ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
I'm a Muslim but Iove these songs so much .Great vocal
Batai basa vanhu vaMwari God bless you all
Batai basa ramwari nyama nemweya zvichada stayed blessed brethem musaneta nerimwe ramazuva tichabata tiripamwe stay focus
Amen kune rima hakuendwe . Tichengetei baba. Dai mauya baba nyika yakurema
Yuwiii murume waniko uyu😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkk I was about to ask that tooo kkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Dai mauya baba
Immmmm baba avo kuimba vanoda ASI ngoni dzakanyanya kuvabata
Mr Linos Mujehe well-done
Linos Mujee keep it up my boy
Njamou
Kuimba muno imba chaizvo asi baba avo vari pa leading vocal kakuzodzingudza musoro ako ummmm hakana kundiitira mushe ...
Why
Muno muHarare iri kupi churrch iyi
Where in Harare ,is this church
Kkkkkkkk
Haa kkkk baba strong yakawandisa kkkkkk
Great stuff indeed mr Mujehe
True sir
Is he Mr Mujehe is that the same as Mr Mujeye ndoda kuziva mukuru ava pamwe tingabata tose pashoko ramwari,he is great indeed pakushumira mwari
ummmmmnn leader iyo boe hre
Energy
Amen
Ameeen. But varipa leading avo yoooo energy iyo maihwe zvangu.
Munotendwa pamberi nekumurumbidza
Church iripi iyi mujorbug
Iripi ko church iyi mu Cape Town
Hotaaa dzakabatwa baba vari paleading vocal avo mupositora akakwana kutofunga kure hangu mufunge
Keep it up
Zvakaoma
🙏🙏🙏🙏
Zvinofadza vanhu varipazvinhu zvavo
Kkkkkk kwava kupenga uku
Any contact for direction
where is this church
Mvhvoices. This church we are worshirp god at whichdeon borrowdale harare along domboshava road. New ruponeso apostolic church. Sir
@@darlingtonkanyama7743 Thanks hama ndapaona, ndinovimba nenyasha dzamwari ndichasvika panyama asi pamweya ndatovapo. Hope you will upload more vids please, Thanks munhu wamwari
@@MVHVoices its oky sir tokuonai masvika munhu washe mangwana tiriko zvekare then musi wa 08/03/2020 tine bigsunday kune ropafadzo.
@@darlingtonkanyama7743 Amen ndinotenda munhu wamwari
Amen dai mauya baba tatambura Tipeiwo mamwe ma video or WhatsApp number
kuimba varikuimba havo but havanzwisise zvavanoimba kanazvavarikuita
Kkkk kkkkkk .kkkkkk

Amen dai mauya baba tatambura
Tipeiwo mamwe ma video or WhatsApp number