Pamunamato wangu ndopamwongo we nyaya yacho kuti dai Mwari maita kuti nguva yanguwo yakwana this is and will always be my number on this album And this one (munamato wangu and ndimi wani dzine kumwe kureva kuri deep deep) Mwari ngava ropafadze kubatwa kwebsa iri nekuti ndivo vanoziva
Ndinonzwa kudziirwa mufunge nesong iyoyi thank yu Gt
Ndinzweiwo baba munamato vangu Ameeen
🔥🔥🔥🔥Munamato wangu yakabikwa
Mmmm aka kambo kanondipinza munyashaaa well done my husband
Ameen munamato wangu ndinzweiwo Baba ndatambura so touching huyai Baba chiuyai mundinzwewo uuum makabata basa guru apa tatambura hedu isu
Ndipeiwo mfaro muupenyu inzwai munamato wanguBaba💥🔥💥huyai Mambo ndatambura😔😭
On repeat
Amen Amen Amen powerful 🙏
Amen
Amen ,weldone
Pamunamato wangu ndopamwongo we nyaya yacho kuti dai Mwari maita kuti nguva yanguwo yakwana this is and will always be my number on this album
And this one (munamato wangu and ndimi wani dzine kumwe kureva kuri deep deep)
Mwari ngava ropafadze kubatwa kwebsa iri nekuti ndivo vanoziva
Woow nice one mkwamboo
Hallelujah
Amen
❤
on on on fire ,munamato wangu uyu baba 😍
Ndatenda hngu my brother
On repeat munamato uyo
Yess yess my brother
🔥🔥🔥
Thanks nomie i see you
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥⚡
Thanks my brother
Mr mugomba mukupisa
Ndatendaaa hanguuu hamaaa