The irony of struggling parents who toil for their children and are met with spite. Mai vachiimba 🎶komborerai vana vangu🎶 pedzezvo vana vodai. Mwari tiwedzerei nyasha
Murairo waMwari,Honor your parents so that your days may be numbered. M really hurt, shuwa mubereki kutamburira kuti uve zvauri. Mwari ngaamuwanire nyasha mwana iyeye.
Ndinobva ndanzwa zibundu hangu pano pandiri ndichinzwa gogo vachichema nenhamo yavakaona same neyangu yandiri kuona ndichichengeta vana vangu ndega baba varipo zvavo vachinyanganya . I feel for you gogo shem. Mimie naTt ka ndoti mwari ngavakuchengetei musazombofe makaita zvakaitwa nemwana wagogo izvo coz ndogaro udza vanhu kuti nn muchandiverenga mupaper zvenyu mirai muone nekuda kwevanasikana vangu vaviri vandiri kuona nhamo navo ndega kudai . Hugs to you gogo we are in the same watsap grup💞💝🥰🤝
I really felt so sorry for this poor lady. I think some African parents give their all to their children and forget to love themselves. Having said that a mother's broken heart is a curse to oneself. This daughter will regret.
😰😭😭😭😭😭😭😭Sorry mummy SORRY...is it OK to adopt a MUM like this one???...regardless of whatever anyone can say or do against this mumma...she deserves mother daughter/s' Love ....let's adopt this Mum...😭😭😭😭😭😭😭💔💔💔💔💔💔💔
Mwana wa sister wangu does that my sister vanorwara but she has been working for her kids ega since young...and u see her daughter achinitora hembe nechikwereti dze800usd kuno mai pastor uku haashande sisi vangu ndivo vanotomuchengeta uku ari 25years sisi votanga kutsvagwa nevanhu vasirivo vatora chikwereti chacho kune vana vakadaro
It's easy to talk from a point of watching from a distance. How do you move on when you discover that you lost your job, marriage, wealth because of your mother. Is that what God our creator wants. Some rules are man made. Somethings are not forgivable
Yes totadzirana vana nevabereki but mubereki ngachengetwe musikana uyuane problem chaiyo kana iyo Imba yaari Anogona kumgorambwa akashaya kuti zvabvepi
Kuzvipa munyama mwanaskana uyo. Kuchema kurikuita mai ava chete kunomupa munyama usingaite. Chero vana vake vanoita minyama isingaperi. Ende vana vake vacho ivavo zvichavarwarisa kusvika atamba nhova mirai muone zvenyu. Worse off vakafa vachichema kudai, midzimu yekwaamai yese will be working against her kusvikira ati eke, ende kamurume kacho kagomuramba futhi anotamba nhamo yakaoma. Watch this space tete Tilder. Muskana uyu ngaagadzirise zvinhu mai vachirikufema ava shuwa idi kudai.
Mai ndimai chero vakaita muroyi that lady will nevwr have peace in her marriage vozoita muroi wavakuziva murume vakadii kukudya vasina kumbokutamburira . We must hounour our parents guyz.
this is deepy pane akashinha hake kupesanisa mai ne mwana am telling you that father did smthing this child akatoshaishirwa for her to behave that way its aint normal the world is deadly
Churches must be a place every problems solved amicable ,Not doing corruption ,churches are now full of nosense ,This girl will never get blessings she will suffer her mom do everything to grow up ,
There is more behind, Tete please seek answers to hear the dughter's version. However even kana vanga vari muroyi mai ndi Moms. Most stood her ground and sacrificed to do everything for her. eeeish ma1
Haanyaya iripo hayo...she raised her daughter when she was very bitter. Its possible that vaimushungurudza...but again its because of how she was treated by the father.
