Guys don’t argue spiritually it’s God’s doing he is trying to protect you and that child you are carrying, God always protect his people now go ahead and look for another house. She is not the one who is talking. Again because of that anoint never stop praying and pray for wisdom as well. Stay blessed
Mwari anototirakidza oona aikaka tuvanhu hatusi kuterera then he will ise ka force aka. Hanzi kukika datya kuriyambutsa. Isu tajaira zvechigandanga😂 Mwari akatoona kuti tiri nhinhi. This is an upgrade zveshuwa😊
guys this is very common kana munhu ane nhumbu varoyi vanenge vatitotya kuzofa nemoyo wekudya mwana ,my mom faced the same when she was pregnant with my little brother 3 days after he was born takadzingwa pamba kutozonzwa kuti gogo havamisi so rather be happy and move somewhere else mari inotsvakwa asi you cant buy upenyu
Gogo ava I need her number ndimbo taura navo. Asi Ryanesu I think you should leave in peace cause vanenge vane muyedzo apa manga mato feel at home. Aihwa I need her number chokwadii. I love you guys plz like my comment Ryanesu and others
If it's possible Tangai kuposta some of the videos pa Facebook page penyu munowanawo cheuviri coz l believe you have got this mhani you so funny and friendly vanhu imi ❤❤
All l can say is you guys dodged a bullet zvemvura rinotongovawo drama haro gogo vatsva ava naHoly Spirit. We thank God mabvapo musina kukwadzwa🤍….isiyei chembere iyi we move fam najuju wedu🎉❤
Haaaa ibvai henyu in peace, isusu takadzingwawo earlier this year, but it was a blessing a disguise . Pamba ipapo paitove nezviripo , tichibvq months later zvinhu zvakavhurika , kuvhurika chaiko chaiko
God has a way of taking you to higher levels guys ... Dont stress yourself. Chitongotendai Mwari pamwe manzwengeswa panezvimwe zvaizokukanganisai . It is well 🙏🏾
Some things are difficult to understand shame😢 I have a feeling pane zvimwewo ini, but at this point we can only say Jehovah sees, and He knows. At the end of the day, all things work out for the good of those who trust in Him. Sending hugs🫂🫂🫂
Mukunamata zvikuvhiringaaa Gogo There is no.toungable reason but u guys spiritualy mukuvavhuringa And for you to be safe its ok ibvai henyu and dont feel bad about it ...God is gonna show u the reasons one day n you will say takaita tikabvaaa
Haa gogo Anesu havatomude yuwii😅 According nezvavari kudaira ,bad blood chaiyo but Motoshingisana muchienda guys ,everything happens for a reason ,life is full of ups and downs but tinokunda chete for there is a God in heaven
I think its old age pamwe vakurwara Gogo😂😂 am very sorry my fav l think lets move out coz once she mentioned kuti ibvai pamba pangu moita nharo or kuramba muripo hapanakidze pamba pacho
Guys diaries of hupenyu, let go and let God deal with her. Mai Chidavaenzi neSitua…. Yenyu ibva don’t trust these gogoz vanenge vakabereka , mwana wedu please. Mwari vanokupai penyu soon
It is well... Haa they are landlords like that. Iny wangu akandikwidzira rent achindidzinga kwakundinyima my deposit apa when i didn't break annything. I believe kushata kweizvi kunaka kwezvimwe ❤❤
Musarwadziwe vanangu u are being elevated to a higher level. I went thru hell 10 years ago while renting. Taisiya tachinja environment padzimba idzodzo but ndaisada zvetsvina asi ma landlords vakangoona matenga something rent vaikwidza. Pamwe takasvika pakunzi mota dzenyu dzichativhiringa tine zvikwereti pano. But right now we own 3 stands and 5 cars pamba pedu panotonzi pa garage😂😂. Musatye igodo chairo ibvai nemufaro dnt reason navo. U are highly favored.
