Vana ngavazvininipise baba ndibaba hwzvichinje nhasi uno Mai vamaionererwa navo vakafa Saka makudei kunababa Mai venyu zvavainyiba baba bonde maizvifariraka maita baba munhu asina basa hamusati matanga baba ndibaba respect yakakosha
Baba ava variku shungurudzwa nema choko avari kupomerwa chero zvakanzi vakatadza ,he deserves to be respected it's not easy kuvigirwa kufa kwemwana vako
Hahahahaha sekuru Murime vaishandapa clinic apo opposite nepamba pedu😂😂😂pedu a lot of. Apa he was so quite vaisataura nemunhu vachizvipfekera uniform yawoyeku GRJ
Haa mudhara dai mangoitao moyo wokubara vana vana vanoda kuda kùsungurwa hongu vakatadza asi pamwe matowanao pokuvanda napo vamwe vanongoti kt ndichene hambai vana tione pane problem
vana ngavakumbire baba ruregerero vazvininipse kuti vabatsirwe kuti vakafa vavigwe zvakanaka zvekuti baba vaiva nemushonga izvi kwakungotsvaga nyaya dzisipo kana baba ava vaiva nemushonga vana ava vangadai vari kutaura kuti vamwe vana vakafa ava baba vakauraya vakaviga voga isu hatina kuziva kuti vanhu vakafa takutoziva izvezvi nekubuda kwaita nyaya asi nechikonzero chekuti vana na mai ndivo vakaita secret yavo voga zvongoratidza kuti baba ava vaiva vasimba ndosaka vakasarudza kuno gara kwavo voga huye vana vaivimba na mai havana kuziva kuti wavari kuvimba naye achiva misleader rimwe zuva achamuka asisipo and mutorwa asi matambudziko emumhuri achangoda baba ne nzinza iko kuchengeta secret yakaoma kudaro zvega zvinongoratidza kuti mai ne vana vaiva magandanga chaiwo kana mdara aka bata akatozobatira wokuzvidzivirira ku mhandu dzaaiti mhuri yake
Baba ava variright varikungoti vana ngavaripe thats all tipedze nyaya manje zvimwe zvimadhara zvirikuramba mumafamily umu 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅 vandinakidza mdhara uyu
Zvimadhara zvekare izvi zvinoomesa misoro manje ende zvikafuratira, zvinotofuratira hazvo nemoyo wese. Vana ava vatori pama 1 chaiwo asi dai vangobvuma kufamba havo vozvichenesa vobva vati kana ndakachena, vana chiripai, asi handione mudhara achibvuma uyu
Mudhara uyu ari right.wana ndoimbwa dzewanhu.mwana anotaura zvemubedroom yababa namai akazviwana kupi.baba wakura asi achiri kufunga kana wana wakaramba baba wari 7 ngawauye wese wakumbire ruregerero.munodzinga baba pamba baba wararama 24year musingaziwe kt wadyei wapfekei muchifara baba wachitambura nekuti makushanda.mobata zvikwambo zvenyu namai baba asisipo makuti ngauye agadzirise nyaya dzenyu nekt maane problem dai zvisizvo wana wasina kumbotsvaga baba.hapadi tsitsi apa.
Part 1,2&3 playlist iri pano th-cam.com/play/PLWwQTW408h6d9GwOsmWSgmOs5EASfMjWj.html P4 irikuuuya
Vana ngavazvininipise baba ndibaba hwzvichinje nhasi uno Mai vamaionererwa navo vakafa Saka makudei kunababa Mai venyu zvavainyiba baba bonde maizvifariraka maita baba munhu asina basa hamusati matanga baba ndibaba respect yakakosha
Baba Taps muri rudadiso ❤❤❤❤❤ kugona hakumanikidzwe 🎉🎉 much love tisakanganwewo kutenda musiki nechipo chehupenyu nerudo seKaranganda family ❤❤
An intelligent old man not sure if he is talking the truth or false.
