ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Four seasons media munondigonera keep it up
4 Seasons muri kuvhura zvihombe..Keep shining n rising💖❤💃🙏🎉🎊🏆
Vovo aramba akadzvanya kutsvagira Jati mu babes; kuti gada gada kuenda kwa Mai Saru🤣🤣.Mai Saru vaona kuti ummmm
AAAH makapenga Four Seasons Media! Hanzi naVovo ndotogwa hondo dzacho ndega🤣🤣🤣
Akangwarisa
Vanhu imimi maitamba muri ku Naizaboom now mave serious nebasa manje kunyanya vovo ave mature
sarudzai akugona kuactor❤❤
Cheers to vanoliker vasati vaona🎉🎉🎉🎉
Vovo utikuguta. ... peanut butter here iyo paRobhurosi
Vovo tsoro dzako urikufamba nemakomba asiriwo😂😂😂😂😂😂
These guys are doing so well. Vovo kumusha fits you so well😂😂😂😂😂😂😂
Shuwa nezamu iro zvikumatcher😂😂 😂😂
Saru ngwara iwe 😂😂😂
Ozemwa na Vhovho 😂😂😂😂 perfect match 😂
Acting iyi yave kuseri ndozvataida from you izvi mave kubata basa manje pamberi ne4 seasons 🎉🎉🎉
Mai vaJhati muroora Saru mamuda Sando dzenyu Pamberi asi dzimweni nguva mwana unodawo kuzvisarudzirawo uyo anoda sarudzo dzake
Jati arikutodanana naNestai 🙆🏾😳 Vovo achafenda
Goood mai Saru mapedza ma sports chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Dhadhaya mission iri kupi iyi 😂😂😂😂 best if ozomwa iyi aaa .. well done four seasons 😊
Iriko dhadhaya mission,it's a nice xul
Vhovho siya mwana iwe 😂😂😂😂
Sando dzenyu you guys ,munhu wese akundigonera😂😂😂😂,❤❤❤❤❤
Ozemwa Shona kumberi
Kana kuchikoro ndofunga akayipasa
Anoigona zvekutodaro
MANGWANA TOKUMBIRAVO EPISODE 3 EPISODE 4 Please GUYS ❤
Kkkkkkkk haaaaa Vovo wandipweteka pamhanza apo 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 yakura here mhanza kkkkkkkk
Ariiiiii iheeeriiiiii eeeee Ozemwa unodaro kkkk
Baba Jatiwero haaite😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉😂❤❤❤❤❤❤❤but Jatiwero hausi kuona kuti watotsikombi
Tungamira tungamira❤❤
Kkkk hanzi anodzidzira kumuda kkk😂😂😂
Ndokunonzo kuvhurigwa huru uku kwakarehwa naslimy baba jnr
Magarire ako vovo bhoo ere ❤❤❤❤
Vhovho amwene manyama 😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 zviriko guys ini ndakatodzidzirawo kuda munhu zvodzidzirwa izvi😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂iweka
@@SiziweNyoni-x9f 🤣🤣 seriously handina kana mvura inomhanya mumuviri mangu kana aripo chero asipo asi kungot akat I love you ndongodaira kut zvindibve kkkk ndakatodzidzira kuda munhu ini zvirikutofamba so
@@nyariegannet1 kkkkkkkk finish
Well done guys ❤️🔥❤️🔥
Kkkkkk ozizi mupoto muneii😂😂😂
Hanzi saka urikuti hatina rudo hre
Jartwell musikana hachauya udza mai vako chokwadi ❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Ayyqaa mavhura hombe chokwadi ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Jati unotakura danda rakareba kunge iwewe 😂😂😂
Hakuna mombe inobuda pano kana usina kuroora Saru wanzwaka nonsense 😅😅😅😅😅😅 masirira ipapo
😂😂😂😂😂 jati achadzidzira kumuda mukadzi
🤣🤣🤣 jatiwero .well done timu four season
😂😂😂😂😂😂😂 Empress Vovo ma 1😂😂🔥🔥❤
Vovo zamu rinoda bhodhi iro puriziiiii
Apa haachayamwisa
Taura hako ndatombodawo kuzvitaura
😂😂😂 maybe aitira ku actor guys
Ndazoseka saka ukuti hatina rudo tinarwo aaa kkkkk
Zamo iro uuu ini handidi hangu rinobatika here😅😅😅
Jartwell well done chingwachakuora ❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Jatiwero😂😂kuramba babe
Ndapo please waiting for next episode please faster faster please 😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Ummm mai Jati imbomirai kubhabhauka bhabhauka makazvionepi zvamurikuita imika 😂😂😂😂 musazodero kna mazogara😊
Jati tora babe iro ndaona wachema waroora nzenza
Saru akugona kuactor ❤ four seasons media manyama
😂😂Vovo wakanyanya .hnzi wotodzipa Kahuku
Sando dzenyu four seasons ❤❤❤❤
Everyone is doing good pa mvana iyi kkkkkķk
Jati mabasa Kkķkk unotopenga
Kumbheri né Basa ❤
Jati dzikama iwe, tora bby kkkkkk kwaaa
Ozemwa kudyira mupoto kushaya mapuretsi hre
yes
Keep it up gys mogona itayi tiende kure
Mai Jati varikuda muroora kkkk
Four season makanyanya🎉🎉🎉🎉
Vhovho pfeka bra pls pls
Jatiwero wakanyanya unogona❤❤❤
Volvo maiweeee Kani ndachema zvangu😂😂😂😂😂😢😢😢
Jati ukuitei Saru hnzi notouya kana mama varipo
Vhovho akaoma askana kurongera mwana msakana.apa jatiwero wacho.yaaa ndizvo zvinoita vana amai manje.