I would advise you guys to move as soon as u can due to your situation Anesu it’s for your own good to move out of her place for the safety of you and your baby guys .u never know where your is not physical but spiritually her reason it’s not making sense and she don’t have proof of you selling the water . All the best guys . I can say it’s God who is fighting for you wish u all the best guys ❤❤❤❤
Gogo vakarwadziwa nekalife kenyu chete hapana chimwe,it z well everything happens for a reason maitozochema dai makaramba muripo More grace my darlings ❤️
Mandifungidza I once rented pamba pakadaro mbuya iyoyo yakashifter bedroom ravo kuisa pane tap kty pese pandovhura mvura vanobva vavhura curtain 😢and it's started to get worse pataita mamid night prayers vaimuka vachipopotera mvura until vaty chibvai pano same story sherm 😢😢machembere acho if you are prayerful you are a threat kwavari
Don't worry guys it's God's will. He wants you to welcome your baby in a new environment. Imagine having to deal with that when the baby is already here. We can never understand God's will but it's his way of protecting your new family and don't let it put you off. Everything happens for a reason trust me.❤
Because it doesn’t make sense kut vakakupai notice ya 31 Dec vakuti budai now vakutoti ndikuda peace of mind Havasi kurara Mwari ari ku dealer navo this is spiritual
@@AshleyMandioperabecause you cant live in a pigsty sha. My landlord reduced my rent abatikana nezvatakaita pamba pavo. We stayed there for 5 years then bought our own. God can not trust u with something u cant keep. Any resonable landlord will appreciate such a tenant
Hmmm gogo ava vane something,the reason is not even valid! Because munhu ane moyo wakanaka plus ane moyo wekubereka chaiye will never make a pregnant family move out just like that.... I feel like God removed you for a reason ,otherwise it's a new beginning 🙏 💯 ❤🎉.Sending prayers❤❤ ❤
Eish, that is so just so wrong veduwee 💔...but havade kuitiswa nharo, we never know kuty vakatsika pai.....mwedzi wakapera budai....tinokuvadzirwa mwana..... manifestation yehuroyi haingobude husiku chete hanty???😂... Anyways, chiregai ndichinokumbira ruregerero reBlue Tick yandaitira baba vekuno ndakumhanyira kuTH-cam kwaRyanesu😂😂😂.....
Dont worry guys, ndiMwari vakubvisai ipapo probably that place was not safe for the baby spiritualy. The same thing happened to me after having a miscarriage ndichigara pandaigara, ndakazoti nda almost due to deliver takapihwa shot notice my husband akaramba kuti tibvepo because mutemo unoti 3 months notice muridzi wemba akatya kusungiswa takagara l delivered my baby tiri ipapo guys mwana aisarara takazobvapo tichimhanya kutiza nemwana.. the day we moved out mwana akanorara ku new house kubva that day mwana haana kuzombonetsa. Zvinoitika especially kana uchinamata
Safe delivery mai Chidavaedzi, may God protect you and the baby. Hauna kumitiswa Anesu, you are married and hubby aripo hence hakusi kumitiswa. Of course labour pain is the same kune akamitiswa ne ari married. Be strong mummy Sending you lots of love❤
Turning lemons into lemonade 😂🔥 tikutogadzira mari nayo situation iyoyi
Guys don’t argue spiritually it’s God’s doing he is trying to protect you and that child you are carrying, God always protect his people now go ahead and look for another house. She is not the one who is talking. Again because of that anoint never stop praying and pray for wisdom as well. Stay blessed
Taura hako...