@@sibongilemupinda1211 No dia chero zvakadaro Mai ndimai anenge akaromba Mari yake haifaniri kudyiwa namai vake Saka asingatauri navo moyo wake wakafuratidzwa
Ndizvozvo hazvo ndatya ngozi ihombe iyi mai ava vakafakaa nhamo yacho achaiona .. this is so heartbreaking 💔😢. Mwana iwe dai Mwana vakunyima chero Mwana hauna moyo sezita rako
Sad story but maZimba we need to be honest not all parents are innocent in situations like this. Some parents are toxic ende vanoita zvinhu zvinorwadza zvekuti u choose strangers to be your family. Some children are traumatised let’s not judge hatina kunzwa side remwana. Mwanasikana doesn’t owe kuchengeta anyone
Even if the parents are not innocent, it does not change the fact that they are your parents... Munhu ngaangoitira vabereki vake zvakanaka....if they do bad to you, do good to them... If you treat them otherwise, they will get more angry and do more bad things to you
Batai mufundlsi mukwasha nemwana na baba tinzwe nyaya iyi zvakanaka. Nyaya iyi inorwadza kana uri mubereki. Nanatezvara kuti vakapa ani nhumbi dzaa mai. Mwanasikana uyu ibenzi romwana. Dzinogona kuti baba vemwana vane influence yakaipa.
Mwana uyu sei aramba kutaura side rakewo kureva kuti ndiye akaromba chaiko mai chero vakava benzi ndimai. Isu vamwe tirikutoshuwirawo kuti dai tinavowo vana vapenyu
apa moms vaifanira kungosiya zvakadaro, voona pazvino gumira zvinonzi kudza baba naamai kunyange vari vapenyu kana vakafa kuti mazuva ako awedzerwe panyika so mwana uyu ngavamusiye amboita hubenzi hwake
Ndizvo zvakatazomushaisa moyo. Imagine growing up your whole life uchinzi Haanamoyo and mum is in and out of prison. Mai vacho seems to be criticising her for changing her name. I would change it too 🤷🏾♀️ It seems she once had a good relationship with her mother, what happened?
Ini kutaura chokwadi I love my mom more than ever.kufara kwavo ndoropafadzo yangu
The irony of struggling parents who toil for their children and are met with spite. Mai vachiimba 🎶komborerai vana vangu🎶 pedzezvo vana vodai. Mwari tiwedzerei nyasha
Murairo waMwari,Honor your parents so that your days may be numbered. M really hurt, shuwa mubereki kutamburira kuti uve zvauri. Mwari ngaamuwanire nyasha mwana iyeye.
Gadzirisa chirungu icho or nyatso verenga statement iyo uone kuti ino nyatso maker sense here
Unobvisa nhumbu tinoti ibenzi . Nhasi toti chii ? Wakachengeta mwana wawo nhasi wakanganwa chezuro ngehope .
Maita henyu teteTilder nebasa ramunoita , hazvisei hazvo vanouya nekwamuri havashayi Mwari vakatokuitai mushandiri wavo pabasa iri👏👏👏
so sad hey
Gogo vakagona vanhu siyanai navo kana Ari mwana wenyu achakutsvagai mubvisei mumoyo wenyu torai sokuty hamuna kubereka mwana uyu mwari vachakupai munyaradzi .achakuchengetai Amen
Ndinobva ndanzwa zibundu hangu pano pandiri ndichinzwa gogo vachichema nenhamo yavakaona same neyangu yandiri kuona ndichichengeta vana vangu ndega baba varipo zvavo vachinyanganya . I feel for you gogo shem. Mimie naTt ka ndoti mwari ngavakuchengetei musazombofe makaita zvakaitwa nemwana wagogo izvo coz ndogaro udza vanhu kuti nn muchandiverenga mupaper zvenyu mirai muone nekuda kwevanasikana vangu vaviri vandiri kuona nhamo navo ndega kudai . Hugs to you gogo we are in the same watsap grup💞💝🥰🤝
😭😭😭
Amai nababa ndivo vanhu 2 vekuti even vari wrong we respect them. "Izvi zvakasunama mainin . Hunu hwenyu gadzirisai imi nemurume wamakachata naye anoenderera mberi nemuchato ambuya vake vachipopota soo?" In DR Choga's voice.
I really felt so sorry for this poor lady. I think some African parents give their all to their children and forget to love themselves. Having said that a mother's broken heart is a curse to oneself. This daughter will regret.
