Tete Stella taurai chokwadi nyaya haina kuiswa kumapurisa even yakaiswa kumaputisa hawana chawakabetsera nacho Nyaya yakaiswa kwa tete Tilda kusvika mapurisa azopindirq after yaiswa kwa a tete Tilda ndokuputika kwakaita nyaya Tangoti tiyeuchidzane
This is sad, but at some stage we must accept that Ishmael's followers were/are willing and consenting adults. We must blame them as much as we blame Ishmael
Zim goverment must now introduce new law to ban all masowe to solve this problem, zviri kureva kuti haasi Ishmael chete dzaka wanda dziri kumasowe ,ukaona mukadzi anofarira masowe ihure rakahwanda, kana ari murume imhobwe hombe inopfura luccifer
Tete Stella taurai chokwadi nyaya haina kuiswa kumapurisa even yakaiswa kumaputisa hawana chawakabetsera nacho
Nyaya yakaiswa kwa tete Tilda kusvika mapurisa azopindirq after yaiswa kwa a tete Tilda ndokuputika kwakaita nyaya
Tangoti tiyeuchidzane
Comment yandanga ndichitsvaga,,thank you
Haa chokwadi ngatingopei tete tilder maruva avoo,
Mapurissa akazonyara kunzi munotya ishue
Aunt Stella mava pa level yana Oprah chaiyo.Munogona henyu basa renyu rekubvunzurudza 😅😅😅
Oprah chaiyekk
Stella giving us quality update God bless
Hmmmn I haven’t seen such a supportive family🙌🏼 Ubuntu still exist🇿🇼
Such in laws are for keep vanerudo vagare vakadaro VA support amaiguru. Thank u Tete Stella
This is sad, but at some stage we must accept that Ishmael's followers were/are willing and consenting adults. We must blame them as much as we blame Ishmael
Thank you Aunt Stella for the update nebasa ramuri kubata ropafadzwai nashe ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Vanzvadzi machechi Aya inyaya yenzara,vakungoromba vonyebera machechi.iyo hurumende isinganzwe tsitsi seyi.
Well done vanabamunini makamira namaiguru venyu l salute you
Ahhhh iye Siribhinya uyu ahanzwe fani...😮
Anooneka kuti inharadada dundira mutsime chaiye
Dzinza rakabatana iri❤ dai tirisu vamwe chero vafa hapana anokurwira, family iyi munodadisa
Siribhiniyo iii yeah zvakaoma zita rinongoratidza kusakwana kwake
😂😂😂😂
😂😂
Amana😂
Thanxs Tete Stella
Thanks aunt Stella
Thanks Auntie Stella for an update
Good job my lovely sister❤
The wife should just come back at his rural and rebuild for her children& grandchildren.
Yaaah family iyi ndaida mhani ndiko kunonzi kubata ende madzibaba Ishmael mujeri ngavaende mhani baba kuuraya Mwana wako Shuwa nekuda church
Hie Stella Zama kukurumidza kuposter bcz hey ndinenge mdanzwa nekutsvaga nyaya kudestiny apa ndenge ndichida kudzima from yu bcz unogoma journalism
Wise words fromsekuru
Inorwadza church iyi chinamato rudzii chinokuti hausisina hukama nehama dzako dai vanhu ava pfungwa dzavo vavhurika zvinorwadza
Hooo baba vaHezel vanonzi siribinya ibinya zvesure
Aunt appreciate Tilda akaisa on air kuti tisvike patasvika apa imiwo.murikuita basa guru
True
Nyaya iyi ndeye kumaraini kwedu chaiko chikurunhe inga zvakaoma
Ishumairi kujeri canaan iyo ngaibhurwe vanhu vadzokere kumisha yavo .tinotenda nekufambisa zvakanaka bsa ngazorore murugare
Thanks cista Stella we love bsa guru ramuri kuita plz continue nebsa rakanaka iri
Zvikwambo zva Ishmael zvaitoda ropa chairo ndosaka aida vazvare vasina family planning vamwe vachifa gore mwana umm ngaagare kujeri ikoko
RIP hezel😭😭😭
Siribhiyo kaaaa
Iro zita rekuti Siribhinio aaaaa😂😂😂
Vana bamudiki awa vane rudo
😢😢😢
Munogona basa renyu sister Muusha
Rip hezel
My heart is broken veduwe💔💔💔
Munogona sis Stella
Mai va Hezel ndino vatendawo chose vakarwisa kuti mapfupa aya auye nyangwe Destiny musina kutaura navo. Ndinoti kwavari Nematambudziko munhu kadzi wakadhinga chose.