Yeah thus true, l experienced the same but kuri kubasa but handina kuita nharo l just left peacefully and l knew God is protecting us
too true
i agree with the comment section- this is more spiritual than physical..mbuya vabatwa batwa neprayer life yenyu mavapisa
Nguva yenyu yekuti muite move on to a better place yakwana, don't stress. God has a way of taking you to higher places!! Watch the space
Mwari anototirakidza oona aikaka tuvanhu hatusi kuterera then he will ise ka force aka. Hanzi kukika datya kuriyambutsa. Isu tajaira zvechigandanga😂 Mwari akatoona kuti tiri nhinhi. This is an upgrade zveshuwa😊
Did Anesu just say yellow yellow guys😂😂😂😂😂I’m dead already
guys this is very common kana munhu ane nhumbu varoyi vanenge vatitotya kuzofa nemoyo wekudya mwana ,my mom faced the same when she was pregnant with my little brother 3 days after he was born takadzingwa pamba kutozonzwa kuti gogo havamisi so rather be happy and move somewhere else mari inotsvakwa asi you cant buy upenyu
True
New place, expecting our baby
New beginnings guys we move ❤️❤️❤️🥂
zvakaramba zvavaida kuita move out havaite gogo avo becareful
Amen
You clashed spiritually nagogo
Exactly ana Anesu they pray and the devil is mad
True
Chokwadi otherwise,she didn't have a valid reason
Munowana pamwe pakanaka
You're right
Gogo vanoroya saka mwana ari mudumbu arikutoda kuzvarwa bt not pamba ipapo ndosaka vakukudzingai makatakura mwana ari powerful
Gogo ava I need her number ndimbo taura navo. Asi Ryanesu I think you should leave in peace cause vanenge vane muyedzo apa manga mato feel at home. Aihwa I need her number chokwadii. I love you guys plz like my comment Ryanesu and others
Wasup with the new video we are waiting for the arrival of the baby boy.... munondiitira the Chidavaenzi family ❤
Ibvai henyu imi dzimba dzizere dzakanaka ,, ku kava datya kuri yambutsira
Ryan is like my husband anongoti siya babe tozvisira kuna Mwari ini ndendichitoda😂😂😂
Gogo wanted kudya mwana but zvakaramba saka vakunzwa hasha😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂
Vane zvavaida zvikaramba kanenge kamuroyi chete gogo ava
If it's possible Tangai kuposta some of the videos pa Facebook page penyu munowanawo cheuviri coz l believe you have got this mhani you so funny and friendly vanhu imi ❤❤
All l can say is you guys dodged a bullet zvemvura rinotongovawo drama haro gogo vatsva ava naHoly Spirit. We thank God mabvapo musina kukwadzwa🤍….isiyei chembere iyi we move fam najuju wedu🎉❤
Right. Gogo vakarwadziwa ne mota fullstop!😂😂😂
Nonsense ya landlord!God will bless you with a proper conducive environment ❤❤
I think Gogo has Dementia for real real or makaita ma prayers mukavhundutsa zvinhu zvagogo
@@MelzSibs zvesure hazvisi normal zvavakaita inini ndabatikana hangu
I think so too either she is sick or zvinhu zvavo zvaneta nema prayers enyu
Mvura inonyimwa munhu here. 😔💔
Anyways Mwari vane chinangwa and he will make a way for you guys
Eish, sorry guys 🫂🫂🫂 just know zvinhu pazvinodaro God will be opening better doors for you
Hanzi iyo mvura yomboita mariiko 😂😂😂😂😂Mai Chidavaenzi vaitoda sherm
Vanga vachitoda😂😂😂😂
Anesu naRayn makatakura munhu mukuru waMwari zvashaisa gogo rugare chero kutombinogara namhamha endai munowana penyu ikezvino Mwari varikukupai yenyu pachezvenyu isiri yekuroja
Haaaa ibvai henyu in peace, isusu takadzingwawo earlier this year, but it was a blessing a disguise . Pamba ipapo paitove nezviripo , tichibvq months later zvinhu zvakavhurika , kuvhurika chaiko chaiko
Kkkkk I am curious kuti zviri zvakavhurika😂
God has a way of taking you to higher levels guys ... Dont stress yourself. Chitongotendai Mwari pamwe manzwengeswa panezvimwe zvaizokukanganisai . It is well 🙏🏾
It's a blessing in disguise ,zvinhu zvese zvoshanda kunaka
For the safety of the baby ibvai ,it is a sign pamwe you are too strong for her spiritually!!