Wototarisira kugara zvakanaka uchichemedza mai vako kudai.vamwe tichishuwa kuti Dai vari vapenyu ,so sad 😥
Taurai henyu, i have just lost my mum who i looked after so well, ndarwadziwa ini
Taura hko kutoshuwira kuti dai waitengwa vabereki 😭😭
Mufunge....zvenyu iye ndiye akatoromba mufunge
Havo vanoshainira Amai Vapenyu .I wish Dai Mai Vangu Vari Vapenyu Amanaka Amai vanokosha Guys
Taura hako
😭😭😭😭😭😭Ndarwadziwa mwanawamai
Zvandirwadza tete tilder ndonzwa kuzara misodzi
Ini mapositori handiwadi zvachose pamwe mukanzwa her side anenge anzi mai vako vanoroya coz how can she just hate Mai vake vakamurera vega shuwa
asi chero vachiroya sei ndopo paungadero here mai vako nyakubereka
Mentality of prophet's I once see a village not family falling apart by prophet's
And nyangwe zvoodiii chero ukazviwona live auna right yekuvaudza uriMwana azviite
Positori yandinoziva ini vanoti ngavauye pano mai vako or huya navoo voudzwa sedimikira varipo
Mapostori has destroyed so many families nxaaaa hell is waiting for them
😢😢ummy ini ndarwadziwa kusvika pabonzo. .ini handife ndakadaro kuna Mai vangu. 😢God have mercy
😰😭😭😭😭😭😭😭Sorry mummy SORRY...is it OK to adopt a MUM like this one???...regardless of whatever anyone can say or do against this mumma...she deserves mother daughter/s' Love ....let's adopt this Mum...😭😭😭😭😭😭😭💔💔💔💔💔💔💔
Sad story. God bless mama
Sorry gogo may God bless you 😭😭
Mufundisi we church iyi vanoverenga here 10 commandements dzinoverengwa muna exodus 20
Very true. Isusu Apostles we read the 10 commandments first thing before people confess and start to worship and praise
😭😭😭
Mwana wa sister wangu does that my sister vanorwara but she has been working for her kids ega since young...and u see her daughter achinitora hembe nechikwereti dze800usd kuno mai pastor uku haashande sisi vangu ndivo vanotomuchengeta uku ari 25years sisi votanga kutsvagwa nevanhu vasirivo vatora chikwereti chacho kune vana vakadaro
Mai ndimai anhoye😢😢ndarwadziwa
Ndarwadziwa chose nenyaya iyi...ngatisadziserai chakanaka nechakaipa.Gogo ngavanyaradzwe naMwari
Uuum nyaya inorwadza iyi.Gogo vanoda mwana vavo .asi ndofunga baba wemwana uyu vane zvawakaita pamwana kuti avengane namai vake
Can be true
Ucharambwa sembwa iwee mukadzi ,ungatadza kuda Mai vako
Mwanasikana uribenziii chairo Mai vakakosha ndikuudze
Ndarwadziwa askna ngatisadaroyi vana mai vedu unoita munyama nemisodzi iyi😭
That wedding will never be blesses 🤞 l shave no words for this child ..... You will divorce and crawl back to your mom
Amen amen
My father never loved us and my mom is my world,,i love you Jane M
Sory love
Sisy Tilder ibuhlungu indaba kagogo kasacabangeli umzala shuwa shuwa. Inyembezi zomzali aziweli phansi
Imali yemithi ayigcini mzali May be inotho yakhe ngeye mithi
I really felt so sorry 😔😔 for mama ava...mwana uyu haaa achatambura shame Amai havaitwe Soo even vari varoyi
This is very sad story gogo
Chero mubereki akakukanganisira sei he or she is our God since they made us see this world.
