Kuparadza Kwandakaita Marriage Ye Best Friend Yangu Nekusada Ku Kundwa In Life

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 21 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 44

  • @Pbgr100
    @Pbgr100 4 หลายเดือนก่อน +10

    Yaaah kurooya doesn’t mean kubata mushonga chete 🤦🏾‍♂️ , becarefull who you vent too & take advise from..

  • @Eva3rt
    @Eva3rt 4 หลายเดือนก่อน +4

    Ndosaka ndisina Shamwari kana ndazoorwa Shamwari handitombodi thank you mukoma tiri kudzidza kuitira mangwana

  • @ruthrunyararo
    @ruthrunyararo 4 หลายเดือนก่อน +4

    Shamwari idzi zvakangooma hazvo. Munehutsinye my sister yoweee

  • @rudobumhira-vc8zb
    @rudobumhira-vc8zb 4 หลายเดือนก่อน +2

    Karma knows yo address sis muchazviona kumberi

  • @michellemimmy815
    @michellemimmy815 4 หลายเดือนก่อน +3

    Ummm shamwari idzi kaaa itai mega😢

  • @chelengwenya6965
    @chelengwenya6965 4 หลายเดือนก่อน +6

    That's why I don't have friends

  • @lizbertify
    @lizbertify 4 หลายเดือนก่อน +1

    Mhandu yemukadzi mukadzi

  • @kapunzapeace6094
    @kapunzapeace6094 4 หลายเดือนก่อน +1

    Hapana best friend apa

  • @msrosegold7550
    @msrosegold7550 4 หลายเดือนก่อน +6

    Hutsinye hwako ihoho ndiwo uchaita kuti Mwari vasambogare vakakusimudza in life. Dayi wambozvitarisa moyo wako imboterera confession yako kana uchiona zvese zvakaringana ayiwa enderera mberi. Kuroya chaiko hakumbodi vasingabvarure machira moyo wako idombo chairo chairo wakaoma hako l have no kind words for you

  • @marklodprosper9129
    @marklodprosper9129 4 หลายเดือนก่อน +2

    my x wife aiita exectly the same, vakadzi dzidzaio you will realize later down th line kuti makashandiswa. unonzwa hasha uchiverenga confession.

    • @marklodprosper9129
      @marklodprosper9129 4 หลายเดือนก่อน

      exectly my x wife haaa iyi confession iyika. i want to know more about you ndakubata iwewe ndiwe.

  • @christinakanyemba2797
    @christinakanyemba2797 4 หลายเดือนก่อน +2

    Saka manje uchaitasei futi zvaave kugara nezibhishu.uchamubvisa futi here

  • @altopatraogee6630
    @altopatraogee6630 4 หลายเดือนก่อน

    Mukadzi uyo anoshatirisa mhan! What a witch!

  • @ayoziyambi
    @ayoziyambi 4 หลายเดือนก่อน

    Haa uri muroyi chaiye. Dai waka shandisa energy yese iyoyo kuwumba hupenyu hwako, ingadai uri somewhere kuri right in life nemarriage yako.

  • @faithmapope9404
    @faithmapope9404 4 หลายเดือนก่อน +2

    Vakomana. Kune vanhu vaneutsinye mmmmmm

  • @netsaigurure166
    @netsaigurure166 4 หลายเดือนก่อน +2

    you will never find peace in life uri muroyi kunyange usingashandise mushonga only the truth will set you free

  • @Dadirai-xg3no
    @Dadirai-xg3no 4 หลายเดือนก่อน

    Ini handiite shamwari zvangu ndozvigarira pabasa pangu ndiri ziii

  • @JulietMazarire
    @JulietMazarire 4 หลายเดือนก่อน +2

    Une moyo wakashatisisa godo

  • @sachihera1743
    @sachihera1743 4 หลายเดือนก่อน +1

    Mhandu yemukadzi mukadzi in life mgatisa iise shamwari padhuze

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 4 หลายเดือนก่อน +2

    Ummmm Kunze uku zvakuine Ana Satan chaivo yhoooo ende une mwoyo wakaipa zvino wakawanei zvawakaparadza imba ye Shamwari yako iiiiiiih vamwe vanhu vane Zvipo zvehutsinye that's why ndisina hangu best friend Best friend yangu I Tv nevana vangu that's it hoooh ndarwadziwa fani ne Confession iyiufunge But ziva kuti Karma Haadhakwe

  • @broonkmubvinzi6066
    @broonkmubvinzi6066 3 หลายเดือนก่อน

    1st thing 1st, we need to define “ what are best friends?” then answer hubharanzi hwasisi Ava.

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 4 หลายเดือนก่อน

    Ma full-time housewives mune problem. Kushaya zwekuita kungomhanyisa nyaya dzemumba mako kuma friends. Apa ma friends acho varoyi vegavega.

  • @SinikiweToronga-sm5in
    @SinikiweToronga-sm5in 4 หลายเดือนก่อน +1

    Shamwari handizive kuti chinhu chinonzi shamwari dai tagona kugara tisina shamwari here

  • @MrPercyvall
    @MrPercyvall 4 หลายเดือนก่อน

    Sisi ava inyoka ndabvuma hangu

  • @RutendoHungwe-kp5oq
    @RutendoHungwe-kp5oq 4 หลายเดือนก่อน

    Uuuuum ukaita chakanaka wazviitira ukaita chakaipa wazviitira zvakare mashamwari aya atinoda vanhu kadzi ini handiiti shamwari

  • @ChipoMarimo-sh2zu
    @ChipoMarimo-sh2zu 4 หลายเดือนก่อน +1

    Nhaimi.ko iye avenge achingoudzwa ma advice mumba make haazive here chakamunakira nechakamushatira she
    Shame zvakaoma

  • @PatriciaGate-g4v
    @PatriciaGate-g4v 4 หลายเดือนก่อน

    Unoroya uchafa nenhami

  • @politepowers2397
    @politepowers2397 4 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma chokwadi

  • @tre642
    @tre642 4 หลายเดือนก่อน

    Uri muroyi iwe

  • @RudoMatikiti-q5f
    @RudoMatikiti-q5f 4 หลายเดือนก่อน

    Umm why friends.😢

  • @WendyDlamini-yr6fk
    @WendyDlamini-yr6fk 4 หลายเดือนก่อน

    Uri muroyi iwe .Mai sasha wemnuhu .big snake first confession

  • @Susan-x2i
    @Susan-x2i 4 หลายเดือนก่อน

    Hakuna shamwari yakadaro nekuti usahwira unofanira kukunda ukama

  • @GolidelihleNdlovenhle
    @GolidelihleNdlovenhle 4 หลายเดือนก่อน

    Yooo urimuroyi chaiye.saka wakawanei pazviri .mira hako richasvika zuva rako mwanasikana karma knows the address. And kuipa kwazo pane atokuziva imomu mucomment section . let's hope azoiti revenge ichakurwadza hupenyu hwako hwese

  • @netsaigurure166
    @netsaigurure166 4 หลายเดือนก่อน

    nxaaa chiwi chinotevera muridzi wacho mirira for your huge package ndinosemeswa netsinye

  • @simbamoyo9802
    @simbamoyo9802 4 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂😂ok

  • @SiphoNdlovu-of3fb
    @SiphoNdlovu-of3fb 4 หลายเดือนก่อน

    These days don't ever have friends. Sisi munoroya maskati machena

  • @Ruthmbewe-sp9xz
    @Ruthmbewe-sp9xz 4 หลายเดือนก่อน +2

    You're an evil friend umm

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 4 หลายเดือนก่อน

    Don't trust munhu mhandu ye munhu munhu