ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
I can't have enough of thi😮s song,by far my best,thumps up Gasa.
Ndaingonzwa kuti simbi hombe,yah apa ndopanati simbi hombe no pressure zero ita tunhu twako wangu isu vatsigiri tiri tiii.
❤❤❤❤❤❤❤❤ song iyi hama yngu inoda kundichemedza waiva wafungei Simbi hombe
Akadzikisa gejo mukomana
Vaye vaiti Huzukwende huyai muchinzwa kugona kweuyu ane respect kuma elders ake
Matanga netunyaya twenyu twekupenga makanzwa baba vaHuzukwende vachiti ndatukwa nemwana wavo here? Zvaakaunganidza vanaZhakata,Madzibaba,Soma etc pasong asi haasi ma elders?
Ndadzoka futi umm wakagona Roma, keep the good work bro
This is deep at Simbi Hombe, mandichemedza zvangu. Keep up the good work ❤.
Uku kugonesa well talented it up the good work
This is the best of you Chibaba
Tigonzwa vachiti top 50 number 1 haizi yaGasa🙄🙄 panochohwa munhu
This track is powerful so powerful Romeo...Siyakuthanda mfowethu e Plumtree
Romeo apa wadzikisa gejo wangu,, ummm. Gwazi hameno zvako naRomeo......... Romeo Gaza wakandikoshera
Thanks gasa, ndiripachinhoyi zvangu
Mmmmm quality sounds mdara macheso anofanirwa kuenda kuma studio aya kwete kwana Nyamhondera vachamurasisa
macheso aaneyake studio
My best song 🎵 hah apa wakange wakagarwa
Izvi zvinoda kutendwa baba nice music keep fire 🔥 burning
for sure sungura is in safe hands now
Iyi inogona kuve best paalbum iyi regai timbonzwa kuti paneichakunda iiyi here pisa
Aurevi nhema ipapo
waya yarohwa apa 🔥🔥🔥
Neku yutube ndinewe mupfanha Romeo ndipe masongs angu haasi ako
You got your place up up there in Sungura…..wasnt familiar with your game…..this is so clean and soul soothing.
Well done Romeo Gasa Simbi Hombe
Gasa ummmm apa ka apa ummmm. Simbiiiiiii hombeeeeeee
Simbi hombe magumbukei marovero awaita this year keep my words chimuti ndechako jealous down wakatora nguva yako kusanganisa wire nemashoko
🎉❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉totapirirwa
Makabata Basa, well done. Mupei maruva ake uyu
You're so talented
U are on another level, sungura music is in safe hands
❤ haaa iyi isimbi hombe chaiyo une chipo mwana wamai thanks a lot
Romeo Romeo simbi hombe asi ukano recorder Germany respect hapana ruzha apa quality ✅🇿🇼
I was waiting for this song ndangoona tittle ndikaziva kuti azvipere mushe
Well done baba you worked hard on this album
Not noise dziya
Well done Mr Gasa
Munoimba mkoma keep it up
Simbi Hombe Simbi Hombe 🔥🔥🔥⚒️🎻🎸🏃💥
Romeo gasa ndokuti simbi hombe
Strong message bra,
Simbi hombe🔥🔥🔥
Unogona uye zvakatsiga
Simbi hombe❤❤❤❤
Well performance Romeo Gasa, do it so that they will know Who are you🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤❤❤
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 Ummmmm uyu ma1
The sound quality is excellent 💯
Yaaaa nice songs gasa ❤❤❤ well done
Chakanyanya ichi❤❤❤❤
Inzwai waya idzo ichi chipo hadzisi shungu
Wakapedza apa🔥🔥🔥
Sungura yakabatwa guys 🔥🔥🔥🔥 umwe mudhara ndiye chete akabika nyemba this tym
Hahahaha, manje vari kuramba kuti vakabika nyemba.Uchatoona vachiita number 1 Top 50
Uchatoona achingonzi number hakusisina fareness in this world. Izvi zviri pachena Romeo aenda nechimuti
I mean iye mudhara wenyu uyu Macheso
Bhama huchi irii 🔥🔥🔥
hoka hokaaaaaaaa💥💫💯
Samanyanga zvaonekwaaa
Romeo Romeo Romeo masports wakupedza
🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 ❤❤❤❤❤ welcome bro
Nice music
Inzwai nice museve uyo guys
Haaaa ini andichisina zvakutaura ndakuterera chete coz hmmmmm wapedza ma sports apa pa stage pacho unogonesa haaa u deserve a crown well done
Vakasadzidza Sungura pauri na Simon hapana kwavanosvika.
Rhythm pa 8th minute ma 1 💥🎸💥🎸
munogona kuteerera music wangu
Famba my bro Simbi Hombe
Murimukuru babaGasa, manhoma tirikunakirwa
Simbi hombe ihombe guys (power music🥹❤️
this time hakuna kugona kunodarika uku gara , ikozvino wapa top of the rest ohh
sound quality ndini ndega ndirikuinzwa here uyu chibaba ichi
Matanga haana ruzha uyu✅
Umm excellent 👌
Gasa unogona wanzwa
Sungura is in safe hands,I agree
🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤❤❤totapirirwa
Ini ziii zvangu
Sweet song 🔥🔥🔥🔥
Haa wakumberi Gasa
🔥🔥🔥🔥🔥
Extra Valembe kumberi kwekumberi manje
Gore rino tinonakirwa ne pressure zero
Hoyooo 🎉
Iwe mfanha iwe ka🤞...
Best 🎉🎉
Yauya Simbi Hombe
Nice song
Ramba wakadzvanya
Keep working
Ehezve👊
hes good
Iyi isungura chaiyo iyi
Simbi hombe
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Irikunaka iyu
Good project
Muri kugona rambai makadaro
Pakabatwa basa apa.
Ndiwe ukrira
Uyu ndoreplacement yapapa shero kwete zvimwewo kkkk
Replacement yekudii regai munhu apushe zita rake ivo baba Sharon vaka replacer ani? Hanty vakagadzira ravo zita
@@Madzivas kana usingazivi chinonzi replacement haunyarari here kare vaiveko wani vana dembo iye macheso hant atochembera wani
@@tinobvukutah768 ska kuchembera kwake kunoita aiswe replacement? Hanty kunouya new generation chte
@@Madzivas wadzoka wega wani
@@tinobvukutah768 kudzoka kupi pane pandataura zve replacement?
ICHOKWADI TAKASIYANA TAKABVA MUDUMBU RIMWE ASI HATIFANANE GODO MWANA WEMUROYI AKABEREKWA MUSI WAWAKAITA COMPARISON KUT SEI TISINA KUFANANA
Unogona kudarika Macheso nevana vake
Album iri manyama
Simbii hombe
Gitare ma1 chibaba launch iriko riini
Simbi Hombe apa wakarova jealous down
Far better than uya wekasoro
Obert Gomba
ISIMBI HOMBE ZVOMENE
Zvese ma lyrics nemagitare zvakarongeka. They're both arranged in correct order
Magitare aya haana ruzha

Hahahaha, manje vari kuramba kuti vakabika nyemba.
Uchatoona vachiita number 1 Top 50