It's easy to talk from a point of watching from a distance. How do you move on when you discover that you lost your job, marriage, wealth because of your mother. Is that what God our creator wants. Some rules are man made. Somethings are not forgivable
Yes totadzirana vana nevabereki but mubereki ngachengetwe musikana uyuane problem chaiyo kana iyo Imba yaari Anogona kumgorambwa akashaya kuti zvabvepi
Kuzvipa munyama mwanaskana uyo. Kuchema kurikuita mai ava chete kunomupa munyama usingaite. Chero vana vake vanoita minyama isingaperi. Ende vana vake vacho ivavo zvichavarwarisa kusvika atamba nhova mirai muone zvenyu. Worse off vakafa vachichema kudai, midzimu yekwaamai yese will be working against her kusvikira ati eke, ende kamurume kacho kagomuramba futhi anotamba nhamo yakaoma. Watch this space tete Tilder. Muskana uyu ngaagadzirise zvinhu mai vachirikufema ava shuwa idi kudai.
Akaromba mukadzi uyu akapiwa mhiko dzekusakubatsirai. Akaputsa mhiko idzodzo ma1 kuside kwake thats why asi kukubatsirai. Very sorry zvichamupandukira hake so sad
Ndozvandirikufungawo also coz vekuromba vanonzi mari yavo haidyiwe nehama . Shame so sad
Mai ndimai chero vakaita muroyi that lady will nevwr have peace in her marriage vozoita muroi wavakuziva murume vakadii kukudya vasina kumbokutamburira . We must hounour our parents guyz.
Uchawatsvaga mai iwwo uchiwashay 😭😭😭😭ndarwadziwa nekuchema kwagogo asi mwari haakotsire chokwadi
This is very sad! Kukanganwa kwaakabva sure
Will help gogo
Thank you
thnk you Mwanangu
Thank you
this is deepy pane akashinha hake kupesanisa mai ne mwana am telling you that father did smthing this child akatoshaishirwa for her to behave that way its aint normal the world is deadly
Ndachema zvangu
Zvakaoma ndinokumbirawo number dza matilda moyo pls
This...is very sad sorry Gogo that wedding will never be blesses 100% sure how is Lady do this
.
Gogo vati akabata mishonga, maybe mhiko dzacho kusachengeta mai.
Chokwadi
Taura hko
Churches must be a place every problems solved amicable ,Not doing corruption ,churches are now full of nosense ,This girl will never get blessings she will suffer her mom do everything to grow up ,
Sorry mamaa😭😭😭😭😭
There is more behind, Tete please seek answers to hear the dughter's version. However even kana vanga vari muroyi mai ndi Moms. Most stood her ground and sacrificed to do everything for her. eeeish ma1
Haanyaya iripo hayo...she raised her daughter when she was very bitter. Its possible that vaimushungurudza...but again its because of how she was treated by the father.
@@sibongilemupinda1211 No dia chero zvakadaro Mai ndimai anenge akaromba Mari yake haifaniri kudyiwa namai vake Saka asingatauri navo moyo wake wakafuratidzwa
Vanhu varikubata Bata mazuvano hazvishamise mwana uyu akafuratidzwa Moyo nababa vake handione zvirizvega izvi.nyaya yese irikuna baba vemwana uyu vane zvavanoziva
Ndizvozvo hazvo ndatya ngozi ihombe iyi mai ava vakafakaa nhamo yacho achaiona .. this is so heartbreaking 💔😢. Mwana iwe dai Mwana vakunyima chero Mwana hauna moyo sezita rako
It doesn't matter, mai ndimai especially uri single mother, I know because I am, its not easy, zvinorwadza kuti mwana andidaro aah that is wrong
Iyasu ndi mbuya Mangwayana suuu😭😭
Zviro zvacho sooo
Sad story but maZimba we need to be honest not all parents are innocent in situations like this. Some parents are toxic ende vanoita zvinhu zvinorwadza zvekuti u choose strangers to be your family. Some children are traumatised let’s not judge hatina kunzwa side remwana. Mwanasikana doesn’t owe kuchengeta anyone