post motel
😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂
❤love u mom Stellah
Zvimwe zvese bhoo asi pakusazobetsera apo mongozouya kunyaya ipapo chinjai
Thank for the update
Siribiniyo atova church leader aaah
RIP Hazel
addicted to destiny tv
Same here😊
Same here
Siribhiniyo ngaagare ikoko kana kutongerwa rufu
Church iyi ngaibanwe
Zvakaoma shua 😢
Chokwadi munhu hadi wemunhu 1
Hmmm lokhu kubuhlungu kakhulu
Imisebenzi ye Zanu yonke leyi ,
Kunzima
Tete ndimi mega,mataura zvine huchenjeri,
RIP
Mwana haasi we munhu 1
Masabhuku anopfek regalia yezanu.ndi Ed atipa t-shirt
Zim goverment must now introduce new law to ban all masowe to solve this problem, zviri kureva kuti haasi Ishmael chete dzaka wanda dziri kumasowe ,ukaona mukadzi anofarira masowe ihure rakahwanda, kana ari murume imhobwe hombe inopfura luccifer
Anosvota mhani masowe. Kupusiswa vachisungiswa mazidhuku
@@elaineofgod1442 ukaona madhuku machena Ziva Kuti mahure ekuma sowe nzenza .
@@muchmuleya9651 Ehe nemadhirezi ewhite kuviga chihure
Hezel igamba
Umm zvonzwisa tsitsi izvi but chokwadi chaicho ndechekut Ishmael akagadzira vanhu ava nemvura dzezvitunha nezvikwambo akaromba Ishmael akava ini shiyeta vese muhuipi hwake so zvotoda deliverance chaiyo minamato yavane vachipiwa ine yakadogadzirwa vakaputirwa vese ava
Ndochokwadi chakakwana
Aunt Stella well done ne questioning yenyu munogona
Sisy Stella big up
Takuku follower wakapenga munogona
Idoer dee siribhiya
Rest in peace Heziel
"Siribhiniyo" akarwadzisa dzinza rese😢😢
We want to see madzibaba playing and open doors at jail
Magonesa ne update
Atleast hezels mum has closure now
Madzibaba ngavagare mujeri
Siribhinio imboko chaiyo
Ishmael ngaafire mujeri
Mwana akatambura uyu chikuru azovigwa mumusha haaa church idzi dzakaoma dzimwe dzacho umm munhu osvika pakufunurwa here zvorwadza veduwee
Chimbonditererai vhuramai ....
Rest in peace Haz
Post moterm yati kudii ndoozvatiri kuda kunzwa nekuziva
Tinotenda nebasa ramuri kuita ,ibasa guru ramuri kuita ,chokwadi.
Hakuna chinamato chinoparadza upfumi nekupesanisa nehama
Ma Satanist aya hakuna church yakadaro.Church yose inoda kurutsiswa!!.Shame on you Ishamael 😢
Tomboti ishue afaa nhsi vanodii
Zvakaoma chokwadi
Siribinyu ndipo pakabva mhepo dzese ipapo mamwe mazita amunopa vana soo
😂😂
😂😂😂😂
😂😂
Cannan ngaivharise wese ariko anange kwake
Masowe ose mgaavharwe for good ,vanhu vairi Kubota misikanzwa kumasowe vachiziva Kuti hazvi kurumbidze kuwonekwa
@@muchmuleya9651 in the 1990s zvinhu zvaivabho pakangotanga zvana madzibaba things went wrong
Ishmael muroyi wakaromba
Auntie Muusha
Postmontem
Mhoroi Aunt
Hezvo zvaari mwana wekumusha kwangu nhai hezel zororo murugare hezel
Siribhinyo
Second name yaSatani
Tete church iyo ngaiparadzwe hakuna chinamato chakadaro
Siribhinyu izita rudziiko iroro ndorakamupa mhepo
😂😂😂😂😂
Ndomazita emapositori 😂 anana Dhanyeroshi
Ndeeku masowe
Sando kunatete Tildah
Kufunga kuti Siribiniyo ndakadzidzanaye same class ,ayitotamba bhora
Xem Siribiniyo sure
Ndekupi kumusha kwavo
Ko sei hurumende isiri kudzinga vanhu ava kwavari uko vadzokere kwavakabva
Dai ndiri President ha ndainzi ndine hutsinye chaihwo dai ndayono pwanya zvese kunzvimbo iyi pasara pasina kana chinhu
@@user-bv1eo4wd9k panenge pasina hutsinye APA zviri kuitika handizvo
Post motel
Ndasvika pacomment yandanga ndichitsvaga 😂😂😂
😄 🤣 😂 😆
Thought ndakanganisa kunzwa
Tete vati ivo post motel hatisati tainzwa kuti munhu akafa neyi.
Post post post motel pliz
Nhaimi asi munhu after 6month anenge ava mabhonzo here
Anenge asati flesh inenge ichipo yakanamirana nemabonzo
Mabonzo chaiwooo..hobye dzakadya
Ishmael uchiita denga rekugugura mweya yevanhu yawakatambudza yakawanda