Haaaaaaa munopedza ma sports 😂😂😂
🤣🤣🤣 vhovho ma1 hanzi hatina rudo hre
Uchadzidzira kumuda jatii😂😂😂
Jartwell anopopota heyii ❤❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Hanzi uchadzidzira kumuda Saru iyeye 😂😂
Kudzidzira kumuda chiiko hoyo❤❤❤❤😂😂😂😂😂❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Saru well done❤
Well done guyz❤❤❤😊😊😊
Kkkkk Swru is very good.
Saka ukuti hatina rudo hr 😅😅😅
Uriraiti raiti hre iwewe in jati's voice
Kkkkkkkkk vovo anondigonera guys
Rega ufute zveshuwa vovo dovi here rauri kudira iro😂
Haaa four seasons mazopenga manje 😂😂😂😂😂😂😂😂
Izamo hre iro hiweeeee Mai Jatiii
Keep the fire burning 🔥 guys
Well done guys
😂😂😂😂 vovo baba jati ugare ikk
Vovo🎉
MATEMAI ❤
Vovo ka ndatumwa naJatiwero 😂😂😂
❤❤❤❤Haaa Saru asikana
Keep it up guys
Vovo 🎉🎉🎉🎉🔥🔥🔥🔥🔥
Zvinopera mushe hre
Vovo❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Kkkkkkkk hanzi uyu mukadzi haana budget
Love you guys 💕😘💕😘💕😘💕
Oze nemukadzi wake i bopoto chete
Chopisa Saru ariko ❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Volvo is natural😊
Volvo??????😂
Haaa kkkkk four season ma1 guyz❤❤
Kkk ahh vovo nemurume wake Ma1
Mhemherero😂😂
Please waiting ndapo 😂😂😂😂❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
Ozemwa na vovo chingowananai zvipere kwacho
Four seasons media munondigonera keep it up
4 Seasons muri kuvhura zvihombe..Keep shining n rising💖❤💃🙏🎉🎊🏆
Vovo aramba akadzvanya kutsvagira Jati mu babes; kuti gada gada kuenda kwa Mai Saru🤣🤣.Mai Saru vaona kuti ummmm
AAAH makapenga Four Seasons Media! Hanzi naVovo ndotogwa hondo dzacho ndega🤣🤣🤣
Akangwarisa
Vanhu imimi maitamba muri ku Naizaboom now mave serious nebasa manje kunyanya vovo ave mature
sarudzai akugona kuactor❤❤
Cheers to vanoliker vasati vaona🎉🎉🎉🎉
Vovo utikuguta. ... peanut butter here iyo paRobhurosi
Vovo tsoro dzako urikufamba nemakomba asiriwo😂😂😂😂😂😂
These guys are doing so well. Vovo kumusha fits you so well😂😂😂😂😂😂😂
Shuwa nezamu iro zvikumatcher😂😂 😂😂
Saru ngwara iwe 😂😂😂
Ozemwa na Vhovho 😂😂😂😂 perfect match 😂
Acting iyi yave kuseri ndozvataida from you izvi mave kubata basa manje pamberi ne4 seasons 🎉🎉🎉
Mai vaJhati muroora Saru mamuda Sando dzenyu
Pamberi asi dzimweni nguva mwana unodawo kuzvisarudzirawo uyo anoda sarudzo dzake