Even if the parents are not innocent, it does not change the fact that they are your parents... Munhu ngaangoitira vabereki vake zvakanaka....if they do bad to you, do good to them... If you treat them otherwise, they will get more angry and do more bad things to you
I am a girl child.... The girl child should be the one to understand her mom manje
Very sad story 💔
Uuuuuu sori gogo zvorwadza 😭😭
Ini i will judge ndanzwa side remusikana
Gogo havachaziva makore avo. Mwari ngavatibatsire
Nhasi ndipo powoona kuroya kwavo dei vanga vasingakudi unoti dei vasina kukudya uchiri mudiki ,musodzi wemubereki unovharira zvose muhupenyu hwako ,
Honour your father and mother. Vanotadza kupiwa chipo chemwana chaiko
Morning Auntie
Chero vakaroya ungabva wavadaro sure here
Jere rinorwadza hamaweee ndakambo pindavomo nekupomerwa i feel this pain aaaah mwari akunyaradzei amai vangu moyo wangu watsemuka machurch aya akuputsa vanhu misoro kunyanya zviprofta ummmm
Sorry gogo Mwari vakuitirei nyasha vakuwedzerei makore akawanda panyika mwana wenyu ibenzi anotarisira kugara mumba achirasa mai vke zvinorwadza veduwee
5
Chero Mai vakanzi varoya haubve wadaro Mai , kuti unga chata Mai vasipo . Hama dzoroya tinadzo asi tinongo gara nadzo
Muchato zvawo but hauna makomborero mai wachochema kudai
Batai mufundlsi mukwasha nemwana na baba tinzwe nyaya iyi zvakanaka. Nyaya iyi inorwadza kana uri mubereki. Nanatezvara kuti vakapa ani nhumbi dzaa mai. Mwanasikana uyu ibenzi romwana. Dzinogona kuti baba vemwana vane influence yakaipa.
Iiiiiiiiih inyaya inotsiririsa zveshuwa eyy kunzima sibili umamakho noma engaba ngumthakathi oooh kanjani angeke ushade umama wakho engakwaz sure yeah lokhu kubuhlungu shem
Ngaivhagwa church yacho yakaipa zvachose
Pane Mbanje dzisingasungise here nhai tete
Its sad inolonger hev parents vanavo vadeyi zvakanyanya
Ndimai ani avo nhai Tilda
Morning tete
Nyaya ya Gogo inorwadza vana tisadaro vabereki vedu nekutambudzika kwaiita Mai Ava chokwadi
Haanamoyo...sezita rake ..mamwe mazita aya ngatitangei tafunga...munombozova here kuti mazita ane zvaanoreva...kubva mubhaibheri chaimo..uye rurimi rune simba rekuparadza kana kuvaka..saka zvimwe zvacho zvatinotaura zvinozoshanda mangwana...mashoko haafe
Taura hako mazita anorema rema kudaro hazvidi
Mwana uyu sei aramba kutaura side rakewo kureva kuti ndiye akaromba chaiko mai chero vakava benzi ndimai. Isu vamwe tirikutoshuwirawo kuti dai tinavowo vana vapenyu
This sad yaaa zvinorwadza chokwadi
Aaah shame mwana uyu akaoma zvake kushinga here shuwa kudaro amai vake uuum ndarwadziwa shame 💔💔
59years idoubt ndomakore avo chaivo nekuti havazivi makore emwana wavo
apa moms vaifanira kungosiya zvakadaro, voona pazvino gumira zvinonzi kudza baba naamai kunyange vari vapenyu kana vakafa kuti mazuva ako awedzerwe panyika so mwana uyu ngavamusiye amboita hubenzi hwake
Zvakaoma
vana vanorwadzisa moyo gogo nyararai henyu kudenga kuna Mwari achazvionao vake vana vakura
Haanamoyo. Mamwe mazita amunopa vana anovaremera aya.zvakukunetsai manje
Ummmmm 😭😭😭😭
Zvakaoma shuwa
Auntie morning
Chokwade zvakaoma Mwari mupenyu uyo gogo achakutsvagai hake mwana wenyu sure kushinga kurara hope mai vako vachichema kudaro apa vakasuffer vachikuchengeta, vamwe tikutodemba kut dai mai vangu varivapenyu ndangoitawo zvandogona vamwe vachivarambe
Mmmm ndarwadziwa ini nyaya yagogo inorwadza
inenge uchiti chirere chigozokurerawo
Asi 1day achavafunga Ivo pamwe vanenge vasisipo
Ngavamusiye amai vanokosha
Ummm mamwe na church akonzeresa chokwadi. Ungaita grudge na mai vako here.hazvimbomuitiri zvakanaka mufunge ndarwadziwa
Kkkkk Haanamoyo mwana iyeye sezita rake
Chokwadi,naivowo vaipirei mwana zita rakadaro nhai?