Gogo ava Muna ngwarira gyz munokuvadzwa shem mkavhiringa zvinhu zvagogo mumaprayers umo,,,,,wy vasina moyo wekubereka sure mnhu akazvitakura voti chitotamai ,,😊
Babyyy aramba kugara mu toxic environment don't worry Mwari vane zvavakurongerai
Shuwa
Amen shuwa iyoyo pamba pane toxic
Some things are difficult to understand shame😢 I have a feeling pane zvimwewo ini, but at this point we can only say Jehovah sees, and He knows. At the end of the day, all things work out for the good of those who trust in Him. Sending hugs🫂🫂🫂
Mukunamata zvikuvhiringaaa Gogo
There is no.toungable reason but u guys spiritualy mukuvavhuringa
And for you to be safe its ok ibvai henyu and dont feel bad about it ...God is gonna show u the reasons one day n you will say takaita tikabvaaa
Haa true
Tangible
Guys ingozvibvirai henyu
Chokwadi
It's a blessing in disguise. You might not understand why that happened, but it will make sense one day
Haa gogo Anesu havatomude yuwii😅 According nezvavari kudaira ,bad blood chaiyo but
Motoshingisana muchienda guys ,everything happens for a reason ,life is full of ups and downs but tinokunda chete for there is a God in heaven
Mai chidavaenzi to the people😂😂😂😂hanz mvura ingaite mariiko😂😂😂😂😂😂
What I have learned in life kana zvadai ibvai mabuda kana mangwana chaiwo
I think its old age pamwe vakurwara Gogo😂😂 am very sorry my fav l think lets move out coz once she mentioned kuti ibvai pamba pangu moita nharo or kuramba muripo hapanakidze pamba pacho
umm shame , sorry guys but anyway i feel kut there's smthn behind chete na gogo ivava.. Mwari ndivo vakunzvengesai , life goes on.. love yu guys❤
ASI mvura ingaite mari koo😹😹
Haa ibvayi henyu
What she wants is peace of mind 😹😹🙌🏿
Gogo is allergic to babies l think 😬so scary budai henyu in peace don’t fight or exchange words naye.
It’s fine guy’s you will find a better place
God will provide he’s a provider
Guys diaries of hupenyu, let go and let God deal with her. Mai Chidavaenzi neSitua…. Yenyu ibva don’t trust these gogoz vanenge vakabereka , mwana wedu please. Mwari vanokupai penyu soon
Amen ndafarira point yako Ray just leave everything kuna Mwari ❤
It is well... Haa they are landlords like that. Iny wangu akandikwidzira rent achindidzinga kwakundinyima my deposit apa when i didn't break annything. I believe kushata kweizvi kunaka kwezvimwe ❤❤
Musarwadziwe vanangu u are being elevated to a higher level. I went thru hell 10 years ago while renting. Taisiya tachinja environment padzimba idzodzo but ndaisada zvetsvina asi ma landlords vakangoona matenga something rent vaikwidza. Pamwe takasvika pakunzi mota dzenyu dzichativhiringa tine zvikwereti pano. But right now we own 3 stands and 5 cars pamba pedu panotonzi pa garage😂😂. Musatye igodo chairo ibvai nemufaro dnt reason navo. U are highly favored.
Thas good vanangu. Regai zvakadaro Mwari wanoziva. Vengeance is for the Lord.
Yess I know the reason. But just leave that place.❤❤
I would advise you guys to move as soon as u can due to your situation Anesu it’s for your own good to move out of her place for the safety of you and your baby guys .u never know where your is not physical but spiritually her reason it’s not making sense and she don’t have proof of you selling the water . All the best guys . I can say it’s God who is fighting for you wish u all the best guys ❤❤❤❤
Pihwai deposit yenyu mubve imi ndiMwari vakubvisai pamba ipapo you will find a better place but deposit ngavakupei
I’m sure Gogo varwadziwa ne progress ne lifestyle yangu😂😂but anyways it’s cool just move in peace sezvo mwana needs to be in a peaceful environment
@ryanesu l advice you kuti siyanai nazvo its nolonger a good enviroment for you and the baby budai guys ,you will find a new peaceful home
Ahhh after all those renovations you guys did🙆🏽♀️gogo vawana mumwe munhu anopinda mumba
Mutakure macurtain rods enyu
Your child is a blessing ❤
hmmm ugogo kukhona okushaya amanzi
Gogo vakarwadziwa nekalife kenyu chete hapana chimwe,it z well everything happens for a reason maitozochema dai makaramba muripo
More grace my darlings ❤️
Gogo vasi right munyika dzomweya 😢imhepo yaNovember.. Mukuvakanganisa territory yezvinhu zvavo
Tese nyaya tirikuiziva
Saka chakakosha hupenyu
Mwari kazhinji vanenge vatotirongera zvakanaka mberi asi isu hatizvione .