Innocent Oldman
Very intelligent taura hako
I love this old man ❤
Baba ava variku shungurudzwa nema choko avari kupomerwa chero zvakanzi vakatadza ,he deserves to be respected it's not easy kuvigirwa kufa kwemwana vako
Zvimadhara izvi zvinoromba kana mazogara and hazvibvumi
Ummmm nyaya iyi yakakurisa.Varoi,mabhinya nembavha havabvume zvekumhanya
Bt pafeya munhu Anga anemushonga yakasimba mukadzi
Mukadzi akabva nemushonga ku Moza uku
Munhu akaromba/varoyi nemabhinya vnhu iva havabvumi nyaya dzavo vakatanga kutsanangura unotovanzwira tsitsi zvobatwa voti tuzu tuzu
Mudara uyu itsotsi akangwarisa tomuch nyaya yewurobwa anoiziva
Ngavaise mweya yevafi Pana baba vavo vamboona you tsekwende
ASI kuviga mnhu Vega uuuum ndazxtya
Kamurume kakangwarisa aka.....karikunzvenga mhosva vakangwara baba ava nyaya dzese vanodziziva
Vasiyeyi sekuru avo, Mai vevana vaizivana pakuroya. Vaiviga vamwe Vana namai secretly why??
Something fish apa wow both sides panenyaya 😢😢😢😢
This old man is very wise! It gets a bit confusing. I have a different view after watching parts 1,2 and 4
Baba ava ka vanoziva zvese kungwarisa kwacho ka
Kushayavo here wataura about voice ramudhara rinomboenda pa1 roenda pa2
😂😂😂 vakangwara sekuru ko kuzozvida mambozviona hre
😂😂😂😂😂😂😂Iweee
Pakuchinja kahwi ndopandavaita suspect itsotsi sekuru ava
@@patiencemapfumo4669 ummm taura hko vane zvavanoziva vakangwarisa
@@moleenmutopo3411😂😂
Mudhara uyu itsotsi rakangwara batai Anozviziva zvenyaya idzi😊
Hahahahaha sekuru Murime vaishandapa clinic apo opposite nepamba pedu😂😂😂pedu a lot of. Apa he was so quite vaisataura nemunhu vachizvipfekera uniform yawoyeku GRJ
Trouble causer dimai baba uyu aririvht 100%
True but isu vana ngatideyi vabereki vose zvakaenzana tisateerere godo ramai kana rababa
Mudhara uyo itsotsi.ngaasunungure vana vagarewo zvakanaka
Nyaya dzekuti waditadzira ndiripe zvakabvepi asi tichitadzirawo Musiki everyday asi tinoregererwa pachena baba regererai vana venyu mubatane nemhuri
Haa mudhara dai mangoitao moyo wokubara vana vana vanoda kuda kùsungurwa hongu vakatadza asi pamwe matowanao pokuvanda napo vamwe vanongoti kt ndichene hambai vana tione pane problem
Baba huchi dzifambirei nyaya idzi, vana ngavavigwe zvakafanira ndoochivanhu chedu
Nemakudo akaviga ma siblings secretly must be punished kwamambo.
Kumwe kuromba marwadzo saka pamusha paye pane mhiko yekut hapafanire kuchemwa apa rufu ruri mutemo waMwari. Nhas vana vopinda tsekwende nezvinhu zvisina bsa vnhu tisadaro
Iye God uyu dai aidaira live pamwe aaiti musatamba neźita rangu imi
Very wise man ♂️. The problem ndeyevana vakatenga ma sides, vakabikwa now hapana achamira navo Mai hapachina. Sad indeed
This old man is making sense but is he saying the truth
Baba manyanya kutaura kuti mwari mwari makachena here imi
Mai ne Vana vakashaisha kutaura chokwadi kuviga vanhu baba pasina
Trouble courser sekuru vanotaure chingezi awa
Chingobatiranai nevana sekuru mugadzirise dambudziko riri mumusha ripere ndimi baba vemusha
Baba Ava imbavha
Vari kuhwanda Na God.
