ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Chief Mutasa i just like the way he addresses everyone with respect hazvinei nekuti akaita sei.
Mazviita changamire wangu ndatenda asekuru well done
Kkkkk mbuya munenharo kkkk vasvotwa chief
Hanzi kanzvimbo kangu😂😂😂😂😂
Munhu anyenga mukadzi wangu😂😂😂😂😂🎉
Changamire Raramai nokusingaperi. Makaropafadzwa ne wisdom nedenga.
Mambo mtasa tk the world
Baba awa😂😂
Moto_chief
Mambo Mutasa havatongio nhau dzaitika kuno ku joni here ndine nyaya yangu inoda mambo mutasa pliz help🥲🤭
Kana uchibva mudunhu ravo unoenda wonokwira dare ikoko, but kana vasiri mambo vako then unoenda kumusha kwenyu kuna mambo wako.
Vanotanga futi! Cape Town ndokwega kusingatongeke
Chief secretary vavo ane arisrs kunyora manotes
Hamugariri basa tinokutendai veTichkach,
😂😂😂😂Vanhu vacho havanzwisise ndati😂😂😂
Sabhuku nemurume umwe uyo kkkk
Munhu akaimba kanzio kako ako ndikamuona ndoda kumupa mombe
The guy echoing the chief is annoying
Kich kachi improve on video quality. Asi moshandisa Itel. Your videos are not even stable