Bira reNyika - Madzibaba Bond vachipihwa Tsvimbo yeNyika neMasvikiro

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 26 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 54

  • @noreenmafoti60
    @noreenmafoti60 ปีที่แล้ว

    Kkkk akupenga 😂😂😂😂 tikwanireyi imi😊

  • @futurekabati9977
    @futurekabati9977 ปีที่แล้ว

    Makurukota nemasvikoro vanomuziva tenzi wedu chinanara Amen 🙏💯

  • @paidamoyomagwenzi-wg4ds
    @paidamoyomagwenzi-wg4ds ปีที่แล้ว

    Ko present akat.chii nhazvo

  • @kudextv2450
    @kudextv2450 ปีที่แล้ว

    I have been following all the stories of madzibaba Bond.I strongly believe he has been sent by God nevadzimu venyika kuti vasunungure zvose zvakasungwa

    • @rubyboshanhengu7604
      @rubyboshanhengu7604 ปีที่แล้ว +1

      Kkkk

    • @ruthmapiro
      @ruthmapiro ปีที่แล้ว

      😂😂😂😂😂😂

    • @slauschannel
      @slauschannel ปีที่แล้ว

      Ezvino wakudi kudiii

    • @Layj92
      @Layj92 ปีที่แล้ว

      Nemazuva ekupedzesera vanhu vakashaya ruziwo😂😂😂

    • @nobertmangezi5172
      @nobertmangezi5172 11 หลายเดือนก่อน

      Musata

  • @jshsjs4042
    @jshsjs4042 ปีที่แล้ว +1

    Mahumbwe nayo
    Hakuna zvakadaro hushinhwi hwega hwega musatambe na MWARI IMI.😲😲

  • @honestwayenderwa7440
    @honestwayenderwa7440 ปีที่แล้ว

    Nhasi wasungwa

  • @perpszingwanga
    @perpszingwanga ปีที่แล้ว

    Nhasi yopfuka tsvimbo yoo zvakavigwa zvobuda

  • @karabotlhotlhalemajoe1561
    @karabotlhotlhalemajoe1561 2 ปีที่แล้ว +1

    ichokwadi mweya wakataura 2005hushe uchigadzwa pamuranda amen bngazvizadziswe

  • @frankmasocha2025
    @frankmasocha2025 ปีที่แล้ว

    imi vanhu munoisa nau hakuna kwenyu kana muchiwana zvamuno wana .kana zvaipa motanga

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful 2 ปีที่แล้ว +1

    Tsvimbo iyo i induna here or, ko dzimwe n'anga dziripi dzinozviti ana tisu dziyo

  • @manatsadube7950
    @manatsadube7950 2 ปีที่แล้ว +3

    In the last days...
    Jesus is coming very soon

  • @mungengashikanda9920
    @mungengashikanda9920 2 ปีที่แล้ว +1

    Honking mapositori dzave nanga zvechitendero zvakona,nyatsobudai pachena
    Sorry register to vote

  • @ladyk.b.2257
    @ladyk.b.2257 ปีที่แล้ว +1

    maZimba mongoitiswa zvesezvese why

  • @paidamoyomagwenzi-wg4ds
    @paidamoyomagwenzi-wg4ds ปีที่แล้ว

    Uchauraiwa nen'anga iwe zvaurikuita zvoda unezvako kwete usina zvako

  • @Layj92
    @Layj92 ปีที่แล้ว

    Vanhu vakapusa munongoitiswa nen’anga idzo nguva yamakatambisa dai makarima mavegetables kana kupanana rudo nevadiwa venyu..makadzungaira

  • @ashleychibaya4478
    @ashleychibaya4478 ปีที่แล้ว

    Guys pamwe ichokwadi regai tione paanpsira mybe anopandutsa nyika yafa guys honai tikupfurws nepfuti kuno tiri pasowe zvinhu hazvina kumira mushe guys mwari ngaavapindire

  • @emilychikura
    @emilychikura ปีที่แล้ว

    Nhasi zviripi

  • @ladyk.b.2257
    @ladyk.b.2257 ปีที่แล้ว

    Zvino varipi vanhu Ava zvavainyepera nyika kudai iye munhu akaromba ngavatiudze ka bond wenyu akupenga

  • @preciouskofi5782
    @preciouskofi5782 ปีที่แล้ว

    Muchati kudii nenhema dzamaibatsirana nxaaa

  • @honestwayenderwa7440
    @honestwayenderwa7440 ปีที่แล้ว

    Taura zvaunoziva

  • @zvichaperachamboko4541
    @zvichaperachamboko4541 2 ปีที่แล้ว +1

    Mwari huyai mupindire chivanhu nechi Christi boo hre

  • @takklloydengineering_pty
    @takklloydengineering_pty 2 ปีที่แล้ว +2

    Izvi ndozvekumama izvi...