Kasekuru ajka kanonyeba ,chokwadi anochiziva
Baba avo handivachenesi ndovaziya hamave vakangwara vakabata chokwadi
Muchenjere kupumha vanhu nezvavasina. Vari kunyatsotaura wani kuti kuvengwa. Apa akadzidzisa vana kuzvikoro
Mukuru uyo ari right anotoreverwa nhema
Ndofunga it's a case yokuti akarwara pfungwa uyu. Sad
Vanhu vacho awabvumi. Uchiona vanhu chero vakabatwa chibharo vachinyarara nekuti zvinokonzera madivision mufamily plus iwe vacho unotoiswa mukona zvekuti unodemba kuti chandazvi tangira@@zvazvazva1270
Mdara uyu is clean..mai ndivo vakanobata vakapinza mdara mu syndicate
Quality pics baba Taps
Excellent
Mdara ari right Mai ndivo vaive nyoka
Aah baba ndimwi mwakaroora muroi venyu, vana vakakumbira kuti titsvakirei mai akadai. Mirai nyakufa auye kuhope kwenyuyo😢
Baba Ava itsotsi chairo natso vatarisai zvknk vakanga vakaromba vese nemkdzi wavo ASI vakazopandukirana nekuda kwemushonga
vana ngavakumbire baba ruregerero vazvininipse kuti vabatsirwe kuti vakafa vavigwe zvakanaka zvekuti baba vaiva nemushonga izvi kwakungotsvaga nyaya dzisipo kana baba ava vaiva nemushonga vana ava vangadai vari kutaura kuti vamwe vana vakafa ava baba vakauraya vakaviga voga isu hatina kuziva kuti vanhu vakafa takutoziva izvezvi nekubuda kwaita nyaya asi nechikonzero chekuti vana na mai ndivo vakaita secret yavo voga zvongoratidza kuti baba ava vaiva vasimba ndosaka vakasarudza kuno gara kwavo voga huye vana vaivimba na mai havana kuziva kuti wavari kuvimba naye achiva misleader rimwe zuva achamuka asisipo and mutorwa asi matambudziko emumhuri achangoda baba ne nzinza iko kuchengeta secret yakaoma kudaro zvega zvinongoratidza kuti mai ne vana vaiva magandanga chaiwo kana mdara aka bata akatozobatira wokuzvidzivirira ku mhandu dzaaiti mhuri yake
Bba avo vanogona vasina chavanacho zvesure
Shuwa hako vanogona vari Mai vaivavakatoromba izozvivindi zvokuviga vanavavo voga chii asi munhu wemukadzi
Taura hako
Haunyepi
Hazviko akabata mudhara uyo... Vanozobvuma vadzwanywa,unozonzwa vakuti ndaisimbasa musha. Varoyi vanoramba.. Kungoti mishonga yake yakakurirwa neya mai..
Baba ava variright varikungoti vana ngavaripe thats all tipedze nyaya manje zvimwe zvimadhara zvirikuramba mumafamily umu 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅 vandinakidza mdhara uyu
Ngavamboende kwa Mukotsanjera first kana vakachena woriowa
Its not easy vana vakatadza ngavakumbire ruregerero please nemoyo wose baba havadi mari awo
Mubereki uyuu chero ariwrong zvake but vana vakabatana namai kuvenga baba ichocho chivanhu chichanetsa kuvana vavo
Haaa pakaipa Sadza razorwa majarini haaa pakaipa 🙌
Some how l believe this old man
Mombe ishoma pamunhu mombe 3 pamunhu kana vasingade ngavagare kumba kwavo
Zvakaoma hazvo bab imi matadza here kutaura kurinane than kuti chirema chiyaaaa
Anyway mdhara ramba hako but you know everything hako chisunugura hako mhuri
Am not alone am with god 😂😂😂😂😂😂😂
Bt mudhara uyu mawonero angu ane kakuhwanda kaainako panyaya yehurohwa iyi haadi kubuda hake pachena
Kamuroyi aka
Baba vakunyepa cz vana were very young vakanoromba namai sei.?
Mai vavo ndovanga vakabata kubva kumusha kwavo
Sure kushinga kuviga vana vaviri voga uuuu
baba ava vakangwarisa kuvhundutsira nekuzvambarara pamubvunzo.
Mwari anoda wose mbavha..varoyi azvinei anombonyeperwa kune zvimwe zvezvimwe asi mvura achingonayisa hake muminda yevanomutadzira
Zvimadhara zvekare izvi zvinoomesa misoro manje ende zvikafuratira, zvinotofuratira hazvo nemoyo wese. Vana ava vatori pama 1 chaiwo asi dai vangobvuma kufamba havo vozvichenesa vobva vati kana ndakachena, vana chiripai, asi handione mudhara achibvuma uyu
Mudhara uyu ari right.wana ndoimbwa dzewanhu.mwana anotaura zvemubedroom yababa namai akazviwana kupi.baba wakura asi achiri kufunga kana wana wakaramba baba wari 7 ngawauye wese wakumbire ruregerero.munodzinga baba pamba baba wararama 24year musingaziwe kt wadyei wapfekei muchifara baba wachitambura nekuti makushanda.mobata zvikwambo zvenyu namai baba asisipo makuti ngauye agadzirise nyaya dzenyu nekt maane problem dai zvisizvo wana wasina kumbotsvaga baba.hapadi tsitsi apa.
