba
nonsense
This is wonderful 🔥 🔥 🔥 🎉🎉🎉
baba sharo ngavatore kunaya wavo urambe wakadaro simbarashe.