    • @ruthmapiro
      @ruthmapiro ปีที่แล้ว

      😂😂😂😂😂

  • @lloydkusotera2267
    @lloydkusotera2267 ปีที่แล้ว

    Vanorava magwaro varikutoziva zvazvinoreva zvese izvi😢

  • @sirgonhovi
    @sirgonhovi 2 ปีที่แล้ว

    Indeed Dr Bond entertainment nothing more nothing less

  • @felixprincemare1536
    @felixprincemare1536 2 ปีที่แล้ว

    Achafira mahara nezvetsvimbo yaanoti anayo anouraiwa nezanu masikati machena zvikarova futi

    • @tektekchihera8466
      @tektekchihera8466 2 ปีที่แล้ว

      Zanu haimbomuuraya ndive ukuda kumuuraya nekuti arikuti nyika haisi ya Chamisa

  • @TanatswaChiyangwa-wb3zz
    @TanatswaChiyangwa-wb3zz 7 หลายเดือนก่อน

    Tinozvikudza izvozvo uye tinotenda katatu kasingagume

  • @InfiniteEvangeliser670
    @InfiniteEvangeliser670 ปีที่แล้ว

    Powerful

  • @amosmusengei7000
    @amosmusengei7000 2 ปีที่แล้ว

    VaMwe vari busy kuti technology iyende mberi imi murikungonyeperwa.zvitununu zvevanhu.

  • @mungengashikanda9920
    @mungengashikanda9920 2 ปีที่แล้ว

    Nhamo kana yarowa so zvakaoma

  • @pettykarambwe9270
    @pettykarambwe9270 2 ปีที่แล้ว +1

    Ngatingodzokerayi kuchivanu chedu zviripachena

  • @neliamutamera2094
    @neliamutamera2094 2 ปีที่แล้ว +1

    Kunonzo kutenderedza vanhu pfungwa

  • @elishanhanga5136
    @elishanhanga5136 2 ปีที่แล้ว

    Ndezvekumama

  • @unicamarufu
    @unicamarufu ปีที่แล้ว

    Vanhu vanotamba namwari nhai muchatongwa mukapfidza

  • @kudzaimugari8708
    @kudzaimugari8708 2 ปีที่แล้ว

    Mabharanzi aya nfopano pinda ma moslemu votora nyoka imi muribusy kumhanyisa svimbo

  • @mungengashikanda9920
    @mungengashikanda9920 2 ปีที่แล้ว

    Hauzvidzwisi chivanhu nechipositora zvapindapapi sakamapositori avakuda kutonga jenjerai register to vote ccc ndizvo

  • @paidamoyomagwenzi-wg4ds
    @paidamoyomagwenzi-wg4ds ปีที่แล้ว

    Ko present arikut chiiii ??????? Why asipo

  • @paidamoyomagwenzi-wg4ds
    @paidamoyomagwenzi-wg4ds ปีที่แล้ว

    Chivanh chiriko sure. Vanh hamutsvisise

  • @neliamutamera2094
    @neliamutamera2094 2 ปีที่แล้ว +1

    Toda kukuvigira Sekuru Tasvu

  • @amosmusengei7000
    @amosmusengei7000 2 ปีที่แล้ว

    Gungano revaroyi iro satanisium.
    Tendeukai ishe waMwari hwaswedera.

  • @slauschannel
    @slauschannel ปีที่แล้ว

    Chokwadi chazongobuda hacho

  • @lovemorechimombe6009
    @lovemorechimombe6009 2 ปีที่แล้ว

    Chivanhu chiriko

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful 2 ปีที่แล้ว

    Ko vanhu va Ed varipi apa nekuda kuva involved nezvinhu izvi havasi kubudikira why? Vanhu vanaita nguva yekunyarara tinzwe mhan

    • @msiyiwasibanda7942
      @msiyiwasibanda7942 2 ปีที่แล้ว

      Kikiki vachazobudikira ka vana Ed handiti apa kumboita zvaiitwa najava zvekumbounganidza vanhu ka vachazopindira zvavo rambai makatarisa

  • @sirgonhovi
    @sirgonhovi 2 ปีที่แล้ว

    Tsvaka mari mushe bharanzi

  • @juliemudyiwa8098
    @juliemudyiwa8098 2 ปีที่แล้ว +1

    These pples they are full of confusion they don't know what they want