Old man akaoma musoro
Ndini first nhasi
Apa mudhara ava kuda kuunganidza hake mombe dzekuripa kutadzwa kwakaitwa nemukadzi wake kwa Mambo
Baba havana mhosva ava mai ndovaiva vakaipa
Awunyepe iwe😊
Vana ngavakumbire ruregerero zvifambe hapana kana chinoita kana baba awa varamba
Thanks baba Taps🎉
Sekuru vakangwarira nde mnyaya yekuromva hNdione varimo dambudziko ndimai nevana wy vakachengeta secrete yakadaro kwemakore saka dai vasina kuona matambudziko vangadai vakangonyarara zvavo mafungiro angu kuoma moyo kuvika pakuchengeta secrete yekufa kwevanhu kutadza kunzwa hana kurowa here
Kmudhara aka kari kutivhara kuisa jarini pasadza handichingwaba nyaya iyi munoiziva
What's the way forward mudhara vana vachema chema
Iri tricky nyaya iyi
Very tricky
Vana tezvara vacho vachiko hre
Kkkkk hazi mwarambe kubvisa magumbezi ndotokwidza muripo ndaakude mombe
Thanks BaTaps
Munhu akabata ane problem. Padiki Padiki hama dzangu
😂😂😂siyai baba awa imi Mai ndovaiwa honzeri
Hanzi kana uyu chirema uyu😅😅😅baba ava ka
😂😂😂 baba ava varikuziva nyaya yese vese nemukadzi wavo vaizivana 😂😂😂 asi vakungonyarqra kutaura chokwadi
Hapana munhu wakarambaanobvuma
Kkk hanzi wonyame inini wope n’anga haa mkuru ane zivo uyu
Hanzi time time baba ava bho here
Vava wachembera sunungura vana ndivo vachakuchengeta musadaro
Pane nyaya hombesa
Baba mucalard vakafanana nemuscana
Vazukuru vasekuru kana pamba ipapo pauya vanhu rovai zvisingaite kurovachaiko
Mwari vakachengeta mukuru uyu, ❤
Respect bba tapis makayip mdhr
Mai ndovavakatoromba chaiko muroyi chaiye chii chinopa simba rokuviga vana wega kuchera makuva wega iwe urimutorwa mai vavakaromba mhani zvokurevesa
Mudhara akaromba namai uyo mushonga wakapanduka chete
Baba ava vanoziva nyaya😢
But mudhara uyu vana vake ayivada sure ndinoona mai ndiro rainge dambudziko pamhuri iyi.
Pachivanhu mdhara arutaura shona chaiyo vana vakashaishira baba kuripa kuriko vana vakakwana kwana munyaya dzisiri dzawo, remekedza vabereki nomatter what.... Munotanda botso dzidzayi kuchengeta vabereki... Vakadzi vanokonzeresa mudzimba and otsvaga support kuvana...
Zvimadhara izvi zvino hwañda nge chechi Sekuru sunungurayi vana
Mudhara uyu I tsotsi anoziya nyaya yake 😂😂😂😂
Musanetsa mudhara uyo pliz enda kunamai venyu vafana imi endai mogara pamusoro peguva mangwana ndimi muchaudza vamwe kut vakuru havatukwe
Ini i think mukadzi ndiye anga akaromba but murume aizviziva nokutima Moskeni mushonga anobata
Kamhuru Kane 4 legs in Mr marines voice😂😂
Dai maitya Mwari maisaita zvamakaita izviii
Vanhu musati kana vanhu vakura vanoroya
Iwe kana usati waroiwa nyarara hauzive zviri mumisha umu
Parikunaka pano ndaswera ndakati dheshe sofa rese kuti chuu machulasto 😂
Sekuru vakangwara ava
Chirema chiya😅kuseka nhamo serugare
😂😂😂
Mudhara uyu njere dzanadzo ndedzake here huruzvi hwevana unahwo mudzororake
Kane 4 legs kkkkk mudhara uyu skangwara kkkkkkk chii chinonzi 300 kamhuru kkkkk