You are blessed Mwari vanemi mabviswa muEgypita 😅😅😅
Kuenda Canaan
Zvisirei kuna Mwari zvesure Chidavaenzi fam…you guys will never lack,God is so faithful
Mandifungidza I once rented pamba pakadaro mbuya iyoyo yakashifter bedroom ravo kuisa pane tap kty pese pandovhura mvura vanobva vavhura curtain 😢and it's started to get worse pataita mamid night prayers vaimuka vachipopotera mvura until vaty chibvai pano same story sherm 😢😢machembere acho if you are prayerful you are a threat kwavari
its a blessing in disguise guys ,a nicer house ikuuya❤❤❤
Guys kutaura chokwadi mbuya ava vane Dementia , at this point vanzwisisei hurwere wega wega 😂😂😂😂 ,anyways hazvinakanabasa guyss makatowanana imwe imba ❤❤ende tongoramba tichikudai ..
True 😂😂😂 I dementia iyi
Very true it comes with age. I dementia iyo
😂😂😂
Vanoroya gogo, vakutadzai muchadenga umu she can't handle it. Budai zvenyu family❤
ini im already excited kuenda to the new house🎉🎉🎉 zva gogo avo and her drama ameno😂😂😂
Ayii😹
Ndarwadziwa i really don't want you guys to stress.Havatorina mukanwa gogo vacho iiii.But i assure God has a good plan for you
Don't worry guys it's God's will. He wants you to welcome your baby in a new environment. Imagine having to deal with that when the baby is already here. We can never understand God's will but it's his way of protecting your new family and don't let it put you off. Everything happens for a reason trust me.❤
Gogo ava vanoroya
And God has fought this battle for you guys matotsaurwa she wanted to do you and the baby bad. But vakundikana
Tendai Mwari 🙏🙏🙏
Because it doesn’t make sense kut vakakupai notice ya 31 Dec vakuti budai now vakutoti ndikuda peace of mind
Havasi kurara Mwari ari ku dealer navo this is spiritual
Regai vasare neimba yvo hazvina kushata new bby new house coz iiii havatonzwidise
your child is your blessing ha the spirit of witchcraft yaramba kushanda pa mwana 👊👊👊ndatobatikana the way Mai chidavaenzi explain
Advice noted Mai Chidawaenzi💯💯💯 23:21
Zvinowanikwa izvo sometimes spirit ye bundle renyu haina kuwirirana nenzvimbo. I personally shifted at 36weeks and munotowana a peaceful home
Haiwawo ibenzi gogo ava inin I'm like Anesu agh ndodaira mweya
Ehe ngava repotwe vanozojaira . Iam sure ndoo hunhu hwawo. It's good makaita move on. Siyai mbuya iyo. Better things are coming your way.
vane rough imbwa yemunhu 🚮🚮🚮🚮🚮Hanz deposit yamedzwa ahhh she's s a witch ,,,vele I don't understand this deposit thing
Me too especially if you're not using the full main house. Tirikubirwa takatarisa....
Haa these things are spiritual that's all I can say, just move it'll all make sense pamberi apo
Anesu's reminder at the end of the video🙌🤣
Musabatikane ndimwari coz gogo vanogona kutidyira mwana ,budai fast fast we love u family. Tatakusuwai
It’s a blessing in disguise, pamwe panezviripo, panorema and with a new born aisarara. Mwari will relocate you to a safe home 🙏💕
The last remark, "... and remember musamitiswe, musamitiswe guys😂😂😂😂😂"
Apa effort yamakaisa kunakisa imba iyoyo guys ummmm vane hutsinye
Imagine vane hutsinye
Wy would you renovate a house that is not yours.That is the soul reason .
@@AshleyMandioperabecause you cant live in a pigsty sha.
My landlord reduced my rent abatikana nezvatakaita pamba pavo. We stayed there for 5 years then bought our own. God can not trust u with something u cant keep.