Haaà zvakaoma mufunge ,kuchata pasina Mai vako here chero vakakuitira zvakaipa sei
Kana ndimiwo oyita kunge Mai vakafa
Zvakawoma zvirikuitika kuna Gogo ava asika zvazvinoita kana Mwana akuramba iwe haumurwisi kuti akude chirikushota pana Gogo idzidziso yamwari havasi Ivo vokutanga kusangana Nezvakadai asika kana wasangana unozviisa kuna mwari
Hongu banoti Ivo vanonamata asi Ini sokuona kwangu havasati vaziva mwari havaifanirwa kundotuka vanhu panuchato zvinoratidza kuti vanoda kuti vadzidziswe kuti chii cninonzi kunamata
Ko church yavo inoti chii kana mutendi achirasi zvakadai ???
Dzidziso yangu ndinoti Gogo imi zvisei kuna mwari imimi bvumai kurambwa nevana saizvozvo zvakagara zviriko izvozvo asi mutongi ndi mwari ndiri kushoravo
Church dzisingadzidzisi vatendi tsika dza mwari
Misodzi iyo ine jabwa mwanasikana hope ukuziva zvawadenha
Tete which church inochatisa vanu vabereki vasipo
Chinodiwa pamuchato ndivo vachatiswa. Vabereki are not a critical ingredient. If they are present, we are blessed. Anyway, it was a court wedding.
Nhai? Pasina amai? Even kufa chaiko ..munhu hauvigwe mai vakakuzvara vasipo
Amai shuwa makabvuma kuti mwana wenyu apiwe zita rekuti Haanamoyo???
Haatorina zve moyo wacho
Ko anawo here moyo wacho
Ndizvo zvakatazomushaisa moyo. Imagine growing up your whole life uchinzi Haanamoyo and mum is in and out of prison. Mai vacho seems to be criticising her for changing her name. I would change it too 🤷🏾♀️
It seems she once had a good relationship with her mother, what happened?
@@fadzaisabe2978 🤣🤣🤣🤣
Zvako iwe. Gogo is business minded though
I understand what she is going through. My advice to other people is to take care of yourself first then vana.
unenge uchii mwana first kuitira mwana asazotambura
You're crazy 🤣🤣🤣 serious , that's why zvichinzi there is no love like mother's
Hezvo saka vana havachatoendi kuchikoro uchizviita take care of yourself...haha
Mutoriro uye wakuuya ku Utube zvino unoitirei vana uchizoita take of urself
Brain dzenyu dzirikushanda here when typing
Haana moyo.
Gogo vane mwana 1 here ndanzwa kunga vataura umwe ari ku SA ? Haasi kubatsira wo mai ere
But vana tinodaro neiko eish .ndosaka makomborero achitiza pamwe.uyu achatiza botso musiyei akadaro ichasvika nguwa
Zvinorwadza vamwe tikudao vabereki vakafa vamwe varikutamba navo zvandibata
Shoko rinoti kudza baba namai vako.mwana uyu ari wrong shuwa misodzi iyo haidonhi nhando.hazvina ropafadzo handingadi kufadzi murume nekuda kwemuchato
Shamhu yake irimberi mwana Mwari haasi benzi zvake variko nhasi vakutsvaka vabereki vachivashaya vasisipo
Zvakaoma chokwadi
Tete makasimba here
Mwana sikana uyo achatambura zvake ungarase amai vako vakakubereka aaah haawane makomborero uyo
Yoooo I can't do this to my mother Neva I ll make my mam to be happy not carrying
Maybe baba vemwana akamufurakidza kuti asade amai vake
Kune vana vakadai nhai? Zvakaoma
Shame i wish my mom was Alive ndaiitao zvishomao zvandaigonao askna veduweee vanhu vanevabereki varipo itai zvamungagona veduweee
Ummm zvakaoma haana moyo shuwa