Any resonable landlord will appreciate such a tenant
Truly speaking pane zviri behind pana gogo avo coz haungaty mukutengesa mvura usina proof
😂 😂 😂 😂 😂 Gogo vakatovhiringika pfungwa ava
Hmmm gogo ava vane something,the reason is not even valid! Because munhu ane moyo wakanaka plus ane moyo wekubereka chaiye will never make a pregnant family move out just like that....
I feel like God removed you for a reason ,otherwise it's a new beginning 🙏 💯 ❤🎉.Sending prayers❤❤ ❤
Dai vakawana munhu asingavape mari in time, Kasoro kenyu gogo
God is taking you guys to the next level of life kukikwaa kwedatya kuyambutswaa
This is more spiritual than you think
Very sorry guys , gogo vangafunge kuti murikuitengesa mvura imi manje
Eish, that is so just so wrong veduwee 💔...but havade kuitiswa nharo, we never know kuty vakatsika pai.....mwedzi wakapera budai....tinokuvadzirwa mwana..... manifestation yehuroyi haingobude husiku chete hanty???😂...
Anyways, chiregai ndichinokumbira ruregerero reBlue Tick yandaitira baba vekuno ndakumhanyira kuTH-cam kwaRyanesu😂😂😂.....
Sure ngavabude zvavo coz hatidi maproblems
Ryanesu you did very well by choosing peace and moving .Dont let this get to you Anesu I think uri mu Labor🙈
Tsvagai kumwe kwekugara,ipapo hapasisiri penyu. Tinovatenda Gogo nenguva yatakagarisana navo.Please musavaitise nharo just move.New Chapter,New Environment,New Opportunities.
You're praying to a living God your prayers 🙏 are being answered and this happened for a reason God loves you
Nhumbu ina baba inoita madanha sure,yekumitiswa unosvika pakupona pasina kana kushinyira😂😂😂😂
Plus deposit piwai mazwa ere , inini ndakatora makeys epamba vakandipa deposit yangu iyazveeee
Mwana ane makomborero hake uyu that’s all I can see in the situation 🙌🏽😭😂sorriyi zvenyu asi endai henyu kunice prettier house 🥹
Last part mnje😂😂😂😂😂😂😂usamitiswe
Don't stress vanangu ,it is about time Muzukuru vedu haapade ipopo wish you will find a better place
Dont worry guys, ndiMwari vakubvisai ipapo probably that place was not safe for the baby spiritualy. The same thing happened to me after having a miscarriage ndichigara pandaigara, ndakazoti nda almost due to deliver takapihwa shot notice my husband akaramba kuti tibvepo because mutemo unoti 3 months notice muridzi wemba akatya kusungiswa takagara l delivered my baby tiri ipapo guys mwana aisarara takazobvapo tichimhanya kutiza nemwana.. the day we moved out mwana akanorara ku new house kubva that day mwana haana kuzombonetsa. Zvinoitika especially kana uchinamata
Safe delivery mai Chidavaedzi, may God protect you and the baby.
Hauna kumitiswa Anesu, you are married and hubby aripo hence hakusi kumitiswa. Of course labour pain is the same kune akamitiswa ne ari married.
Be strong mummy
Sending you lots of love❤
Safe delivery imi manzwa kuti mvura ndaisiya ndachererwa yekuwacha tuhembe twemwana
Nxaa it’s okay move guys God protects you in different ways and everything happens for a reason
lam sorry l even wanted to ask Kuti are you guys okay the way yamanga makanyarara but shit happens in life don't worry it is well lovelies ❤❤❤
Iwee even neni ndaigarovafunga everytime yhoooo
My best couple.. don't worry munoiwana imba
ignore a fool to avoid noise😂😂😂
Yuwii kulodger kwakangooma but wish you the best guys pamwe ndiMwari vakukunzvengesai Havana kumira mushe gogo ava cz reason yavo Haina musoro vaifanira kunzwa tsitsi nesituation yamainn haidi preassure nxaa vandibowa
Gogo vane new client
Sudurukai mai nababa Chidavaenzi at peace. Stress not guys hanti
Vanoroya vaida kudya mwana wenyu
Don't worry my lovelies God wants you to be in a better loving place with your new born. Just leave in peace. This is God elevating you 🙏